Hurumende Yoshoropodzwa paNyaya Yekushungurudza Vanhu Pamberi peSADC Summit

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 9. 09. 2024
  • Ngabe Linjani Zulu Kandaba. Makadii Muri YeZimbabwe.
    To subscribe to the Zimbabwe Renewal Network CZcams Channel click on this link: www.youtube.co...
    Siyalamukela kuhlelo lweZindaba khonapha kuNozindaba lapho esiphakulelana khona indaba zeZimbabwe
    Siyabonga kakhulu ngokuhlanganyela lathi. Lingakhonhlwa ukuCliker lapho okulesandla esitshengisa ukuthi Sharp, lalapho okulotshwe ukuthi Subscribe.
    Lisheye labanye, ilink yokuSubscriber yiyo leyi: / @indabadzenyika
    #zimbabwenews #zimnews #ngaapindehakemukomana #chamisa #mnangagwa #sabc

Komentáře • 8

  • @ellisonmadenyika4239
    @ellisonmadenyika4239 Před měsícem +1

    CHI KRISITU CHEKUNYEPERA CHATI KUVADZA MA ZIMBABWE..JESU CHAIYE AKAROVA MAVENDHA AITENGESA ZVINHU MU KEREKE WANI. MBAVHA NGADZIROHWE. HONDO NGAICHITANGA ZVAYO.

  • @user-pb4lg5ni4b
    @user-pb4lg5ni4b Před měsícem

    Nyika dzekunze dziri kuchema nekusungwa kwevanhu muzimbabwe ndiwo warikubatsira nemari kuti vanhu varatidzire.Manje hazvisikuzoitika izvozvo.Nhubu ngadzisungwe chaizvo

  • @user-pb4lg5ni4b
    @user-pb4lg5ni4b Před měsícem

    Hatina chekuita neEU ngayinyarare hayo kuti ziii..waipa mari dzekuti vanhu varadzire munyika .Zvawarwadza nekuti zvido zvawo hazvisi kuzobudirira pasi nawo

  • @user-pb4lg5ni4b
    @user-pb4lg5ni4b Před měsícem

    Hazvina kana basa izvozvo tewedzera mutemo yenyika haunadambudziko nehurumende

  • @user-pb4lg5ni4b
    @user-pb4lg5ni4b Před měsícem

    Murikubhadharwa newawengi wezimbabwe kuti munyika musagadzikane saka muchasungwa nekurohwa wanoita zveunhubu

  • @user-pb4lg5ni4b
    @user-pb4lg5ni4b Před měsícem

    Rohwayi chaizvo zvakasimba nekusunga nhubu zvakasimba

  • @user-pb4lg5ni4b
    @user-pb4lg5ni4b Před měsícem +1

    Pasi newanoda kuita unhubu munyika kuti kanganisira runyararo .Ndawasungwe chaizvo chero anofungidzirwa chete

    • @Mashinge
      @Mashinge Před měsícem

      Kumeso kune mahobi lunge gudo