Video není dostupné.
Omlouváme se.

CHAKARI......MURUME ANEMAKORE 25 OURAYA MWANA ANE MAKORE MAVIRI NEDEMO

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 19. 09. 2022
  • HUROMBWA,HUROYI,INGOZI KANA KUTI MAMHEPO

Komentáře • 404

  • @memorymalunga670
    @memorymalunga670 Před rokem +27

    It's crazy. Time yese yakapedzwa chipatara nepolice vachiramba kubatsira. Mwana dai akakurumidzirwa pamwe airarama. Zimbabwe inorwadza sure.

  • @herbertmhangami
    @herbertmhangami Před rokem +13

    Tsamba yepolice mwana achifa here nxaaa Zimbabwe so. They say people in Zimbabwe are highly educated but that's very very incorrect.

  • @4Tees-p1n
    @4Tees-p1n Před rokem +37

    Baba na Mai vemwana are too young to go through all this, Mwari pamunorangarira vatsvene venyu dai mavarangariravo.💔💔

  • @bchis8806
    @bchis8806 Před rokem +5

    Ndinokutsigira Neshamba, ini ndiri chiremba mukuru wezvemoyo kunyika kwandinogara, hakuna mutemo wakadayi , pachitsidzo chedu sanachiremba tinopika kuti tichavapo pakurapa vanhu kuti vararame, and hatineyi nezvematongerwo enyika.

  • @ruramaimarikopo985
    @ruramaimarikopo985 Před rokem +20

    This is painful beyond measure.Mwana akafa due to negligence of our police forces and medical practisioners.Could they have not assisted mwana and then did all the other relevant documents later?Does human life hold no meaning anymore in this country.As a parent,i am hurt and my condolences to you for your loss.💔

  • @promiseshadaya3886
    @promiseshadaya3886 Před rokem +12

    So sad... hupenyu hwanhasi hwakuda denga. The devil is on a mission😭😭 dai mwari vatiitira nyasha suwa.

  • @kocheranimakaza1822
    @kocheranimakaza1822 Před rokem

    We a learn more Mr neshamba and chihera as well soko hadzvadzi yangu tirikudzidza

  • @caspermutasa4149
    @caspermutasa4149 Před rokem +4

    Nematambudziko
    Andrew,pull up the socks.
    I'm a strong supporter of Drewmas,but now SLM TV is now in front of you in numbers.Why,Why.?you are always number 1,do more please ,we are leaders.

  • @albertmdabuka4480
    @albertmdabuka4480 Před rokem +5

    Andrew. You are 100% riyte. Mitemoiyi ndeyenguva ya Rhodes. What are MPs doing shuwa? This is very old laws. Too bad. Too poor. Madness of the Police. Madness of hospital staff

  • @cephaskanyuchi4674
    @cephaskanyuchi4674 Před rokem +4

    Please weDrewmas tichinjireiwo chimbo chenyu chamunotanga kuvhura nacho chirongwa, tsvakaiwo chinoti nakidzei zvinokwezvawo more subscribers please Mr Neshamba

  • @tatenda93
    @tatenda93 Před rokem +37

    Really, is this how emergencies are handled in Zimbabwe? This makes me so scared! In the country where I live right now, doctors and nurses will run to save life first before any bureaucratic procedures. This is extremely sad and unreasonable. Imagine the amount of time lost while the parents tried to find help.

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 Před rokem +3

      Ndasvotwa, apa unonzwa zvichinzi Zimbabweans are educated.

    • @Sarah44557
      @Sarah44557 Před rokem

      Mmmm pamwe kuchekeresa kuromba chaiko ngavambofamba kuchivanhu

    • @PaloSant
      @PaloSant Před rokem +2

      @@Sarah44557 handione kunge kuchekeresa asi mune ngozi mumusha umu or mune hama yakauraiwa mudzinza imomo ari wedzinza iroro.

    • @jeminasimbi593
      @jeminasimbi593 Před rokem

      Honestly it’s high time someone put the minister of health to question.Inyika yerudziyi inorega mwana achifa bcoz of police reports veduweka

    • @PaloSant
      @PaloSant Před rokem +1

      @@jeminasimbi593 vanhu zivai mutemo wenyika yenyu. That way munowana gwara kugadzirisa zvinhu. Haisi nyaya ya minister of health or minister of home affairs iyi. Inyaya yema MPs nema senators iyi. Ndivo vane chekuita nekuchinja mitemo zvichibva kwamuri ma constituents acho. Ibasa renyu kuudza MP wenyu kuti mutemo wakati hatisi kufara nawo ngauchinjwe. Problem yedu is we don't make our MPs accountable. Ruzhinji kungoenda kuma Rally kunoti CCC or Pasi nanhingi zvogumira ipapo. Munhu wamasarudza iyeye hamumbomuti huya ku meeting tikuudze zvichemo zvedu. Next election season we vote for the same useless person. Basa rake kungo driver mota nyowani yehu MP zvovharana

  • @nicolagandiwa5904
    @nicolagandiwa5904 Před rokem +10

    This is very heartbreaking 💔..ndiwo here mazuva acho ekupedzesera Mwari

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Před rokem +7

    don’t feel for him he has to to go to jail achakupedzai

  • @preciousmurambasvina3476

    Mapurisa emu Zim akawoma moyo chaiko sure munhu anofa kuchidiwa tsamba panekuti varape munhu busy nekuda tsamba ngavakwane chaiko

  • @wilf_moyo
    @wilf_moyo Před rokem +15

    Zimbabwe has too much red taps. Rules must change and favour victim's. Members of Parliaments and Hospital Administrators must be interviewed to find out why rules are so backwards. Mr Neshamba can we have a show asking legislators about why we have rules that make life of citizens miserable. Rest in peace MaMoyo.

    • @johnnduru8185
      @johnnduru8185 Před rokem +1

      The problem is minister of health has no health education,musoja,trained to kill.haana zvaanoziva.think about how he is treating his ex wife,how about you pombiyadonha

    • @lastchiwapura5238
      @lastchiwapura5238 Před rokem +1

      My question is inga panoiita accident vanozoita paperwork later vaSaver vanhu asi apa mmmmm Mwari ndivo vanoziva ndarwadziwa

  • @azizimas2354
    @azizimas2354 Před rokem +5

    Ma nurse ne mapurisa makabatsira pakuuraya mwana. Maigona kuti mwana achibatsirwa tsamba dzichiproceswa .May her soul rest in peace. Our laws and procedures need to be revised at times hazvishande

  • @yamisazondeki8192
    @yamisazondeki8192 Před rokem

    Kuteerera nhoroondo yababa wemwana makes me feel bad kurwadziwa chaiko mapurisa nemanurse ezimbabwe so mwari wakutongei

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 Před rokem +12

    Nematambudziko rest in peace till we meet the second coming of our Lord Jesus

  • @jesslinekashambe4026
    @jesslinekashambe4026 Před rokem +18

    May the soul of the little Angel rest on

  • @twanahove7026
    @twanahove7026 Před rokem +5

    As Zimbabweans we must be scared of the systems in place in this country too much redtape stupid government

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Před rokem +11

    Hospital and police helped killing this baby. I have never heard anything like that

  • @fariraimapiye9491
    @fariraimapiye9491 Před rokem

    Mwana afireiko Uyo NHAI veduwee..zvinorwadza izvi

  • @tracempofu6847
    @tracempofu6847 Před rokem +3

    Asi sure mwana kufa makamirira bepa manurse ka itai henyu tione ,mapurisa ini ziii hangu 💔💔💔,ungaudza munhu kuti dzokera kwawabva unotora bepa rakanyorwa nepen mwana achifa sure haàa kusatya Mwari zvivindi kuita kusindimara moyo chaiko sure

  • @tinevimbomemory3912
    @tinevimbomemory3912 Před rokem +7

    100% chakakosha itsamb or munhu bkz distance yacho vanoiziva yenzvimbo idzi,vairap mwan tsamb ichigadzirwa ,t hurts 😭😭

  • @joycemafigo3517
    @joycemafigo3517 Před rokem +7

    Shamee mwana akanonokerwa zvekuti. Ndanzwa tsitsi kune vabereki vemwana akauraiwa. 💔💔💔💔

  • @faraijonathan4973
    @faraijonathan4973 Před rokem +1

    Mhepo yei vaNeshamba vanhu vakutora madrugs ndoanoitisa vanhu kudai . i think mutemo wenyika unofanira kugadziriswa

  • @patiencechimhanda3734
    @patiencechimhanda3734 Před rokem +1

    Tsamba yeku police inebasa rei pamunhu akuvara chero vachinyepa kuti akuvadzwa na someone what matters hupenyu hwemunhu Zimbabwe 🇿🇼 ndaitadza ini

  • @abigirlguyeni2744
    @abigirlguyeni2744 Před rokem +5

    So painful indeed my heart is full of pain,,, may her soul rest in peace mapurisa nemanurse musadaro let's save life this are the three Ps we learnt in first aid

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 Před rokem +2

    Ummmm zvorwadza mwana asina chatadza hre mwari nyaradzai mhuri iyi ndarwadziwa

  • @gozos1552
    @gozos1552 Před rokem +5

    Hanti mazviona kuti nyika ino mutemo chaiwo wakatoipa mwana omira kurapwa zvichinzi tsamba nxaaa

  • @obvioussilika2523
    @obvioussilika2523 Před rokem +9

    ndopanofira nyaya zhinji ipapo pekuti munhu haarapwe pasina police report

  • @graciousmahonde1117
    @graciousmahonde1117 Před rokem +8

    Our zim health care and systems are f*****d up. It’s heart breaking

  • @fortunatezovovo7480
    @fortunatezovovo7480 Před rokem +2

    Iro zita rekuti monya ...akati regai ndishandise zvinoreva zita asi maonero angu mumusha mune ngozi paaive akapata demo kana kwaiva kungoda kuuraya dai akati tema maiguru vake

  • @evamondoka9464
    @evamondoka9464 Před rokem +1

    Mutemo wemuZimbabwe ngauchinjwe munhu achirapwa vamwe vachimhanya mhanya Ku police aaaaaaa ndarwadziwa zvangu veduweee

  • @liyabonamendela377
    @liyabonamendela377 Před rokem

    MHSRIP mwana bt mutemo wemuZimbabwe haiite nxaaa porisi stupeti

  • @godsfavoritenonoe825
    @godsfavoritenonoe825 Před rokem +5

    Dear Lord,only you can save us and our children now.We are exhausted about all these evil people killing children and adults too.Kana iri mhepo yacho Tenzi todiiko nenyika yedu. Poverty,crises,hunger and now murders haa tarwadziwa veduwe.
    May the baby's SOUL Rest In Peace.

  • @villagetv1010
    @villagetv1010 Před rokem +1

    Eish veduwe zvakaoma mwari ngapindire nyikayedu Yaoma

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 Před rokem +4

    Haaaaa chiiko chapinda muzimbabwe , ko seiko wechechi vacho vasina kukupai kundiso kuti zvisaitike , ko iyo hosana yacho haina kushanda here sezvo yakaimbwa

  • @bhasvusvu3522
    @bhasvusvu3522 Před rokem

    Ndarwadziwa ini chipatara kumirira mapurisa kuti varape mwana shame Zimbabwe tinofanira kuita sevanhu Zimbabwe yaparara register to vote.

  • @alishiaskaya9423
    @alishiaskaya9423 Před rokem +11

    😭 its so sad zvinorwadza kurasirikirwa usina kuzvitarira may God bless you wth another baby

  • @elizabethshumba5113
    @elizabethshumba5113 Před rokem +1

    Shuwa vanhu vanoroya shuwa Mwari dai vabatsira veduwe

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před rokem +5

    Ko asi Kadoma hospital they closed at night zvakaita kuti vanhu varidze bhero pasina auya. Hapana emergency nurses on duty here

    • @DzidzaiMazichina
      @DzidzaiMazichina Před 3 měsíci

      Vaneshamba batsirayi vanhuava panengozi chaiyo. Akatambavanopera

    • @DzidzaiMazichina
      @DzidzaiMazichina Před 3 měsíci

      Imhepo chaiyo ngavaite vachifamba vanhuvekumakomba vanemweya chaiwo

  • @melodymahlatini3378
    @melodymahlatini3378 Před rokem +1

    Haa ndarwadziwa fani nxaaa tsamba yei yavaida vachitadza kurapa mwana zvimwe zvunhu zvingoda kufunga

  • @mercytinarwo818
    @mercytinarwo818 Před rokem

    Mapurisa ne vanhu vekuchipatara mutemo vanozoinyanya daivayizvita kwese tingadai tisina huwori mu zimbabwe

  • @talentmakota1434
    @talentmakota1434 Před rokem +6

    Zvimapurisa zvakapinda basa nezanu, rest in peace little one, zvinorwadza

  • @previousmafiyosi9492
    @previousmafiyosi9492 Před rokem +6

    Ummmm mweya wapinda mumhuri iyi wakaoma

  • @muchanetajarinos759
    @muchanetajarinos759 Před rokem +9

    This zimbabwe but y dai mwana akakurumidzirwa akarama ,shame to that little soul rest in peace

    • @marykagondo3940
      @marykagondo3940 Před rokem

      Kupinda chipurisa nekumhanya so sad ku wester nguva mwana achifa ...akanonokerwa mwana uyu mhani ndarwadziwa zvangu ini

    • @charlesjairosse3759
      @charlesjairosse3759 Před rokem

      Pamwe angadaro acaromba mucomana uyu

  • @cephaskanyuchi4674
    @cephaskanyuchi4674 Před rokem

    Matauriro asekuru ava kuita sevasingazivi kuti chii chiri kuitika mumusha navo, ini hangu handina kuvachenesa panyaya iyoyi sekuru, vanoda kumboendwa navo kwasekuru Tasvu

  • @thapelowalter8053
    @thapelowalter8053 Před rokem +14

    Zim police and health sector is a shame, they dont prioritize life. Why turning back such emergency

    • @wilf_moyo
      @wilf_moyo Před rokem +1

      I believe they are just following the rules. Hospital Administrators and police bosses are the ones who decide how cases are opened and how patients are admitted. There must be an overhaul of procedures in both departments lest we blame people on the bottom of the crisis

    • @samuelngirazi9636
      @samuelngirazi9636 Před rokem

      Can you imagine

  • @thulanimahlaba3454
    @thulanimahlaba3454 Před rokem +2

    This very sad zvorwadza sua kut Toda police report yeyi mwana achirwadziwa achida rubetsero shit manurse nemapurisa 😞😞😣😣😥

  • @zaneleayanda6103
    @zaneleayanda6103 Před rokem +3

    My self l will blame Ministry of health of Zimbabwe .RIP daughter 😭😭😭😭

  • @deliahmukweva2320
    @deliahmukweva2320 Před rokem +3

    NDARWADZIWA NDARWADZIWA NEMATAMBUDZIKO

  • @mollenruziwa8485
    @mollenruziwa8485 Před rokem +4

    Aaah imwe mitemo soo, munhu akuvara zvakadaro haarapwi pasina police report😔

  • @barbramutaurwa2955
    @barbramutaurwa2955 Před rokem +1

    Ko Monya akasungwa here

  • @bessiemarange2869
    @bessiemarange2869 Před rokem

    Mapurisa ezim vanoonererwa chaizvo kuno Ku south tobhadhara hedu Mari kuzvipatara but vanobatsira sherm

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 Před rokem +3

    Shuwa shuwa maporisa nema nurses haana tsitsi dzekuti mwana abatsirwe kutanga, vozobvunza mubvunzo yacho munhu abatsirwa. 😭😭😭😭

  • @raysaps9014
    @raysaps9014 Před rokem +1

    Eish doro rakasangana nemhepo zvakaoma eish

  • @MilliciousyNails
    @MilliciousyNails Před rokem +9

    Ummmmm mwana akarwadziwa veduwe 50kms going through that pain yekutemwa nedemo mumusoro 2yrs 3mnths ummmmmmmmm sad 😔 really sad I'm 😢 😭 really zvichanaka riniiko zvichaita riniko nhai mwari muzimbabwe zvichanaka riniko

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 Před rokem +2

    mamwe ma protocol haashande...may be mwana akazofa paitwa zvima processes zvese zvekupenga izvi

  • @fadzairwaveya4338
    @fadzairwaveya4338 Před rokem +13

    That Law is very neglectful land negligent to deserving citizens who need urgent care.
    I have never seen such a law that puts patient’s lives at risk.

  • @mationisamuel6486
    @mationisamuel6486 Před rokem +1

    Nhai Mwari muripi zvese zvichiitika

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před rokem +2

    Where's Minister of Health when all these fracus is happening, kukoshesa police report than to save life first zvinhu zviri emergency like that.

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Před rokem +11

    These are the people who are applying to work as nurses muUK. What’s important, tsamba or hupenyu hwemunhu. I don’t have words for them.

    • @PaloSant
      @PaloSant Před rokem +2

      They are not to blame. They are just following laws of the land nekuti dai mwana akafa pasina police report ma nurse ndivo vaisara nenyaya. Problem is mitemo yedu inofanira kuchinjwa. We need to lobby our legislators to change such laws. Not kungovaona time yema elections. I recommend people from that constituency to take their MP to task aende ku parliament and have a bill tabled in parliament.

    • @churublessed9977
      @churublessed9977 Před rokem

      Vakauya kuno kuUK vachiita negligence yakadai manurse acho vanofira mujail. You attend to the patient first before anything else. Healthcare system yemuno is very good

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 Před rokem

      @@churublessed9977 they struggle when they come here

    • @PaloSant
      @PaloSant Před rokem

      @@churublessed9977 you are blaming the wrong people. Haisi mhosva ye hospital staff saka comparing UK hospitals and Zim hospitals in this case hazvibatsire. Nyaya iri pamutemo. Hospital staff yeku UK inotevedza mitemo yemuno mu UK just like veku Zim vanoteedza mitemo yeku Zim. Ukatyora mutemo mu UK handiti unoendeswa ku disciplinary hearing kuNMC then for ma serious violations you can get struck off the register. Same neku Zim ikoko vanogona kudzimwa pa register varapa pasina police report

  • @carolinechingosho5457
    @carolinechingosho5457 Před rokem +2

    Ummm so painful mwari vakunyaradzei ...

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 Před rokem +2

    Eish it's so sad rip nana...thanc Drew

  • @nyaradzoorupiya2728
    @nyaradzoorupiya2728 Před rokem

    Manje monya wacho izvezvi aripi akasungwa here

  • @gozos1552
    @gozos1552 Před rokem +4

    Dai mwana akakurumidzirwa uyu airarama

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 Před rokem

    Saka....pane zviripho mungatadza kuziva vana venyu shuwa baba vakabata ava

  • @user-yw7un8cd9o
    @user-yw7un8cd9o Před rokem

    Musha une ngozi ngavazvifambire

  • @deisykayz1153
    @deisykayz1153 Před rokem +3

    Drewmas media i have a request...your line of qestioning should be sincere especially intimes of moarning. its very important tht u find answers wiout creatin boundaries btwn vafirwi kana muchinge maenda.....wat u put to sekuru vemusha should have been rephrased nd put in another way...it happens also kumusikana wemwana chirema uye wokuzofa....thando had a line of qstnin tht almost put blame panamainini...u have to understand family clusters nd how things works kumusha..in as much as u want news nd truth the well being of families should be considered in ur qstnin kwete kut kana mabva mosiya ruvengo nekasavimbana mumhuri..u know what i am sayin..

  • @normanmaruwu1025
    @normanmaruwu1025 Před rokem +3

    We are losing people who should not die because of unorganized laws, the government should amend its laws

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Před rokem +2

    mudzingei pamba kana kutouraya

    • @mariazulu6805
      @mariazulu6805 Před rokem

      munhu akadaro hasi munhu wekusekerera let him go to jail or kugura maoko acho iwayo .ma zimbabwean chimborovai one ☝️ chete anenge aponda mwana kana mukadzi muchirova maoko nesando

    • @mariazulu6805
      @mariazulu6805 Před rokem

      you will see teach this people a lesson

  • @eunettymusekiwa1258
    @eunettymusekiwa1258 Před rokem

    Mapurisa akukoshesa Mari kudarik hupeny hwevanhu zvekt zvaitikir kupi zvinebasa rei......madoctors basa rawo kurap munhu zvozouy zvotever munhu abatsirikana iiii Mwari ngavarangarire Zimbabwe Sad Sad Sad Generation

  • @msveekay5637
    @msveekay5637 Před rokem

    Mutemo wePolice report paemergency wakaoma. Musadaro vanhu vemuZimbabwe

  • @msveekay5637
    @msveekay5637 Před rokem +1

    Ndachema uncontrollably hangu. Ndarwadziwa.. mai vemwana kani

  • @alicemukudo4372
    @alicemukudo4372 Před rokem +3

    Eish very painful 😭😭😭😭😭😭 mwana akarwadziswa hake

  • @ednakucherera3596
    @ednakucherera3596 Před rokem +2

    So sorry for your loss mwari akunyaradzei

  • @milimvumi9609
    @milimvumi9609 Před rokem

    da mwana akakurumidzirwa angadai akararama ihhh ndarwadziwa

  • @user-fz4sv4ps5n
    @user-fz4sv4ps5n Před 8 měsíci

    Ndizvo zvino ndine tserawo chinamato Ichi vanoona kwete Kuti zvisaitike

  • @itaisimbi839
    @itaisimbi839 Před rokem +4

    ndozvatirikuchemera dzimwe nyika health first usati watanga basa mwana anonokerwa sad nematambudziko hama

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Před rokem +3

    Ingozi iyi

    • @PaloSant
      @PaloSant Před rokem

      Ndizvo zvandaonawo. Baba vanova sekuru vemuzukuru uyu vanonyepa kuti havazivi zvirehwa rehwa zvemumusha mavo. Vanoziva. Munengozi umu

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 Před rokem +2

    Father munogona kupindura zvenyu zvakanaka, problem muma church muri kupinda vanhu hamuchina kuchena vano shandisa zveuSatan saka uno gona kubva nemweya yakaipa kuma church ikoko vanhu regai kupinda mumachurch, kana munhu achienda kuchurch anonge achitsvaga hupenyu, ko kana church iri yamwari vakadii kubvisa mweya wacho ndivo vema church vari kuisa vanhu mweya yakaipa.

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Před rokem

    iyi imhepo hombe inoda kufambirwa iyi shame.asi mutemo wemuchipatara ngauchinje shuwa tsamba haisiyo inokosha ludarika upenyu semunhu

  • @lillianassan1872
    @lillianassan1872 Před rokem +1

    bindura ndewekumasowe futi nhasi chakari masowe

  • @cephaskanyuchi4674
    @cephaskanyuchi4674 Před rokem +3

    Umm l have never ever since such dead health system in our own country really!!! Nhai ndizvo here zviri mubumbiro remutemo wenyika kuti munhu ari pa emergency anosiiwa achifa kana pasina tsamba yemapurisa???? Nhai ndizvo here imi vanogadzira mitemo yenyika, umm am speechless and hurting at the same time. This is really out of order, even if you go wherever in the world there's no such system, l have been in many countries but I have never seen such a thing but only found here. Let's be serious with a human's lives, ngatikoshesei hupenyu hwemunhu, one human lose, is a lose of the country, hazvinei kuti it's a lose of a child

  • @prospernyoni3466
    @prospernyoni3466 Před rokem

    Ndarwadziwa dai mwari mapindira

  • @tamiranashemupinda6469

    The way the father is so casual about this issue is surprising he even finds time to lough.

  • @reyatakunyayi2478
    @reyatakunyayi2478 Před rokem

    Vashandi vemuzvipatara naivo vanenge vane hutsinye but kana dziri hama dzavo vanomhanya mhanya kubatsira nenguva . Kana usina waunoziva ipapo vanokusya.

  • @happiousmadhange4833
    @happiousmadhange4833 Před rokem

    Zvinorwadza izvi

  • @biancajanuary5398
    @biancajanuary5398 Před rokem +1

    Ndachema veduwee ndarwadziwa

  • @KufemaChikuru
    @KufemaChikuru Před rokem +1

    Ngoziyemusha yaingoda weropa chete panoda kuripwaapo

  • @accuratepatrickspartricia7907

    Uhmm Zvakaoma yatova ngozi kaiyi Baba kuuraya mwana wavo mhepo dzacho dzakanyanya kuita semunengozi mumusha shame zvinorwadza may her soul rest in peace

  • @user-jd4gp1nh9j
    @user-jd4gp1nh9j Před 8 měsíci

    Iiiiiiish vedu weeeee mweyaiii koooo

  • @fungaisibanda3758
    @fungaisibanda3758 Před rokem +2

    Zvaisatoda police mwana akakuvara mheni Zimbabwe ine huwori mhani😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 Před rokem +1

    Maswera sei pano Drewmas media team

  • @mordesterbanda7681
    @mordesterbanda7681 Před rokem +1

    Rest in peace.zvakaoma asi iwo mamwe mazita soo ka monya kudii ndorine mhepo nemanyemwe zvese

  • @obertmajoni2579
    @obertmajoni2579 Před rokem +2

    This is very painful zvakaoma and zvinorwadza moyo

  • @uziccotv5234
    @uziccotv5234 Před rokem

    Ndopandodira south africa vanotanga varara munhu kuzoita zvepolice after nxaa zvimutemo.zvekuzim means achifa bratishit bato rinonzi zanu yakaora

  • @tafadzwakayitano3557
    @tafadzwakayitano3557 Před rokem

    Nhaimi izvozvo zvetsamba izvo zvauraisa vanhu vakawanda tsamba kumashure mhani

  • @humanshaba5042
    @humanshaba5042 Před rokem +3

    It's so painful, may the soul of the child in peace, mamwe mazita anopa manyemwe Moya,Tryfosser