I have learnt something intodays life we need to be greteful about what we have usaiswe pressure also we have different battles and obstacles in life be grateful ,
Iron Sharpeneth iron aid to assist any man of God should come from those in the body of Christ, God is with us ( Emmanuel 💝) as His workmanship in Gratitude or gratuity to His goodness and mercy!
Prophet rambai makadaro mondipa Simba rokunamata thank u
Mubatsireyi prophet mwana ararame uye muparadze urombwa nokuti wauya kumweya mutsvene.
Shuwa mwana haana chaanoziva
man of God ndinobleswa ne the way you express prophesy you are so calm and undisputed
Prophet may u live long to save yr father,s people we have suffered a lot inthis world may God bless u🙏🙏🙏.
Pls prophet mubatsirei mkomana uyo akapinzwa mudambudziko asingazive
Akaromba achiziva uyu ndiani anobvisiswa hembe pakati peusiku nezvuma
Chibotu kubeleka mulimuwa leza ❤❤ l like it Prophet 🙏🙏
I have learnt something intodays life we need to be greteful about what we have usaiswe pressure also we have different battles and obstacles in life be grateful ,
emen
Munoshandiswa man of God 🙏
Eish zvinorwadza izvi mubatsireiwo man of God
Haa mari yacho unoidya sei thanks prophet
Powerful teaching prophet Amen 🙏
Amen ❤❤❤❤❤
Prophet makanyanya sando kunemi prophet
Prophet Please mubatsireiwo mwana wake ararame ndapota hangu
Mwari chengetai vana vedu🙏
Help this man please prophet,so touching
Papa you help both physically and spiritual
Mazvita henyu prophet ❤❤❤
Eish, Inga Mozambique yakipedzese vanhu vedu nhaimi. This is terrible 😮
Mwana prophet pls mubatsireio😊
I think 1 day l will be there prophet thank you so much makatumwa namwari ndatenda hangu
Amen my of God
Prophet I respect you..your teachings are profound..
Thank you man of God
May the God continue bless u man of God
May the lord give you more years prophet so that you continue to do the good work. this is so powerful
Ini ndafarira fananidzo iyo yemhuka saka Kamba anozo rova mvura smart akuto protectetwa nashumba
Eshii Shem shuwa. Akaitaeo nekusaziva pls help him Prophet
Amen Prophet 🙏🙏
Thank u prophet
Amen iyoyo munhu Mwari
Amen prophet tell people truth dont follow someone do your on own
Let's like the video guy's
Help mwana prophet mwana haana chaanoziva
Pastor makaoma y saved many people under this world tinotenda
Vabatsireiwo prophet mwana asafa
Amen Prophet pan'ono pan'ono tinosvika
My favorite prophet
Long live Prophet
Eish very sorry dai mwana akararama batsirai prphet
You are too much man of God 🙏🔥
Mubatsirei men of God
Amen n amen
Amen & Amen
Thank you Man of God
Amen
Amen profet
Eish. This is sad. Mubatsireiwo kana zvichikwanisika MOG.
Ndiye Prophet we hok wadii uyu
I wish to see you man of God may the Lord grant my wish
Powerful...🏋️🔥
Muri wechikwadi prophet. Vana venyu havatorwe nerima, uye havafe nenzara muripo
Iron Sharpeneth iron aid to assist any man of God should come from those in the body of Christ, God is with us ( Emmanuel 💝) as His workmanship in Gratitude or gratuity to His goodness and mercy!
Tikawana ma prophets vakadai tararama
Saka n,anga idzi dzitori nevanhu vadzo vanovatsvagira vanhu vekurombesa iri ritori basa nokuti mwana afa n, anga ndiyo iriku benefita ropa
God bless you father
I also learnt that in life he must be careful on people we call friends, sure munhu anokurombesa by fire by Force.
Amen prophet ndiudzeiwo kt kana munhu achda kukuonai moita sey tibetsereiwo tiyambuke
Enda kuchurch kwako
Kkkkk comment section
The tortoise allegorical story is great
Mwari akuitirei zvakanaka hama vadiwa🙏
Amen munhu wamwari
Batsirai mwana uyo pastor
Chengetwai prophet
A big Amen
Amen and Amen
Ndarwadziwa
Mbichana mbichana ndichasvika hangu
Very true
Man of God
Can y imagine, hamba pore pore kunzima hooo
Esh so touching
Powerful
Thank you munhu wamwari
Prophet dibetsreio kuchikoro nekuterera mudzidzisi vangu emen
Pl8z help him mubatsirei akabatiswa nekusaziwa
Short cut to richness, will cost you
Huku yakudya mazai ayo, zviinorwadza you are blaming your innocent father, Mwari ngavatiitireiwo nyasha
Prophet pliz vabatsireiwo kani😢😢
Akazorarama here mwana uyu chitatu chakataurwa chakadari please Mwari pinditai
Ngaabatsirwe baba
Huroyi aaaaa kupfeka chuma na12 husiku uuuuu
Plz help him Prophet.
Asi baba ava ka chii chakazovabata ivo vakamboramba kuenda . Vakatorerei ?
Mwari misai rufu urwu 😢😢😢
Zvake zvakatoita Mwari ariko kudenga
Help him man of God, achema chema murume uyo
Follow Jesus, is the trueth from prophet
Vabatsireiwo mwana ararame muranda vaShe
Zvakaoma zveupenyu uuuh
Help him man of God
Nhai veduwe ingazvakawoma hazvo kupfuma uku siyanai nako
Prophet chengetwai mutiyambutse
Eish amana prophet please help nezita raise jesu
Painful
Aghrrr MOG batsirai vana.
To last Confession; zvino fambai makananga kwanana Prophet Miracle Paul nana T Freddy avo....
Batsirayi mwana chete
Fambai naro shoko rashe 😮
So painful.
Saka prophet vatadza kureverser here.
Vachamubatsira achauya ne testimony
Pamwe zvimwe zvacho vanhu vanenge vatononoka kuuya
You say he is not a man of God because you have never come across spiritual attacks.If he is delivering people what more do you want.