Verify nyaya yako usati wapomhedzera-Prophet T Freddy
Vložit
- čas přidán 23. 04. 2024
- Verify nyaya yako usati wapomhedzera
Munhu wese anokokwa kuBig Sunday musi we Sunday 28 April 2024 pacorner Highglen rd and Mushayabande Glen Norah B Harare
To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email
goodnessandmercyministries@gmail.com or call +263712528094; +263778059270 - Zábava
Prophet makanyanya munhu wa mwari ndibatsirewo prophet zvinhu zvangu zviendeke
Kuuya kuzozvi tengesa hako brother
MWARI VANOGONA NGAVA TENDWE🙏🙏🙏🙌🙌🙌👏👏👏👏
Prophet munogona kuimba zvenyu... Hallelujah Hallelujah 🙏🙏🙏🙏
Makanyanya munhu wamwari ndinoshuwira kuporofitwa zvakadai rimwe zuva❤❤❤❤❤
munhu wa Mwari munondipedza .. Mwari ngaarambe achikushandisai Prophet Freddy
MaHorror chaiwo saka muchanotii kuna Amai nhai🤗
Amen mweya wekupomedzerwa ndauramba musanyeyane pliz amen prophet
Amen and Amen l receive prophet ndine njambwa munyama prophet ndinamatireiwo
Maporofita echokwadi ariko. Maporofita manyama. Thanks 🙏 very much Prophet of GOD Prophet T Freddy.
Iwai nemaziva akawanda ekubatsira nyika.
Varume so kna mazoita magirl enyu ka musazofarisa muchinyeya mudzimai venyu nxaa baba imika ska muchanotii kna madam Apa imi ndimi muri kuhura mukwane baba imi nxaa Thanks man of God
Prophet vakudhomoka Boyz rangu❤❤ I love it
Kuna Mwari kudenga ,vanoona zvakavanzika, tinotenda Ptophet
Prophet haaa makanyanya ndakutyai more blessings 🙌
Prophet makanyanya munhu wamwari🎉🎉🎉🎉to the fullest🎉❤❤
Ameni tirikufara tichiona muchiponesa vanhu daimwari vakandikundisawo ndiuye kunopihwawo ruponeso sevamwe
Amen. Man of God. Chkwdi chataurwa apo Baba tendeukai mutsvage hutsvene hwaMwari musiye chipfambi icho
Ah yas uku ndokunzi kugonekwa
I need a fully song , we are blessed prophet
Thank you Man of God,.Amen and Amen 🙏
I love it go deeper man of God
Thank you prophert magona kumuudza chokwadi baba ava
Zvakavadzika budisai prophet.
Haaa maxuvano murikubura malastest songs🎉
Papa makanyanya l love it❤❤❤❤❤.
Kutonhodzwa kuti tonho thank you prophet
Maburitsa chokwadi papa thanx man of God akuda kupa mhosva mukadzi iye arindiye arikuita chipfambi
Go deeper prophet ,thank you
Amen Amen mabatsira musha wanga wava kupunzika thank you Prophet maita henyu
Aaaaa varume musazokasika kutsamwa modii kushingirira sezvinoita vakadzi
Amen I am I watch from Namibia
Amen amen ❤❤❤
Thankiew Prophet Tiri munhamo nekupomerwa mhosva dzatisingazive ,varivo vanocheater .Saka vachaita cy baba ava so
Makatumwa Prophet T Freddy
Amen man of God
Thank you my father
Amen prophet maita basa nekutaura chokwadi
Thank you you Prophet
Amen and Amen prophet manyama 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Yhooo 😢
Prophet makanyanya baba one day I will be there
Amen ❤
Taurai papa ❤❤❤
❤❤ one day it's one i will there❤
Yaaaaaa expose my God
Thank you prophet
Yooo zvakaoma nhaimi😮😮😮
I love the song
Amen amen 💖💖💖💖
I love this profit
Maita prophet nekununura mukadzi Uyu angaatipinda pama 1 , apa varume vanodhura maningi mdivo vaneruchengera zvakanyanya
Makauya kuzosungura nyika Prophet T Freddy mashoko aya ndgara ndakataura mucomment section
Haaa jelous down ngoma munorova prophet
Amen Papa you are to much
Me too will be there too under what circumstances
Higher Dimension of Prophecy
Makanyanya man of God ndodawo kubatsirwa ndobatsirwa seyiwo
Amen Amen
Kambo kandinakidza ako mhani...prophet makanyanya.
Hamani pamatanda ake🙏
Amen 🙌🙏
Amen and Amen
u're are my papa ohhhhh
Tauraiwo nehwangu upenyu prophet 😢
Amen lord
Powerful teacher 😂😂😂
Yaaaaa tsuro akangwara asi mumuti haakwiri
Amen amen
Prophet❤❤❤❤
Munhu akaoma, anohura asi oita zvivindi kuzoda kufumura mukadzi wake
Anoda kunorohweswa uyu, kunyeya mukadzi, maximum, benzi rababa
Nhai henyu
Amen munhu wamwari
Ndozvinoiita mulife help me Prophet
Makayaya pufeti tifuredi❤❤❤
😂
Amen
Amen prophet
Maita henyu munhu WaMwari apa magadzirisa hupenyu hwangu mweya wekupomedzerwa ndauramba
Mazvita prophet ndiri dambudziko randiri kusangana naro ndibatsireiwo munhu waMwari
Makanyanya Prophet
Gostei d louvor
Ariiye ane gero friend..
How I wish the wife had come with him
Waiti wezvakaipa hawatode kutadzirwa ,ndanzwa mazihasha
Mbavha haidi kubirwa kkk
Nxa zvakaoma kani
My prophet
Kutya kuhurirwa iwe uchihura thank you prophet
Kuzvipinza wega mukanwa meshumba
Yoooo weeee bantu
Domokai Prophet
Dhomokai Prophet masunungura pakasungwa ndarwadziwa😢
Amai vanosheedzera avo hatina zera navo.Vane kakuganhira soo
Mwariweeee
Baba avo wanditsamwisa ndazwa hasha kuzwa bvudzi rangu kumhanyamhanya
Go deeper papa .
Makanyanya profet
Ooohh finish 😂😂😂 Amen papa
Sando dzenyu Boss
Prophet ndibatsireiwo ndoshanda mumba KuBotswana two months ndisina kupiwa mari
Mwari ngakuiterei zvakanaka
Ndikunzwa kuda kudhomoka boys rangu😂😂😂😂 dhomokai prophet
Mwari ngavakuiitirei zvakanaka munhu waMwari varambe vachikushandisai
Marwei ndiye akaipisa manje. Koo unoda kuputsa imba yeumwe mukadzi sei.
Ha Baba makanyanya mhani
Prophet imika
Zvakaoma
Oh my God
Kkkk kufarira n'anga inobata mai
Ndopaya panonzi kuona tsanga iri muziso reumwe iwewe uine zidanda mako😂😂😂😂😂😂