Saka uri kufunga kuti wakachenjera. It’s all ok until the day that girl dies. Ndipo puachaona kuti hauna kuchenjeta. You are to blame in this whole episode because you agreed to using spirituality to enhance your businesses. Hazvina kusiyana nekuromba zvawakaita. The least you could do is clean this girl up.
Hakuna munhu asina kubata mushonga anodaidzirwa kumba kuti uite zven’anga. This man anga agara akapinzwa muhurombwa naMai vake achiziva. Mushonga waiva paari ndoyaiita n’anga ione kuti asangana nemusikana ane star iri bright.
Muchinda iwe usanyepere kuzungaira. Ehe wakanga usingazive asi wakasarudza kubvuma kubatsrirwa nen'anga kuti zviite woti uchiri pakachena? AIwaka shamwari. Umwe ave kupengereka asi iwe ugere hako? Iwe wakabata mwana wevanhu chibharo pawakarara naye asiri conscious. Kana wanzwa moyo wako uchida kuchena tendeuka. After that hapana kutendeuka kunosiya umwe ari munhamo yawakakonzeresa. Bvuma kushanduka kana kuti bvuma kuti wazvitsigisa muhuroyi. You can't have it both ways. God be with you.
Saka iwe uri kuregererei kumubatsira nekuchengeta zvawaona akuita hurombe my brother ukunyeba pane ka element of lies there is more to your story than zvawareva apologize to the lady and make things right
if he feels really bad about it he should take the lady for deliverance. his a liar for him to come to you there must be something back firing to him. karma. he will suffer and wish he never did what he did cse God has the ultimate say. He will deliver her and this guy will face consequences. it will never end well for him. May he be punished a thousand times more
Hide waka romba Ko waka itirei hutsinye ku mhunhu asina mhaka newe and uno tsvaga kuti womu batsira sei nekuti ukaitwa go back to center ucha dzidza zvakawanda
My brother dont try to justify yrself.Mwari ndewemunhu wese.Musikana uyu haana mhosva coz akararwa naye asingazive.Kana uchinzwa tsitsi set that gal free.Shuwa kunakirwa nemari yekusuffer kweumwe munhu shuwa denga hatirioni
Apa uri kuda kungo nzvenga nyaya pawakapiwa mishonga wekumukwezva you knew it's going to be evil n'anga told you that you have to still that girl "s luck. Kubata munhu chibharo kwamakaita nen'anga yako nekuisa mushonga kunhengo kwake makaita zvakawanda kupfuura zvawataura . Zvichati zvoku pandukira uchadzoka wotiudza pano kubhinya munhu day and night asinga zivi zviri kuitika moda kupiwa life in prison nen'anga yako. Vasikana munozvinzwa izvi usapa vanhu number dzako kana usinga muzive mushe honai hutsinye hwaunozoitirwa usafarira kutamba nevanhu vamusinga nzwisisi . Mamubhinya momu pengeserei? Nxaaa uri kutenga ndege here nemari yehuroyi
My brother makaromba imi musati nyepere nekuti dai musina kuromba pakama shedzwa kumusha na Mai venyu muchiita zvamaita ne n'nga yenyu why maka bvuma kuitiswa kana kuri kuti pfuma yenyu ndeye ziya ,and why n'nga yenyu yakati ukasa tevedzera zvayayi taura pfuma Yako ino parara? musikana uyu kureva kuti paya pawayi mukanda shoko achiramba zvekwakwe zvakanga zvisinga topindirane zvamuchose newe apa iwe waka shandisa chisimba pa musikana uyu, how do you feel uchimuona achidya muma bin bcz of you?uchinaye here musikana uyu or you just used her?guys kana mozo gara ka mwari havasi benzi . you reap what you sow,muri kutemba nemishonga nguva yaswedera kuchava nekugedageda kwe menho . vimbai nemishonga vano vimbai na mwari vomira na mwari tichaona kuti ane Simba ndiyani.
Mmmm veduwee ndarwadziwa. Mukomana iwe namai vako munoroya, Mwari ave nemi. Musikana wawakarombera uyo Mwari ngavamushanyire asununguke.
Saka uri kufunga kuti wakachenjera.
It’s all ok until the day that girl dies. Ndipo puachaona kuti hauna kuchenjeta.
You are to blame in this whole episode because you agreed to using spirituality to enhance your businesses.
Hazvina kusiyana nekuromba zvawakaita.
The least you could do is clean this girl up.
Hi aunty Mamoe and veDare na Hidey.
Yòooh saka Hidey how are you feeling nezvawakaita mwana wevanhu? Do you need help or you boasting?. Tendeuka
I like the way you read ❤
Yoooooh shame mu batsire mskana uyu kana kutomurora hako
1st confession ,Uhwo hutsinye chaihwo chimutora mwana iyeye umuchengete otherwise denga ahupinde
He must take that lady for deliverance...haa satan chaiye
Hakuna munhu asina kubata mushonga anodaidzirwa kumba kuti uite zven’anga. This man anga agara akapinzwa muhurombwa naMai vake achiziva. Mushonga waiva paari ndoyaiita n’anga ione kuti asangana nemusikana ane star iri bright.
Muchinda iwe usanyepere kuzungaira. Ehe wakanga usingazive asi wakasarudza kubvuma kubatsrirwa nen'anga kuti zviite woti uchiri pakachena? AIwaka shamwari. Umwe ave kupengereka asi iwe ugere hako? Iwe wakabata mwana wevanhu chibharo pawakarara naye asiri conscious. Kana wanzwa moyo wako uchida kuchena tendeuka. After that hapana kutendeuka kunosiya umwe ari munhamo yawakakonzeresa. Bvuma kushanduka kana kuti bvuma kuti wazvitsigisa muhuroyi. You can't have it both ways. God be with you.
thanks anty Mamoyo nyaya iyi yandisvinudzA.the guy is to blame because akabvumireyi kurara nomusikana uyo.but am grateful
Maita basa aunt mamoe I experience that eish
Saka iwe uri kuregererei kumubatsira nekuchengeta zvawaona akuita hurombe my brother ukunyeba pane ka element of lies there is more to your story than zvawareva apologize to the lady and make things right
Mwari AVE newe
Hidey vakarombeswa namai vako urimharadzi
And after that wobva wamusiya achingoita semunhu wetsvina kutozvitaura uriwe haa this is painful
Ndaita kuzarirwa handizivi Kuti ndokutuka ndichitichiyi.
Dzimwe nyaya dzakaoma so , panyika paoma . Any mamubata
Urikudya uchiguta uchigeza nekuisa perfume kuti unhuwirire asi muridzi wemari dzauri kudya urikutomuseka kuti hanzi arikutanda botso urimuroyi
Chibatsira hako musikana uyu umupe mare
Mmmmm mukoma y musina kuchimuroora since makamutorera chipo chake mochimuchengeta hutsinye hwawakaita ndehwekumutorera chipi then u dump her
Nothing good comes from n’anga why do pple go to them,
But wave kuziva uchaita cei manje
This is not a confirmation but urikudada nazvo zvawakaita pamwana wevanhu. Dai n'anga iyoyo ikangopenga namai vako vese.
if he feels really bad about it he should take the lady for deliverance. his a liar for him to come to you there must be something back firing to him. karma. he will suffer and wish he never did what he did cse God has the ultimate say. He will deliver her and this guy will face consequences. it will never end well for him. May he be punished a thousand times more
Nguva yamwari inonoka asi inosvika achakutongai
Chimutora umubatsire handiti ndiwe wakamugadzira hre
Tete this guy l blame him why akaenderera mberi nekutora musikana uyu achienda naye kumusha ende zvese zvakataurwa nen’anga iyoyo akazvitedzera akaudzwa nen’anga kuti achatora lucky ranga riripamusikana.
Mukomana uyu anga achiziva zvanga achitoita asada kunyapa kuti heee ndaisaziva zvandanga ndichita nxah uyu anotoroya masikati machena chaiwo zvinorwadza
Chimuroora.hako ufunge.ndarwadziwa.hangu
This guy isn’t straight aaaa hakuna zvakadaro kuti you ddnt know zvsukuita why would u agree kunzi rara nemunhu from nowhere
Asisaroye ndiyani nhai ku Zim
Wakadii kubva wamuroora une hutsinye
Hide waka romba Ko waka itirei hutsinye ku mhunhu asina mhaka newe and uno tsvaga kuti womu batsira sei nekuti ukaitwa go back to center ucha dzidza zvakawanda
My brother dont try to justify yrself.Mwari ndewemunhu wese.Musikana uyu haana mhosva coz akararwa naye asingazive.Kana uchinzwa tsitsi set that gal free.Shuwa kunakirwa nemari yekusuffer kweumwe munhu shuwa denga hatirioni
Ruregerero real? Mwana wevanhu achitambura iwe zvako zvichikuitira .May God judge you,
Apa uri kuda kungo nzvenga nyaya pawakapiwa mishonga wekumukwezva you knew it's going to be evil n'anga told you that you have to still that girl "s luck. Kubata munhu chibharo kwamakaita nen'anga yako nekuisa mushonga kunhengo kwake makaita zvakawanda kupfuura zvawataura . Zvichati zvoku pandukira uchadzoka wotiudza pano kubhinya munhu day and night asinga zivi zviri kuitika moda kupiwa life in prison nen'anga yako. Vasikana munozvinzwa izvi usapa vanhu number dzako kana usinga muzive mushe honai hutsinye hwaunozoitirwa usafarira kutamba nevanhu vamusinga nzwisisi . Mamubhinya momu pengeserei? Nxaaa uri kutenga ndege here nemari yehuroyi
My brother makaromba imi musati nyepere nekuti dai musina kuromba pakama shedzwa kumusha na Mai venyu muchiita zvamaita ne n'nga yenyu why maka bvuma kuitiswa kana kuri kuti pfuma yenyu ndeye ziya ,and why n'nga yenyu yakati ukasa tevedzera zvayayi taura pfuma Yako ino parara? musikana uyu kureva kuti paya pawayi mukanda shoko achiramba zvekwakwe zvakanga zvisinga topindirane zvamuchose newe apa iwe waka shandisa chisimba pa musikana uyu, how do you feel uchimuona achidya muma bin bcz of you?uchinaye here musikana uyu or you just used her?guys kana mozo gara ka mwari havasi benzi . you reap what you sow,muri kutemba nemishonga nguva yaswedera kuchava nekugedageda kwe menho . vimbai nemishonga vano vimbai na mwari vomira na mwari tichaona kuti ane Simba ndiyani.
You are a wizard iwe nen'anga yako tendeukai
May God punish him 🙅