"Sabhuku Munorohwa Nembanje Imi, Musade Kutonga Chibhorane Mvura Haisi yenyu."

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 20. 08. 2024
  • Kunyora tsamba zviri official uchitukirira sabhuku.

Komentáře • 13

  • @couragebasapfupi9517
    @couragebasapfupi9517 Před 2 měsíci

    Kkk haaa idzi ndidzo dzarohwa shamhu ine munyu

  • @BrightonKabaira
    @BrightonKabaira Před 2 měsíci +2

    Ummmm kutadza kuverenga apa Mambo vacho kutotererawo zvakadai

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl Před 2 měsíci +2

    Isai vanhu vanogona kuverenga kukakama neshona ko chirungu angaverenga ere uyu

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 Před 2 měsíci

      Chirungu chei? Murungu here? Chero akatadza chirungu chacho zve basa rei? In any case zvinhu zvese zvouya zvakanyorwa ne chirungu pama dare aya should be translated into a local language.

  • @NelsonDaily337
    @NelsonDaily337 Před 2 měsíci

    Sabhuku muroyi haukiyere vanhu mvura

    • @couragebasapfupi9517
      @couragebasapfupi9517 Před 2 měsíci

      Hhhhmmm sabhuku is correct apa gore rino hakuna kunaya plus nyaya ye mamwe ma pipe iyo kuforoma zvidhinha can be postponed to next year ka but kurarama kunodiwa mombe dzoda mvura ma garden plus kunwa sabhuku is ryt apa

  • @maxwellmavi6712
    @maxwellmavi6712 Před měsícem

    Please Please clear the air, bvisayi magrade 0 pakuverenga...uyo muiteyi mu neighborhood

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Před 2 měsíci +1

    Uyu Toshiba itai muchimuverengesa ne Chirungu coz Shona inomunetsa

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 Před 2 měsíci

      Chirungu padare rechivanhu rine mashona chete? Problem yenyu ndeyeyi chaizvo vanhu vatemba mongoda kuisa chirungu pamberi pose pose ne pa traditional court. Saka hwu traditional hwayo hunenge wa papi?

  • @TapiwaMahaso
    @TapiwaMahaso Před 2 měsíci

    Toshiba verenga kwazvo

  • @rashychikwana6
    @rashychikwana6 Před 2 měsíci

    Ummmmm munhu haagone kuverenga zvakanaka uyu please chinjayi Muverengi wenyu anonyadzisa murume mukuru kuverenga kunge grade1

  • @it3788
    @it3788 Před 2 měsíci

    Noise and kusa gonashonainreadin

  • @couragebasapfupi9517
    @couragebasapfupi9517 Před 2 měsíci +1

    Ko mambo munoshanda nevanhu vadingagone kuverenga shona indawa