Negomo muchaperakufa (Madzibaba DVD)

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • 👆🏽👆🏽👆🏼Inzwai Domboshava muchapera kufa maAqua neMusangano weGore zvamuri .Negomo yakauya yakazara neNgoni dzeRushanga magumura maviri Jeremiah ndiye aive neNhemo ...Maikoro weMoto Desire aine Hwai . Kuzoreva Chido chaBaba makaita nharo nokuti hamuzive Mweya muri maChira maTsvuku 2% ndovanoziva Dare ...BaChristopher vakabvuma Izwi raNegomo kwete tumwe tuvaporofit twaBhaari twainzwa Changara .Ndaivepo inini ndichiona nokunzwa ..Magumura akatema nhemo achiti mukaramba muchiita musangano weGore munopera kufa .nekukwira makomo .Ndizvo zvatakuona izvi kufa kusina tsananguro .Tsaona dzega dzega. #madzibaba dvd

Komentáře •