THE CLOSURE DNA SHOW: S10 EPISODE 24 (SEKE PART 2)

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 5. 11. 2023
  • Welcome To The Closure DNA Show
    The Platform Of Realities!!!
    Season 10 Episode # 24 EASTLEA
    Paternity DNA Testing
    PART 1
    • THE CLOSURE DNA SHOW: ...
    📲The DNA Man 📲 +263719428436
    Instagram: / theclosurednash
    ...
    Facebook: / theclosuredn
    ...
    TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
    ...
    ---------
    Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our CZcams Channel: czcams.com/channels/n2d-FKT.html...

Komentáře • 1K

  • @wamz8477
    @wamz8477 Před 8 měsíci +89

    I have never cheated my husband since I married him in 2008 to date, however because vamwene havandide vakaudza mwana wavo kuti ndinohura ndakanga ndaparadza imba yasisi vangu. Ini naMwari tisu toziva kunyepa. He tomented me for years believing that I cheat but I never cheated him. Hatina kuzomboita peace and his trust for me was destroyed. I feel deeply hurt by people vanotaura kwavasina kuswera. Not all accused are cheters veduwee. Kana usingadiwe mumarriage nemurume kana hama unogadzirirwa nyaya zvekuti unopererwa. Upenyu hwakaoma zviriko izvi. Kana usati wasangana nazvo kunyarara kuri nani.

    • @cassandraker
      @cassandraker Před 8 měsíci +1

      So sorry love ...Zvichanakawo rimwe ramazuva my sister❤

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 Před 8 měsíci +1

      Musoro wenyaya uri pakudi haudiwe nemhaka dzeyi? Munhu haungomuka wakavengwa ka semuroyi

    • @chypomuj
      @chypomuj Před 8 měsíci

    • @christieultd
      @christieultd Před 8 měsíci +1

      I v been there

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Před 8 měsíci

      ​@@mbizi4573iwe vese vasingakude iwe wakaitei huye wakavatadzirei.... Naivo vausingade iwe vakukutadzira vese huye vakaitei

  • @getrudechikwaikwai7625
    @getrudechikwaikwai7625 Před 8 měsíci +14

    I hope Tinashe Mugabe Foundation offer counselling. My fellow sister needs it. She has gone through so much abuse and stress.

  • @Tendaiblessings
    @Tendaiblessings Před 8 měsíci +21

    There is no excuse for rudeness nomatter what you have gone through, especially to people who never did anything to you and actually want to help. This woman's attitude is bad.

    • @kudzaiczenda1884
      @kudzaiczenda1884 Před 7 měsíci

      Because you haven't been there my friend

    • @rudobee6137
      @rudobee6137 Před 6 měsíci

      Wait for it. You will come and testify one day. That lady is no rude. She went through a lot

    • @nyashahungwe8946
      @nyashahungwe8946 Před 6 měsíci

      There are women who have gone through the most asi unopindura zvakanaka.Kuzviuraya kwapinda papi?The traumatic experience the children have gone through wanozivei apa atuma kunotenga mshonga wemakonzo.Munhu unosimba kurwira vana kwete kuvashukumeza iwewe vacho futi.

  • @dianambuwayesango9017
    @dianambuwayesango9017 Před 8 měsíci +11

    Mai ava murwere zvake
    Dai Tinashe avaendesa kupsychiatry hospital vaadmitwe
    Kana kunamata kwacho vanonamata seyi
    Vanoda rubatsiro rukuru

  • @Taff45
    @Taff45 Před 8 měsíci +198

    We can bash this woman all we want but as for me i am honestly disappointed with this man. From day one he just accuses Madzimai of infidelity but the truth is he has another woman. Its a shame anopumha Mai vemwana vake chihure pasina kana proof hake. Why dont you just say i want to move on without all these petty accusations shuwa. This is unfair.

    • @shumbashava247
      @shumbashava247 Před 8 měsíci +16

      I agree and disagree, kune munhu anongopumwa asina mhosva.did you hear here pekutanga,"everything else might be but vana ndevake".The wife is very rude the guy moved on,did you want kuti agare asina mukadzi kana akahurirwa

    • @shumbashava247
      @shumbashava247 Před 8 měsíci +13

      Only a very stupid woman gets impregnated neboyfriend iwewe uri pane umwe murume.Even the boyfriend will be foolish kumitisa mukadzi wemunhu.saka it doesn't need a negative result to prove chihure

    • @GladysRumbidzo
      @GladysRumbidzo Před 8 měsíci +1

      Apa achifurirwa nechimuzukuru chiya

    • @hildasengweni4003
      @hildasengweni4003 Před 8 měsíci +9

      Ini handina kufarira baba ava hangu Mai kurwadziwa uko ivo ndovanoziva zvavakapindana nazvo kusvika tazovaona

    • @carolineburawa3565
      @carolineburawa3565 Před 8 měsíci +7

      That's true iye agara akuda zvesmall house chete

  • @user-tf6qq2pj5j
    @user-tf6qq2pj5j Před 8 měsíci +44

    Haaa vaMugabe makasimba mosangana nemaclients mandururani but u always humble yourself,hats off to you

  • @mercymurape901
    @mercymurape901 Před 8 měsíci +51

    This woman was deeply deeply embarrassed and deeply hurt .This man started mistreatment to a terrible state, he cheated and thought the wife is doing it too.l feel sorry for her and the children. She is answering from deep pains and depression. Forgive her
    Murume ndiye akatanga mabasa erima. He spread lies about her in their community and you can imagine what people said .She is still hurting.

    • @fungxyz805
      @fungxyz805 Před 8 měsíci +5

      It's true. She was embarrassed just because the man wants to please the other wife. Really sad

    • @carolineburawa3565
      @carolineburawa3565 Před 8 měsíci +1

      Ichokwadi

    • @monicaasefa3810
      @monicaasefa3810 Před 8 měsíci +1

      @@fungxyz805 the mainini might ne one telling the man to test the kids. What a shame.

    • @bonniemagumo1943
      @bonniemagumo1943 Před 8 měsíci +1

      This woman is not well mentally. The man dodged a bullet

    • @ngonimupotsa5261
      @ngonimupotsa5261 Před 8 měsíci +3

      Kana usasade mukadzi chingorova pasi zvakanaka usashungurudze mwana vevamwe.
      Uchahurirwa hako neGirlfriend yako iyoyo iri kukufurira nekuku nyepera kuti vana havasi vako.
      Uchamufunga hako mudzimai uyu vakurwara.

  • @prosperplumbers5098
    @prosperplumbers5098 Před 8 měsíci +50

    Foundation irikuda kubatsira amai. But she is very rude

    • @user-ng2rn6uu4q
      @user-ng2rn6uu4q Před 8 měsíci

      It's true very stubborn kapenz

    • @re_buildZim
      @re_buildZim Před 8 měsíci +1

      Yes i think that's why vakaesvana nababa hameno zvavari

    • @ceecee618
      @ceecee618 Před 8 měsíci +7

      Ahh ndiyani angade kugara nemikadzi ari rude like this. Haiwawo. Kana kutenda Foundation haana kutenda. So boring. Akaneta zvinobhowa.

    • @esierayner533
      @esierayner533 Před 8 měsíci +3

      This lady needs to humble herself Tinashe wants to help but her stubbornness zvakaoma😊

    • @lindamuzemba3993
      @lindamuzemba3993 Před 8 měsíci +2

      ​@@esierayner533hope u watched the frst episode this lady need counseling aishungurudzwa

  • @bellesk36
    @bellesk36 Před 7 měsíci +17

    I understand what this lady is going through but there’s no need for her to be rude to the vaMugabe who’s only trying to help her.

    • @natalielangamadigane3402
      @natalielangamadigane3402 Před 7 měsíci +1

      my point exactly and she is on the show because she agreed to be there but here she is acting like a wounded baboon

    • @MutenhaFam3
      @MutenhaFam3 Před 7 měsíci

      Taura hako wangu even she is right we became attacking her , anosvota uyo
      Ari kuda kutobatsirwa even vana kuti vaende kuschool vawane zvavanoda but she's being rude
      Nxaa a disgusting wife

  • @christieultd
    @christieultd Před 8 měsíci +4

    Vamwe varume denga vachaita rekugoogla. Kufuririka nesmall house zvichapera asi newewo munhu unenge wapera. Chinorwadza vana vanosuffer yet they never asked kuti vazvarwe. I understand how this woman feels. I v been there. Zvinorwadza kupumhwa nekurongerwa nyaya dzausina kuita. I pray God heals this woman by His spirit and blesses her nevana vake.
    Thank you DNA man and Tinashe Mugabe Foundation for being the father to the fatherless. God bless you

  • @praise9221
    @praise9221 Před 8 měsíci +46

    Sad..A man can just walk away and get another woman and forget about his promise to love his woman and leave the children with the woman

    • @bonniemagumo1943
      @bonniemagumo1943 Před 8 měsíci

      Who can stay with such a lunatic? Don't you see that this woman is mentally challenged

    • @SamkwamunakuR4
      @SamkwamunakuR4 Před 7 měsíci

      I guess u should also watch first episode then conclude😢

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 Před 8 měsíci +23

    Yes she is hurting but vane kaattitude problem. The man really destroyed her.

    • @dzawandamutawu2034
      @dzawandamutawu2034 Před 8 měsíci +3

      Chokwadi she is rude apa Tinashe ari so cool

    • @clararity
      @clararity Před 7 měsíci +1

      @@dzawandamutawu2034when a person is hurting and her heart is shattered to point of depression u can’t say she’s rude. She needs counselling

    • @stevenmalinda1647
      @stevenmalinda1647 Před 3 měsíci

      vari rude zvekt madzimai ayoo

    • @virginiamutandagai7907
      @virginiamutandagai7907 Před 29 dny

      Ndoma effects ebitterness th pain is unbearable 😢

  • @jo-annmahaka
    @jo-annmahaka Před 8 měsíci +30

    If you've never dealt with a narcissistic person, you won't understand this. From what he said in the beginning, he believes he has finished her & he feeds off her pain. Thats why she refuses to give him a reaction. The more riled up she is, the happier he will be. I've seen a man rejoice in causing depression & laughing at a grieving loved one for grieving their friend. Some people move amongst us but have such complex mentalities that its not fathomable to the normal human being. I pray for her healing. He is nothing to cry over. Less than mediocre in every way! Its a shame that sometimes life gives is experinces and nothing is ever the same.

    • @bekezelamaposa3651
      @bekezelamaposa3651 Před 8 měsíci +1

      Hapana apo mai vari rude avo, go and watch part 1. Kana wapumhwa iwewe usina chaunoziva there is no reason to react the way she did. Haagarike naye mukadzi uyo period!

    • @user-ns9np6wk2k
      @user-ns9np6wk2k Před 8 měsíci

      Uyu mkadzi ihmm idemon chairo

    • @user-ns9np6wk2k
      @user-ns9np6wk2k Před 8 měsíci

      Iko kadhuku kuvhara hunhu

    • @Lizzy-wy9xj
      @Lizzy-wy9xj Před 7 měsíci

      Vanhu havasi kuziya narcissist iwe kani chinhu chinonzi empathy hachimo mavari kani

    • @nishamukute7052
      @nishamukute7052 Před 7 měsíci

      ​@@bekezelamaposa3651i spprt u 100% zvmwe zvakuit hazvisi necessary apa

  • @nigelsas347
    @nigelsas347 Před 8 měsíci +37

    the guy fell in love with a different woman and tried to have a good excuse to leave his first Wife.

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 Před 8 měsíci +1

      Munhh kana awana zvimwe ngafambe ayende asiye mukadzi achigara in piece nevana vake.varume ndozvavari it’s a shame 😢😢😢

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Před 8 měsíci

      ​@@ethelsawadye4023murume ngaasiirwe vana vake mukadzi ayende ... Ku new marriage kwacho kunobva kwanakidza

  • @annienai
    @annienai Před 8 měsíci +52

    I hate the fact that mr mugabe is trying to help nemwana and she's giving him an attitude apa she's receiving help from the foundation as well 😢ungrateful to its core

    • @greaterchinyowa6060
      @greaterchinyowa6060 Před 8 měsíci +10

      She is just too hurt. Vanhu react and get affected zvakasiyana .

    • @tambudzaimuzhuzha6917
      @tambudzaimuzhuzha6917 Před 8 měsíci +8

      ​@@greaterchinyowa6060too hurt yei kusatenda chete Mai avo

    • @villageelectricalcontracto4861
      @villageelectricalcontracto4861 Před 8 měsíci

      i think amai ava was too hurt that zvana tinashe atori ma drama .i feel for her ,to some of us it needs 10 years to get away with such situation ,imagine stayind with a husband for such a long time otanga kuramba vana vaakaita newe .mumwe munhu anozviuraya chete .she is strong amai ava@user-ee7dl5fm9g

    • @user-hu1jy1le6h
      @user-hu1jy1le6h Před 8 měsíci +11

      ​@@greaterchinyowa6060she is rude mai avo, ngavaitire murume wavo rudeness not Mr Bota, varikutodzinga mablessings because varikuonekwa nevakawanda vanga vachida kutovabatsira

    • @KudzasheChidhuza-pm5sb
      @KudzasheChidhuza-pm5sb Před 8 měsíci +4

      Taura hako ini zvandibhihwa sei ah

  • @rosehairgallery
    @rosehairgallery Před 7 měsíci +19

    Nothing beats the pain of being accused of things you didn't do only becoz a person found someone and wants you out of their lives..

    • @Taff45
      @Taff45 Před 7 měsíci

      101% right. Thank you

    • @nicemanchigwaza6558
      @nicemanchigwaza6558 Před 7 měsíci

      Remember kt apa pakatestiwa vana dai kwaive ne machine unotesta futi kt bota harina kudyiwa hr ndopataiti vakapunhwa

  • @user-mc4fx3cl1w
    @user-mc4fx3cl1w Před 8 měsíci +12

    Mai ava vane demon chairo,rude , bitterness ne spiritual husband.Unobetsereka sei chero councelling apo haishande

  • @fadzaimajengwa912
    @fadzaimajengwa912 Před 8 měsíci +56

    My heart went out for this lady what she went through made her what she is today. Varume vanorwadzisa

    • @andrewtaderera9791
      @andrewtaderera9791 Před 8 měsíci +1

      Zvirikwese munhu anogona kusaita honest iwe wamupa mimba kudara

    • @Mbegabulawe
      @Mbegabulawe Před 8 měsíci +1

      Don't you think is another way round ?

    • @fadzaimajengwa912
      @fadzaimajengwa912 Před 8 měsíci +2

      @@Mbegabulawe zvogona kudaro hazvo but ndaona sekuti murume was just trying to find an excuse by accusing mkadzi iye akatoita move on kare

    • @jamesbond1157
      @jamesbond1157 Před 8 měsíci

      She did pick him 😢

    • @innocentsithole2752
      @innocentsithole2752 Před 8 měsíci

      Dear mkadzi uyo kudai waive murume ungagare naye here ? Ndamboda kumu supporter but attitude yaaisa kuna Mugabe is very wrong ndatoona pane dambudziko rose

  • @zanele905
    @zanele905 Před 8 měsíci +11

    I understand her sometimes pain can Chang you
    You can be rude or silent
    The other thing the husband something else
    I went true the same trauma
    My replies are always ready

  • @Sports-72428
    @Sports-72428 Před 8 měsíci +29

    A like for our 🧬 dna man❤

  • @princessforprince6126
    @princessforprince6126 Před 8 měsíci +24

    If stinking attitude was a person.

  • @christinemangwiro
    @christinemangwiro Před 8 měsíci +12

    Tinashe i lyc the way you are so cool even if someone is rude

  • @felistaschitonga
    @felistaschitonga Před 8 měsíci +21

    Mdhara maigara sei nedemon iro? Mai avo vakataura from the start kuti havana kupusa zvekuhura vana- now hatichaziva kuti vakatombohura here or not. Either way, mmm havagarike navo. Rough iri kudirwa Tinashe iri kungotaura kuti kadhara ako kaive mu fire

    • @user-vr9sr6pm4x
      @user-vr9sr6pm4x Před 8 měsíci

      Kuhura kune basa rei varume chete ndoovanemvumo yekuhura

    • @lizzymazambara1002
      @lizzymazambara1002 Před 8 měsíci

      Rough yavadira Tinashe ndeipi

    • @emmagaba9798
      @emmagaba9798 Před 8 měsíci

      Taura hako vanhu vanongot mai ava vakakanganisirwa . Saka kuhura mwana ndo solution here

    • @rojamillerover
      @rojamillerover Před 8 měsíci

      ​@@user-vr9sr6pm4xwakakwana here iwe

    • @runyararo7237
      @runyararo7237 Před 8 měsíci

      @@lizzymazambara1002hauna kunzwa vachimuti it’s none of your business here abvunza what people in her area are saying 😅

  • @tarynhira9646
    @tarynhira9646 Před 8 měsíci +13

    Hanzi hunti vatoudzwa kudhara yooh mai vane attitude inosvota avo 🙆‍♀️🤣🤣🤣

    • @JaneMurwira
      @JaneMurwira Před 8 měsíci

      Unotoshaya kt vanodzidziswey kumasoe ikoko shit dzenyu mapostory.

    • @teresateresa6875
      @teresateresa6875 Před 8 měsíci

      Hababatsirike avo ibenzi

    • @emilymlambo6833
      @emilymlambo6833 Před 8 měsíci

      Ndazvitaura last time when she said ndozviuraya nevana ndikati kovana vapinda papi pakunetsana kwenyu nababa Ava

  • @patiencechideudhliwayo8089
    @patiencechideudhliwayo8089 Před 8 měsíci +9

    Girl and women empowerment solves cases like these. Mukadzi haasi mudziyo mukadzi munhuwo!!!! Never give another human being power to destroy you to this extend. An empowered woman will know when to stand for herself and is financially emancipated. As for this "man' I have no words for him

  • @christinemangwiro
    @christinemangwiro Před 8 měsíci +16

    Yes amai avo vangaita sevari rude but zvawakasangana nazvo zvacho ndozvavachinja kuti vave zvawari izvi hama dzangu chokwadi😢 hupenyu inhava yebenzi inotakura zvakawanda hama dzangu

    • @Ftv_studios_entertainment
      @Ftv_studios_entertainment Před 8 měsíci +6

      Thats not a passport yekuva rude kune arikuda kubatsira

    • @gwinyaimakuyana7078
      @gwinyaimakuyana7078 Před 8 měsíci +3

      Havangaite rude pa screen plus kuna Tinashe ne Foundationka! If people call you a fool, you don't have to live to prove it! She is as much a part of the solution as she was a [party to the problems.

    • @christinemangwiro
      @christinemangwiro Před 8 měsíci

      @user-ee7dl5fm9g Ipapo I agree with you cuz

    • @tarirobetera3248
      @tarirobetera3248 Před 8 měsíci +1

      We don't know kuti chakatanga chii her stinking attitude and the treatment yavakazopihwa nababa maybe hunhu hwavo ndohwakatokonzeresa. Why being so cold kuna Tinashe arikuda kuvabatsira, avatadzirei. Kana hutori ihwo hunhu hwavo havagarikike navo avo.

  • @julietgora5406
    @julietgora5406 Před 8 měsíci +29

    Baba ava is a typical narcissist. Vanopengesa munhu nerushusho plus nhema ne hama dzavo. This woman needs strong counselling

    • @user-zd9tb9sv3e
      @user-zd9tb9sv3e Před 8 měsíci

      Ummm mai ava she is rude kutaura chokwadi kana imi chaiye mugada kugara nemunhu akadai

    • @silenthlanganiso8670
      @silenthlanganiso8670 Před 8 měsíci

      Thats not being rude,she is still in pain .I understand her better than you

    • @bekezelamaposa3651
      @bekezelamaposa3651 Před 8 měsíci

      Pain yekudiiko ipapa, kana wapimhwa pasina chaunoziva why reacting zvakadhakwa kudaro. Plus ukaona murume otiza pamba zvarema. Pamba panenge pasingagarike ipapo

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Před 8 měsíci

      ​@@bekezelamaposa3651iwe kikkkk hoo munoda varume vanoita ma girlfriends vachinakidzwa both sides
      ... Ayiwa ngaagare ayenda zvake kumukadzi wake mutsvene-tsvene

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 Před 8 měsíci +6

    This woman need strong counseling.Mwari honaiwo zvatoitwa isu vakadzi kana varume vasisatide😭😭😭😭😭😭

    • @forgofire5583
      @forgofire5583 Před 8 měsíci

      Haaa with this attitude she can blame herself.

    • @beecee813
      @beecee813 Před 8 měsíci +1

      Ne rough yavo iyoyi , she is beyond rude

  • @KendraLipsy
    @KendraLipsy Před 8 měsíci +18

    Dzungu chimai chinotishoresa ichi, ruff nepasingadiwe ruff, haadike mukadzi uyu, this man was in trouble shame, no peace with this type of woman nxaaaa

    • @mavismukwacha4802
      @mavismukwacha4802 Před 8 měsíci +2

      Taurai henyu ahhh vane attitude inosvota mai ava nxaaaa

    • @forgofire5583
      @forgofire5583 Před 8 měsíci +1

      Thank you, some ladies unfortunately don't see that this lady has an error a serious error

  • @TawandaChembwagogoma
    @TawandaChembwagogoma Před 8 měsíci +11

    Chii chakadaro chinenge ngozi kutoita junk munhu akuda kkubatsira haa boss Tinashe vane moyo murefu seonoin 😊

  • @bahlemaqeda1105
    @bahlemaqeda1105 Před 8 měsíci +19

    Big up Mr T ur patience is unexplainable💖💖💖Mai ava dai vakataura kuti l dnt want cameras!!! kana kunyara kuti havana kuzofa👽👻👻👻💀

  • @dudutaziweya3349
    @dudutaziweya3349 Před 8 měsíci +7

    Madzimai ndinova nzira tsitsi. Going through life carrying such pain must be hard veduwe💔

  • @rejoicekondo3701
    @rejoicekondo3701 Před 8 měsíci +5

    Cameraman never disappoint us kutevera mai ava kusvika kuroad kwese uko even though she didn't want us to see her on camera.

  • @dianah_masvikeni
    @dianah_masvikeni Před 8 měsíci +3

    imari ine isipo,asi zvinoda kubva watanga hupenyu hutsva nevana vako without wanting help from the father,coz the disrespect is just too much

  • @evidenceshopera4478
    @evidenceshopera4478 Před 8 měsíci +7

    Mmmmm mai ava vanotori ne drama havo... kutadzirwa vakatadzirwa but ko drama nderei nhaiii😂..

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 Před 8 měsíci +5

    Kana madzimai vanga vachinzi ipfambi aaaah vaive bishu rakangwara ...nhas vakatsiga madzimai plus vadzikira totenda Mr Mugabe ...much love ❤️

  • @lynglobal
    @lynglobal Před 8 měsíci +44

    This woman her heart was shattered by this man and his family, and she couldn't pick the pieces, and some pieces were missing. She is just a moving soul bleeding with deep wounds. That man is a typical silent bully who has past issues he is fighting.
    May she find healing and live in peace.

    • @spcmercygrace
      @spcmercygrace Před 8 měsíci +4

      kkkk 99.99% hairevikuti munhu haana misikanzwa zvavarinhasi nezvavaive pekutanga she is different we dont know what the man has gone through to reach his descission. mukaenda pahunhu waakaratidza pafirst part unoona kuti haagarike naye mukadzi uyu, BIBLE rinotizvirinani kugara mugwenga pane mukadzi anemazwi anobaya

    • @fungivembo4012
      @fungivembo4012 Před 8 měsíci +1

      Or murume anga achifunga achanyatsowana justification yaashaya.Anenge aitotanga ataurira vanhu kuti pavana 2 ivava hapashaike asiri wangu.Manje anyara 😂😂😂

    • @obeymuchesa1805
      @obeymuchesa1805 Před 8 měsíci

      ​@@spcmercygracetipeiwo vesi yacho

    • @irenemandizvidza2656
      @irenemandizvidza2656 Před 7 měsíci

      ​@@spcmercygracetoday she was different coz she got counselling the last time and it's almost a year later she doesnt want to be exposed again. but baba ava havana tangible proof or a relative that can attest ever chairing meeting yechihure chacho that says a lot.....this man is a bully how can u give vana 4 and a wife $20.
      on the first episode muzukuru akaudzwa zvaakaudzwa coz muzukuru ainyeya mbuya vake

    • @spcmercygrace
      @spcmercygrace Před 7 měsíci

      @@obeymuchesa1805 zvirevo/proverbs 21:19 also refer zvirevoProverbs 21:9

  • @lindakaringa735
    @lindakaringa735 Před 8 měsíci +7

    We must be careful of our actions , otherwise mai ava handivachenese coz of how she's acting

  • @tapiwamafuta8049
    @tapiwamafuta8049 Před 8 měsíci +8

    Haa sarendi...Hakuna chikwambo chemukadzi chakadai.

  • @Amarie077
    @Amarie077 Před 8 měsíci +19

    This woman is deeply hurt. Murume uyu ane mumwe mukadzi .Women lets be strong enough handiti. If its not working its ok we carry on instead of staying. Ending up bitter for the rest of our lives. Lets be each others keeper. This is sad. Imagine everyday feeling like this torwads someone. I have learned to let go to the guys who have hurt me and wish them well. Mukadzi wechipiri iyeye anyanyo shamisei. Iye wechipiri ane zvaakaiya chete this is sad. Kwakupomera mukadzi chipfambi iye ndiye asiri pfambi.

    • @CTongs
      @CTongs Před 8 měsíci +1

      Even vakatadzirwa amai ava vatori ne error as well.
      Tinashe aripo kubatsira even ne foundation yake asi havatorina respect naye zvachose.
      Imi mungade muroora akadai here mumusha ? Ari mukadzi wabhudhi wenyu zvobuda here??

    • @Amarie077
      @Amarie077 Před 8 měsíci +2

      @@CTongs i think she is hurt and depressed as a result she doesnt care about life anymore. Unfortunately vakadzi we are so hard on ourselves. Hatigone kungosiya munhu kana asisade. I am learning this too kuti munhu kana asisandide l have no control over that l have to let go. Its sad. I hope she will be able to let him go and enjoy her life.

  • @takunda34
    @takunda34 Před 7 měsíci +1

    Good on you woman.Walk away from such toxicity..warova pasi wena👏👏

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 Před 8 měsíci +6

    Mai ava vaigara sei nemurume🤔🤔🤔🤔

  • @claraallgold2816
    @claraallgold2816 Před 8 měsíci +4

    This is sad, I can imagine the pain she is going through. The man is the one who is having someone else then falsely acuse this woman and now haachengeti vana💔

  • @julesn2822
    @julesn2822 Před 8 měsíci +11

    How is she rude, she has been accused of infidelity, murume uyu ndo hure, even hama dze murume dzakati hapana evidence. This woman is hurting, first show this man was dressed very smart and the woman ayiratidza kutambura. This man is the problem, ndo hure..nxaaa mani.
    I feel sorry for her but mwari ndowomunhu wose. I wish her well

    • @user-zd9tb9sv3e
      @user-zd9tb9sv3e Před 8 měsíci +2

      Iwewe ungada here kugara nemunhu akaita samai ivava

    • @rojamillerover
      @rojamillerover Před 8 měsíci +2

      It's been 11 months, she needs to get over it. Why is she being rude to Tinashe when his foundation is helping her and the kids

    • @mikehungwe6767
      @mikehungwe6767 Před 8 měsíci +1

      Ko Tinashe atadzei wavari kuitira rude kuda kutonyengerwa kubatsirwa nefoundation aive akashinga murume uyu kugara nengozi iyoyi makore ose

    • @emilymlambo6833
      @emilymlambo6833 Před 8 měsíci

      Ko Tinashe aitasei,komwana asirikuenda kuchikoro aitasei

  • @forogonya-howcometoyou5727
    @forogonya-howcometoyou5727 Před 8 měsíci +13

    This case is one of a kind. Mukoma tsvakayi Mombe nhatu dzataurwa apa zvichakanaka, this woman can do anything. Ko chipfambi chamurikutaura gara zviya makavabata red-handed here? This woman deserves your love, swallow your pride Mukoma ,go and apologize mudzokerane, siyanayi nemweya wekukaurisa hama yangu. What I am not sure of is whether the Tinashe Foundation can get professional anger management people to help Amaiguru ava and also get proper conflict resolution people and try to rebuild this broken marriage. Comparing the way she spoke in the first Episode and the way she was speaking in this Episode it seems her anger is a bit less now and this shows she can be rehabilitated anger-wise. Mukavasiya maiguru ava munozovafunga nerimwe gore.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Před 8 měsíci

      Hakuna zvakadaro. In life at times unosvika pakuti chauya chauya. Munhu ngaaende zvake.

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Před 8 měsíci +1

      In this case there is no winners.... The husband and wife have lost the children have lost twice as much.... No one is truly happy . Dai Amai vapa baba mhuri yavo yose vazviwonere...naiko ku new marriage kwavo baba kunoobva kwadhakwa.

    • @politenkomo6626
      @politenkomo6626 Před 8 měsíci

      Baba ngavadzokere kumba. Vogadzirisana. Vogara pamwe nemhuri yavo. It's so sad. Apa vazadza imba vozodai. Vanoda umbiridzo. Vanhu ava. Mukadzi anehasha chete

    • @nomattermhishi8490
      @nomattermhishi8490 Před 7 měsíci

      Madzimai has been through a lot

  • @rosemdala7596
    @rosemdala7596 Před 8 měsíci +6

    When you marry husband to husband 😅

  • @user-kp9vt1ll3s
    @user-kp9vt1ll3s Před 8 měsíci +4

    It's better to leave the marriage and start afress than kushungurudzwa kudai nxaaa zvinorwadxa izvi varume don't be so heartless like this man😢😢😢

  • @zimzimm-qe5in
    @zimzimm-qe5in Před 8 měsíci +6

    Part 1 is season 7 episode 24

  • @fatimamanyika875
    @fatimamanyika875 Před 8 měsíci +3

    💔💔💔💔💔😭😭 ndarwadziwa Mwari ngavarape moyo wenyu madzimai makasangana nezvinorema muupenyu

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 Před 8 měsíci +3

    Mai awa vari rough sometimes pamwe ndovakapusher murume what's that vakadii kusauya kushow

  • @chengewacho
    @chengewacho Před 8 měsíci +3

    When I think these people once loved each other. Life no balance sure. No one deserves such a marriage

  • @TinoChareka
    @TinoChareka Před 8 měsíci +7

    Amai avo ngavabvise ruoko kumeso it a sign of disrespect

  • @nyashazimunya7254
    @nyashazimunya7254 Před 8 měsíci +1

    Mukadzi ashaya respect anotosiwa murume achienda kune umwe mukadzi peace of mind yakakosha

  • @danielmudzora7854
    @danielmudzora7854 Před 8 měsíci +2

    Isu tikutsvaga vakadzi vari honest umwe ari kumutambisa-VaMugabe please ndisanganiseiwo namai avo ndivaitire zvavanoda please please please

  • @pepsitee8432
    @pepsitee8432 Před 8 měsíci +9

    This woman is clearly traumatised. This is horrible and unfair

  • @re_buildZim
    @re_buildZim Před 8 měsíci +6

    Attitude Yamai ava inondibhowa

  • @josiemadziwa
    @josiemadziwa Před 8 měsíci +2

    If bitterness was a person zvorwadza but moveon sister it will only eat you inside

  • @ppiro8084
    @ppiro8084 Před 8 měsíci +1

    Patiently waiting

  • @mfarowashechaps2726
    @mfarowashechaps2726 Před 8 měsíci +3

    Heeey the initial ED is dominating in almost every institution in Zim.

  • @tendaimadamombe7255
    @tendaimadamombe7255 Před 8 měsíci +4

    Haaa Mai makafumuka kana murume haagare nemi makafumuka

  • @user-dz4wd1nd4m
    @user-dz4wd1nd4m Před 8 měsíci +2

    Madzimai havagarike navo avo kana mapinduriro avari kuita Tinashe anotobhowa

  • @mathewmukosera9136
    @mathewmukosera9136 Před 8 měsíci +1

    Where is part 1?

  • @bchis8806
    @bchis8806 Před 8 měsíci +8

    Amai ava havagarike navo zvachose, iswindi yemunhu nxaaaaa

    • @sir_kay
      @sir_kay Před 8 měsíci

      😂😂😂😂

  • @tatendakudakwashechiweshe3506
    @tatendakudakwashechiweshe3506 Před 8 měsíci +10

    Tinashe, the woman is a loud cry for help. There is need for higher level counselling that the TM foundation can help her as I foresee the unimaginable happening to her. We myt soon be reading of her drastic actions in the press. Please assist her

  • @rosagwash
    @rosagwash Před 7 měsíci

    Where is part 1 cant find it

  • @user-uh6xf3mb5t
    @user-uh6xf3mb5t Před 3 měsíci

    I love this show Tinashe Mugabe you are blessed

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Před 8 měsíci +2

    Mr Mugabe some of your clients pane basa...makasĥinga henyu....you were called to do this....thank you very much Sir ❤

  • @johnnyathi8659
    @johnnyathi8659 Před 8 měsíci +4

    Haaaa kana zviri kune mumwe zviri kwako unogona kuona dambudziko kana huchapa but kana zviri kwauri ndopaunoona kuti uya anenge asingapenge anenge asina dzungu hake but kurwadziva mumoyo

  • @abertinawatyoka4952
    @abertinawatyoka4952 Před 8 měsíci +4

    Men men men If you don't love your wife anymore just tell her not accusing her like this.Its so heartbreaking that if a man has found a new woman you try by almeans to tarnish the imange . Don't do that .Just go .

  • @shumirai96
    @shumirai96 Před 8 měsíci +17

    No one knows what this woman went through to get to this point, she is bitter and hurt we alk deal with trauma in different ways, we do not know ehat transpires at home from the relatives of both families to the very situation on tye ground...they both need counselling

    • @user-zd9tb9sv3e
      @user-zd9tb9sv3e Před 8 měsíci +4

      Manje ukazviita gamba unosara wega murume anoenda kuva rude pese pese kumunhu wese wese hapana asina matambudziko ake asi vanhu hatingozviratidza chete nepazvisingafaniri she is very rude

    • @RuvarasheTumba-dg2wp
      @RuvarasheTumba-dg2wp Před 8 měsíci +3

      Haana kuita rude uyu mkadz akarwadziswa chete kana ariumwe hauzozvinzwisisi😊

    • @bekezelamaposa3651
      @bekezelamaposa3651 Před 8 měsíci

      ​@@user-zd9tb9sv3e chokwadi chemahara

    • @clararity
      @clararity Před 7 měsíci

      @@user-zd9tb9sv3e hehede ndosaka madivorce rates achizowanda for people in diaspora because mukadzi anenge asina abuse yese yaaiitwa kuZimbabwe. After moving to another country maziso anovhurika

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Před 7 měsíci +1

    How I wish people to have watched and analysed episode 1 of this case before rushing to conclude!

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Před 8 měsíci +6

    From hapana chandoda kutaura to ndoda mombe dzekupumhwa mother😂😂😂

  • @thabanichristian4516
    @thabanichristian4516 Před 8 měsíci +15

    Mbuya iyi haigarikike nayo iyi🙌🙌

  • @mabasamushandi6536
    @mabasamushandi6536 Před 8 měsíci +6

    Heavy counselling is still needed for this woman if not all 2. This is toxic

  • @annanyere1566
    @annanyere1566 Před 8 měsíci +1

    I think smell house is in charge of everything
    Ndiye akati tendai ku DNA ko iye Jaana mwana so maybe baba vakunga kuti havazvare
    Kugumira PA 2 Mari yarwadza otherwise ATI havasi vake vose

  • @tichaonanyamutumbu688
    @tichaonanyamutumbu688 Před 8 měsíci +3

    Haa zvinhu zvacho, ko vaMugabe vatadzeyi zvavo kuitirwa kahunhu kakadai, apa varikuto offer mwana mari yechikoro , aa sometimes yaa

  • @prosperplumbers5098
    @prosperplumbers5098 Před 8 měsíci +12

    Varume vanogara nemukadzi akadai vari panguva yakaoma chero hama dzose dzinokutiza.
    Becoz vanoita kunge mudzimu.

    • @nicoserima2101
      @nicoserima2101 Před 8 měsíci

      True. Ayo ndiwo ma1. Unogona kutora mupengo kuisa muden. Iyo moms ino mhanya bani chete

    • @tungamirayi7656
      @tungamirayi7656 Před 8 měsíci +3

      Mudzimu uri nani nokuti unouya uchiyenda; kana usina kukugara unombozorora. This woman is so rude even to a person trying to help her.

  • @Mtadza99
    @Mtadza99 Před 7 měsíci +1

    Mukadzi uyu haana respect zvake ummmmm papart 1 ndaitosvora murune uyo but ummmm uyo munhu haagarike naye uyo 🙌🙌🙌

  • @diverdiver1896
    @diverdiver1896 Před 8 měsíci +1

    Nyc haircut Mr Mugabe

  • @Sheila-yr8jq
    @Sheila-yr8jq Před 8 měsíci +42

    😂😂😂😂😂😂😂 Madhuku e white never disappoint

  • @user-fo5bd7ur5v
    @user-fo5bd7ur5v Před 8 měsíci +3

    Murume akasimba uyo yooh mkadzi uyo akawoma

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329

    Beloved Sister attitude, your response yet help iis there do you love your children truly, amend your responses murikuda kubatsirwa but ingori gwabvu, ityai Mwari kamuri pachokwadi.

  • @everfaithfulgod4513
    @everfaithfulgod4513 Před 8 měsíci +1

    Please share the link for part One thank you

  • @NomaSibanda-ie3tb
    @NomaSibanda-ie3tb Před 8 měsíci +3

    Rundo Rudo yimpofu amai musanyekerera makanaka mowana mumwe murume ari ryt akanaka aneke echikuda nemoyo wakhe wese Namata amai mwari anewe minamato yagu achaipindura misodzi yagu achapuputa O'll God knows

  • @user-zi3is6dw6s
    @user-zi3is6dw6s Před 8 měsíci +5

    amai ava vatori nezimweya rakavagara havabatsirike

  • @wellingtonchamboko2539
    @wellingtonchamboko2539 Před 4 měsíci

    Attitude iyo haigarikenayo mumba. Never hapana anomugona mkadzi uyu.. The father is free now

  • @robertmatsamba1608
    @robertmatsamba1608 Před 8 měsíci

    This woman is a true example of a difficult person. haagariki naye munhu we type iyi.

  • @privillagemutendera4526
    @privillagemutendera4526 Před 8 měsíci +3

    Ko October episode iya yaambuya vairova mukwasha yakazoitwa here?

  • @missdee112
    @missdee112 Před 8 měsíci +3

    Zvibinge mama munozviwanza

  • @VaPunungwe
    @VaPunungwe Před 8 měsíci +1

    Kana musina respect munosiyiwa, madhongi achiti ooiii! oooiii! oooiii!

  • @elishebagodzi3541
    @elishebagodzi3541 Před 8 měsíci +2

    Vasvika pakuramwa hupenyu, she now appears rude bt tough times toughen people. Apa ndopqnotodq counselling munhu anozviuraya uyo😢

  • @SunflowerSky-hv1xr
    @SunflowerSky-hv1xr Před 8 měsíci +17

    As much as I sympathize with the woman,let me say her attitude stinks big time. Nyangwe dai murume aida kudzoka pakadai apa haaaa hakudzokeki. Im sorry to say this, maybe this kind of attitude is the one that sent the man right into the arms of another woman .

    • @FortunateWadzanaiKamuzan-oj1mf
      @FortunateWadzanaiKamuzan-oj1mf Před 8 měsíci +3

      Very true even kumubatsira haiwa bodo she is something else

    • @mavismukwacha4802
      @mavismukwacha4802 Před 8 měsíci +1

      Haaa attitude yacho ummmmm ko dai vakangoti handidi kuita show zvaiva nani

    • @jessiekunatsa3703
      @jessiekunatsa3703 Před 8 měsíci +1

      yhoo I don't blame murume this woman bodo

    • @emilymlambo6833
      @emilymlambo6833 Před 8 měsíci +1

      Imagine coming home to this kind of woman hainakidzi marriage yacho

    • @sandrachimbarange9407
      @sandrachimbarange9407 Před 7 měsíci

      Varume I hanga panonetsa kugara hangadzinotiza varume panobhowa kugara vanotiza , haaaa vane chi I don't care mai ava vanozombosvota

  • @gsgtacticalsolutionptyltd8687
    @gsgtacticalsolutionptyltd8687 Před 8 měsíci +5

    Moms ava vane dambudziko uum

  • @lucypmotsi6338
    @lucypmotsi6338 Před 8 měsíci

    Thank you Jesus nhasi zvanga zviri amai nekuzofemeruka kwaita Mr Mugabe vavhura ma results ndange ndatoona 0 % but amai ndazoona kuti vakazara neshungu

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 Před 7 měsíci

    First and foremost ndoti Dai wanhu weZimbabwe tadzidza kusiyana nechi profita .....ma profita eZimbabwe ndiwana Satan chose,mbavha dzoga dzoga....wamwe wakanyudza wamwe Muma rwiziiiii .....honayi apa panga pafamba Satanic .....(2) l love the maturity of these cool couple......l trusted the woman from word go and thanxx for happy and positive DNA test result.God bind these together forever.

  • @alicechikomo6014
    @alicechikomo6014 Před 8 měsíci +3

    Naturally she is rude, but she could have done better by answering questions politely, but hai mai iyi

  • @user-rz6xs5xx8x
    @user-rz6xs5xx8x Před 8 měsíci +9

    She's very stubborn yoooo

  • @Ruvarashemasase-fv9jp
    @Ruvarashemasase-fv9jp Před 8 měsíci +2

    Mai ava honestly vanobhohwa

  • @user-ng2rn6uu4q
    @user-ng2rn6uu4q Před 8 měsíci +1

    Ndakazviona fut pa episode yavo ykutanga fut chavanozosiira tinashe pa table

  • @hardbietatendamusoni7281
    @hardbietatendamusoni7281 Před 8 měsíci +3

    Mukadzi isvina uyoo...that's why akarambwaa!

    • @lianamusarurwa15
      @lianamusarurwa15 Před 8 měsíci +1

      Hmmm we dont know what life d her to be like this woo some relationships are toxic anhuwe dont judge