Shocking🥵Zanu-PF & Mnangagwa's government varonga to Crack-down on Betting shops akuvharwa💔🤯

Sdílet
Vložit

Komentáře • 6

  • @user-vh1sy5zs8g
    @user-vh1sy5zs8g Před 9 dny +1

    Ngavake nyika kwete kungo mhanya nokuda kuvharira vanhu sakabasa racho vachavapa here ndibo

  • @user-vh1sy5zs8g
    @user-vh1sy5zs8g Před 9 dny +1

    Ndivo varikukonzeresa zvese izvi ndivo vane zvimashops aya saka muda kuti vanhu vadiyi zvichapera izvi varume nyika ndeya Mwari iyi zvichakuperayi varume

  • @kingmatts7157
    @kingmatts7157 Před 9 dny

    Munogara makazara mapurisa umo ...nyangwe vakavhara isu hatipindemo ..betting is popularly done by those who need quick money eg. Policemen

  • @nomoremashozhera9528
    @nomoremashozhera9528 Před 9 dny +1

    Vapei ka mabasa

  • @JosephMashoko
    @JosephMashoko Před 9 dny +1

    Saka munhu aka peyiwa Mari yake ye pay ano udzwa zvokuita nayo here mapererwa vanhu ve ZANU pf