Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
N'anga yaroya vanhu iyi
Kkkkkkkkk .N'anga iyi..vanhu vatambura shuwa stavoo anonyepera vanhu nezita ra Jesu..hona mwari vakamurova neshamhu vana vese vakafa zuva rimwe...Zita rake ririko kwa Sekuru Ndunge ndo kwaaitora mishonga yake
Zvinotenderwa kutaura kunyangwe pamazuva edu ekurarama mwari vachiita kuda kwavo.
Z thre anything special about u Madzibaba ... Ndonguva yekugum
Kunyeberana chaiko
Kudhura kani baba ava maprice avo unozvishaya kt zvichiri zvaMwari hr izvi
Amen 🙏
Amen
Baba Johanne dzokai ndaona moto nevanhu vaya
Asi vekwajohane vanonamatira pashade here
Zvanga zvakadii kubvunza ndinoti kunamatira Pasi pemuti kushaya.hatisi vekwajohane.
Chemai netariro
Chiiko chaitika nhai
Ko kutaura zvataurwa ndokudii
Chandafarira hanzi kunyeperana kuchapera vakuzviziva kkk
Madzibaba tokumbirao nmbr dzenyu tibatsirikewo tatambura nehurwere husingapere😭
0773066354/0776581704
Vanochaja mari kwete zvekutamba
Munowanikwepi