CHAPLAIN PHIRI - I AM A SURVIVOR
Vložit
- čas přidán 9. 05. 2019
- There are many situations that we might have encountered and we were probably supposed to be dead but by the grace of God we are alive. We should thank God for every situation that we escaped and God protected us. Be blessed by Chaplain Phiri as preaches abut being a survivor
A survivor have bruises,,, pain,, anger, those who hate u, betrayed u, misled u,,, oh lord im am a survivor if it wasn't u i dont kno where i could be ryt now
YOU CAN follow facebook page chaplain Phiri for more updates
Thank you Chaplin how I wish to.meet u in person munondisimudzira munhu wamwari
When are u coming south Africa u bless me mama
U are amazing keep on inspiring us
Thank you mama,vhangeri raMwari ngariparidzwe riite mukurumbira.
Thank u mama
Energy yacho chete apo kumhanya negogo,, ndezve mweya izvi,, God bless you
A very motivational pastor, long life
Thank you Chaplin for accepting kutumwa naMwari zvakadai, May the Lord continue to enrich you more with powerful Words of teaching. You are just real
please can we have improvement on video quality thank you
We praise him in the middle of the storm, mumavanga imomo ndimomunoonekwa hukuru hwaMwari yaka yaka yaka yaka 🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙏🙏🙏🙏
Kkkkk you Bless me Chaplin no Stress when I listen to your sermon God Bless You ngazviende mberi Yaka Yaka Satan asvotwe
Ndinopa kutenda kuna amai makatumwa zvine Simba . Fambira kumberi nevhangeri. Ndiri kunzwa kuitirwa zvakanaka mushoko renyu. Mune mashoko anobatika echokwadi anosandura upenyu weruzhinji . Kusanganisira neni . Huvepo hwamwari hurikuoneka. Nezita rajesu murikudzora vatadzi. Shoko riri kutisiya tava nemibvunzo, kuzvitongesa, kutsva nechokwadi . Regai nditi amen panguva ino
Munongondikomborera so Chaplin.long live
Mama Phiri ndimi mune yese...kastep kechidhakwa ndokanondikomborera hangu ini
2021 you are preaching to me woman of God
Ameen...I'm a survivor. ..Thanks u Mhama Phiri .
Be blessed mama u inspire the nation.
I am a survivor. Amen!!!!
Thank you for uplifting sermons.
Chaplin Phiri munondigonera ini, komborerwai henyu amai
Long life msi phiri
You er very motivational i salute you
Amen amai.ndakabudamo mutsaona vavengi varipo ummm Mwari variko hamaa ngativanamatei
Chaplin Phiri munondigonera, your Messages anongotaura zveupenyu hwangu. Keep me posted pese pamunenge muri Live, watching from Sweden
Julie this Woman of God is truly powerful aaah
love the energy.bless up Chaplin..yes iam a survivor
It's now 2 years in China but I feel so much at home whenever I listen to you...thank you so much and I wish one day to meet and sing for you makuda kuparidza....
Ndinonzwa kudzirwa ndichinzwa shoko renyu amai wangu mwari wekudenga akuitirei zvakanaka🙏
Amen Mom...watching from United Arab Emirates...you bless my life.
Ndakamboterera vaparidzi vakawanda mu Zimbabwe asi havana kundisvitsa pamandisvitsa Chaplin chokwadi munoshandiswa na Jesu mupenyu
Shoko ngariende mberi mhamha. Yaka tiparidze.....🙏🙏
Glory be to God , powerful sermon thank you Lord
God bless you sooo much. Thank you for a lifechanging word
Powerful woman of God
I love you women of God in the mighty name of our lord Jesus Christ
Watching you from Ghana...what a blessing. Very inspiring and entertaining, absolutely fabulous
You are such a blessing Chaplin Mwari vakuropafadzei zvakazara
Ndonzwa kukomborerwa nemharidzo dzenyu mwari ngavakupfudzai mberi nekudya kwemweya
God Bless u Chaplain Phiri. You are a blessing to me
Oh yes i am a survivor,Jehovah Mwari varimubetseri wangu!
God bless your servant. Love you mama Phiri.... 🙏
Ameeeen, 👏 munobata munhu wese
l always look to more sermons from you. you blessed mama long life
God bless u Chaplin.....munondi komborera hngu.
Chaplain my home mother your preaching are awesome. Perhap Makoni district can be delivered and Manicaland at large.
Amen thank you Chaplain for the word
Ameeeeeeeeeen yooo ndapererwa nemashoko may God 🙏 bless you mom
Amen malukazana weGwanda🤗
Too blessed to be stressed, thanks mama, I feel so much blessed when I listen to your sermons.....God loves me unconditionally. (Mega grace overflows in my life)
I love grace dziri pana Mai Phiri
Mama u make me whole. Dzidziso yenyu is clear not diluted..... be blessed mama Chaplain Phiri..
Powerful msg mama.
Kunamata kwako ngakuve mharidzo thanks Chaplain Phiri you bless me with your powerful preaching
I Love watching Chaplin Phiri vanondidimudzira I see myself in her messages
Munondiitira zvaknaka Amai from Capetown
This women is blessed ..Mwari vanosimukira vavo ..uye vanofamba zvine mutsindo
Mwari arambe achikundisai i laugh a lot as i listen to your sermons but from it i derive a lot of lessons and a lot of encouragement. Thank you May God continue to increase Himself in you ndakomborerwa
Ndagara ndazviona kuti borrowdale munotsika mufundisi.makaipa makaipa
Ndiripo ini survivor huru, cover in all kinds of scars, but here I am.Thank you God.MaiPhiri muno ndikomborera
Watched from Frankfurt am Main May God continue to bless you Champlin Phiri.. Mwari vanotigonera .. am a survivor!!!!!!Amen
Powerful
Yaaa mondiitira mama vangu thank God vakakutumai
Zvakaoma zvichireva shumirai amai naro naro shoko
Watch from SA ..thank you mum
I love you mother big tym, Mwari ngaakuitirei zvakanaka
Munondisimudzira ne mharidzo dzenyu mai Phiri ,,I am a survivor
Ita Amen satan abhoikane!!
Munondiita bhoo manje😍😍
Thank you mama Phiri Iwas blessed forward ever and back ward never.
Amen my life is a sermon. I'm a survivor!!!
Mondigonera mum
Amen I'm a survivor thank you mama
Phiri
Tirimasurvivor true Amen tirikufamba tese not in Zim but let feel at-home mataura
Mumy you make me strong always .Mwari vakuropafadzei .
Aiwa vakadaidzva kuzoshumira kwatiri ndunokudai amai itirwai zvakanaka
amen pastor i am a survivor
Amai munogona dai maigona kundidzidzisawo kushumira uristrong no fear mwari akugonesei amai Jehovah ngaashumihwe chokwadi Amen amen
Chaplin Phiri munondisumudzira pavhangeri. Rambai muchishandiswa kubata basa raMwari. Been following your sermons your style of preaching inonatsoti dyoo.
Long live mhamha Phiri. Much love from Dubai.
Thank you mama. God bless you. Muneshoko rinovaka
Amen
Amen munondiitira zvakanaka ndinokurangarirai nesong ichava Nhoroondo kana ndasimunzwa naMwari kubva muhuruva yamakasiya matiimbira ku Cape Town ndinoshuva mudzoke zvekare
I am a survivor Amen and Amen!! , munondiitira zvakanaka pastor
my all time favorite thank you Mama
Munondiparidzira real word,word rinorarama,God bless you
Amen, you have blessed me so much
mararamiro ako ngaaparidzo Jeso:Powerful
Chaplin....you bless me everyday. I listen your preach almost everyday. I am a prison guard in Mozambique Penitentiary service. I was once there at Mutimurefu, accompaning the Mozambique delegation. We were so welcomed by Commissioner Ndanga.
oooh my my commissioner ndanga is now late she was my mother
@@carolinemarara2811 The one i am referring is a man.
Amen....i am asurviour
I like your preaching Mwari vakupfuudzei mberi mhamha
Munondisimudzira pakunamata... God bless you
Makanyanya Chaplin God bless you munondisimudzira
Chaplin munondigonera,ndinokushuvirai,,more wisdom, nemakore mazhinji akazadzwa nerugare he buduriro
Jesoooo ,Mwari piwayii mbiri
I'm a survivor Mufundisi nokuda kwe nyasha , Jehovah wakanaka
I'm blessed 👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
Powerful chaplin
Mwari kudzwai nekuda kwemurandakadzi Mrs phiri
Ndakomborerwa shuwa shoko ngariende
Ngazviende mberi🙏
Amen munondikomberera amai mwari varambe vachiwedzera pamunotapudza
Ummm Shoko sezvariri 👏👏👏
Mai makabaka mhani keep it up
Thank you jesus
Too much energy 🙌🙌🙌
I am a survivor. Amen
Shokooooo uri muroyi shem
Ameeeeen
U are blessed keep it up
Zodzo iyi ndoidawo mama.Ndoshuvira kuzomira ndichiparidza shoko sezvizvi
Haaaa ini munondigonera amai. Handichatogona kugara ndisingatereri mharidzo dzenyu. Muri kurima mumunda mangu amai. Kkkkkk. Kufirwa hakutadzisi kushimira mwari. Ndakafirwa asi handisi zitye kkkkkk. Love you Mummie. Keep lifting me Mummie.....
Wow Murandakadzi mandikomborera 🙏
mai ava vakatumwa ndofariria kuparidza kwavo n michohwe kkkkkkk God bless u tete vachihelele vangu