Bamukuru vakaonekwa vaine mvura yezvitunha panhamo (6 May 24)

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 9. 09. 2024

Komentáře • 13

  • @shepherdmutsvangwa
    @shepherdmutsvangwa Před 4 měsíci +3

    Titireiwo zvinotifadza tidotofara chose ❤❤❤😮😮😮😂😂😂 6:12

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb Před 4 měsíci +3

    ine chipo bhozhongora ❤

  • @Mrewa4
    @Mrewa4 Před 4 měsíci +4

    Varoyi variko kana mazogara🙌🙌🙌🙌🙌

  • @user-rp3tn4zh4s
    @user-rp3tn4zh4s Před 4 měsíci

    Sahwira uyo muroyivo vanhu 6 achingopa mvura chete dai anga ari munhu 1 wanoziwana neanga avakutewera kufa anga achitomuziwa pane zvaaizopihwa chete hakuna sahwira akadaro🙌🙌

  • @lindsaythomas-ox2mk
    @lindsaythomas-ox2mk Před 3 měsíci

    Mmmmmm sahwira uyo akaoma 6 vanhu pa2mnths surrender 🙌 ,watching from Cape Town

  • @shepherdmutsvangwa
    @shepherdmutsvangwa Před 4 měsíci

    Kwete zvifananidzo zvenyu toda live ndozvinoita tide 1 nation 1 love

  • @shepherdmutsvangwa
    @shepherdmutsvangwa Před 4 měsíci

    Toda kukuonai muchitaura musatisire zvakapfuura ❤❤❤

  • @Maisibongile
    @Maisibongile Před 4 měsíci

    Beyonder beyonder deep down yaaa

  • @beatricenesu2228
    @beatricenesu2228 Před 4 měsíci

    Watching from Capetown

  • @MrElvis-u7x
    @MrElvis-u7x Před 4 měsíci

    6 pa 2 Months ummm zvakanyanya

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb Před 4 měsíci

    bhozhongora uchiisa nyaya dzese pa plat form