I Love it! Prophet T Freddy
Vložit
- čas přidán 29. 04. 2024
- I Love it!
To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email
goodnessandmercyministries@gmail.com or call +263712528094; +263778059270 - Zábava
Tambira Mwari vakanaka nguva dzose...God bless you man of God🙏🏻🙏🏻🙏🏻❤️
One thing for sure, Prophet has the power of sight
❤❤Amen 🙏ndinamatireiwo prophet relationship nemusikana wangu ite strong tikwanise kurorana next year zvatakataurirana akati zvinoita ndakudawo kurora musikana wangu ndomuda zvisingaite prophet but ndodahangu kureiurura kuti dzimwe nguva ndombopindwa nemweya wakaipa wekumbo cheater ndodakunamatirwawo ipapo kuti ndive munhu anogutsikana nezvanenge akasarudza nemoyo wake 🙏🙏🙏ndokumbirawo deliverance
Glory be to God , i am happy for my brother
Prophet T Freddy makatumwa zvexuwa ❤❤❤❤❤
Amen tinotenda vagoni zvenyu mune mukana wekusvika kumunhu wamwari
You are gifted man.Just add up the full Word of God.Because gifts and callings are without repentance.All true gifts comes from God,so don't only depends on your gift.But also go straight to the Word of God and teach us.I love your prophecies,they are all true.
Prophet T Freddy ndinovada cause he stand with the truth.Keep going man of God.
Oh my God, Really Dr of prophecy T Freddy. Pray for me, from Maun Botswana.
Kutambira Mwari kunobhadhara may the good Lord bless you bro❤❤🔥🔥🔥🙏🙏🙏🙏
Prophet vainoimba havo. Tinotenda Baba ne❤❤❤ l love it.
Very nice l love it
Church mood
Amen prophet ndinoshuwirao kusvika pamuri
Powerful teachers Amen
I love it prophet matamba zvinondisimudzira🙏🙏
I love it 😍
Kutambira Mwari 💃💃💃
Amen l luv it kadance kwenyasha
Amen munhu wamwari itirwayi nyasha
I love it Prophet makanyanya haaa ndasarenda zvangu
Oh wow prophet l salute you wow
I love it!
I loved the Ngoma guitar!
Amen and Amen mwari haanyadzise Amen
Madhimoni sorry yaya waruza. Prophet majaivha❤❤❤❤
Thank you my father
Jesu amen ingondionaiwo mwari
Rambai muchishandiswa naMwari prophet 🙏🏾
Patambwa apa . powerful baba wangu
Um god be with you man of god u dance
Itirwai nyasha men of god
Happy birthday ama❤❤
T fredy to the world
Munogona Prophet ❤
Amen Prophet
Amen tinotenda mwari
Happy birthday mama I love yu
Glory glory 🙏💪
I love it
Ndaikumbiro kuziva profet vanowanikepi chaiko
Ngazviite papa kuwe na Mai minister na baba zodzo
Mai Freddy ndokuti Mai mufundisi by calling wari very humble I love u mhamha
Aaaaaaaaaaaaaaamen mwari hvurai madoor eupenyu hwanku mondikomborera prophet change wanotaura zvawanoda pamusoro penyu mwari ndiye anotonga vanhu wake musazviterera pamberi nesoko nokubatsira
Nyaya dzangu ngadzinake nezita raJesu
Kutambira mwari hakurambidzwe 😂
I love it also
Amen Amen
Good morning man of God
❤ powerful
I receive
Viva Jesus l bought wth the precious blood of Jesus Christ
Amen papa
I received
Hatidzokeri kumba kana kuchurch kwanakidza sooo ❤
Hallelujah
I have a very big God by my side
Amen 🙏 🙏
Amem ndafarira kanziyo ako
Jeso 🇿🇼🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏power there
Amen
Madance manyama 😂😂😂 batai basa Prophet hamuite muri chibaba 😊
Man of God pray for me and my family.Ndinamatireo munhu wamwari ndiwane Mari ndigone kusvikako December
Mai Minister
My church of christ.
Power
Go dipper Man of God
😂😂😂😂😂😂 uku kunonakidza uku❤❤❤❤
Pastor manyama !!!!!!!
Prophet munobetsera paphone here
Ka dance kakanyanya kanopedza nhunha dzangu
Dançar para Deus e muito bom
Também gosto muito de dançar na igreja
❤❤❤ameb
Ndinotenda nefara kuti muri mutumwa Mwari .
Ndinamatirei Pastor ndakanzwa na doc ndine ma fibroids. I'm in South Africa.. Cape Town
I receive neniwo munhu wamwari
First to comment
Oh yes Papa magona....
Baba munotamba ndatenda hangu
The man in cream jersey Pastor Zoroooo, my ex-college mate. Ende ndafara.
❤❤
Minister Zoro mdzingwa mwari vakuitirei zvakanaka
❤❤❤❤❤
Zororo mudzingwa wawanirwa nyasha
Hookoooyoooo
Dai Minister makumbirawo wenyu Mai Minister, zvaibva zvaita ka1
Munhu waMwari komborerwai ndinonakidzwa nemasongs enyu
Ndichitaura wo nemurora wangu munomira
Nefirst wife
Ndinonzwa kukomborerwa pese pandinoona ma vedios muporofita l feel like zvangu zvatoita
Minister munhuwo😂😂😂😂
Hey papa matamba saDavid
Prophet please open my files
Minister 😂
Kkkkkk hhaaa profet can tamba
Rambai makadaro munhu wamwari
Kunofarwa uku shuwa
Uku kune kupona zvese ne Exercise
😂😂 brother vanojaivha zvavo ava 😂😂😂😂😂😂
Mwari vhurai ma files ehupenyu hwangu
Ndikauya zim ndosvikako chete
Munhu wamwari atamba zvake
Maita basa ppa
Haaaa chakachaya