I like than Chief Mutasa. He is brave, intelligent and smart. Dare ravo haritongwe nedemo. Havakuitire nharo , he is simple but unotaura wega zvawakaita wobva wadyiwa nemhoswa wega
Knowledge is like atoms of events consisting of real events networked together that produces a certain result of reality which can not be cherry picked to suite ones narrative . Kudos to Mambo
Varikukupopotera Camera📸man murume uyoo arambaa kutorwa so Mambo vanomuteerera Kodzero yake nekuti mangwana azvinogona kuzobuda asina mhakaa saka zvinenge zvanetsa asi akazobuda abatwa anoburitswa pachena nekuti itsotsi kkkkkkkkk kkkkkkkkk
He speaks well about everyone having freedom of religion then wants to manipulate the church to force this person into a religion he does not subscribe to . This is wrong .
Contact us @ +263 771 257 515 / +263 718 992 800
Mambo Mutasa is the best.
The best chief in Zimbabwe
Chief Makoni bigup
👏👏👏
Yes mambo is right. Kutadza kufunga basi kuripo apo nekunyeperwa nen,anga.
Mambo matogona ipapo suwa vana tatambura fonerai vakuru vechechi vacho bcz vanhu ivava varikuramba sure tichifa vanhu 👏👏👏👏👏
This Chief mmmm so intelligent
Vanhu vanotora zvinhu zvinotambudza vamwe vopedzisira vohwanda ne church
Uyu murume anonzi Mutasa Ka kkkkkkkkkkk. Ndamutya, murume anezodzo uyu. Ndikokunonzi kuenzanisa vanhu kwete kutonga kkkkkkkk
Dai ari Chigodora naMakoni waakutoti endai kun,anga muzwe kuti chinyi. Then warombo awo wozi mombe5 kkkk unotoona wachitsvaka nekusatiina kuti ndokwaakuperera Mari dzawo.
I like than Chief Mutasa. He is brave, intelligent and smart. Dare ravo haritongwe nedemo. Havakuitire nharo , he is simple but unotaura wega zvawakaita wobva wadyiwa nemhoswa wega
My sekuru he knws kuti ndimamboo but he is not above the law
Kwayi mupositori akauya nenyoka aripi! Zvikanzi aenda kunodya sadza
Asi varume awo vanogerana misvuu kani
Ko kunanzo vanhu vacho muchibutsa miti , hatidi kuona miti kuona vanhu varikutaura
Iwe chibanda sei usina kuburitsa munhu arikunzi akaromba kasi unopinda SDA mose here 😂😂😂
Panopisa
Knowledge is like atoms of events consisting of real events networked together that produces a certain result of reality which can not be cherry picked to suite ones narrative .
Kudos to Mambo
Kkkkkkkkk haaaaa Mambo Mutasa makaoma shuwa kkkkkkk kkkkkkkkk haaaaaa thank you so much baba
Varikukupopotera Camera📸man murume uyoo arambaa kutorwa so Mambo vanomuteerera Kodzero yake nekuti mangwana azvinogona kuzobuda asina mhakaa saka zvinenge zvanetsa asi akazobuda abatwa anoburitswa pachena nekuti itsotsi kkkkkkkkk kkkkkkkkk
Indava uchiburitsa musoro ma vedio ako
Tinehurombo, tichagadzirisa
😂Vana Mwari wacho ndo vakawanda vakasiyana
Mambo muno pedza masports
Chibhanda sei usingabudisi accused person
First one yeeeee❤❤❤❤ love you chief
Tinoratidzwa mudenga kuina miti zvine musoro paribe😏
Camera man ndewekumama uyu
Haaaa camera men ndewe kumama Uyo
Chokwadi
What is Sandawana?? Sorry lm ignorant about chiwanhu.
Camera man dzidzai basa
Camera man asi mufesi wemubobobo uyo ndiblaz vako here nhay iwe why usingabudise musaita mabasa amusingagone plz
2
Camera man ukutora miti unopenga here iwe uchitadza kutora munhu arikutaura
He speaks well about everyone having freedom of religion then wants to manipulate the church to force this person into a religion he does not subscribe to . This is wrong .
Manase learn to focus the camera kune anotaura
My sekuru he knws kuti ndimamboo but he is not above the law