Yatambwa Sister nemukomana wavo its a no mhani apa ari mukomana ari kuiropu
Vložit
- čas přidán 22. 11. 2023
- Yatambwa Sister nemukomana wavo its a no mhani apa mukomana ari kuiropu
Musi wesunday ino 26 november 2023 kune Altar Sunday munhu wese usasaririre na10.30am pa Corner HighGlen Road and Mushayabande number dzekuphona +263712528094,+263778059270. - Zábava
Vese vanzwa kut Iropu let's gather here n worship😂
Iropu that was it for me.
Ndarwadziwa varume vasadaro sure. Mwana uyo anonzwisa hurombo. Mugadzirirei adzokerane nemurume wake wekare.
Fredy akatosiyana nevamwe vanhu sooo vanoona havo nhema uyu anobvondora straight idi kt kune vamwe vanhu vakatumwa na Mwariiil❤
Hugs my sister, the way men lie you begin to wonder kut Samson haasiye here akati kuna Delilah bby ndigere hako hmmm
Ndiye Samson akamutuma Delilah
Haaa varume tchafa rini vakadzi vazorore😢😢
Voice manje Iropu😊😊
Praise and worship team iyo inenge yakatira zodzo rekuimba kuna prophet
Veduwe zvakaoma, hanzi iropu pambare here askana, varume denga muchariona mubhuku rechitawara, mahwindi anoda kujairira shuwa 😢😢
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 kuita denga rekugoogler
Kkkkkk 😂🙌🙌 iropu ndanzwa tsitsi mukadzi uyo anemoyo munyoro asi arikusangana nemabhinya
Iropu, prace haa sister kkkkk
Oho yes thank you holy spirit
Profet ipai mai Kelly 😂😂😂😂mari yavo neni murume wangu une yangu yakawanda
Thank you Profet.
Amen amen munhu wamwari
May god bless yu profet
Thank you pastor varume their are used us
Deus seja louvado ajuda a ela prof Fred
😢😢😢 mwari amukomborere hke kudya mari yemwana wemunhu kudaro
Prophet pray for me for my life to have something that is good and bring back my wife and kids together for ever i cry in the name of God ❤
Amen,ndinamatireiwo munhu wamwari ndoda kuri zvangu zviite ndiri kunyika yevatorwa
I'm coming to see you prophet 😢
Plz pastor well done pray for me l want to come and see you
Mai vakadzungairawo ava 🙌🙌🙌kupusa kuita kunge munhu abva kumachonyonyo nhasi
Baba makanyanyaa please keep it up
Makanyanya munhu wamwari thank you so much
Thanks fredy ❤❤❤
Anhuwoye musazadaroba . Prophet makaita Basa.
Eish 🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️zvakaoma chokwadi. Mkomana akatoona zvake kuti mai ava vakapusa
Zvinorwadza veduwe
Amen
I love you prophet ❤️❤️
varume musadero shuwa zvakaoma veduwe mari yacho hainongeke veduwee iwe uchisweroita njuga zvako zvakaoma mufunge
Haya veduweee varume hamupinde denga sure
Ndarwadziwa munhu waMwari 😢😢
Batsirai mwana prophet
Jesu
Uuuuum shoyi shishi
Vakomana musadaro vana vevamwe. Dai iri hanzvadzi kana mwana wako
Mwari akadayi ndomudawo...
Pray for me pastor please ndikuoneiwo
Zvakaoma weduwe
You are doing a great job mwari akuiteri zvakanaka but itai plan pa praise and worship team yakaneta
It's true.
Apa vatoyimbawo zvirinani
Please Profet pray for me
the way she asked kty saka ndoyita seyi munhu wamwari 😭😭😭
😢😢😢 varume varume denga muchaita rekuwonera pagoogle
Taura hako.
Munhu waMwari munhu waMwari munhu waNwari...
ndinotenda
Zvinorwadza shuwa
Aaaah varume vasadaro
Makadii prophet ndinamatireiwo am very sick
Prophet help me, l want to visit you one day
Sis vakapusa ava unokweretesa boyfriend kudzungaira ❤❤❤❤
Taura hako😂
Apa mari yacho ngaiwande imiwee
Unenge vanyura murudo zviriko
Kudzungaira
Iropu yeku mbare here prophet pliz help musikana uyu mhepo yemarudzi
Iropu hoyoooooo
Zviriko here izvi 😢
Isu tinenge tichida kuona wo 😂,👁️👁️
❤
Kkkkkkkkk Boyz repa tonaz
Zvakaoma ummm
Prophet pray for my family and my marriage are under attack by the devil
Ngizwa ngizwela UCC bantu
Irope
Wakasangana netsotsi repambare kk
Iiii varume vanouya semakwayi ivo varimapere
Ura hwangu urahwangu mwana arikutambiswa nhova
Vanew1 hoye TFredy musadaro
Akatora advantage yekupusa kwemusikana uyu and pamwe kudzidza hatina ipoh paginated iropu
Uropu uropu
Zvakaoma
At least apawo worship team yayimbawo kwete zvavanomboita
Amen and amen Hallelujah
Uuuuuu zvakaoma
Mwari muri nhovo yedu.She has got an angelic voice.😊
Varume hatina zera navo
Vakomana hamupinde denga ngaasadaro
Pastor please pray for me I want to come and see you
We need Jesus to open our eyes 🤷🏿♂️
Locate me prophet
Shem nxaa
Musaseke vaenzi hey😂😂
Ndanyara shemu 😅😅😅
Nditeverewo ikoko kuIropu😅😅😅😂😂
Haaaa varume denga muchiri googler
Anotofanira kukupa mari, panekuti umupe, akomana hey
Kkkkk prophet maxviita chokwadi ndanzwa tsitsi
Mukomana uyu imbavha veduwee
Dzorerai chikwereti munhuwashe 😂😂
Mazirume matsotsi ariko haaaa denga muchanotsva
Kutamba tsoro uuuuuuu zvakaoma kueurope zvakaoma wena
Yuropu yacho soo ka, amana musadaro
😂😂but varume musatidaro plz ...sorry hake mainini kkkk
Veduweka inga zvakaoma cc avo so haaa kuvharwa kusvika pakudaro so mari yakawanda iyo hnti dai atova pane imwe stage aah xem
Shame sorry my Sister 😪
Regai vanyeperwe ava! Vakanyanyawo kudzungairawo!! Ku Irope here vakomana?? Haaaa nooo mhani!!
Mahwindi anojairira
This is very painful
This is sad😢
😢
Even mukadzi haapihwewo mari
Yoo
You are doing a wonderful job prophet TFreddy but discipline your disciples please its dehumanizing the way they will be commenting and laughing at your visitors.These are real life problems.Ppl dont just come to disgrace themselves eeeeh why are Zimbabweans like this nhai ???