7yrs Uchingobhubhuna Usina Kuroora Mwana Wangu, Manje Ndoda Mari Yangu Mukwasha

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 20. 08. 2024
  • Tezvara vovava vachida pfuma yavo kubva kunemukwasha

Komentáře • 7

  • @scnyanyiwa
    @scnyanyiwa Před 2 měsíci

    machinda amambo haazive chivanhu lucky enough mambo is always on point

  • @samuelrinomhota2692
    @samuelrinomhota2692 Před 2 měsíci

    Yaaaah vana SEKURU vaive vada kudya zvisizvavo
    Avo havakwiriri atezvara vanokwirira mukuwasha

  • @logykays2673
    @logykays2673 Před 2 měsíci

    Chivanhu chekuZim chinorwadza hacho aaaah munhu haaana kuroora ivo vaakuda kuroorerwa

  • @bigtonzhou5814
    @bigtonzhou5814 Před 2 měsíci

    Munhu anoda pfuma ye mwana wa asina kuchengeta zviriko here izvo

  • @elandbull9419
    @elandbull9419 Před 2 měsíci

    Iwe bhangu haunawo kubvisa pfuma kuda kungwarira paduri sehuku

  • @Mbwido
    @Mbwido Před 2 měsíci

    magona mambo Bushu

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Před 2 měsíci

    7 years achirasira hurume mumwana wemunhu. Hazvigone