Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Humambo hweMwanakomana hauparare panyika nekudenga humambo husina zvipomerwa. Humambo hweMwanakomana hauparare hwakatengwa neropa remuchinjiko. Humambo hweMwanakomana hauparare muchauronda kusvika kumagumo☆☆☆
Amen kutaura kwakadzama mmh kudzorera nhau yakamaka Bulawayo nketa 8 ba bright
Mweya wataure, Jesu muponesi munhu mutema
Amen ..tinotenda nemharidzo ine mazwi anokosha
Tinotenda nemazwi akanaka anovaka emudzimu unoera ndayambuka.🙏
🙏Munotendwa zvikuru kwazvo madzibaba
"Belgraverage kutaura".....mharidzo inotekenyedza ndebvu dzeharahwa dzekudenga....kana wauya uchirwara unobva wavadhokotera nemharidzo dzakanaka. Ndinonzwa zodzo yewakatumwa ichitsanangura kuburikidza nemuparidzi
Tinotenda nemharidzo madzibaba🙏🙏🙏
Abraham anga arimunhu mutema here imika nemi munotenda nhema muchaitwa vanakomana vegehena zvakapetwa kaviri kudarika vamunotenda
Amen amen amen katatu kumutauri
Ko ndiani akati munogara magariro amakaita aya
Ndizvozo babaBelgraveraji.Irairei nyika igoziva.
Amen Amen
Amen tinotenda
Imi imika munofunga kuti denga ringakanuke mbiya denga munoriva here imi
Murimukuru pashoko ramwari basa munogona nd
Tinotenda madzibaba nedzidiziso yakanaka.
Namataii henyu madzimambo takarivimbiswa denga rehumambo
amen
Amen Ndekupi uku
harare kuGomba
Amen idi katatu
Ndatenda zvangu munhu washe madzibaba mharidzo mashoko andibata bata sando dzenyu
Ndomhare yemharidzo yavadare werwendo
Amen
Asi magariro ayo ariko here
ndoakauya namanuere , ekutarisana imhosva yekuta izwi
yekutuka izwi
My people! HalleluYAH HalleluYAH !!
Ndinotenda nedzidziso yakanaka
Camera yako interactive magotsi sei
Chakakosha imharidzo madzibaba
Tinotenda kumazwi ehumambo
Re a Le boga baba