Be yourself young man usade kuita ma styles a baba your father was talented in his way and you are as well talented in your on way ukaziva izvozvo unosvika kure plus pa sungura usa wanze ruzha wandira kumagitare nekuimba chete
Tongai, you are moving up the ladder youngman. We are behind you and keep on the good work. I can see that your voice and your instruments are taking shape to originality. I agree with those who say continue being yourself.
Obert hapana asingazive Kuti Uri mwana wa the late tongai pachikwata wakatangirwawo imbopa chikwata chakoo Zita iwe unoda utakataka Peter aneutakataka azvina sense hamumbofi maita sababa venyu guys
Great great , famba nayo , polish the voice you are getting there , you Father didn't perfect His voice in one Album , be yourself and work hard , learn to play instrument also it doesn't matter which one , you can start with drums , or play bass guitar or Rythem ,
We love young 4 × 4 system ya force. Mukuru vataura chaizvo. Hona peter voice rake akatanga achiimba off key and aisagara mubeat but he worked hard. The new album is polished. But iwewe it should take you less time kkkk nditsvage ndikuudze kuti why kkkk
Aiwa inini on point of view this guy is on point, even his voice is just some touch ups and the beat is excellent instruments are well mixed im fully behind the young igwe.fire 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@@TongaiMoyoJnrOfficial thanks for replying almost every comment , bring more videos, keep on marketing your next project in all social media and keep this channel busy , to get more subscribes

Reduce ur speed voise ngarirebe ,u will get there
Yes yes Rongedza ma guitar munin'ina
Keep up the good work DEWA
Uyu ndiye dehwa wengoma kwete webhora keep going wangu imboita remix ya nayeeee
Famba naro vhangeri rekuimba jnr we are supporting you young man unogona
It's giving utakataka ❤❤❤❤
Zvaku maker sense to the fullest murozvi ❤
I like utakataka music
Shuwa here
Baba kani huyai muone zvoita tongai wedu 🎉🎉🎉
Dzora speed pa kuimba yakati wandei try kuimba wakadzikama u are in good path
Hands Dewa hona zvoita mwana kani rufu wakaipa Dai uripo uchiona zvoita sazita wko murozvi gud job son
Rufu imbavha
Uyu ndiye wengoma chaiye
Keep on going with Utakataka music
Thank you
This fire❤❤❤
Yeah hands Dewa wamunzwa Dewa chivaridziraa kti vanzweeee
Wakugona now keep it up
Puuuuloooooo
Tongai, you are moving up the ladder youngman. We are behind you and keep on the good work. I can see that your voice and your instruments are taking shape to originality. I agree with those who say continue being yourself.
Wow, thank you
🔥🔥🔥🔥 🎶
❤❤❤❤❤❤❤ hande hande pataipapo
Ava ndo Dhewa straight 🔥
🔥🔥🔥🔥🔥
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
this is good staff dewa
Moto uyo. This is so good.
Ndatenda hangu
Keep fire burning dehwa
Handimireee
keep the fire burning bro
🔥🔥🔥
Alleluyaaah !
Amen
System ya force✅✅✅
Yesayaaa
Keep the fire 🔥 burning Mopawo I really enjoy the song 🎵 🎶
Thanks elder
Well done ... young boy
Thanx
Nyc one boss
Thanks Boss
❤❤
❤❤❤❤❤❤
Keep the fire burning young man legacy yamupao you have Zimbabwe's support ❤❤❤
Thank you
Munamato wako ngaunzwikwe ❤
haaa tatomirira kare , ngariuye
Soon
❤
Zviri mungwara❤❤
Thank you Elder
🎧💥🎧Jnr Tongie hoyooooo fambaaaaaaaaa Dhewa igweeeeeeeee 💃💃💃💃🌟💃💃💃💃
Handeyi
🙏 Exodus 14:14 may God be with you
Amen
Good one Dhehwa, wakurova ma levels amudhara wako
Thanx
Lead guitar 🎸 uuuummm huchi famba munin'ina tinewe zvikutapira ❤
Thanks mukoma
Obert hapana asingazive Kuti Uri mwana wa the late tongai pachikwata wakatangirwawo imbopa chikwata chakoo Zita iwe unoda utakataka Peter aneutakataka azvina sense hamumbofi maita sababa venyu guys
Tiri kusimbisa Utakataka Legacy tese naMukoma hapana chakashata ipapo
Jealous down apa wabura mutakunanzva
Apa ndipo Pawagona se dhewa caiye
Ichoooooo
Yesayaa takaenda
Reminds me of your dad's song Jairos. The lead and rhythm is there. You'll get there Obert ❤
Thanks bro
@@TongaiMoyoJnrOfficial iri bhoo
Famba 4x4
Ndokunonzi kugona uku famba naro basa mukoma wangu wish you all the best.
Shuwa here,ndatenda hangu
Wakapenga mukomana usadzora tsvimbo nekuti gudo rabata kumeso
Thanx boss
Thank you so much for 🎉
❤️
Tongai's voice vakomana ka egwe ❤❤❤❤
Shuwa here
Handinyepe ndonzwa mudhara pauri usamire please
Iyi haa wakarova
Thanx
Tsikaaa ipaapooo younger
Ipapo
Great 👍, i think it's high time you start learning to play guitar 🎸.
Sure
Famba boy
Thank you
Ramba wakadaro urikugona takunyatsoona utakataka chaiyo voice rako ramba wakadaro
Thank you boss
4×4 you're now overtaking Tongai Moyo dehwa Jnr nice lead guitar
Yesayaa thanks
Uyu anogona uyu kwete kamwe kacho kaye
Kkkkkkkkkkkk kapi kacho yoooooo😂😂😂😂
Tongai amuka
Shuwa here
Takakumirirai itai tinzwe mutakunanzva
Iribhoo
Pakabatwa waya apo hokoyo
Yesayaaa
Yes ..nice piece there Dhewa ..lets work on that rythm guitar effect ..ine flanger or something its sounding off Utakataka feel.
Munoziva music baba
Music yamopao mokonzi
Yesayaaa🔥
Zvirikubuda lead ngaicheme semudhara
Thanx mudhara tinosota
You are very talented young man. More blessings
Thank you
Thank you
Pangoshota ka tiritiri tiri kamudhara chete otherwise All good
Zvinoita ramba uchishanda tora nguva yako usingamhanye
My son murozvi mukuru ❤
Hello momz
Igwee 4x4 manual machine ipapo
Chopisa ichi
Shuwa here
@@TongaiMoyoJnrOfficial
Yeaa kutoona murozvi mukuru senior vachirova madance manyama.... Hrrriii Keke kkeke×2
dzora speed pakuimba, usanyanyisa kumhanya. ita low low sabhudhi vako Peter, then you will reach the highest level like him
Uyu ndiye murozvi chaiye kwete uye wekumanikidzira
Usanyepera munhu achiri kure uyu
Great great , famba nayo , polish the voice you are getting there , you Father didn't perfect His voice in one Album , be yourself and work hard , learn to play instrument also it doesn't matter which one , you can start with drums , or play bass guitar or Rythem ,
Thank you neAdvice Boss zvese nerudzikiro
We love young 4 × 4 system ya force. Mukuru vataura chaizvo. Hona peter voice rake akatanga achiimba off key and aisagara mubeat but he worked hard. The new album is polished. But iwewe it should take you less time kkkk nditsvage ndikuudze kuti why kkkk
Aiwa inini on point of view this guy is on point, even his voice is just some touch ups and the beat is excellent instruments are well mixed im fully behind the young igwe.fire 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
zvirinani kwete blaz yako inoita kunge ine bhonzo pahuro
Fambai khule kwekwe yese itinhire
Yesayaa
Tongai is back now .
Not masese a Peter.
urimugwara but try not to rush your vocals or kumhanyisa izwi
Ndatenda hangu
Tora mukoma wako aridze rabambo iro wapedza basa chikomana
Urikugona wangu chete baba venyu zvinhu haumbo svike pavari but ugona zvinoenderana Newe not pa level YaTongai moyo never
Thanx
Dont be silly iwewe nababa vako malafanana
Instrument moto chaiwo, but voice rinoda kushandwa nekupinda kwaro pachuni yemagitare. Otherwise well done.
Thank you togadzirisa