Sekuru Tasvu Voverenga Mazita eVaroyi Kumagaro, "Ndibatsirei Mushonga Wekurimisa Wapedza Mhuri."

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 16. 01. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Komentáře • 160

  • @GeorgeNagasaki
    @GeorgeNagasaki Před 6 měsíci +5

    I really want to meet you sekuru Tasvu im in SA hupenyu hwakaoma but i do believe Kuti dambudziko rangu imi mnokwanisa kuripedza coz you are the best healer ever

  • @bettinamavhiringe9028
    @bettinamavhiringe9028 Před 6 měsíci +15

    Kuzvarira vana kudya nekushungurudza ko Dai muchibva mango Rega kuzvara kwachozve

  • @Ishmael4513
    @Ishmael4513 Před 6 měsíci +24

    Muturikiri wa sekuru akakuturikirira nyaya mu court unonyura chete.😢 busy kutaura zvemusoro wake hake😂😂😂😂😂😂

  • @jameschimombe9882
    @jameschimombe9882 Před 6 měsíci +9

    I think zvunhu izvi zvofanirwa kuti wese waunoroya naye ngaataurwe zvibude pachena. Munhu ngaataure vaanoroya navo nekwakatora zvipere

  • @jah13765.
    @jah13765. Před 6 měsíci +5

    Sekuru ndoda kukuonai. Kana zvikaita I will give you anything, i have all the connections but pane mweya iri kuvhara

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Před 6 měsíci +7

    Yakazopera sey nyaya iyi, zvinosuwisa izvi kuva nherera unoitwa yese yese nevanokuchengeta

  • @TauraiMudya-jz4lj
    @TauraiMudya-jz4lj Před 6 měsíci +7

    Sekuru tasvu is the greatest healer

  • @lydiamusarapasi4528
    @lydiamusarapasi4528 Před 6 měsíci

    Tasvurai varoyi tateguru💖 kupedza hama dzese kudya nxaaaaa , havana tsitsi varoyi

  • @greenpeace7380
    @greenpeace7380 Před 6 měsíci +3

    Sekuru gadzirai mwana uyo tiroore. Akanaka mwana uyo

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 Před 6 měsíci +5

    Ummmm sekuru taurai nevanhu zvakanaka murikuvhunditsira munhu anozosvika pakubvuma zvemanyepo hongu varoyi variko musadaro kule vedu

    • @tawanda7257
      @tawanda7257 Před 6 měsíci

      Hanzi huya ndikutasvure

    • @GovathManuel
      @GovathManuel Před 6 měsíci +1

      Kkkkkk vanhu vanozongodaira nekutya mazita ese aya anenge ataurwa before camera ha pakaipa

  • @portiamaruwa4260
    @portiamaruwa4260 Před 6 měsíci +2

    Yaaa sekuru taurai henyu,vamwe todawo kutomuonawo live chaiko

  • @BeeChikwakwanye
    @BeeChikwakwanye Před 21 hodinou

    Pandichasvikeyo ndikasafira Cape town ndoda kumbotamba mbira muchitasvura mdhara wangu rambai muriko tatetuguru

  • @bennymapfumo2986
    @bennymapfumo2986 Před 6 měsíci +2

    Mukugona basa mkoma Rob mafollowers anopinda muzana b⁴ March

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Před 6 měsíci +1

    Zvirikuitika mumamana umu zvinonzwisa tsitsi. Vana varikutambudzwa mudzimba umu.

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Před 6 měsíci +2

    Dhunda seiko uchingowedzererera kutaura zvisina kutaurwa naTasvu iwe

  • @Veronica-xk3so
    @Veronica-xk3so Před 6 měsíci +3

    Ko muroi mukuru chumutasvu akazoita sei mukomana Robert

  • @tapiwachifamba3897
    @tapiwachifamba3897 Před 3 měsíci

    I love how tasvu is mixing matare with a little entertainment 😂😂😂 chero urikuroiwa unombokanganwa woseka this is great

  • @juniorjazi7252
    @juniorjazi7252 Před 6 měsíci +8

    Tryayi ku limiter vanhu vanoda kuita zvinenge zvemasaramu pamberi pevanhu ava vanongotamba zvisina style aah nhai

  • @EdwardSibiya-pn1qy
    @EdwardSibiya-pn1qy Před 6 měsíci +2

    Ndarwadziwa shame Elizabrth its my name kusvibisa zita rangu

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 Před 6 měsíci +1

    Mrewa izere varoi hameno sei

  • @samsonmatsikachando7207
    @samsonmatsikachando7207 Před 6 měsíci

    ❤ The only one Tateguru Tasvu ❤

  • @ceciliagocha4618
    @ceciliagocha4618 Před 6 měsíci +2

    Mmm mutauriro wenyu sekuru

  • @AubeyThePlumber
    @AubeyThePlumber Před 6 měsíci +1

    😢😢😢misha yakatakura iyi hama woye

  • @chipomuyengwa2510
    @chipomuyengwa2510 Před 6 měsíci +2

    Senge ini ndiri kutambura kuti ndouyawo sei ikoko sekuru

    • @tineyidombodzvuku067
      @tineyidombodzvuku067 Před 6 měsíci

      Wega here tese-tese wena pakayipa mari hayisi kuunganidzika zvekudaro

    • @bravochanaka8623
      @bravochanaka8623 Před 6 měsíci

      Zvinodhaka zvave kuwandisa Pamuchinda uyo anonzi (Kuipa kunoyamura)

    • @user-gy8ho4hf4w
      @user-gy8ho4hf4w Před 6 měsíci

      Ufunge shamwari ,te😢se tese hako

  • @user-jd4gp1nh9j
    @user-jd4gp1nh9j Před 6 měsíci

    Vana Mai zvavoo vadya kare

  • @MonalisaChakurangeyi
    @MonalisaChakurangeyi Před 6 měsíci +3

    VekwaMurehwa hoyee🎉😊

  • @cliffordmarimo5750
    @cliffordmarimo5750 Před 6 měsíci

    Mbare ano pedza ma sports sekuru magara muri number one

  • @fadzaibanda
    @fadzaibanda Před 6 měsíci

    Sekuru tasvu ndineshungu dzekusvika pamuri mari handina ndine dambudziko ndinovimba ndimi mucharipedza ndafamba ndapera mari chabuda hapana

  • @user-nr7up6og7m
    @user-nr7up6og7m Před 5 měsíci

    Sekurundoda kukuonai zvino ndingakuonei se ini ndinobva kuchinhoi tatambudzika mumhuri ndakapisirwa mudziyo nemukwasha zvino zvirikundinetsa kuti sei

  • @user-ht3tm4zg4e
    @user-ht3tm4zg4e Před 6 měsíci +1

    Zvakaoma sekuru ko isu risinawo mari sekuru tofawo here tichoda kuponeswawo sekuru

    • @nyaraitaderera9369
      @nyaraitaderera9369 Před 6 měsíci +1

      Haaaa kutofa chaiko uko kumakata hamuikwanise Mari yacho😂😂

    • @zvikomhofu830
      @zvikomhofu830 Před 6 měsíci +1

      Pakaipa 33:57 ndakanzwa Kuti anodhura

    • @user-yv1to2ve5i
      @user-yv1to2ve5i Před 6 měsíci

      Ndomukana watinoshandisirwa nevaroi ava ,,they know kt chaiye anopedza problem anochaja zvinotyisa,,

  • @preciousdube4334
    @preciousdube4334 Před 6 měsíci +2

    Ndokumbirawo number dzavo please

  • @aginelah6387
    @aginelah6387 Před 6 měsíci +2

    Huye don't varoyi ifai mhani

  • @RobsonTongogara
    @RobsonTongogara Před 6 měsíci +2

    Mbanje bhoo ere tateguru

  • @spencerelton7433
    @spencerelton7433 Před 6 měsíci +2

    Thanks Robbie nice one😂

  • @user-ku9yr9pb5u
    @user-ku9yr9pb5u Před 6 měsíci

    tasvu i number one👏👏

    • @user-jb9yt5lf9u
      @user-jb9yt5lf9u Před 6 měsíci

      Sekuru tasvu naslay thanx nekubatsira friend yangu

    • @user-zu6ng2eg6q
      @user-zu6ng2eg6q Před 6 měsíci

      Tasvu haaite kubvunza bvunza anondigonera

  • @brightonmatinyadza4187
    @brightonmatinyadza4187 Před 6 měsíci

    zvakaoma zvimbuya zvinoroya izvi .hapan zvekuzviita vaberekivedu

  • @davidmaluleke3247
    @davidmaluleke3247 Před 6 měsíci +1

    Simudza magaro mdenga sekuru varikuda kuverenga vanhu vawakavuraya😂😂

  • @merjurymagwenzi8300
    @merjurymagwenzi8300 Před 4 měsíci

    Sekuru mari yemare yakawanda dai maisa mari yekuti munhu wese anokwanisa nekuti kudhura kuri kuita matare hatizozive kuti muri kubatsirwa or kwakubira vanhu

  • @evelynbhozhera5769
    @evelynbhozhera5769 Před 6 měsíci +2

    Ndavapo chero neni

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 Před 6 měsíci +2

    Tateguru Tasvu to the fullest extent ❤️

  • @EuniceChinyoka-tb5vh
    @EuniceChinyoka-tb5vh Před 6 měsíci +1

    Sekuru tasvu one chte tasvu muruvahombe

  • @FaraiMutsoko
    @FaraiMutsoko Před 6 měsíci +2

    Moyo yavo yakaoma

  • @marvelousjambo2532
    @marvelousjambo2532 Před 6 měsíci +2

    sekuru tasvu vanogona basa

  • @talenttsuruseni862
    @talenttsuruseni862 Před 6 měsíci +3

    bhoo hre madance sekuru avo

    • @tineyidombodzvuku067
      @tineyidombodzvuku067 Před 6 měsíci +1

      😂😂😂😂😂😂😂

    • @mtauser86
      @mtauser86 Před 6 měsíci +1

      🤣🤣🤣🤣was looking for this comment vagoti havapedze kudeketera kana vatanga havo sekuru ivava😅

    • @talenttsuruseni862
      @talenttsuruseni862 Před 6 měsíci

      @@mtauser86 kkkkkkk ndaiti ndini ndega ndinozviona

  • @vimbaimhere5619
    @vimbaimhere5619 Před 6 měsíci

    Tinotenda ne ma programs enyu

  • @sandramushawatu6768
    @sandramushawatu6768 Před 6 měsíci +1

    Ndavapo

  • @EdwardSibiya-pn1qy
    @EdwardSibiya-pn1qy Před 6 měsíci +1

    Gogo Tasvu makachena nemanails you look so smart

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h Před 6 měsíci

    Ukange wasvika pa sekuru Tasvu ukapedzerwa matare ako wobva waziva kuti ndiyo last bus stop. Mukoma Robert rambayi makadaro muchiratidza nyika , vanhu kusvika vaziva kuti varoyi variko.

  • @SiterMaphosa
    @SiterMaphosa Před 6 měsíci

    Sekuru tasvu nombre one

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 Před 6 měsíci +1

    Toita sei nevaroyi ava tatambura

  • @madumindou5028
    @madumindou5028 Před 6 měsíci

    Chero neni ndinotodawo kuvaona sekuru tasvu asi ndiri mu south African

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 Před 6 měsíci +3

    Haàà Ini handiuyeko sekuru ndotsvaka kumwe 😂😂

  • @joycepanganai4866
    @joycepanganai4866 Před 6 měsíci

    Ndange ndaona senge sekuru Tasvu ndivo vari kuumburuka apo net_shirt yewhite iyo

  • @joeeric3199
    @joeeric3199 Před 6 měsíci

    1:34 1:37

  • @KennethAbrahams-ws2hr
    @KennethAbrahams-ws2hr Před 6 měsíci

    Wana akanaka uyo, anoroya zvake asi munaku

  • @BlessingSithole-my9cm
    @BlessingSithole-my9cm Před 6 měsíci

    Matauriro amoita Kuti muroyi senge akazvida hatizvide

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 Před 6 měsíci

    Sekuru varikutamba vanodhakwa reverse matambiro erudzii iwayo murume mukuru?

  • @felixdzorani2664
    @felixdzorani2664 Před 6 měsíci

    Ingobatanai motipedzera data Kuti zvandaona ku Slymedia ndozviona futi Kuno aaaa

  • @GivenDzviti-fq7kv
    @GivenDzviti-fq7kv Před 6 měsíci

    Ndikangoona skr tasvu ndobva ndatofunga nyaya yavo vs chimutasvu

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před 5 měsíci

    Ndichatevera munya yangu yose ndichiidya kusvika yapera kkkkkkk

  • @Ladytee32
    @Ladytee32 Před 6 měsíci +1

    Ummm avo vanema t-shirts e white 2 avo kuvhengedzera kwacho kunoto bhowa chaiko yuwiiii varume vakuru kuita semapenzi kudaro hanziiko

  • @GoodNyamadzawo-du7qc
    @GoodNyamadzawo-du7qc Před 6 měsíci

    Sekuru tasvu munogona ngazvirambe zvakadaro

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 Před 2 měsíci

    Ko madhanzi awo ndatombofunga kuti dzirikupenga at first😂😂😂

  • @tstausibanda2020
    @tstausibanda2020 Před 6 měsíci

    Xvakaoma

  • @user-ck9zs5ww4l
    @user-ck9zs5ww4l Před 6 měsíci

    Zvaoma hazvo

  • @spencerelton7433
    @spencerelton7433 Před 6 měsíci +1

    Fodya inodiwa apo kkkk

  • @SereneChronicles.
    @SereneChronicles. Před 6 měsíci +3

    Please rebrand your Long rinyatsoneka mukuru for now its too hazzy

    • @tineyidombodzvuku067
      @tineyidombodzvuku067 Před 6 měsíci +1

      @kukun3939 taura hako but mukoma vedu robie havazvinzwi zvese izvozvo kunyataura

    • @Bee-wh6dw
      @Bee-wh6dw Před 6 měsíci +2

      So true. The color is not so good too. We love you mukoma Robert. We will always support you. Please take some time to consider our suggestions.

    • @royalhustler2975
      @royalhustler2975 Před 6 měsíci

      Ahhh ko anenge akanzi ne n’anga dzake idzodzo shandisa yellow ne white ndo ma colour anodiwa nevadzimu

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 Před 6 měsíci +1

    😂😂😂😂😂ijaivhi yemunyika yatigere ino here iyiiii

    • @zvikomhofu830
      @zvikomhofu830 Před 6 měsíci

      Shuwa Jive yacho inemubvunzo

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 Před 6 měsíci

      @blessing mashandureblessing9650 ijaivhi manyama 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.

  • @tinnymhlanga8162
    @tinnymhlanga8162 Před 6 měsíci

    Mari yematare inombori mariiko

  • @user-qq6tk6mk2x
    @user-qq6tk6mk2x Před 6 měsíci

    Ko kufokoresa munhu ndokudii sekuru musadaro

  • @musasiyashedaniel3970
    @musasiyashedaniel3970 Před 6 měsíci

    Dhafu anopedza ma sports 😅😅😅

  • @chidofaithtavaziva8169
    @chidofaithtavaziva8169 Před 5 měsíci

    Imarii matare

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před 6 měsíci

    Ko akaregedzera akakotama kudaro😂

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Před 6 měsíci +1

    ❤waaaaaaaaaaaa

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Před 6 měsíci

    Ko zviriko kuchivanhu chedu hre zvekuti mukadzi watateguru anouya kumatare nema fake nails? Harisi drama hre ratiri kuoneswa apa

  • @user-ry5zn1sy3h
    @user-ry5zn1sy3h Před 6 měsíci

    Mari yakanaka mukadzi watasvu kuita yellow born apa dama zvaro aiwa marii ndomushonga wekusimba 😂😂😂😂 apatanga vanga vasina kumbodai

  • @maverickmaps8372
    @maverickmaps8372 Před 2 měsíci

    Its same woman to other video..is she acting or what?

  • @tawandamanga3759
    @tawandamanga3759 Před 6 měsíci +8

    Bt mare yematare is to much

  • @gloriagloria2210
    @gloriagloria2210 Před 6 měsíci

    Ita not right to play music when thy are talking Robert....unprofessional

  • @ChristopherMukono
    @ChristopherMukono Před 6 měsíci

    Mukoma robart kana ndine 150 ndobatsirwa hre

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194

    Tasvu wenyu haasi aku groomer madrug addicts here uyu. I see nonsense.

    • @bennymapfumo2986
      @bennymapfumo2986 Před 6 měsíci

      Kkkkkkkk haaa maya vusavi hwebasa uho 😂😂😂😂

  • @descenttigere4299
    @descenttigere4299 Před 6 měsíci

    Magaro Primary School drama group. Nonsense.

  • @user-jl2ry4ed2h
    @user-jl2ry4ed2h Před 6 měsíci

    😮😮😮😮😢😢😢

  • @RuthChipindirwe-el5dc
    @RuthChipindirwe-el5dc Před 6 měsíci

    Kkkk masong manyama

  • @user-ok4to6ym9w
    @user-ok4to6ym9w Před 6 měsíci +3

    Kuzopfeka hembe R.I.P mai one kwakanaka ere