Maona zvinourayisa here kana mwana wemkoma kana wemu nin'ina akave munhu anosvikirwa kana kugarwa nemudzimu tarisai ikozvino madhara ese ayo agadzikwa pasi nepwere iyo izvozvo bedzi Mwana Uyo anozviurairwa nemadhara Kuti sei iwewe uchisvikirwa na sekuru
Mukotsanjera is so professional and cool. Like him standing up for the young ones. Vamwe vari busy kupara ngozi. Honayi matambudziko. Ha Ba Taps mafamba👌💯. Hands on journalists 🎥
Yaaaa ndizvozvo thank God wababa vangu hatina kurambidzwa kunamata hedu asi kuchema takaudzwa zvokuita no mishonga or n'anga pamba just kungopinda mumba mavo wotaura dambudziko rako pasina kubata bute
Tasvu na Mukotsanjere vanoshanda zvakasiyana. Mukotsanjere anogona kuhaka mweya achibata ichitaura. Tasvu ndewe zvekuromba anozvigona. Vamwewo vanogona zvekukanda hakata. Kusiyana kwen'anga. I grew up in a family yaiuya n'anga dzakawandisa, because baba vangu vaidzifambirawo vachigadzirisa zvainetsa mazuva iwavo and i know this alot.
0779191618 Sekuru Mukotsanjera
Number ndakupai pachena saka chilikaiwo like 😅😅😅😅
Ok blaz but adzina kukwana wani
Dzinofarwa kuita ngani
Kana munhu ane mudzimu asi verudzi vachiramba kumira naye panoitwa sei
chi chisina kukwana ipapo???@@user-oq6ld3tj6l
Waivepo here....
Wawoooo this is amazing sekuru vabudira pamuzukuru sikana wavo wonderful thanx bataps
Maona zvinourayisa here kana mwana wemkoma kana wemu nin'ina akave munhu anosvikirwa kana kugarwa nemudzimu tarisai ikozvino madhara ese ayo agadzikwa pasi nepwere iyo izvozvo bedzi Mwana Uyo anozviurairwa nemadhara Kuti sei iwewe uchisvikirwa na sekuru
It's obvious kut ukaita mudzimu mumusha unotsomewa ..talking from experience 😢
True ❤
@@docasrugara5829true mufunge seni ndripatight
Idii chairo madhara haazvidii
You should post more about this Sekuru he is very interesting
I like mukotsanjera he's very good panyaya dzengozi 😂😂
Baba taps my favourite brother keep it up
Ngaripee
Midzimu wait chimbomirai zvekunamata nenhombo kusvika ngozi dzapera kuripwa uye mudzimu wadzoka mumusha . Zvichirewa kuti vanobvumirwa kunamata after musha wachena asi vanofanirwa kusashandisa mvura dzsmapostori nenhombo. Plus vanobvunza nekusumira dzmu kana voda kunamata .
Mudzimu uyu wakanaka wapa marairwa pachena 😂
Mukotsanjera is so professional and cool. Like him standing up for the young ones. Vamwe vari busy kupara ngozi. Honayi matambudziko. Ha Ba Taps mafamba👌💯. Hands on journalists 🎥
Ba Taps you r the best ....Sa Mukotsanjera shumba yengozi nyaya padare ramambo mutasa ndaivepooo 👏👏👏👏
Ndokwawaifanirwa kuendesa mugweshi uku babaTaps, iyo ishumba yengozi
Hahaha hanzi mugweshi 😂
Vaya vakaenda kwa Tasvu, zvava kufamba mushe, Charles, baba na Tete vakanoshevedzwa, waiting 4 next episode from Robert. BaTaps did a fantastic job.
😂😂😂😂 asika hazi mugweshi
Ndakatombo zvitaurawo iwe 😅
@@talietalie5412 kkkkkkk
Sorry baba taps thank you nerudo wenyu mwari varopafadze 6 km dzamafamba and bless you abundantly
Uyu mudzimu waSekuru wakaipa uyu, mauona ka unonzi mudzimu uyu.
Yaaaa ndizvozvo thank God wababa vangu hatina kurambidzwa kunamata hedu asi kuchema takaudzwa zvokuita no mishonga or n'anga pamba just kungopinda mumba mavo wotaura dambudziko rako pasina kubata bute
Ndewekupi unotaura nechi nyanja
Thanks baba taps ndaiyepo ichibuyikwa kwaChigodora
Ndayiyepo nemi baba Taps batai basa takakutsigirai❤❤
Baba taps ndawapo mukunda wenyu
Ba Taps Enjoying your shows that leave us Tine zvidzidzo, Nemufaro
Kuti chuuuu thanks Karanganda TV
zvinofadzakuona mudzimu wemumusha uchiuya uchikupandirai matare kudai.fambainaro bsa mukotsanjera
Yaaaaa munovhurirwà nzira muchitaurawo zvichemo zvenyu asi misodzi iningozobuda yoga the feeling yekuti baba vangu ndataurawo navo zvichemo zvangu
Taiyepoooo kuti chuuuuuuuu❤❤❤❤❤
We are here to support you brother,Rambai muchiti batira basa Baba Taps
Yoooo I am feeling so emotional yoo mwana uyo veduweee zvakaoma hazvo.
Taaapo baba Taps ,basa ngarifambe thax nekutipa nhau
Baba vaTaps manja angu maviri kwauri mtape. Vadzimu vako varambe vakatingamira, usazo rombe kuti mbiri iende kure. Zvauri zvakakwana. Pamhuri iyo, ndatenda ramba makaita sezvigunwe zvechanza. Sekuru John matendo angu, chokwadi hachiputsi hukama. Mareurura mirandu yenyu yamakarota nayo.
Mukotsanjera is good pakuburitsa ngozi & knows procedures with no short cut.
Kiritsina
Bab
Mira nemunhu one wanzwa here
Ndanzwa bab
My best baba Taps
Waiyepo ere👏👏
Too much respect for sekuru Mkotsanjera
Chibaba mukosanjera love you sekuru❤❤❤❤
Over 1k views in under 40 minutes. Baba Taps for President. Hatizozorori.🇿🇼👑
Blessed Greetings KTV Family, 😊
Bzba Taps nywaita henyu sekuru mukotanjere ndanga ndavasuwa
Now this is the real deal. Nuff respect
Ndaiyepo....BaTaps munogona basa
Munhu anoenda kunoda moyo wake ngatisavei ne kushora. Vabatsiri vakatumwa nevadzimu na mwari wedu kwatiri nyika yedu ye zimbabwe vaya ne mbiri uye vanhu varikutibatsira pahuroyi hwakaiswa kwatiri nevavengi nekuti tikava nekushora. Zvinoita mwari vanokupa dambudziko rinozoita kuti uone kubatsirwa ne munhu wawakavenga iyeye uye venga munhu akakutadzira kwete kuvenga vasina kutitadzira nekuti zvinoita midzimu iyi inokuvhiringa ukashaya kuti zvabva nepi. So muromo unoparira uyu vanhu vashe. Ndikatarisa nyika yedu ndiyo yakasarudzwa na mwari kuti vabatsiri ava vabatsire bcz i miracle irikuitika mu zim iyoyi
Ngozi yese inoripiwa yataura haungati pane ngozi isingataure zvekuti muromo unoparira wavakutonyepa nekuvhundusira vanhu chokwadi ngachitaugwe kune mbava kunze uko dzirikunyepera kuti tiri n'anga or maporofita
Mudzimu waomesa uyu ungarambiza vanhu kubatsirwa kumaChurch zvinenge zvakachena here
Hauna kuomesa urikuona Kuti pamwe kumachurch ikoko varikuudzwa nhema
@@kingdeedouglasnyoni2745 vanzi make choice it's not by force
Amen
Hoyooo...Sunday iye yakunakidza manje 🎉
Hoooo hoooopppp 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Baba taps manyama❤ and sekuru mukotsa manyama❤❤❤❤
Ehhh zvinosiririsa i am moved to tears
Waiepoo eree kuti shuuuu
Baba taps manyama❤❤❤❤❤
Tendwai nedenga baba Taps magona here kukwira gomo rekwedu kwamanyau muri kumaraini kweedu chaiko taiyepo baba taps kuti chuuuuu❤
Ndafemeruka😂😂😂😂
Kumakomoyooo takamiririrwa nababa TAPS❤
Waiting for part 2
Sekuru mukotsa my favorite
I rather be here that kune vakoma vedu vanotukana than kuvaka misha❤
Mamukasei sei baba Taps
Hie mudhara dzifambire nyaya dzacho wayivepo here kkkk
Waiting for other parts...
Thank you bab Tabs ndakuchiona tambobva kunopira nyaya dzedu kuna musiki
Baba taps bhoo here
Amukonzanjera munotamba eree
Haaaa makutiregerera makabvisirei KARANGANDA WAIYEPO HERE
Anodzoka hake
Bataps big up fambai naro basa
Ubaba washona but l like indlela akhuluma ngayo
iSmart banenhlanhla
@@mmakad. shuwa Yoo kusho eayezwisa
Ndaiyepo
Kwangu kumusha ...Honde Valley DC Mutasa
Heyoooooo karanga to the world inobura zvinopisha
Ndanonoka anhuweee ndasvikawo ndayepo kuti chuuuuuu 😅😅😅😅😅
Ba'Taps Chikumbiro can we have the 260+ Video grouped and placed in folders under PLAYLIST SECTION zvotibetsera to share and follow UP. THANK YOJ
Kumusha kwangu chaiko baba Uchi
Mune bsa baba Taps
Bhezero aivapo pakupara ngozi.
Manyawu family..kumanyika.. I know vari paSherukuru aah..it’s ma dimples aSekuru though 😅
Dankie Karanganda
Taapo baba Taps
Dila naye ,taura naye😮
Homwe is beautiful 😍
Aaah muri kumawonawo mahure
Tasvu na Mukotsanjere vanoshanda zvakasiyana. Mukotsanjere anogona kuhaka mweya achibata ichitaura. Tasvu ndewe zvekuromba anozvigona. Vamwewo vanogona zvekukanda hakata. Kusiyana kwen'anga. I grew up in a family yaiuya n'anga dzakawandisa, because baba vangu vaidzifambirawo vachigadzirisa zvainetsa mazuva iwavo and i know this alot.
You are a fountain of knowledge.
Chokwadii
Handizivi kuti pakuzo charger apa kuti hamuzosare muri varimbo here.Tasvu mmmmmmm itorai marim united
Tipei 2 yachoo tione
It's like wanogarwa sekuru awa
Mmmmmmm vanhu vanofa nenzara gore rino pamba apo pasina kana chibage
Mwana atambura veduwee
Part 2 please baba Taps
Kkkkkkkkkk kuita kutumwa kuti omberai kkkkkk varikutigaya kuti ndingaomberera kamusikana ikaka kakazvarwa ndakatarisa😂😂😂😂😂😂😂😂
Eish ndabva ndafunga zvakaitika kumusha kwedu
Thank you for the update baba Taps 👏
Part 2 plz
Beautiful girl
Ndaiyepo ndaiyepo
@karanganda, zvinoita here kuti mudzimu weChimanyika unobuda uchataura chiZezuru? Uye munhu akapara ngozi, ane maoko akasviba anodzoka semudzimu sei?
Hallo hallo zviri kusvobida ere
Munin'ina audza tsvete. hanzi wakadyiswa nemukadzi wako. 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Part 2 please
Part 2 ba Taps plzzzz
Kkkkkkkk yaaaa kunenge kwabviwa kunopisa zvokwadi coz munhu atura befu
Yaaa izvi zvakajeka izvi kwete madrama anoitwa nevamwe
Ndokugadzirisa ngozi uku kwete zvekwembavha Tasvu ngozi inotaura
I'm with you on that ngozi ngaitaure yega
Vamwe vakasachenjera vachaberekeswa zvikwambo yo
Iya yekugwesha haisi ngozi zvikwambo zvaida kutora mukomana simba ngatitererei matare aya chaizvo
Musada kufananidza tasvu na mukosanjera imi 😂 Tasvu muhombe
Iwe pana Simba zvikwambo zvacharisi natete rejo
Ndazvifarira izvi mudzimu uyu
Ku Karanganda ndokwatinomhanyira
Ndiko kwaifanira kuenda ngozi yekugwesha iya
Hi baba Taps
Mudzimu ndaufarira uyu
Part 2 bataps plz
Ndaivepo
Ndaivepo baba Taps
Tipeiwo # dzasekuru Mukotsanjera BaTaps
Ok ndadziona #
Mumusha medu chaimo ummmm
realy?
Vanogarepi sekuru mukotsanjera
Ndipeiwo hash dzasekuru mukotsanjera
0779191618
Dzakashota@@Karanganda