Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Ngwandinobva Satan ngwandinoenda Satan ndibatsirei baba ndkunde Nyika
amen
Baba ava ungati varikureva ini,unenge wati ndatizavo kuroiwa kumusha mukugara woenda kmasowe wowana kuchitova nenyanzvi dzokuroya worse 🙆 haaa zvakaoma,hapeno,,😱
amen tinotenda ishoko ranzi risvike mamuri
Haaaaa mataura chokwadi, chatongosara kuyedza kutoramba tichikumbira ibvi remunamato pachedu toga ....kuti ivo Mwari vatipe masimba kukunda zvose izvi dzamara tanowonana naMambo Jesu pakupera kwemazuva edu
amen tinotenda
Kkkk amen 🙏 iyoyo mambo DVD vanhu vanoroya ava vamwe vacho vachiti vakunzwa izwi izvo vakaberekana nengirozi dza Satan 😅
aaaah pakaipaaa kni
@@johanemasove zvakuda kuti mwari vatipe zivo nenjere dzemweya tisarasiswe nana torai marii ava