CCC AmosChibaya & MaCitizen vow to demonstrate & Remove Mnangagwa from power kana akasungwa Vanhu🥵💔

Sdílet
Vložit

Komentáře • 25

  • @gracezijena2598
    @gracezijena2598 Před 4 dny +1

    Opposition ikataura kushata kwe hurumende vanhu vosungwa vorowha voshungurudzwa saka Opposition inofanira kuita puppet ye ruling party here

  • @elvisdube5605
    @elvisdube5605 Před 4 dny +2

    Why not tell Mnagwagwa staite face on he is corrupt himself

  • @givemorenyamunzororo2958

    Its time for war guys hakuna change inouya pasina hondo ngazvitange .Tarisai zvirikuitika kuKenya hapana kusiri kufa apa.

  • @albertndodana9954
    @albertndodana9954 Před 4 dny +2

    My broe u must use English also coz this is a media place for everyone and u ar listened by the world not not ur fellow earea ppl or province ppl

  • @shingiraitrevormboto2105

    Kkkkkkk....saka vezanu pf tokuregai muchiita henyu zvamunoda?

  • @ShumaniNebonde
    @ShumaniNebonde Před 4 dny +2

    Mr Chivaya , most Shona people are corrupt not Mnangagwa only. You are just standing there to make headlines nothing else

  • @johngwenzi3103
    @johngwenzi3103 Před 4 dny +2

    Magwara aya stop making noise imi Idyai ma zig zag muri ziii

  • @AkhonaMhlangana
    @AkhonaMhlangana Před 4 dny

    Urataurisa tipenyaya kani iwe

  • @shingiraitrevormboto2105

    Itai demonstration. Tosangana ikoko.

  • @AkhonaMhlangana
    @AkhonaMhlangana Před 4 dny

    Unotaurisa iwewe

  • @gracezijena2598
    @gracezijena2598 Před 4 dny

    Izvozvi Mnagagwa agadzirira kusunga vanhu nekuuraya😅

  • @user-df4il6eb4t
    @user-df4il6eb4t Před 4 dny

    Mbavhs ngsiende

  • @RobertMkungulushi
    @RobertMkungulushi Před 4 dny

    Wrong turn again

  • @shingiraitrevormboto2105

    Saka ukuti majudge ari corrupt nekuti vakapiwa mota? Maida kut vasapiwa asi ma mp enyu achipiwa mota nesame syste vachitambira?
    Opposition ine vanhu vakanyatsokwana here?

  • @NomatterMusara-kn1mq
    @NomatterMusara-kn1mq Před 4 dny

    Mhondi ngaibve

  • @JamestapiwaNyanganza
    @JamestapiwaNyanganza Před 4 dny

    Taura hako bro Zimba nhamo yacho yanyanyisa nekuda kwezvivanhu izvo

  • @shingiraitrevormboto2105

    Ngavaudze hama dzavo dzidzikame dziri kudzimba. Munofa maremara.

  • @MalvernMlambo
    @MalvernMlambo Před 4 dny +2

    Unobheja chiiko dofo unoti uchapuweiko ne CCC uchikona kuita mushika shika unoita vamwe vachiraramisa mhuri