Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
My best musian
Tongai jnr ane dzungu yooooo
I wish to see tongai Moyo dhewa muchina-muhombe jnr play lead guitar 🎸
Hono dzaTongai
Peter anogona kwete mupfana uyo arikutiitira mahumbwe ngaasiyane nazvo
Zvemagitare zvinotonetsa Dhewa hapana zvavakasiya apa 😢😢😢
Unity is number one Peter and obert tongai Moyo dhewa muchina-muhombe jnr
Peter is improving keep it up guys
Peter ndibaba
igweeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee
Peter arikugona chaizvo but Obert arikukanganisa music yadhewa
Peter anogonesa uyo. Song iyi inonyatsogonwa ne band ra Peter. Inzwa drummer aitoridzawo zvakewo hake kunga chidhakwa. Guitari ra Peter chete was better ne vocal ra Peter
Ummmm dzangovewo Shungu Dhewa vakafa neChipo chavo
Iwe vako baba vakakusiira chipo chavo here
Gudhu
Thank you