Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Mutiusinazita ku Buhera kutone nzvimbo ine zita iroro but muti wacho wakaoma
Kuchikoro kwangu takamborasika that area I will never forget that.nzvimbo inoyera
VaNeshamba tinokutendayi nebasa guru ramotipa chose rambayi mutipa dzidziso munotendwa komborerwayi❤
Drewmas media ngiyaziqhenya ngani
Dai taenda kunokumbirao kuti Zimbabwe iite zvakanaka nekuti taneta nechihurumende chemabhinya
Drewmas media munondigonera keep it up
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva❤❤❤
Muti unoita mashizha akasiyana siyana tinotenda kumusiki thank you Drewmas Media
ko ku Buhera hakuna here
Wakatorwa nemvura waiwa padhuze nerwizi
Mutiusinazita .uri kubuhera syd ripiko nhai .kuChimbudzi err.ndekupiko nhaim
Weku buhera wakatorwa nemvura waiwa padhuze nemvura
Isu vaera Moyo tisu varidzi vacho
Muti usina zita pahuro paoma 🎸🎸🔊🔊
Mr Neshamba chi song chenyu chamunorova mapedza program manake manje chinondiitira thanks nema program amunotipa
DrewMas Media manyamaaaa❤❤❤❤❤❤Ndokudai vanhu imi munondigonera uye dzidziso yakawandsa rambai makadaro,
Thanks muzukuru
It's true , Drewmas Media muri kutipa zviri kuitika nokutidzidzisa zvakawanda 🔨🔨🔨dzenyu.
Muti usina zita❤
Hello muti usinazita
Thnx DrewMas makatikoshera
Drewmas taking you to another level
Hi nhasi murikufamba mega
Akarambwa anechifambi kuhura too much
Ini ndatofunga Kut Muti usina Zita ...... unowanikwa Kwa Nyshanu chete ini
Kkkkk neniwo
@@Machuma-ic5yx bva takasara hedu kkkkkkk
Taura hako kkk yakatowanda wena
Hie Drewmas media
Nhasi rarimwe zuva 🥰🥰🥰chokwadi rarimwe zuva
❤❤❤
Hello drewmas
We have 1 in waddilove apo ndo kumusha kwangu ikoko
Hello