Chazobvira🥵Mnangagwa after have power from SADC & arrested Chamisa's MP for fail to demonstration🙏💔

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 10. 09. 2024

Komentáře • 31

  • @jacksonmusariri4039
    @jacksonmusariri4039 Před 25 dny +5

    Munangagwa uriSatan iwe God has numbered your days watch it

  • @HodzaGift
    @HodzaGift Před 24 dny +1

    Aaah if it was true we are going to take action no matter what.Mnangagwa is not The Creator of this world. He is a person like others.He will have his reward from God Might Jehovah concerning his satanic. He must know where is Mugabe now? His days are numbered no matter what.

  • @giftndawana
    @giftndawana Před 24 dny +1

    Zimbabwe haisisiri nyika yedu isu takungodzungaira ticjiteverana nenyika dzavamwe zvakaoma

  • @munyaradzikambara1935
    @munyaradzikambara1935 Před 25 dny +1

    Aaaaah iweeee usatipengere handitka

  • @user-jq9xi6eh2p
    @user-jq9xi6eh2p Před 23 dny

    Haaa zanu chiwororo zvakungoda kuzvishandir chete bcz hapan kwatirikuenda zvedu sadc matuzvii chaiwo chii chakadaro nxaaaaa

  • @DanielLuwa-f8n
    @DanielLuwa-f8n Před 24 dny +1

    Tadi kuti vekumusoro vokumbirawo pfuti ku Zambia tambomamisana

  • @user-xx9pk5pv3l
    @user-xx9pk5pv3l Před 25 dny +1

    Hapana zviripo, kungotitambudza chete. Kusada kukundwa

  • @user-bh7rs3tl3c
    @user-bh7rs3tl3c Před 25 dny

    Aaah zvitsvako nhaimi😢😢😢😢😢😢

  • @MasimbaPoshai
    @MasimbaPoshai Před 24 dny

    Ukarwadziwa nezanu PF uchamama nenenhamo uchingot hehehe Shanda uko kudazvemahara 😂😂😂

  • @user-zt4eg4km3i
    @user-zt4eg4km3i Před 24 dny +1

    Go back to Zambia duzvi remunhu mnangangwa

  • @user-yd1yi8jz7q
    @user-yd1yi8jz7q Před 25 dny +1

    Dzara ndoyichatipedza

  • @user-bg8lz2hb8s
    @user-bg8lz2hb8s Před 25 dny

    Misatanyoko we sadac Mugabe zvakazongoperawo wani

  • @Tracymafu
    @Tracymafu Před 25 dny

    Appologic

  • @TracyGarantiya
    @TracyGarantiya Před 24 dny

    Nyika yedu marwadzo chaiwo chaiwo .dai Mwari vatibatsira SADAC basa rayo nderei chaizvo kan vachitadza kuteerera macitizens

  • @user-vp3vw8mr6j
    @user-vp3vw8mr6j Před 24 dny

    Ini ndinoona sekuti hutsinye kuvana hurikutngira kudenga kunaMwari chaiko nokuti havasi kunzwa chero minamato yemhuri yelsrael yanhasi pamwe nekuzvininipisa kwaMoses wavakatuma kumoona pharao mutema wanhasi. Hazvina mhosva Baba,tirivana venyu chete

  • @user-mw1qp1qo2r
    @user-mw1qp1qo2r Před 25 dny

    Saka

  • @cliffferemenga9532
    @cliffferemenga9532 Před 24 dny

    ngavafire mujeri ndovarikudzorera Zimbabwe kumashure

  • @cliffferemenga9532
    @cliffferemenga9532 Před 24 dny

    chamisa arikukukwadzisai apa iye arikumba kwake aku to osvira iwe uri mukati nekuda kwekusafunga unyope unokupinza munataisireva

  • @cliffferemenga9532
    @cliffferemenga9532 Před 24 dny

    problem moterera social media kudarika pa group muchafa ne BP

  • @MasimbaPoshai
    @MasimbaPoshai Před 24 dny

    Pamberi nezanu PF hatidikudzosa nyika Shure inovakwa nevene vayo pamberi na emason munangagwa ramba wakadzvanya ugodzvanya zveeee 😂😂

    • @HodzaGift
      @HodzaGift Před 24 dny

      Imbwa ikajairira kudya bin rimwe chete nguva dzose musi wainoshaya zvayawana inoramba ichidzengerera panzvimbo.Kufanana newe duzvura kudai waiziva kuti satan angaita zvaangaita haana nzvimbo yaanochengetera vanhu musi wokuparadzwa kune vanoita zvakaipa kufanana iye satan muitisi we zvakaipa.Hapana chisingaperi.Pane rwendo rusina muperekedzi rusina hurukuro runosvika chete no matter what.Jeovhah hapana chakawanzika pamberi pawo mumwe ne mumwe achandomira nezvake ko iwe uchamira nani. GOD knows everything.

  • @BelovedHwamy
    @BelovedHwamy Před 24 dny

    Zanu pf must keep going

  • @jacksonmusariri4039
    @jacksonmusariri4039 Před 25 dny +1

    Munangagwa uriSatan iwe God has numbered your days watch it

  • @user-bh7rs3tl3c
    @user-bh7rs3tl3c Před 25 dny

    Aaah zvitsvako nhaimi😢😢😢😢😢😢

  • @jacksonmusariri4039
    @jacksonmusariri4039 Před 25 dny +1

    Munangagwa uriSatan iwe God has numbered your days watch it

  • @jacksonmusariri4039
    @jacksonmusariri4039 Před 25 dny +1

    Munangagwa uriSatan iwe God has numbered your days watch it

  • @jacksonmusariri4039
    @jacksonmusariri4039 Před 25 dny

    Munangagwa uriSatan iwe God has numbered your days watch it