I disagree, it's high time more pastors preach this kind of word, one that is not easy to swallow. The reason why those other pastors cant say this, its because they are the ones that accept this nonsense yekuhura and ngochani because some of them, they even do it. Inga the Bible describes other characters kuti vaiwe hure wani. The problem is we wanted the covered word. The other thing is yes, let the adults wese be confronted wese imomo. Most couples are having these issues, chanyadzisa chii, at the end of the day, ndozvavari kuita even in the church. I live in the USA and yes, some real pastors too confront sin sezvazviri without sugarcoating.
Ipapo unenge wakoka ambuya naTezvara vako kuZaoga. makagara side by side and Kaps ari busy kutaura zvakadayi. Mwana waMwari ngaarege kubuditsa mashoko akawora mumuromo wake.. hapana chekuomberera maoko apa bcz zvingori zvinyadzi zvega zvega... ko nhai Apostle hamugone here kuparidza musina kumboisa zvinyadzi mumharidzo yenyu.
kaps fr real. 😂😂😂😂😂
2:50 .... Kaps is something else.... someone else
Exactly what I wanted to say, dude. You can say that again!
😂😂😂 ah, ndazvitadza ini
Ndochiiko ichi....amen yei pakadai apa??Kutaura uku...kuparidza ndizvo zvakwakaita uku...indava muchida kudzikisira pulpit imi, ityai Mwari imi!!!
Kkkkiest well said
Bhuuuuuubhuuuuubhuuuuuu aaah muchechi
Ku church here uku kana kuti vaiparidzira vanhu mubhwawq
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
This pastor hate sin like never before
The Legend
iwe mdara iwe kaa..........................pona
Kkkkkkk haaa this man
Kkkk baba vanondipedzaa ava shem
Unoramba mahure asi Jesus anovadaa.
Kuti vadii ...? Pedzisa
Ndoochii ichochi😢😢
haaaa pastor ava bodo kkkk vanonakidza
Mudhara uyu is good for teaching moral lessons not preaching.
Mudhara uyu ane zvinomurwadza . Every time Anenge achituka vakadzi .....hazvina musoro
Kkkkkkk une shuwa here?!
i disagree with you , mucheka kwese
😂😂😂😂😂😂😂😂
Kaps kkkkkk
3:57 ndafa 🤣🤣🤣🤣🤣
Zvimwe zvacho hazvidi muchurch that's why kune inonzi man's fellowship kana china chamadzimai
let the truth sink
I disagree, it's high time more pastors preach this kind of word, one that is not easy to swallow. The reason why those other pastors cant say this, its because they are the ones that accept this nonsense yekuhura and ngochani because some of them, they even do it. Inga the Bible describes other characters kuti vaiwe hure wani. The problem is we wanted the covered word. The other thing is yes, let the adults wese be confronted wese imomo. Most couples are having these issues, chanyadzisa chii, at the end of the day, ndozvavari kuita even in the church.
I live in the USA and yes, some real pastors too confront sin sezvazviri without sugarcoating.
Chimboteererai Apostle Chiwenga panyaya dzemahure,hure unoriparidzira kuti ritendeuke not kudai so
Ko Mwari wa Ezekiel ndiyani chaizvoizvo
Tararama baba
Kkkkkk
Kkkkkkk 2:50 mamini aisiya mugodhoyi wese panze
Kaaaps
Kkkkkk
Kkkkkkk
You need to tone down profanities in church. Stop this nonsense
Let's not abuse the pulpit...I will not even attend such a service
Siya chihure chete