SORRY HAKO MICHO - JOHANE MASOWE - MADZIBABA AKKA GRINDER. Muchinjikwa Wematare Unoremarema

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 7. 08. 2022
  • Any questions?
    SORRY HAKO MICHO - JOHANE MASOWE - MADZIBABA AKKA GRINDER. Muchinjikwa Wematare Unoremarema
  • Zábava

Komentáře • 44

  • @nyikayaramba7460
    @nyikayaramba7460 Před rokem +3

    Madzibaba Micho kwete kuti Micho respect yakakosha

  • @crispenmufungimutsakanyi8981
    @crispenmufungimutsakanyi8981 Před měsícem +1

    Musanyeberene zvose zvamurikutaura,,Mutumwa Micho hapana paakarasika,,zvose zvakaitwa ndizvo zvakanga zvakarehwa,,ivo vanonzi venguwo,,vanovinga machira muma bag avo vanovigireyi,,chokwadi vanochiziva asi nekuda kwehukuru hwenyama,,havatauririre vanhu chokwadi

    • @madzibabaLANGTON
      @madzibabaLANGTON Před 6 dny

      I chokwadi Havana kurasika. Vamicho vakatsanyiswa nemweya kuti vatakure basa uye basa rikapupurwa. Izwi pana DASWES rikati anoti igombwe neni ndiri gombwe am POUROS. Izvozvi vanomuramba varikutoshandisa iwavo machira avanotuka. Uyu ari kutaura papost hameno kuti azviona kupi. Mapostori musawedzere kana kutapudza panhorondo yevakatumwa.

    • @crispenmufungimutsakanyi8981
      @crispenmufungimutsakanyi8981 Před 6 dny

      @@madzibabaLANGTON Amen

  • @petertembo9496
    @petertembo9496 Před měsícem

    dzidzai kukudza vakuru vainzi Madzibaba Micho

  • @nigelmuzanenhamo
    @nigelmuzanenhamo Před 4 měsíci

    Hamuna nyaya mambo nyararai ,mozotaura mafunda dare

  • @jacobsadhiki-bp9py
    @jacobsadhiki-bp9py Před 2 měsíci

    Haa nyarara hauna chaunoziva iwe

  • @mandinyenyadecious1362
    @mandinyenyadecious1362 Před rokem +2

    Hongu mharidzo tainzwa asi makanzi musabare ngaro muchinamata or muchitsiurwa amuparidze zvemysoro wenyu uyezve akati ibva Padalecki munoparidzira pama4n ndiyani

  • @clemenceymufundisi4848
    @clemenceymufundisi4848 Před 2 měsíci

    Hauna chaunoziva iwewe nyarara unonyadzisa

  • @spernlodgemushaike5821
    @spernlodgemushaike5821 Před 2 měsíci

    Iye Ari kutaura akanga azvarwa here usaite kunge wakanga wazvarwa kwana iwe namata mwari machurch amunoswera muchiparidza ndiye mwari asi kunyenyedzi nomwe unouya uchida muteuro kwana wakamuona achirasika here hamunamate munoita basa rekuungana muchiita basa rekutuka mamwe machurch ndaziva kuti chiri kutaura apa ingozi yaTiki ndiyo iri kukutuma kurutsa matuzvi

  • @paulchanetsa3846
    @paulchanetsa3846 Před 7 měsíci

    hapana zvari kutaura murume uyo. MICHO hamumuzivi endai kumaguta a micho munobvunza zvababa vavo kwete zvauri kutaura izvo.

  • @andympofu
    @andympofu Před rokem +1

    Amen wataura idii

  • @emergencemarariromba1522
    @emergencemarariromba1522 Před měsícem

    Hapana chauri kutaura apa

  • @irvinemurombedzi9628
    @irvinemurombedzi9628 Před rokem +2

    Makangofanana neve ma synagogue. Basa kungo kakavadzana. Ikozvino mava ne muchinjikwa, nguwo tsvuku, nguwo chena, Jerusalem, St Peter, jekeniseni, vadzidzi va jesu Ndiyo here church yakatangwa na sixpence Gandanzara. Sorry henyu mapostori.

    • @crispenmufungimutsakanyi8981
      @crispenmufungimutsakanyi8981 Před 6 dny

      @@irvinemurombedzi9628 Hakuna chinonzi sangano renguwo tsvuku,,ruvara rwemajira minamato,,dambudziko nderevanofunga kuti vanonzwa mweya kukunda vamwe.

  • @takemoreparaffini9217
    @takemoreparaffini9217 Před 14 dny

    Richigere kutaurwa ,tangai mabvunzawo vamwe nhoroondo iyi maireswa

  • @gabanatshwaromantswemabe714

    Morning your worship plz pray for me where are u i want to visit u

  • @eularmatenga5619
    @eularmatenga5619 Před rokem +3

    Charamba charamba mambo havaterwi vakadyiwa netsananguro sorry pakurasika hr

    • @mandinyenyadecious1362
      @mandinyenyadecious1362 Před rokem

      Nhayi henyu uyezve isusu mukati tikumbire ruregerero tongokumbira micho nekuti ndiye akatumwa kumakombwe kovese vakazomutevera ndivana Micho futi hr

  • @togodbetheglory9229
    @togodbetheglory9229 Před rokem +1

    Apa panyombwa Jerusalema zvakangwara saka Jerusalema murikutonzi dzokai kuchishano uyu muparidzi ane hungwaru

  • @starvohfeyah-fs4rn
    @starvohfeyah-fs4rn Před rokem

    Muparidzi Tanga wadzidzwa waparidzwa uziye nhau ya baMicho kty zvakafamba cy wazouya kuvanhu ........ Hapana sorry inodiwa apa

  • @mandinyenyadecious1362

    Kwakanga kwatumwa Micho kumakombwe saka nhasi imi muri vana Micho ft hr

  • @charlesmusindo3408
    @charlesmusindo3408 Před rokem +7

    Mazwi amuri kutaura akanaka baba , asi munoziva sey kuti mamwe masangano aya akarasika koo akati certificate rekunamata riri kuChishanu ndiyani?? Ko sey Chishanu muchizvikudza muchiona semune Mweya kudarika machurch ose?? Tose kunyange ari kuRoma tukutaura chinonzi Johane kunamata baba

    • @gusemukomawasha6308
      @gusemukomawasha6308 Před rokem +2

      Ipapo handizi kuti tiri kugona kunamata asi muparidzi ndiye wandiri kupindura nhau yaaparidza yekuti vakasiyiwa vachirasika ipapo badzi chete nokuti ataura achiziva kurasika kwacho

    • @gusemukomawasha6308
      @gusemukomawasha6308 Před rokem +1

      Ko Micho akazodzoka here? Saka tovawo Makombwe here murikuziva here baba kuti Micho akaudza vateveri vake vose kuti dzokai kuChishanu .Ini Micho ndini ndakatumwa kumakombwe saka ivo vava kunzwa mweya miviri vachiti tinoita zvose Chivanhu neminamato ye mweya mutsvene apo manje ko Johane akatidzora kuma Kombwe rini

    • @shepryder5550
      @shepryder5550  Před rokem +1

      Chokwadi i Chokwadi

    • @johannemasoweechishanu9210
      @johannemasoweechishanu9210 Před rokem +1

      Nekuti ndiko kunezvakauya namumtumwa

    • @rujekodoka8279
      @rujekodoka8279 Před rokem +1

      Akanga aripo ndiyani tsananguro idzi dzichitaurwa musanyepa baba murikutora mhosva

  • @marshalmereki1474
    @marshalmereki1474 Před 2 měsíci

    Garai pasi mupositori hamunai chamunoziva

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 Před měsícem

      Koiwe une chaunoziva wadiiko kutaura tinzwe?

  • @emergencemarariromba1522
    @emergencemarariromba1522 Před měsícem

    Hapana akarasika namatai manamatiro amurikuita

  • @beniusbenius1194
    @beniusbenius1194 Před rokem

    Takambosangana nerwendo rwekudyiwa netsananguro kune wanotendawo kumadokero kunowa kwamaidhona then koita wekumabvazuva wenguwo chena

  • @shepherdnkohla1841
    @shepherdnkohla1841 Před rokem

    ko imi makasara muchishanu muri kupatsanurana wani imi muchizviti makasara pachitsividzo ,muparidzi wataura but nyaya iyi haichagoniki nekuda kwehuru wemweya wepachangara wazara mumasangano
    umu

  • @shamb92
    @shamb92 Před rokem

    Nhai Madzibaba handizvo here kuti munhu anochengetwa netsananguro ,kuudzwako kwakakwana ,machira Ayo amareva akabatwa kuseri kwekudzimirwa kwevanhu asika zvikazomiswa ,,nhau idzi dzoremera nyika ,jorodhani rakamiswa ,,ngatitsvagei yeso nehana dzinoda ngatisamira mukurwa .
    Hongu kubatwa kwemachira kurikuitwa nhasi uno hakuko asiNgoni zvakadaro dzouya dzichifundisa vanhu sekuti mwari Rudo

  • @tendaimadzonga183
    @tendaimadzonga183 Před 11 měsíci

    Gobwe

  • @benjamingotora374
    @benjamingotora374 Před rokem

    kaana neni ndatopanzwisisawo

  • @gusemukomawasha6308
    @gusemukomawasha6308 Před rokem +1

    Ndinotenda kana muchitaura kti vakarasika muchizviziva henyu kuti vakarasika saka toramba here tiri kuvanhu vakarasika ivo vakachisiya vega Chishanu ko dzokai dzokai tinamate tose hapana ari kurambwa apa asi kuti manakidzwa nazvo zvakarasa vakuru venyu ko budaika kwazviri hapana ruregerero runodiwa kunze kwekudzoka chete tinamate chandifadza kumuparidzi ataura kuti vakasiya vanhu vachirasika ipapo matobvuma Madzibaba kuti kurasika

    • @shepryder5550
      @shepryder5550  Před rokem

      K

    • @togodbetheglory9229
      @togodbetheglory9229 Před rokem

      Micho Akanzi achapihwa 7 years ozopihwa simba. from when pamwe dzakakwana

    • @crispenmufungimutsakanyi8981
      @crispenmufungimutsakanyi8981 Před 6 dny

      @@togodbetheglory9229 kupiwa 7 years nani,,,musanyeberwe nevanhu vanemweya mizhinji ava,,hukuru hwenyama nekuda mbiri ndizvozvirikukodzera kuudza vanhu zvekunyeba maererano neVATUMWA AVA

  • @togodbetheglory9229
    @togodbetheglory9229 Před rokem

    Kkkkk pakaipa