Mark Ngwazi and Peter Moyo can also use comedy as a profession, boys racho rinovhura hombe, I finished the whole interview laughing and I'm watching it for the second time. Kuseka chete, mbabvu dzangu dzavekurwadza nekuseka.
I have realized that Sungura is still a very strong genre, haife zvekudaro because its being lifted by these young talented guys; Mark Ngwazi, Simon Mutambi, Romeo Gasa ++++++
GREAT STAFF,,,WISE RESPONSES FROM MARK,,,,,,,,,,MAFANS ANE HONDO DZAVOWO,,,,,,EARLY 90S WAS CHOPA AND DEMBO,,,,,MID 90S WAS DEMBO AND ZHAKATA, LATE 90S WAS CHOPA AND ZHAKATA, 2000S WAS MACHESO AND DEWA,,,,,NOW BABA SHEROE AND MARK
Big up Mark,wagona kutaura apa,usazvimbe mbiri nekuda kwekutaura kwemafanz.Mafanz ukasaangwarira anokuwisira pasi futi,hona debate riripo mumafanz,so iwe dai wazamawo kutsvaga sound yako zvekt song yako ichitanga kurira vanhu vanobva vaziva kt uyu ndiMark uyu.Look the likes of late Tazvida,vakatomboimba vese nanaMacheso but paakatanga zvake akabva atsvaga beat rake zvekt hatina kumbonzwa kunzi icopycat yaMacheso or umwewo muimbi zvake.Wataura chokwadi kt vanhu vanofanira kukupa time yekt umbozama kugadzirawo brand yako zvisinei nezvinotaurwa nemafanz.Mafans anokt dai wamboridzawo uchirega bass romborira rega,are the very same people vanokt mangwana uri kukopa nhingi.So plz pangwarire ipapo.I like your music,your deep composition inondibata.Music ndoiziva zvekt ndine mafrenz angu ekut album rikabuda ndikangonzwa masongs anenge aripo I can manage to pick up masongs anogona kuita mahits.Like your recent album,nyaradzo yababa ndofirst song yandakati it will be a hit,nd pachokwadi iri kupisa.My bro,take your time nd try to establish your own beat kuavoider kutaurisa kwemafanz
MARK NGWAZI CLEARED THE AIR KUNE VASINGAZIVE ZVAVANOTAURA,HANZI DONT COMPARE ME NEVANHU VAKATI INSPIRE VANHU VATINOTARISA KWAVARI,HANZI MACHESO IGOMO NDIMUDHARA. HE KNOWS HIS LEGENDS AND HE IS LEARNING MANY THINGS FROM THEM SO WITH THAT HE IS GOING FAR ❤❤❤❤❤🫶🫶🫶🫶❤❤❤
Mark Ngwazi has acquired wisdom and it is paying off. Avane hungwaru mfana uyu!
Agona shuwa.He should respect Baba Shero zvekufurirwa izvo kuti ndiye anoremera Sungura mudhara Macheso aripo kuzvisikira moto muziso.He should just maintain his level.Vanhu vakuda kuita comparison naMacheso vane hutsinye
True 😂
Truly speaking Sungura is in safe Hands with Mark Ngwazi....🔥🔥even in future
I love Macheso absolutely, but I'm happy that the genre isn't dying with younger blood keeping it alive
Confident, mature, humble, honest, simple and so forth....
Talented, mature, wise and humble....apa respect to elders and coallgues. Well done Mark Ngwazi!!
So powerful.ho on Mark ngwazi
Go*
Yaah! Unoridza mukomana. I watch most of your perfomances. You enjoy what you do . Ramba wakashinga.
What a talented youngman. Very humble, honest & very very inteligent.
Humble azviko
True I loved it
Mark Ngwazi and Peter Moyo can also use comedy as a profession, boys racho rinovhura hombe, I finished the whole interview laughing and I'm watching it for the second time. Kuseka chete, mbabvu dzangu dzavekurwadza nekuseka.
Well said Mark Ngwazi about Alick Macheso!!!👌💯
Mmmmm, mukomana apa mhinduro dzisina zera naye., mhinduro dzine hudzamhu nehungwaru kubvira pakutanga kusvikira pakupedzisira pe interview, wisdom at its peak
Great staff Mark Ngwazi and Ollah Seven keep up the good work.
Great interview and wise response from Mark
I have realized that Sungura is still a very strong genre, haife zvekudaro because its being lifted by these young talented guys; Mark Ngwazi, Simon Mutambi, Romeo Gasa ++++++
I've liked the response to say you can't follow someone if you don't have your own talent. Wise, Mark ngwazi.
GREAT STAFF,,,WISE RESPONSES FROM MARK,,,,,,,,,,MAFANS ANE HONDO DZAVOWO,,,,,,EARLY 90S WAS CHOPA AND DEMBO,,,,,MID 90S WAS DEMBO AND ZHAKATA, LATE 90S WAS CHOPA AND ZHAKATA, 2000S WAS MACHESO AND DEWA,,,,,NOW BABA SHEROE AND MARK
haaziiye akatanga neChirungu Ollah,, Chamunorwa Nebeta unomuziva er
Yaaa mukoma Mark Ngwazi. I love your Comments about Alick Macheso.
That shows maturity. May God bless your Music Career. Wakanyanya.....Big Up
Wonderful, talented and intelligent, very inspiring
Ollah apa wawana shasha inopindura for the 1st time that seat iro i knw its a hot seat but agona kupindura
Bigop Mark for your wise words
Zvagara ola sungura inotoda kudedzera maboss...zviritori nekathat
Very wise responses and great humility Mark mwari arambe achikukomborera
Big up Mark,wagona kutaura apa,usazvimbe mbiri nekuda kwekutaura kwemafanz.Mafanz ukasaangwarira anokuwisira pasi futi,hona debate riripo mumafanz,so iwe dai wazamawo kutsvaga sound yako zvekt song yako ichitanga kurira vanhu vanobva vaziva kt uyu ndiMark uyu.Look the likes of late Tazvida,vakatomboimba vese nanaMacheso but paakatanga zvake akabva atsvaga beat rake zvekt hatina kumbonzwa kunzi icopycat yaMacheso or umwewo muimbi zvake.Wataura chokwadi kt vanhu vanofanira kukupa time yekt umbozama kugadzirawo brand yako zvisinei nezvinotaurwa nemafanz.Mafans anokt dai wamboridzawo uchirega bass romborira rega,are the very same people vanokt mangwana uri kukopa nhingi.So plz pangwarire ipapo.I like your music,your deep composition inondibata.Music ndoiziva zvekt ndine mafrenz angu ekut album rikabuda ndikangonzwa masongs anenge aripo I can manage to pick up masongs anogona kuita mahits.Like your recent album,nyaradzo yababa ndofirst song yandakati it will be a hit,nd pachokwadi iri kupisa.My bro,take your time nd try to establish your own beat kuavoider kutaurisa kwemafanz
Awww Mark! You have my heart.
mogona kutaura mukoma wangu, thanks so much music tikusupporter
Anogona uyu uye handina ma feeling nekuti uyu ndiye muimbi wangu, wose anogona big up, Mark ngwazi urisimbi unogona iwe, ramba wakadero
MARK NGWAZI CLEARED THE AIR KUNE VASINGAZIVE ZVAVANOTAURA,HANZI DONT COMPARE ME NEVANHU VAKATI INSPIRE VANHU VATINOTARISA KWAVARI,HANZI MACHESO IGOMO NDIMUDHARA.
HE KNOWS HIS LEGENDS AND HE IS LEARNING MANY THINGS FROM THEM SO WITH THAT HE IS GOING FAR ❤❤❤❤❤🫶🫶🫶🫶❤❤❤
Mark is good 👍
Kkkkkkk mark soo 🔥🔥🔥🔥hanzi ndakatenga blouse
Very Humble 😢 love you Mark Ngwazi God bless you all the way
Wise young talented man, keep going home boy...
Owen wekwaMadondo thanks for the show..
NJANJA EXPRESS I CHURCH YEPANZE HAIZARE MADZIBABA MOZ TSIME NEZAMBUKO COMMANDER GWANZURA 🎉🎉
Humble guy..love yr songs
May God bless you Sir
Thanks mark ur reply inodzidzisa chaizvo
Ndafarira paLength yemusic. 10 mins is too much.... good self criticism. I like
Makabva kure nehupenyu God bless you Marki
Keep it up Mark
Apa Ollah wawana munhu anokupindura kusvika wagutsikana
I think Mark's best performance was at Yoi Heat Stage versus Peter Moyo and they also performed a song with Somandla Ndebele
I agree with you breda
Ollah itaimuchipa maguest enyu mvura yekunwa
Uyu anonzi Mark Ngwazi ane maturity kare ,Ollah Ramba wakadaro
Thanks nwagi
Too much proud mfana uyu dzungu
hanzi udakusya mashoko api kuna BaShero, he is back from UK... kikikkk OLLA mnodenha
Kutaura chikwadi muface anonzi mark uyo anoziva zvaanoita anonatso pindura zvinoratidza hungwaru nekuziva zvaanoita
wataura sure mupfaana we cant compare alick na ngwazi
Very wise man ,funny and naughty
Aiwa mukoma ngwazi mashoko mahombe
Mark Ngwazi salute
*One munhu anoimba sungura nechirungu*
Best of Mark
Mature words❤
May You please share your interview with Tryson Chimbetu
Mark Ngwazi wakanyanya zvisingaiti handidi kukunyepera enderera mberi nebasa
Nice 🎉one
Mwari ngaakuitire zvakanaka
🤣🤣🤣 hanzi ndakatenga mablouse
Pakungo respecter ba Shero ndatokuteerea
Very talented
Njanja to the fullest
He is so humble
Do u know meaning of the word humble
@@loloangel8874 so you think I just typed not knowing what I'm meaning. Mwana wechigure
🤣🤣🤣🤣 chimwimwi
@@lancilotzulu1009 kkkk tambai zvakanaka
Vanhu ndivo vanodzikisira vanhu haaa dhemeti aaah wagona kutaura Mark rova basa ukure bhoo bro
Good guy, he know how to respond, he's very humble. Hondo dzemafanz ndadzipererr ikoko, imi itai mari chete. You are the game in town my guy.
Atishori chibaba mashoko unawo wena ini hangu unondipedzera shaaa
❤❤❤
Mark Mar mark iwe ka
Thats life bt look now waenda nenyika
Mark ndanzwa kutaura kwako,iiiii ndakufarira zvangu
Marki uri kurira Mababy uri kumakunda sei????
Wezhira..... Chakaipa chibaba ichi
Nice comments
Chibaba icho Mark
Sadio Manė
Bring Freeman hkd boss
Chokwadii ndinopa kutenda murume uyu akazvarwa akapfumbata chipo
He remained me of zhakata
Ok.
😊
This guy is really a comedian. I like him.
Team hwedza
Chibaba Mark ngwanzi
Thanks Allah 😅 unza bhandity mudariro
Olla can you interview DJ Olla pliz😂
Wakachenjera zijaya
thanx mark but ndaona kunge wakakama pakutaura kuti unovakunda here
Anopisa. Uyo
Vanoimba mazita evanhu kkk kusvika song yapera
Interviewer anenge mupengo
First
Mukoma mark ini wangu mubvunzoo unotii ndinoda kuti mumboendawo pa interview pamwe chte ne mhuri yenyuu achimbotaurawo mudzimai wenyu
Ndiriumwe anga akakumaka but urimunhu ariboo unokudza madhara ako kwete kurwisaniswa nechibaba macheso
Unogona chose Mark
Mark ngwazi chibaba
Paradzai mesi
Ollah ndiudzirewo mark kut anogona
chibaba ichi
Chakanyanya iwee
Kkkkkkk Mark ka
Haa achiri mwana uyu dhara riri tiii
Mark anogona kupindura hake
Even Nicolas Zakaria anotoremerwa naAlick Macheso !
Mmmmm cde musagwisanisa baba ndibaba chero zvodii