Mudhara magirazi ndokuda wena unogona basa I wish all chiefs can send or ivo kutouya for workshop with magirazi I really appreciate this guy he is to professional he must work even at the high court
Pane nyaya between vaviri ava and mambo nepanel yake are skirting around. Bamnini is throwing tantrums. Bamnini havachadi mainini mumusha because vakanyimwa bonde. His emphasis on the other man tells it all. Bamnini vaida nhaka.
She was misguided. She was supposed to list all her concerns pa summon.however, dare was supposed to listen and give judgement to all her concerns , kwete kuti mai ava vabvisezve imwe mari ye summon , plus transport costs izvo zvinhu zvakaoma kudai. Not fair
matare aya anondishungurudza sometimes,vanhu vauya kuzogadziriswa dare roti sevanhu hamugoni here kutaurirana basa redare rizoita basa rei 🤷🤷 baba ngavavhure kaGate kadiki kekuenda kutsime and this man was not supposed to close from the word go !!
Baba ava ngavakwane Mutown here munonzi mune matree cutters Pane kahutsinye apa Muchafawo munoda kuti amai ava vadini Baba ava vane hutsinye Pane nyaya apa
Mudhara magirazi ndokuda wena unogona basa I wish all chiefs can send or ivo kutouya for workshop with magirazi I really appreciate this guy he is to professional he must work even at the high court
Vanhu vanoda nhaka asikutengera vana grocery and oaying school fees havabatike
Mothers ngavateme penjeni yavo then vodzokera kwavakabva because bhokisi ravo ririkumezhwa as we speak ⚰️
Pasi nekushungurudza Shirikadzi. Ko babamunini vanorambidzirei maiguru kunyengwa ivo vakafirwa?
Murume anemagirazi uyo paside pamambo arikutongera favour. Baba munini avo vakava dyarireyi mikute mumunda maamaiguru ava. Parikuitwa favouritism. Hudzvanyirir chaihwo
Imagine
Pane nyaya between vaviri ava and mambo nepanel yake are skirting around. Bamnini is throwing tantrums. Bamnini havachadi mainini mumusha because vakanyimwa bonde. His emphasis on the other man tells it all. Bamnini vaida nhaka.
bamnini vane udyire uye vane utsinye.
She was misguided. She was supposed to list all her concerns pa summon.however, dare was supposed to listen and give judgement to all her concerns , kwete kuti mai ava vabvisezve imwe mari ye summon , plus transport costs izvo zvinhu zvakaoma kudai. Not fair
Handimanikidzwe kurara nabamnini vandisingade ndototsvaga wekumaraini kamurume ako kabenzi
Ndaramba kushungurudzana mumusha umu, munehuyanga😂😂 Isai Chief Makope every week.Ah Dhewa na Aphiri vaidiwa mudare
Rorwai mega, zve tradition zvenyu , it's abusive.
Hamuna here mabhuru evanakomana imiivatambetambe ne dhotisi iyi yemurume msuri wemunhu
Babamunini vane error ava,varikuda zvinhu zvese kuti vave muridzi wezvece ,hudyire ,maiguru ndimai ,
Mhunhu nga zvinakirigwe babamunini frances munopenga imi siyanai namai avo
matare aya anondishungurudza sometimes,vanhu vauya kuzogadziriswa dare roti sevanhu hamugoni here kutaurirana basa redare rizoita basa rei 🤷🤷
baba ngavavhure kaGate kadiki kekuenda kutsime and this man was not supposed to close from the word go !!
Thank you for the broadcast. Please note the noise when moving the mic. Thank you
Ummmmm bamnn vane shanjeeee ava yooooo kkkiii seiko vachirwira pfuma yenhaka haaaa bamnn kwanai imi kkkiii Hezvoooo thank you mambo matonga zvakanaka henyu 🙏🙏🙏🙏
murawo wemvura ...hainyimwe vanhu.iizvinengozi.mvura ine tumakakatanwa.
Baba ava ngavakwane
Mutown here munonzi mune matree cutters
Pane kahutsinye apa
Muchafawo munoda kuti amai ava vadini
Baba ava vane hutsinye
Pane nyaya apa
Zvine BSA rei zvomurume Ivo vakafirwa hr haha
Vakadzi vari kupikiswa jere 😢. Asi varume vanohura sembwa vasina kutombofirwa
Chief magona kutonga nyaya nokuti vana ava vanga vakavandirana ,
Maiguru vaida bamunini kudhara asi bamunini vainge vasingade maiguru asi nekuzoona kuti maiguru vazcitsvakira mumwe murume anofadza nyama dzavo asi 😮 bamunini vavawo negodo .
Assessor mudzvanyiriri
Mambo tongai nyaya imimi kwete makuhwa angapange chiri pamutorwa kunge chiri pa Hama yako ? Vasiyeyi vahure avo
Murume uyu haana nyaya uyu anehutsinye kushungurudza shirikadzi kutangira pafertlizer instead yekuti iye atengere shirikadzi fertlizer
Zibamunini rinemoyo wakashata iri akadii kuzviita mkoma achipo
Sarapavana doesn't mean kuti mukadzi avewake . He is just there to look after the deceased children's welfare. Dai achinji akagara nhaka 😮
Saka moda vateme sei nhayi mambo
These traditional courts are kangaroo courts vano batira vanhu kadzi. Rubbish chaiyo chief ava vaka dhakwa.
Chokwadi vanoshungurudza kodzero dzevakadzi
Munhu ave widodo has right kunyengwa kanakuenda kubhawa afa afa wasara wasara kurarama kuitecmadiro nziyo yaa mtukudzi😂😂😂😂
Zvinoita uri kudhorobheni kikkkk kana uri pachimana chevanhu kumusha hazviiite
mambo panyaya iyi matadza kuitonga mushe mabatirira amai awa
Ivo bamnini ava vaizofenza magum asiri avo sei kutodyarwa kwemagum ikoko zvinotireva kuti munda ndewamaiguru bamnini hupambe pfumi chete udyire.rumeguru risinganyare
Mambo vari wrong. Uyu akaisa fence pedyo nemagumtree kutsvaga mhosva.Amai guru vakachengeta miti for 15 years its bullying
kunzi musara pavana hazvireve kuti musara pana mai murudo ngaasarudze zvaanoda bamunini ngavatonge kumba kwavo kwavakavaka
Babamudiki vaneruchiva zvinhu zvamaiguru waida kuti Ani agadzire waya
Zvimatare zvekumama izvi
Bamnini ava vaiitei na2am vachiona zvese izvo
This school looks dilapidated
Thats Zim for you bro..sad
But those chiefs collect fines . Why not use it to renovate where they work from