Peoplw may give adverse comments about this court but the traffic at chigodora's place is a clear testimony that people are confident of his conflict resolution skills
People have got a lot of problems dzirikunetsa mumhuri asi vachishaya kuti vodii nematambudziko avainawo. Thank you headman Chigodora. You deserve to be a chief. You have solved a lot of problems and a lot are coming to you for solutions.
ine vanhu vari level up pakufunga imagine pasina chiri kunetsa asi as brothers voita decision to just visit and talk nemhuri yakavhiringwa nemukona ndo ubuntu at its best
Thanz nekutiunzira zviuya family I am proud of them ma next door anguu Aya . The legendary being johanis zhiuya . The legendary of bere legal practional magweta ayooo
This is a very rare occurrence, kudos to this family. Good leadership vakuru vanayo. I appreciate mafungiro avo, nekuti chokwadi mangwana mwana aberekwa nhasi akazonzwa nyaya iyi zvinenge zvaakuita sekunge sekuru vake vakaponda munhu. Ndatenda hangu. Tsika nemagariro edu vanhu vatema, ndafara hangu kuti varatidza kubatana asi nyakufamba nemotokari avekuhwanda nemasowe, asi handizvoba kana isu tinonamata kumasowe tinozviziva kuti mhosva hairovi. Mushonga wengozi kuiripa. Thank you, this is an eye opener kunaanamuparanzvongo mazvinzwira. Thank you once more😮.
Aizve, uyu Charles Zviuya ndi teacher wangu. Akandidzidzisa biology pa Ndima secondary school kwa Rusitu. Baba va Talent. I am happy kumbovaona. Chero pane dambudziko zvapo mumusha.
@@kingsdaughtersaltoftheeart5194 i think ndiye. Baba va Talent. Paakabva ku Ndima secondary kwa Rusitu handichazivi kuti akabva azoenda kupi chaiko. But i know him very well.
waaal thats great. He still looks energetic. Mr Zviuya vaiiti ukadofora vaikufamba apa vachiita sevari kuseka havo😂😂😂😂😂. But one thing vanga vasingarovi.
Headman stop lying forensic inotii nemaziso emufi?. Ngati itei zve court chete headman 😅😅😅. The eyes are opened to see if the small veins have bursted or not it tell if force was implied or not by the cause of death or not . Coloration or any abnormalities. No pictures are to be seen in pipos eyes if it was that easy dai taka solver a lot of cold cases !!! I love your court n leadership skills ❤
Zviuya family can also go to the police there are permanent records of such incidents. All you need to do is to supply particulars of your brother and you will get village particulars of the deceased moona kuti motsvaga nechepapi
@@blessingzviuya4373 Ahhhh Blessing. How are you. Were you not at Ndima with Mr Zviuya back in the days? There was a guy who was staying there with Mr Zviuya but i dont remember the name.
Cheers to us who like first b4 kunzwa nyaya🎉🥂🥂🥂
Baba Taps how far muskana wekubudirwa Nababa wake we are still waiting
Tasvu akavhara matare
Sure waiting
Well done Mr Chigodora❤.But musaise lD and phone number dzevanhu pamhepo.Kune mbavha out there.
Point iyoyo patoita mistake
Head Man ngawambouye kwa DJ Ollah
Ngozi haizikanwe musi wainosimuka thank yu so much family,magadzirira vana nhaka yakanaka ngozi haisi yekutamba nayo be blessed ❤
Peoplw may give adverse comments about this court but the traffic at chigodora's place is a clear testimony that people are confident of his conflict resolution skills
Macamera anogona kudaidzawo futi.
yebo@@TheChekas
People have got a lot of problems dzirikunetsa mumhuri asi vachishaya kuti vodii nematambudziko avainawo. Thank you headman Chigodora. You deserve to be a chief. You have solved a lot of problems and a lot are coming to you for solutions.
Ma charges achigodora haanderani nekutambudzika kwevanhu, apa maUSD.
Well-done family,magadzirira mhuri yose chinhu chakanaka,kuzvideredza kwakanaka chaizvo
Pano hatibve totenga Data nemari yemuriwo ❤😂😂😂😂
😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂
Haunyepi neyechingwa kkkkkkkkkkkkkk
Nzara yacho hatitoizwiiba tiripano😂😂😂
Teramirai 😂😂😂😂😂
Chigodora voyeeeeee❤ baba taps muri sei
Keep up the good work Headman Chigodora ❤❤😊
May the lord give you more wisdom headman ne vabatsira venyu kwete zvatinoona😂 kune mamwe matare kuri Pisa mombe nemombe padina kodzero big up
Good bless you Mr and the boys 🎉🎉🎉
Headman mwaratidza rudo thank u headman. Rejusai ngozi mbudzi kuzvarira pavanhu kuda kudzingirwa imbwa family rambai makabatana
Varume vagona ava, munhu haasi gonzo zvekuti zvinongonzi zvarova. Weldone guys for thinking wisely...
Kudos to the Zviuya family. Your humility is a sign of wisdom. Dai zvafamba zvakanaka.
ine vanhu vari level up pakufunga imagine pasina chiri kunetsa asi as brothers voita decision to just visit and talk nemhuri yakavhiringwa nemukona ndo ubuntu at its best
Thanz nekutiunzira zviuya family I am proud of them ma next door anguu Aya . The legendary being johanis zhiuya . The legendary of bere legal practional magweta ayooo
❤Headman Chigodora you're super intelligent than CJ Malaba❤
even kuwaita Speaker of Parliament also he is very neutral... 👏👏👏
Kkkkkk unonwa drink ripi
Kkkkkkk kuita speaker
Chigodora my favourite
Bhuru Remusindo
Chigodora power........mushonga we ngozi kuiripa
Headman Chigodora to the people ❤
Good vision baba taps
Headman chigodora to the world ❤❤❤❤
Headman you are the best in the country.
Karanganda well done. Love your work Asi please to blurt out ppl's addresses and ID details.
This is a very rare occurrence, kudos to this family. Good leadership vakuru vanayo. I appreciate mafungiro avo, nekuti chokwadi mangwana mwana aberekwa nhasi akazonzwa nyaya iyi zvinenge zvaakuita sekunge sekuru vake vakaponda munhu. Ndatenda hangu. Tsika nemagariro edu vanhu vatema, ndafara hangu kuti varatidza kubatana asi nyakufamba nemotokari avekuhwanda nemasowe, asi handizvoba kana isu tinonamata kumasowe tinozviziva kuti mhosva hairovi. Mushonga wengozi kuiripa. Thank you, this is an eye opener kunaanamuparanzvongo mazvinzwira. Thank you once more😮.
Headman manyama❤❤❤
Waiyepo eree😂😂
Headman to the world✌🏻
First today kusvika pano 😂😂😂😂
Karanganda wooo thank you for mr magirazi
Nyaya yenyu mayipinza pamunhu akanaka,haakusiyeyi kusvika mayita zvido zvenyu,thanks family nekubatana
Chigodora team vakirai headman shed rakanaka avo is doing a great job
HAZ Ngozi yes muridzi arikupika life in jsil
Headman Chigodora has wisdom ❤❤❤
The more i see these videos,the more i see huKaranganda huri mulife mangu
Vachigodora for the people wayepo yere
Waiepo ere🔨🔨🔨🔨
Ndokumbirawo stand kwachigodora vanotonga fair and vane mibvunzo inobudisa nyaya pachena
Dai varivo vanotonga Zimbabwe yose
Thumps up Karanganda, ❤ bt adjust Pic quality too haizzy
Mwaiyepo ere
Headman ndapa kutenda.
Mudhara uyu ibenzi
Thanks baba taps Karanganda waivepo ereeeerr
Headman for the People ❤️
Headman godbless u
Picture 📸 ❤
Ndaapo babaTaps
Chigodora unotonga wena
❤❤kuti chuuuuuu
Heardman for the people😅
Chigodora woyeeeeee
Karanganda kumberi ❤❤❤❤❤❤❤
Amen to the People shuwa kkkkk
Musha nemusha unezvavo
Ndauya kuzotenamira ndiriyo pano 😇
Headman wevanhu ndokushuvirai makore mazhinji muchirara
I'm a follower of your program but issues to do with identity treat them outside cameras for security purposes
Nhuriyakabatana iyi
Ndafarira zvaitwa nemhuri iyo😊
Chief Gosho😂😂😂😂
Haibo Mr Zviuya my Science Teacher 2015 Pafiwa Mutasa High school
Yagona mhuri iyi ,years later zvinozonetsa.
Dai zvaibvira vana baba avo or mhuri iyo yaienda kuFTC vononzwq kuti company haizivi zita remufi nenzvimbo yakanovigwa hre . Kufunga kwanguwo
Mwari vakuitirei zvakanaka Zviuya family, mushonga wengozi kuripa kuitira next generation ❤❤
Garepo ngepakoo 😅😅
Varume ava varikuziwa zvirikuitika. Vanonyepa sepasina chirikuitika
Ndaiyepo
Mukwashai itai kuti kwachu kwachu kutaura nyayazve mukwasha zvifambe.
Team karanganda muriwadi hre
Headman pfeee
Mushonga wengozi kuripa
Ishe Gosho
❤❤❤Headman to the people
I follow him hapana chondijamba kkkkk l like mibvunzo yavo kunyanya inobudisa nyaya pachena
Karakanda to the fullest
Magona vanhu vemhuri iyi ndokunzi kugonesa kuripa ngozi isata yainetsa vana
❤❤
Headman Chigodora munogona
Aizve, uyu Charles Zviuya ndi teacher wangu. Akandidzidzisa biology pa Ndima secondary school kwa Rusitu. Baba va Talent. I am happy kumbovaona. Chero pane dambudziko zvapo mumusha.
Is he the same Mr Zviuya vakadzidzisa pa St Patricks Nyanyadzi. He also taught me co- science.
@@kingsdaughtersaltoftheeart5194 i think ndiye. Baba va Talent. Paakabva ku Ndima secondary kwa Rusitu handichazivi kuti akabva azoenda kupi chaiko. But i know him very well.
He's the one, my father too. Vachirimo mukudzidzisa vana
waaal thats great. He still looks energetic. Mr Zviuya vaiiti ukadofora vaikufamba apa vachiita sevari kuseka havo😂😂😂😂😂. But one thing vanga vasingarovi.
@@kingsdaughtersaltoftheeart5194 serious? Ndovaziva vachirova ava ku Ndima secondary. But kurohwa waitoziva mhoswa yako usati warohwa
Thanks baTaps wanzai nyaya wekend kudai
Headman stop lying forensic inotii nemaziso emufi?. Ngati itei zve court chete headman 😅😅😅. The eyes are opened to see if the small veins have bursted or not it tell if force was implied or not by the cause of death or not . Coloration or any abnormalities. No pictures are to be seen in pipos eyes if it was that easy dai taka solver a lot of cold cases !!! I love your court n leadership skills ❤
Headman manyama
I know that lawyer Zviuya rine bag
Ndavapo
Ndavepo
Zviuya family can also go to the police there are permanent records of such incidents. All you need to do is to supply particulars of your brother and you will get village particulars of the deceased moona kuti motsvaga nechepapi
Thanx ba Taps
Yes yes
Chokwad headman ngozi hairipwi ne Jeri
"Motikari kwaakumira ngemusoro wemunhu 😮😮🙆🏻♂️🙆🏻♂️😭😭".
Padare panoswerwa apa, zuva rakutodoka
Im the first
Karanganda
Karanganda tv
Tisu taka lokka mastreets
Ishe gosho wo ndaingazodawo kuvaona ba taps 😂😂😂😂 ishe gosho
Kkkķkkk ishe gosho muripiko😂
😂😂😂😂 chokwadi ndiwo wasara tivaziwewo😅
Havangodi kutaura zviripo zviri kuitika kumhuri iyi vozoda kuripa mhosva ya98 maivepi kare kose
Headman vevanhu
Ko kuchurch vanoenda kukereka here
But chigodora ane mombe ngani
Ndafara kuona Charles Zviuya, teacher vangu
It seems ma former students ava Zviuya takawanda pano😂😂😂😂😂😂
@@kingsdaughtersaltoftheeart5194 you are also a former student yake? From which school?
@@Olcool St Patricks Nyanyadzi
I'm happy to see grateful students to my father 😊
@@blessingzviuya4373 Ahhhh Blessing. How are you. Were you not at Ndima with Mr Zviuya back in the days? There was a guy who was staying there with Mr Zviuya but i dont remember the name.
Nhy munhu wakaita accident nemistake wakurambirei kuripa zvisat zvashata, family yange yagona kut vataurirane nevakafirwa zvigadziriswe
Chokwadi mufunge positori hayipedze ngozi hapana Kunamata kwaarikuita ngatange aripa ngozi first ozonamata
@@marydzenga3516people hide with kunamata ndivo matsotsi iwayo ekumasowe