Shocking😳Drama kumuchato wavaChiwenga🤔

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 22. 12. 2023
  • Shocking 🙄 Drama kumuchato wavaChiwenga

Komentáře • 90

  • @mercychiwora7378
    @mercychiwora7378 Před 7 měsíci +13

    Children must not be involved in your problems. Vana vafanirwa kuona Mai vavo

  • @user-jo7kx6jm9e
    @user-jo7kx6jm9e Před 7 měsíci +9

    Mary wazvionaka kt gona ana gona wake woo wakavhaira kwazvoo uchisiya my school mate shingai..ini hangu handina tsitsi newe you deserve 😊

    • @marblejori3569
      @marblejori3569 Před 7 měsíci

      Taura zvako Mwana vaAmai . Mary akamhanyira zvinhu . Akasiya shingi zvinondirwadza . Kudenga kunaMwari. Iyi ndoinonzi shamhu. Vanhu ngavagutsikane nemisha yawo pliz . Shingi is a very calm and caring guy

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 Před 7 měsíci +11

    Scarf idzi ndedzeurombwa here?

  • @erisherm.8451
    @erisherm.8451 Před 7 měsíci +13

    Vakadzi munezvivindi😂😂😂.Iye CHIWENGA atindivara ne Shuramatongo, chero kuri kuda mari dzakabiwa.Zvino Mnangagwa achashandisa nzenza iyi ku poison Rebhara😂😂😂

  • @jescatandiri9485
    @jescatandiri9485 Před 7 měsíci +4

    Marry usarwadziwa nekuroora kwachiwenga wakarwadzisawo umwe mukadzi ukarwadzisafuti murume wako wekutanga whom do you think you are zvapanyama yako zvarwadza ihi handina tsitsi newe sangana nazvo.

  • @user-ru8my7tt7s
    @user-ru8my7tt7s Před 7 měsíci +10

    Where is the drama please stop posting misleading headlines

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 Před 7 měsíci +5

    General is 100% right,why Marry she is bitter and failing to accept it and move on ,toxic marriages needs painful conclusion,she missed a good man,internate fool you if you listen to all

    • @user-gl9ce4vc2z
      @user-gl9ce4vc2z Před 7 měsíci

      Its sad that you are a human being saying this .how can she move on iye avapedyo nerufu .nxaaaaa😢

  • @user-yy2kh1qq9t
    @user-yy2kh1qq9t Před 7 měsíci +5

    What poor reporting,drama racho nderipi apa, won't read your reports from today onwards

  • @lesleymugochi2791
    @lesleymugochi2791 Před 7 měsíci +2

    First lady vakachena

  • @slindsayharmon1086
    @slindsayharmon1086 Před 7 měsíci +2

    Merry let it go! That ship has sailed! Leave the new wife out of it!!

  • @mzilankata373
    @mzilankata373 Před 7 měsíci

    but where is the drama at the wedding?!!

  • @mabeltiriwepisanyamahwe5124
    @mabeltiriwepisanyamahwe5124 Před 7 měsíci +4

    Wife #4 keep going V.P when is the next one coming.

  • @preciousmartin9502
    @preciousmartin9502 Před 7 měsíci +2

    Kutsiva ndekwa Mwari Mary, namatira upenyu hwevana vako vasapatwa nemweya werima

  • @TheVoiceOfSeniors
    @TheVoiceOfSeniors Před 7 měsíci +1

    Kubata bata nhaka during husband or wife's dying moments is unforgettable.

  • @shuvaimuzvidziwa7655
    @shuvaimuzvidziwa7655 Před 7 měsíci

    Muchato wemadara komamborederi kuchata muchivava zvinonyadzisa zvamunoita adara chonetsa makuda pleasure makwegura mavhevhe oga atinoona muny ika Mwari tibatsirei toona zvisioneki.

  • @user-ex3ig7tj9w
    @user-ex3ig7tj9w Před 7 měsíci

    Congrats

  • @ConstanceKabasa-vv5tf
    @ConstanceKabasa-vv5tf Před 7 měsíci +2

    Iwe tanga waita research kwete kunyora nhema. Avo amai ndeve chingani .

  • @AbigalKamba-ks2ng
    @AbigalKamba-ks2ng Před 7 měsíci +2

    Point of correction 4 wife's

  • @nyundojuma3434
    @nyundojuma3434 Před 7 měsíci

    Va hosi ndi mai Tawanda. Kotevera Jocelyn. Kotevera Mary. Kozopedzisira Minie.enjoy your marriage,girl❤❤

    • @hazelfadzi
      @hazelfadzi Před 7 měsíci +1

      Mai Tawanda ziiiii havo

    • @nyundojuma3434
      @nyundojuma3434 Před 7 měsíci +1

      @@hazelfadzi Zai zvavo semunhu mukuru

    • @nyundojuma3434
      @nyundojuma3434 Před 7 měsíci

      @@hazelfadzi ziii. Zvavo semunhu mukuru

    • @hazelfadzi
      @hazelfadzi Před 7 měsíci

      @@nyundojuma3434 hanzi vakarambwa zvekuti haiwaaa. Hanzi vakaisirwa ma announcements mu paper for 3 months.....soko kana varamba munhu vanomutsokodzera

  • @albertmusaka8845
    @albertmusaka8845 Před 7 měsíci +4

    What a poor report?

  • @ratidzomukuzvazva7564
    @ratidzomukuzvazva7564 Před 7 měsíci +5

    Saka dram racho nderipi😂😂😂😂😂😂

  • @shilmashava6349
    @shilmashava6349 Před 7 měsíci +8

    Every under 18 is allowed to be with their mother no matter what, which law are you following now hey hey no1 is above the law Mary deserves to be with her children

  • @peace6296
    @peace6296 Před 7 měsíci +1

    Mary should just shut her beak!!!, yes Mar anogona kuona vana but zvemarriage ya Chiwenga ngasiyane nazvo

  • @gracezijena2598
    @gracezijena2598 Před 7 měsíci

    Vanhu vanokura ndivo vachazvorwa nechidhara ichii vachakura vana don't worry ndovachamubvunza kuti why did you punish us muchitirambidza kuona Mai vedu apa ichochidhara ichi Chinege manje chasakara sakara chisisagoni kana kufamba chaiko

  • @lucksondewah3543
    @lucksondewah3543 Před 7 měsíci

    Are we not talking about the late Mary Mubaiwa? What's this?

  • @shilmashava6349
    @shilmashava6349 Před 7 měsíci +2

    Haasi wechipiri uyo ko first wife Joy mamurasirei musazodaro

  • @alfredmafunu3094
    @alfredmafunu3094 Před 7 měsíci +1

    Haasi wechipiri, ndeweChi4

  • @char7906
    @char7906 Před 7 měsíci

    Tanyara sevanu veku Matabeleland Amai vanyowani vakazviona kupi Kubata vana vemumwe mkadzi.what goes around comes around,,saka all men in Zimbabwe should do that ,who will say no when varizdi venyika vaari ma leader e wrong doing. Where is the law.cry our beloved country 😢

  • @user-sb9sc1pt9x
    @user-sb9sc1pt9x Před 23 dny

    Saka shock yacho ndeipi nhaiwee

  • @cuthbertmaoko676
    @cuthbertmaoko676 Před 7 měsíci +1

    Shocking Dramma,Rumbie soo ayaas

  • @joycemafigo3517
    @joycemafigo3517 Před 7 měsíci

    We chi3 not 2nd

  • @Shikalyatombwe
    @Shikalyatombwe Před 7 měsíci +2

    Handina kuhwa drama. Ummm y muchitsvaka ma likes

  • @victormhike-wx5zk
    @victormhike-wx5zk Před 7 měsíci

    Hasi mukadzi wechipiri uyu sisters

  • @mercymuonwa9462
    @mercymuonwa9462 Před 7 měsíci +2

    Poor report and off headline

  • @nicerechab2396
    @nicerechab2396 Před 7 měsíci

    Chiwenga ane hutsinye husingaite mutomo we nyika unoti vana vanofanira kugara na Mai vavo kusvika 18 years ngavapedzerane vari two kwete vana haafanire kutadziswa kuona Amai vavo

  • @moreblessingtakawira5874
    @moreblessingtakawira5874 Před 7 měsíci

    Saka drama riri papi ipapa panyaya yose yawataura iyi musaisa headline dzekunyepa

  • @xtrememaid2298
    @xtrememaid2298 Před 7 měsíci +2

    If truth b told,when these grow up & start to reason, they wl never want to see their father again.These kidz hev questions that need answers but they r being fed with lies.His first born Tawanda is just but bitter with his father as well.Soko muchazvifunga zvamuri kuita vana izvi.U wl need them but they wont b there for u.Stop this mental torture to yo kidz.

  • @addmorechipatiso5023
    @addmorechipatiso5023 Před 7 měsíci +3

    Saka chinonzi "Shocking drama" apa ndeipi?

    • @user-bh7hf5lw5l
      @user-bh7hf5lw5l Před 7 měsíci +1

      Nhaimi i also thought kuti will see drama headlines dzavo dzinosiyama nezvanozotaura

  • @user-xh4mu5kx8m
    @user-xh4mu5kx8m Před 7 měsíci

    😮

  • @Getrudengandini
    @Getrudengandini Před 7 měsíci

    Vana ngavaone Amai vavo uye hakuna munhu anoda kuuraya umwe hake ASI paneyakatambwa apa yaida vaparadzane

  • @deedel4911
    @deedel4911 Před 6 měsíci

    Marry akazvi taura kupi nhai

  • @richardmutawu9835
    @richardmutawu9835 Před 7 měsíci

    Kushaya nysya uku. Wakarwadzuwa naCDGN Chiwenga haupore Sick reporting and unjustified.

  • @peace6296
    @peace6296 Před 7 měsíci +4

    You are annoying where is the drama here

  • @monalisamhlanga6254
    @monalisamhlanga6254 Před 7 měsíci +1

    Poor report shuwa. Practice breathing rythem yako when reading .....

  • @nyundojuma3434
    @nyundojuma3434 Před 7 měsíci

    Usaite curse vamwe. You had your chance navo ukaita zvemusoro wako kusvika pakuita kuvauraya sekutaura kwazvirikuitwa. Rudo pakati pavo rwuripo rwurikuonekwa

  • @ginamm2208
    @ginamm2208 Před 7 měsíci +2

    Rumbidzai TV stop it wanzwa! Saka drama racho raitika kumuchato nderipi?

  • @user-ql8qc2nu7z
    @user-ql8qc2nu7z Před 7 měsíci +1

    Usati jairire iwe where is drama ipapa

  • @user-sl7pq6bp1v
    @user-sl7pq6bp1v Před 7 měsíci

    Saka drama irikupi ipapa hamunyare here. Nxa

  • @user-yz1fm9mb5z
    @user-yz1fm9mb5z Před 7 měsíci

    iwe unongoropota siya nyaya dzevanhu

  • @RuvaraShe77
    @RuvaraShe77 Před 7 měsíci

    Monies number 5

  • @user-uk7ue9lk1b
    @user-uk7ue9lk1b Před 7 měsíci +1

    Musatinyangadza

  • @PaulineMercyChikowore
    @PaulineMercyChikowore Před 7 měsíci

    Nhaimi Ko scarf inongoenda kwese kwese here iyo🤔

  • @chipohungwe2182
    @chipohungwe2182 Před 7 měsíci

    So whats shocking ipapo.zivai pekugumira zvawataura zvodii. Ncxcaa. Vanatinhira dzigwe dzako dzichifura. Muchapenga nekuda kurarama nezvipo zvema star nemasubscribe. Kutitambisira data.

  • @telmoremuzembe8776
    @telmoremuzembe8776 Před 7 měsíci +2

    Why use irrelevant topic

  • @user-gz4gm8ky4d
    @user-gz4gm8ky4d Před 7 měsíci

    Ngavaone. Vana. Vavo. Zvoda. Kurongeka

  • @user-hl2uw2wg7u
    @user-hl2uw2wg7u Před 7 měsíci

    WeChitatu not wechipiri

  • @LoveOfSouthernAfrica
    @LoveOfSouthernAfrica Před 7 měsíci

    This is his 4th wife.

  • @user-gm1dt1nh6v
    @user-gm1dt1nh6v Před 7 měsíci +3

    Mwana wese anofara kana aina mai vake kwete step mother

  • @marcussok6469
    @marcussok6469 Před 7 měsíci

    Nonsense, where is the drama

  • @user-hn1gj9zk8x
    @user-hn1gj9zk8x Před 7 měsíci

    Kokuzvimba zvigunwe

  • @ropafadzomapimhidze7438
    @ropafadzomapimhidze7438 Před 7 měsíci +1

    Please research before publishing nhau idzi. Very bad reportage

  • @tatendagodfrey145
    @tatendagodfrey145 Před 7 měsíci +1

    Ummm you dont have accurate information on this report

  • @patrickmudzviti225
    @patrickmudzviti225 Před 7 měsíci

    Mukadzi haanzi ( Va) VA =Mr
    Muzvare=Mis

    • @EletinaMaponga
      @EletinaMaponga Před 7 měsíci

      Unotoshaya kuti zvikufambasei pashona yacho

  • @nyashanemapeni8095
    @nyashanemapeni8095 Před 7 měsíci +4

    Silly headline and reporting lies you are a thief

    • @erisherm.8451
      @erisherm.8451 Před 7 měsíci

      Asi uri kusapota mbavha dze shuramatongo here??😂😂

  • @sithabisorita
    @sithabisorita Před 7 měsíci

    Very poor and misleading information will not open yo sill report next time yooo

  • @ClickNgwere
    @ClickNgwere Před 7 měsíci

    You are talking but you are not saying anything

  • @user-vd8bc5zq4l
    @user-vd8bc5zq4l Před 7 měsíci

    Your body is too big gogo imi bakafefa colour ye CCC inga munoita wami yellow