prophet miracle paul _ mukadzi Akaita chihure butiro rikasarira mukati apa murume arimu road kuuya

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 12. 12. 2023

Komentáře • 149

  • @maudyfmakumbe928
    @maudyfmakumbe928 Před 7 měsíci +12

    Mhandu yemukadzi mukadzi shuwa vakadzi varoverera shem

  • @BeautyChengeta-ge4rt
    @BeautyChengeta-ge4rt Před měsícem +1

    Mubatsirei Prophet zvenyu. Ingo funga kuti dai ari mwana wako akaita izvi unoti chii ngaa regererwe asazozviita zve . Inga aziva wani kwekutizira tese trivatadzi. Kana vari sis vangu mwana wangu ndingade here kutizvisvike kumurume wake , Izvi ahadzokorore futi zvakare.

  • @abelmugadziwa3184
    @abelmugadziwa3184 Před 4 měsíci +1

    Hupombwe haudiwe chero muBible Saka prophet Ari ryt murume ngaazvizive kana aida murume wake anoitirei chihure

  • @noahchishanu917
    @noahchishanu917 Před 6 měsíci +2

    Rusrar Rustar I big you.vanhu wese awo vavakunda.

  • @user-ss8ct8zg2k
    @user-ss8ct8zg2k Před 6 měsíci +2

    I salute you man of God

  • @user-mo8ib9mr5h
    @user-mo8ib9mr5h Před 3 měsíci

    Amen asina mhosva ngamutake

  • @user-bt7co8qs8r
    @user-bt7co8qs8r Před 3 měsíci

    Prophet ndinofara zvikuru nezvamunoita, ndimwi prophet wandakaona anogona kureva chokwadi zvachiri.

  • @madamdelicious3183
    @madamdelicious3183 Před 5 měsíci +1

    Mhandu yemukadzi mukadzi sure...haa vakadzi imi mungati amusi vatadzi

  • @user-rf1xl5iv4j
    @user-rf1xl5iv4j Před 6 měsíci +2

    Baba verasta big up

  • @galiecharidza9592
    @galiecharidza9592 Před 4 měsíci

    Varegerereiwo prophet vadzidza soo

  • @user-ff3xp5wv3n
    @user-ff3xp5wv3n Před 6 měsíci +4

    vakadzi makaoma kuroverera umwe wenyu kudaro sure mhandu yemukadzi mumwe mukadzi

    • @JaphatSanyamahwe-zs4fi
      @JaphatSanyamahwe-zs4fi Před 5 měsíci

      usati kurovera mumwe mukadzi zvekudaro,tinotarisa kutadza kwemunhu cht gaya uri iwe ukuhurirwa kn mwana wako

  • @user-zy1jc8sj6i
    @user-zy1jc8sj6i Před 6 měsíci +2

    Bhaibri rinoramba chipfambi..ngaazive murume uyu....mukadzi akahura anoyendeswa kumusha kwake...

  • @angelamontebatsi1123
    @angelamontebatsi1123 Před 6 měsíci +5

    Baba vane chegreen Mwari akuitireyi zvakanaka

  • @user-jt4pu3fm4g
    @user-jt4pu3fm4g Před 6 měsíci +1

    Haaa mhandu yemukadzi mukadzi zveshuwa

  • @user-mq8eu8bc2x
    @user-mq8eu8bc2x Před 5 měsíci

    Thanks prophet munogona basa

  • @colletsibanda3284
    @colletsibanda3284 Před měsícem

    Thus s done for ù to learn

  • @BlessingMwedzi
    @BlessingMwedzi Před 5 měsíci

    Bhaibheri rinoti munhu anorambirwa hupombwe Saka apa Mai ava ngavaende kumba kwavo

  • @user-pf7bp7vh6u
    @user-pf7bp7vh6u Před 6 měsíci

    I salute you Man of God

  • @angelgaolebe4713
    @angelgaolebe4713 Před 6 měsíci +1

    Good morning Man of God listen to the Holy Sprit we believers of called ourselves Christians some of us are hypocrites.

  • @user-pt9cx1py2d
    @user-pt9cx1py2d Před 4 měsíci +1

    Vanhu ngavadzikame coz marriage is not meant for those who cheat kana munhu achida kuita zvisakarurama gara wega nekuti hauna anozokubvunza zvakawanda plus vanhu ngavagare pamwechete kwete kuti mumwe kwake ariega vamwe havazogoni kukunda miedzo.

  • @user-nq7sg9lm5x
    @user-nq7sg9lm5x Před měsícem

    Zvinorwadzà havazomboregi kuita zvinhu zvavo imba yavo ndivo vakatoipaza Vega

  • @shingimate1575
    @shingimate1575 Před 6 měsíci

    I salute you prophet

  • @user-se5md3bg4l
    @user-se5md3bg4l Před 2 měsíci

    Inini I believe kuti church iungano yevatadzi vanotodawo kubatsirwa asi Mwari vanotiregerera saa Mai a ngavaregererwe, isu tinotadzira Mwari kangani vachitiregerera

  • @isabelmuchineuta9879
    @isabelmuchineuta9879 Před 4 měsíci

    Mhandu yemukadzi shuwa mukadzi hamunyare here anamai vakuru vakakura kudai kutaura zvakapusa kudai

  • @MillicentMhokore-dc8on
    @MillicentMhokore-dc8on Před 6 měsíci +5

    I’m just thinking hangu kuti nemuhuriro ukuita varume kubsouth Africa kaaa muchatozoona kuti mai Ava vakahura havo nebepa pamwe murume wavo atorinevana kuno

  • @jessicakanoyerera3587
    @jessicakanoyerera3587 Před 3 měsíci

    Amen enda hako asi usazotadzazve

  • @ressybvaru4148
    @ressybvaru4148 Před 6 měsíci +2

    Mapunzi anowira kune vasina Hari shuwa

  • @lesleymutseka8816
    @lesleymutseka8816 Před 6 měsíci

    Haaa mhandu yemukadzi mukadzi

  • @user-eb7ng7wu8q
    @user-eb7ng7wu8q Před 6 měsíci +1

    Chero nemi varume makaoma futi munohura musati vakadzi ndiwo vanokanganisawo futi

  • @aaronrushiri2005
    @aaronrushiri2005 Před 5 měsíci

    Mkadzi ngaabude agare ega aite zvechihure pasina limit vanoda dzimba vapinde havo.

  • @delightmanyika6410
    @delightmanyika6410 Před 2 měsíci +1

    Apupura chokwadi haachazviiti atendeuka

  • @MillenSibanda
    @MillenSibanda Před 6 měsíci +5

    Aaaaaa prophet batsirai munhu akatadza asi murume akaziva mchato unopera

  • @InnocentHarare
    @InnocentHarare Před 6 měsíci +4

    Some of the issues like this its not necessary kubuditsa munhu patv soo , now days ma church arikuputsa dzimba dzevanhu

  • @user-bi8zz9pb6f
    @user-bi8zz9pb6f Před 3 měsíci

    Àmen chihure hachina kunaka
    Asi mubatsireiro

  • @sirgeo9432
    @sirgeo9432 Před měsícem

    Murume ngaazive

  • @panashewanorman
    @panashewanorman Před měsícem

    Ko kudai chiri chirwere chaava nacho munongoti murume asvike atapudzirwewo ere uyu mukadzi asabatsirwa pasina murume wake

  • @user-fi7wj1sk5b
    @user-fi7wj1sk5b Před 3 měsíci

    Imi hamuna mwana mska hre

  • @WillardchristianBen
    @WillardchristianBen Před měsícem

    But varume tisasiye vakadzi vega honai manje

  • @user-bn7nd7cs8b
    @user-bn7nd7cs8b Před 6 měsíci

    Tell be shard prophecy papa

  • @mercynyakatangure2481
    @mercynyakatangure2481 Před 6 měsíci

    Zvakangooma hazvo

  • @khanyimpansimpansi1614
    @khanyimpansimpansi1614 Před 3 měsíci

    Yes prophet 🙏🙏

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 Před 6 měsíci +1

    Bible rinotii panyaya yakadai, rinoti mukadzi akahura ngaaende

  • @artaxerxesdeejerison
    @artaxerxesdeejerison Před 6 měsíci

    Rastah nyaya haisi yekuti mukadzi akasara nguva yakareba sei. Nyaya iri pachivi chaapara chivi chowupombwe. Paripo here pakanzi kana murume agarisa chiita hako chowupombwe.

  • @decentgoronga3833
    @decentgoronga3833 Před 3 měsíci

    Divorce is only allowed in bible kana paitwa hupombwe. Saka apaa zvadhakwa

  • @siphilisiwempofu1848
    @siphilisiwempofu1848 Před 6 měsíci

    Amen

  • @janganotakundanashe
    @janganotakundanashe Před 6 měsíci

    Aya mahora boys rangu

  • @user-pc1gf2zk8i
    @user-pc1gf2zk8i Před 6 měsíci +1

    I think macomments andrkuona ekuti waregererwe are coming from ladies coz murume aka kwana haarotomoke seizvo .baba vane green mukadz wenyu akahura mumuregerere coz mistake

  • @Melody-kn8ur
    @Melody-kn8ur Před 6 měsíci

    Uyu ngaregererwe

  • @NgonidzasheOliviaMupfudz-bw4oy

    Munebasa Prophet rakaoma

  • @NyarariraiKakomwe
    @NyarariraiKakomwe Před 2 měsíci

    Murume vamai ava ane girlfriend kusouth akuregerei kugara nemukadzi vake kusouth ikoko

  • @DubeDube-zy2tp
    @DubeDube-zy2tp Před 3 měsíci

    Mai avo ngavaende chihure no even the bible say so

  • @user-me8ff6cj7b
    @user-me8ff6cj7b Před měsícem

    Vakadzi takaoma chokwadi kuroverera mumwe kudero

  • @godfreynyaku2024
    @godfreynyaku2024 Před 3 měsíci

    Apa panodiwa chikomba chavo mai ava auye abatsvirwe asazohure nevakadzi vevanhu but mai ava ngavaye kwavo

  • @user-og2jp1bo8q
    @user-og2jp1bo8q Před 6 měsíci

    Vakadzi ava vari kusekenyeka shuwa nyaya yakadai

  • @sajinjika
    @sajinjika Před 6 měsíci

    Chech ndeye , bvunzai rugwaro runoti Mathew chapter 5 ; 13 mukadzi anongorambwa nekuda kwehupombwe

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před měsícem

    Yoooooo weeeee

  • @dellinachinawa4561
    @dellinachinawa4561 Před 6 měsíci

    Amen.

  • @DakataFrp-bc4uw
    @DakataFrp-bc4uw Před 3 měsíci

    Amem

  • @DeckingWorksConstruction-lc4qp

    Muporofita haanyeperwe yoooh

  • @colletsibanda3284
    @colletsibanda3284 Před měsícem

    She came to the right place

  • @user-so5dz1je7o
    @user-so5dz1je7o Před 6 měsíci

    Vabatsirei vataura chokwadi ndizvozvo

  • @SolomonKhamba
    @SolomonKhamba Před 3 měsíci

    Yes❤

  • @catherinenyamvura8870
    @catherinenyamvura8870 Před 6 měsíci

    Ichi ndochipfambi chaicho murume ngaaudzwe mai ava mukavabatsira havazvirege vanoramba vachizviita

  • @violetchitambo407
    @violetchitambo407 Před měsícem

    Varume vese vakuregerera, vakadzo yoo

  • @sheronmurinye1905
    @sheronmurinye1905 Před 7 měsíci

    Uuuum zvakaoma

  • @linazava4550
    @linazava4550 Před 6 měsíci +1

    Enda hako - usazotadzaze

  • @angelinec.mhlanga4504
    @angelinec.mhlanga4504 Před měsícem

    She can go ku clinic unonobviswa kana rakasara mukati

  • @user-qs5yq4pj8h
    @user-qs5yq4pj8h Před 5 měsíci

    Uuuu vakadzi vakaoma

  • @LainaChifamba
    @LainaChifamba Před 6 měsíci +3

    Iiii vakadzi takaomamoyo

  • @learmachazire8221
    @learmachazire8221 Před 6 měsíci +4

    She needs to be forgiven . She has suffered already .

    • @tinotendagozhore5142
      @tinotendagozhore5142 Před 6 měsíci

      I don't think she needs forgiveness. Women can be so wicked, I don't know why. She must get divorced so that she regrets for life.

  • @hazelzangobani9370
    @hazelzangobani9370 Před 4 měsíci

    part 2plz

  • @sarudzayichizema8186
    @sarudzayichizema8186 Před 3 měsíci

    Mhandu yemukadzi mukadzi

  • @StellaNyawata
    @StellaNyawata Před 2 měsíci

    Murume angaaudziwe nokuti zvechihure izvi haazviregi😂

  • @bekemuswaka6193
    @bekemuswaka6193 Před 7 měsíci +1

    iii kana chimwe chokwadi hachibvumike ...haaa kana

  • @Innocent660
    @Innocent660 Před 7 měsíci

    Vakadzi makaoma moyo

  • @jacobnyamuda5661
    @jacobnyamuda5661 Před 7 měsíci +3

    Ko Mwari wakunzwa ma opinions kubva ku vanhu hr? Ko Mwari zvavakapa ma principles avo mushoko ravo kubudikidza nema 10 commandments, ko zvekuzonzwa maonero evanhu zvingazunungutsa ma principles avo hr. Ndinoona kuti vanhu varipo vane spirit of God asi muporofita wawanotevera mweya waanoshandisa unogona kusava wa Mwari wezvokwadi.

    • @paulinemathe-pahlani4273
      @paulinemathe-pahlani4273 Před 6 měsíci

      I think ingori nyaya yekuti vanhu vadzidze

    • @InnocentHarare
      @InnocentHarare Před 6 měsíci

      Haihwaa kana dai ndirini handina kwandaimbo dzokera nemrume ini 😂 ngaango enda kune chimwe chipatara varume vanohura kanganikoo vanhu vejoni vanohura zvisingaite

    • @lesleymutseka8816
      @lesleymutseka8816 Před 6 měsíci

      That's y I doubt these prophets sometimes

  • @obviousmutakiwa-435
    @obviousmutakiwa-435 Před 6 měsíci

    Zvakaoma hazvo dai mwari vapindira

  • @user-mq8eu8bc2x
    @user-mq8eu8bc2x Před 5 měsíci

    Rambai makadaro

  • @user-rb5ix6ky7i
    @user-rb5ix6ky7i Před 4 měsíci

    Zvakaom

  • @user-mg5vc7pj8s
    @user-mg5vc7pj8s Před 4 měsíci

    Murume ngaazive mabasa emudzimai wake chokwadi ngachibude pachena

  • @user-tp9vr3uo4d
    @user-tp9vr3uo4d Před 7 měsíci

    Haaa

  • @user-wv7tg2wc8p
    @user-wv7tg2wc8p Před 7 měsíci

    😂😂😂 haaa unozvishora

  • @user-qs5yq4pj8h
    @user-qs5yq4pj8h Před 5 měsíci

    Pakaoma

  • @Gracemutobrah
    @Gracemutobrah Před 6 měsíci

    Kubatsire Profet

  • @user-ss8ct8zg2k
    @user-ss8ct8zg2k Před 6 měsíci +1

    Brother ava vataura chokwadi white t-shirt and red

  • @tblo9107
    @tblo9107 Před 6 měsíci

    Bepa is inside your sei sei😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @DakataFrp-bc4uw
    @DakataFrp-bc4uw Před 3 měsíci

    Ngayende

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 Před 7 měsíci +2

    Ende vakadzi takaoma moyo 😮

  • @runaidanancytobias285
    @runaidanancytobias285 Před 7 měsíci +1

    Yoo vakadzi havafi vakabatsirana but varume vanodzimurana ndadzidza pama comments. What she did was wrong but you never know the husband anoita nezvei.

    • @lucymashinge
      @lucymashinge Před 6 měsíci

      Taura hako vakaszi kurwadzisana chete

  • @user-fr4ow4zp2h
    @user-fr4ow4zp2h Před 6 měsíci

    Varume temama nhaka

  • @user-qs5yq4pj8h
    @user-qs5yq4pj8h Před 5 měsíci

    Kkkkkk

  • @icywayentertainment3927
    @icywayentertainment3927 Před 7 měsíci

    Mjolo uchatiuraya 😂

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 Před 7 měsíci +1

    😂😂😂vamwe varikunamirana uku kna kutotya

  • @HazelNdlovu-zl3cw
    @HazelNdlovu-zl3cw Před 6 měsíci

    Go deeper

  • @eunicemationi980
    @eunicemationi980 Před 6 měsíci

    Chihure chakaoma zvacho😂😂😂

  • @user-xv6vm2st4c
    @user-xv6vm2st4c Před 3 měsíci +3

    Vese vakut varapei pasina murume mhata dzenyu

    • @ShadreckElijah
      @ShadreckElijah Před 2 měsíci

      Kkk wazonyanya kutukisa sahwira usadaro kkkkk wandisekesa

    • @ShielaSithole-qk9ox
      @ShielaSithole-qk9ox Před 20 dny

      😢matsamwa bamunini ,vakadzi varimudzimba varura nechihure mhani

  • @sekaicleotauya4858
    @sekaicleotauya4858 Před 5 měsíci

    Ummmmmm zvakaoma but sei vanhukadzi vachinyanya kungonzi chihure apa uri mumarriage I don't think zvinoita ko kungobuda Mumba macho wohura hako

  • @user-om7qv7vj2r
    @user-om7qv7vj2r Před 3 měsíci

    Bepa is inside your sei sei

  • @SeleYusuf
    @SeleYusuf Před 20 dny

    Paper is inside Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk

  • @user-mo8ib9mr5h
    @user-mo8ib9mr5h Před 3 měsíci

    Downfall yemkadzi mkadzi