Ex Manyama auya neChristmas box-Prophet T Freddy
Vložit
- čas přidán 18. 12. 2023
- Ex Manyama auya neChristmas box
31 DEC atosvika munhu wese kuSPIRITUAL SPECTACLES CROSSOVER NIGHT. Musakanganwe kutsvaga Calendar Munhu waMwari achanyora zviporofita zva 2024 newritting yake. Shandisai email goodnessandmercyministries@gmail.com orkana kuchaya nhare pa +263712528094; +263778059270 kuti munzwe zvizere - Zábava
That guy needs to record music. He is magnificent
His voice it's an angelic voice that takes people somewhere in spirit . May God keep on using u in a mighty way in worship 🙏
Brother ava vanoyimba zvinondipinza pamweya luv his voice ❤
The brother who is singing you are awesome u have a voice that can shake the heaven
Ko inga ndikutotsvakawo murume ari srs wani 😢vamwe vachitambisa😢😢😢
The guy can sing😢😢😢😢😢😢
Sanganai nesu patinonyengetera
Prophet muri kugona vakadzi tanyanya chifambi nevamwewo varume vacho kunyebgedza nechifambi ma 1 . Ndine Shuviro yekusvikawo pa church ndikuonei murume wangu haabviri muchihure apa tava vanhu vakuru 🙏🙏🙏
Vakadzi musadaro, ndachema zvangu.
Yaa magona apa ,vakadzi musadaro so
Kuhura na x akambokusiya ,my gender act crazy somtimes
mapudzi anowira kusina hari
This guy's voice is like liquid gold he just makes everything possible and positve.
Ndokupai sando dzenyu Prophet T Freddy.Muri chiBaba
Pianist has a calling in singing worship songs
Yooooooh chihure chiriko,,,,
Chii chinenge chichimboitika
Thank you prophet🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Haaaaaa Prophet magona apa 🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Vakadzi makaoma shuwa
@GMMTV Munogona👏👏👏👏👏
Goood bless you prophet
Freddy ndokufarira mukadzi uyu idofo
Thank you prophet may God bless you,the truth shall set us free
Sanganai Nesu Mwari Patino nyengetera 🙏
Thank you prophet❤
thank you Man of God ,
Thank you our man of GOD
Amen that guys voice is woow
Ummm powerful song INONDIITIRA Zvakanaka ndazvitswa pedo nemweya mutsvene
Prophet u a wise . Thank you Jesus 😊
Powerful singing🙏🙏🙏
Nice voice bro keep on praying my brother
Thank you prophet
Wat a melodious voice❤❤❤❤❤
Brother vanoimbaa havo,he needs praise team inonyatsogona ,haaaa ndadzamirwa
I enjoyed the music full of the annoiting keep it up may the Lord bless u
Ur a good singer my young broe good bless u
Chokwadii anoimba halleluya Ameen ❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
God who fix issues ....May God continue to use you papa
Amen powerful song
Prophet mondigonera shuwa
I like this praise and worship
Goooood well done prophet❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Live long prophet 🎉
Amen prophet munondikomborera
I love it ridza mhururu tinzwe 👏👏👏👏👏pfudzwa mberi man of God
The power of God is still overflowing.my God continue using his vessel❤
Indeed God meet us when we play thank you dear brother for the song ❤
Yhaaaaaaaaa mwari ngavauye muhupenyu whevanhu
Zvinorwadza man of God 😢. Vakadzi vasadai hummm
Thank you prophet maita kuti murume anzwe
Prophet ndazobvuma mukumberi❤❤❤❤❤❤❤
Music is top notch. Be raised my brother with you good voice. 😊
Rambai makadaro prophet 🙏
Aww this guy can sing ❤❤❤
It's the music for me❤
Prophet you are like king Solomon he was use wisdom of God to judge
T Freddie ma1 ndabvuma. Sando dzenyu mudhara🎉🎉
❤❤❤❤❤❤ thanks munhu wamwari
Uuu ndanyara on behalf of her,thank you prophet
Crying fr my brother may th lord Jesus strengthen him ' not only vakadzi chete even the opposite zviriko asi thts why God has assigned man of Gods who has spiritual eyes otherwise our lives will be jus a mess
You're too much man of God will the holy spirit locates me wherever i am
Amen amen prof
Pastor manyamaaaaaa🎉🎉🎉🎉
You sing very well. God bless you
Prophet you are a true man of God
Ummmm this guy can sing shamee❤❤❤❤the voice is nice😊
Sanganayi nesu oh yes🙌
Voice ramukoma available many amazing,kp it up brother
This guy singing is something else ❤❤
Powerful voice tyoo
Kusagutsikana hre nhy vanhukadzi zvakaoma hazvo, thank you man of God
Shuwa Baba mmm ndinotenda 🙏🙏🙏😭😭 nekudaira kwamaka itwa namwari ndosvikako chete
Amen takesure lite n sechaba lite
Good music good voice to bro varikuyimba 🙏🙏🙏
Praise God , what a voice , 👏👏👏
Oh Jesu Hallelujah..that brother got talente listen at the voice....sanganai nesu patinonyengera🎵
Umm my Prophet you're God sent,,, may you live long, continue to proclaim the Goodness of the LORD and helping mankind especially men we're living in difficult times as women are fearlessly becoming disloyal and unfaithful. This is heartbreaking!
This guy have a voice .Amen sanganai nesu ishe patinonyengetera.
This is the gospel of Christ,for Jesus is the truth and that light 🙌
Thank you prophet nedzidziso vakadxi tisadaro weduwe munhu anenge achitiwo ndane mkadz zvakaoma
Patinonyengetera for m❤❤❤❤👏
Thank u Pastor for our brothers life.this is really sad veduwe kuchengetedza dzimba kwakakosha madzimai
Amen profet manyama
Thanks so much prophet, u are helping people... vakadzi munorwadzisa chokwad 😢😢
Prophet manyama ndatenda zvangu keep doing that coz people must learn ichiiko chinombonyanyonakidza kuitiramunhu zvinhu zvakadaro hope dzichibata sure that's which craft srs
Zvakaoma shuwa ndarwadziwa vakadzi musadaro
I feel the pain , mukadzi uyo akaoma weduweee , uum zvinorwadza kuvanhu vakaroora vakamboroorwa asi magona pastor
Praise and worship munopedza mwana simba
Mwanangu unoimba
Munoimba brother mwari ngakuitirei nyasha
Ukugadzira nyika Freddy
Mukomana anoimba uyo 🔥
This anoimba sa Sechaba from South Africa gospel singer ❤❤❤
Umm seiko vakadzi tisingadikike .ndanyara mufunge
Ishuwa prophet vanhu kana wabva kumaEX ngavasiye
Long live prophet
I salute you
Ndafara nekuita kwakadai ... Mwari vakuwanirei nyasha zvizhinji
The keyboardist is a very good singer 🔥🔥🔥
Musazodaro madzimai, shuwa denga richanetsa kupinda, eish I’m heartbroken. Thank you Prophet
Keyboard manyama takesure lite❤