moyana is my best musician since 2013 mogona team rambai makadaro i like your rythym is differ from others, even the voice pakastaira kekuti hereiyeee or iyeye ndopanoti moyana pacho muuyewo kujoycenter mbare or machipisa tinokudako mkoma chero mukati 20usa show ndoibhadhara
Murume uyu anondipedza manje asi Madhiri takambomamira handisikuiona payoutube nekumwe kunodownloadhwa handitozivi kuti inorira sei asi zita racho imboma mdhara

moyana ndomuimbi mukuru muZimbabwe but vanhu havadi kuterera mashoko avanoimba in a gd way seni zvangu moyana ndomuimbi wangu zvachose
Thanks mr Moyana nemi amafaro
Kkkkk hanzi ndiyani angaziva kumberi kwechingwa kkkkkk
Weldone mudhara moyana we support you black hunters
Ka1 ngoma unorova mudhara usadzokere kumashure unechipo mwana wababa
Kikikikikiki hanzi handitarisiri kuti munhu wese achafarira music yangu lol.
Talented guy Mr Jacob, Well done sir 👏👏👏 we need your music on yourtube please 🙏🙏🙏🙏
Pane aka uploader some of his music. Will upload this album . Thanks for the support.
i will up load it soon boss
Upload more music on CZcams yajacob moyana
Weldone black hunters
Ko nhaiwe Mafaro Huchi ko zvisina ku upload masong acho wani
Kabundu kkkkkkkk
Unondigonera Moyana zvakanaka zvakadaro
Wakanyanya mdhara 🎙🕪
Zvamisidzana Sema bhuru😂
Hondo yemaguta kumberi mama 1:44:59
Murume uyu anondipedza manje asi Madhiri takambomamira handisikuiona payoutube nekumwe kunodownloadhwa handitozivi kuti inorira sei asi zita racho imboma mdhara
Yakutipazhira lol