Yoh nhai maiweeee Ndatya zvangu.... Inga kunze uko kwaipa A woman killing her own husband 😢...coz of money............ Man of God thank you nebasa ramurikuita
Chenjerai kunamata vanhu muchirengera kunamata Mwari .Sadly most churches nowadays its about,come get your miracles,healing,prosperity.Tsvakai Mwari nguva ichiripo.
Amazing..She said she had nothing to confess,and it turns out she was behind the husband's death,when she went to see a witchdoctor in Moz. Humans and how they fall prey to vicious astral forces of darkness..!
Haàa Mai vakaoma saka Banga vachida kurambei muroyi wemunhu Vana ngavadzinge Mai vaende kumusha kwavo muroyi wemunhu
I have always said this is the best prophet in the country, avo vanonhonga tsono
Mai vava nehasha pavatanga kubvunzwa nezvemurume
You are too much prophet ❤❤❤l love this prophecy wooooo
Amen mwari wenyu ngaandirangarirewo nemhuri yangu prophet
Im shocked, so vambenge vachirambirei ivo vachiziva zvavakaita ummm. I hope hama dzemurume iyeye dzazvinzwa izvi
This is a powerful man of God Amen
Million times
Veduwe kudenga kure. To think that this woman says that she has nothing to confess when she knows that she killed her husband.
Vanhu vachaita denga rekuenda pagoogle 😂
Anga atokanganwa akauraya munhu nxaaaa vanenge vajaira kusabatwa
Imagine?
Mai avava vakaoma kuuraya murume here. Iiiiiiii
God forbid.... Hey... How mercy God...
Mmmmmmm mukadzi ngaafe uyo nxaaaa
Saka makatochema here parufu?
That's why I want to remain poor vakadzi are very weak
Yoh nhai maiweeee
Ndatya zvangu....
Inga kunze uko kwaipa
A woman killing her own husband 😢...coz of money............
Man of God thank you nebasa ramurikuita
Mmmmm god help us.usauraiye munhu chipo chake hachisi chake
Great Man of God.
Prophet inini ndirikuona Mwari muupenyu hwangu kubva pandakatanga kuku follow
Ndapera power mmmmmmmmmmmmmmm
Thank you man of God
Amai vakachekeresa murume , vane makaro zvakare, ngavaripe yave ngozi
I lyk the wisdom in yo prophecy prophet immmm u hv wisdom prophet
The world is too wicked, material this, life is gud and urs
Maiweeeeeee zvangu
Chenjerai kunamata vanhu muchirengera kunamata Mwari .Sadly most churches nowadays its about,come get your miracles,healing,prosperity.Tsvakai Mwari nguva ichiripo.
Read your Bible well. Did people not come to Yeshua for healing miracles and deliverance. Your comment is irrelevant.
@MichelleTheBlessed What's wrong with my comment?Don't be short sighted,read to understand not to reply.
Nyarara iwe
@@daisychirume313 your next comment is still not relevant, I'd shut up if I were you.
Vanhu vaisaenda nevanhu kwaiparidzwa naJesu zvirema, mapofu zvichiporeswa, Lazarus akamutswa muvafi wani. Zveminana zvakatanga kudhara Jesu asati auya
Mmmmm mwari Itai tigone kurarama mushoko renyu
Powerful prophecy thank you God
amai avo havana moyo
This is a powerful man of God please
I wonder what Judgement Day would be like
I need my prophecy man of God
Akashaya 😂😂😂😂 mademons Aya ...Mwari variko....thank Yu man of God
I salute you prophet
Yaa kuita makaro, hutsinye nehumhondi kuda zvinhu, zvausina kushandira. What a listen??
Muri muporofita waMwari chaiye
I wish to see you prophet you r real
Ummm zvakaoma veduwee
Thank you God to teach me Shauna because now I'm understanding from this man of God
Zvakaomawo
Ngavafe amai ava vanehutsinye let the man take everything pfuma yake
Vanamaika denga hatirivane
Ndarwadziwa mmmmmm mwari huyai
Prophet Ava vanobatsira vanhu vanoenda kunedzimwe church
Ehe
Zvakaoma munhu waMwari .Vakadzi ma1
Prophet Prophet andiziwi ndinoita sei kuti ndissangane nemi ndiri ku mozambique but nada tambura
Amazing..She said she had nothing to confess,and it turns out she was behind the husband's death,when she went to see a witchdoctor in Moz.
Humans and how they fall prey to vicious astral forces of darkness..!
Liqiniso ngeke sthathe isiphiwo somuntu loba ngingabulala ngiyafunda lami
You must come to South Africa limpopo province lephalale
Upenyu unorema chokwadi
After God of heaven fear WOMEN.
Mmmm ndarwadziwa shuwa mai ava ko kuzoti handina zvekureurura nhaimi vakasimba moyo
I can feel pride muvoice ravo
Kutoramba vakaomesa moyo. Makore ese aya vanga vachitorara hope ivo vakauraya munhu
Muroyi Mai Ava
Zvakaoma
Vanonzi vanhukadzi
Saka vakutofa here amai ava
uuum kuchekersa murume
😂😂😂muri dofo muroyi kukaraa kukaraaa
Ngavafe amai ava vakaurayawo murume
July akavamirira
Yea vakatadza..
...asi Mwari vanoda kuti vatadzi vatendeuke vararame.
Mwari havafarire vanotadza nebwoni
Ameeen
That's true vatadzi ngavatendeuke
Zvakaoma hazvo
Interpreter ngaamire uyooo,arikutivhiringidza kunzwa
Pane vamwe vasinganzwe shona kunouya vanhu vakasiyana siyana
zvakaoma zvavo mmmmm vakadzi vatadzi
Dai vari mai vangu ndiro raiva zuva rekupedzisira kuonana navo irori chii chakadaro kuita muroi kuuraya baba vevana vako
Muri muporofita chaise
Liqiniso mphela
Ngavafire kuoperation ikoko muroi uyu
Asi vakadzi so ka haa zvakaoma hazvo
Chipo achibewe
Ngava Tevere murume wavo mai ava ungatongera munhu rufu nekuda kwe property yake futi itai muchitevera amai sunungukai isu taka sungunukawo kuti muite muchitevere
Makanyanya ummmmm
Shame apa kwakutengesa dzimba ,avatorinawo kana musoro nezvinhu zvzcho zvakasara kupedza kutengesa ,pple need God in their lives
🙏
Naked truth Prophet she is wicked
People need to learn to seek God in light for help,and not witchdoctors
Vakadzi havana moyo zvachose
😢this is the kind of evil in Africa . U just try to understand why but with no answer
I think lack of education
Wakadzi wakaoma
Vanhu vakadai hamufanirwe kuvavhara face Prophet she does not hv remorse
Kanjani kuzoti handina chekureurura.
Cc uthe ayikho into yokukhuluma manje then Soo surrender mfaz
That's why God never merry
May God help women how can you wish your husband dead repent
Zvakaoma idi
🙆🏽🙆🏽🙆🏽🙆🏽🙆🏽🙆🏽🙆🏽🙆🏽
Now she's confess
😢😢😢nothing to confess😮😮😮
she is not sorry for killing the husband
She regrets becoz hupfumi hwakaparara otherwise Dai Mari ichiripo panga pasina chakaipa
Interpreter musaite zvekuwedzeredza Imiwo ...so that so that kutii
Kkkkk akutaura zvisina kutaurwa
😂
Chaunodyara ndicho chaunokohwa
Hoooo vakareurura vanorarama . Uuuuuh chisi hachieri musi wacharimwa
Siomile
Amen
Aaa.kutowana simba rekutaura nhai.uuui.
zvakaoma kusvika pakuraya here
The man is powerful however the interpreter is not needed as all parts can speak sane langauge!!
Munevamwe vasinganzwe shona
Do the ndebele speak shona , they are some people who dosent understand english
Soon he will be international
He has an international audience.
How do you feel nhai mother shame
Television 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂andina zvekureurura ini 😂😂
But you don't want to die yourself yet you found it easier for you to let your husband die
Shame this woman is so evil, how could she kill her own husband for wealthy, now she doesn't want to die, so sad lack of wisdom
VAnowanika kupi bba ava
Ku chitungwiza unit L
Papi pacho
Zvakaoma hazvo
Zvakaoma
Amen