Tsvimbo dzemumusha dzokonzeresa

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 29. 08. 2024

Komentáře • 264

  • @omegarmufushwa2608
    @omegarmufushwa2608 Před rokem +28

    Ndirikusima mbeu yerunyararo.Handiti kunzwa kuti pane afa mumhuri yenyu (in headman Chigodora's voice ) ❤❤❤

  • @RegisChakanetsa
    @RegisChakanetsa Před rokem +12

    Uyu ndiye mambo kwaye kwete zva Chigodoro zvekungoda mari , nekuripisa vanhu zvisizvo.Hats off Chief Mutasa , full of wisdom

  • @muchmuleya9651
    @muchmuleya9651 Před rokem +6

    Mbuya Ava Navo ngavabatane nehama dzemurume Wavo ,kwete zvavo izvi I salute chief he pick up something Kuna ambuya ,vari kuita zvavo most women wen married always think varoyi kumusha kwemurume kwavo hakuroyiwe ,this thing yevaroorwa is causing confusion in many families.

  • @AndrewMajoni
    @AndrewMajoni Před rokem +15

    This mambo Mutasa is perfect same as Bushu and Chigodora anonyatsofamba nenyaya nemo nemo zvakajeka zvisina hasha is free and fair

    • @livyjoe22
      @livyjoe22 Před rokem +1

      This one is on another level. He has my respect for not charging people unnecessarily as Headman. Asi kwa Headman kune ma gindagoriya hako I understand.

    • @benitamungwadzi6014
      @benitamungwadzi6014 Před rokem +3

      ​@@livyjoe22yes since ndatanga kuona dare raMambo Mutasa handisati ndanzwa nyaya dzemari

    • @tamiranashemupinda-ls7yd
      @tamiranashemupinda-ls7yd Před 10 měsíci

      Bvisai chigodora ipapo pliz

  • @lucyholokani2211
    @lucyholokani2211 Před rokem +3

    Chigodora number 1 Mutasa anobvarura moyo we chirikadzi

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 Před rokem +8

    This is sad sad sad. 1 minute a woman is told kuti mutorwa another minute wonzi give us history yezvakaitika. Apa this woman is struggling nevana. Kufirwa kwakooma. Apa ndiwe unenge uchikandirwa mhepo. Woenda kwaMambo wononyadziswa, now ndiwe watova bhora remusha😢

    • @danimoremusonza9153
      @danimoremusonza9153 Před rokem

      This life no balance wena

    • @pellagiamukora426
      @pellagiamukora426 Před rokem

      Zvorwadza hazzvo mambo uyu uuuuu Mmmm haaite zvachose

    • @perkinsnyakudya4410
      @perkinsnyakudya4410 Před 8 měsíci

      Dambudziko riripo nderekuti madzimai mazhinji vakafirwa nemurume vanozvidza hama dzemufi vasingadzitaurire zvinenge zvinechekuita nezvemhuri yasiiwa..they think hama dzemufi dzinoda kutora pfuma yemufi etc etc

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 Před rokem +4

    Mu comment section ndirikuona vanhu vanorwadzirwa nechirungu cha Mambo well educated i salute you ndokuti samanyika

  • @ejmusiiwa7577
    @ejmusiiwa7577 Před rokem +14

    Chihodora is the best. Anonyatsoteerera munhu kusvika apedza. This mambo anoconfuser vanhu, ende haana patience. Ipai vanhi nguva mambo. Dzidzai from Chigodora

  • @goergesadziwa9087
    @goergesadziwa9087 Před rokem +5

    Very educative proceedings by Shumba there. People should learn about how real chimanyika culture and unite families

  • @shumzaali714
    @shumzaali714 Před rokem +8

    😮Yaa being a widow ka ma 1 apa chibabamnini changoti zii i chichiziva hacho zvirikuitika

    • @dzidzaisibanda7069
      @dzidzaisibanda7069 Před 11 měsíci

      Obviously bamnini vanotoziva ende iwe chaunotaura chinenge chisina simba

  • @mariakatsande2403
    @mariakatsande2403 Před rokem +4

    Mambo musadaro shirikadzi iyo hamusi kuvaziwa anababa vanosiirwa nherera ko iwo sanababa havasi kuzviona hre kti vana vemukoma wedu vakutambura vadii kungovabatsira 7 yrs dzese vakagara vachiziwa kti mwana vemukoma wedu arikutambura hnty iropa rawo hre

    • @Exodus1075
      @Exodus1075 Před 11 měsíci

      He helped her with wisdom I Ike you

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Před rokem +4

    This is a very intelligent Mambo. They just have to be patient with old people when they don't know court prceedure in answering questions. Mapostori nema drama vapedza muri dzevamwe. Please be patient with old ladies who have been lied to. She may not know most men hide it from their wives. Just like they say she is an outsider in this court. This woman feels defeated as she is being accused of taking tsvimbo to different people. Kana n'ganga dzaka ngotaura chete pasina tsvimbo.

  • @user-ds8jt9gw8j
    @user-ds8jt9gw8j Před rokem +9

    Uyu mambo ngambodzidza kubva kwachigodora.... ndirikuti inini haagoni kutonga

    • @user-ro3fg2gl3w
      @user-ro3fg2gl3w Před rokem +1

      This is clear and fair nzvera nyaya first kutonga haungomhanye unotsvaka pane nyaya hapana Ari wrong asi semusha ngavatsvake charwadza Mwana varipamwe zvotangira ipapo he is intelligent Mambo Dai vari vamwe vanhu varipiswa pasitorina nyaya ukatarisa Mambo uyu he is willingly to help them not in court but generally musarwadziwe nemunhu anogona kupenengura nyaya this is excellent 👌

    • @notionmaremudze
      @notionmaremudze Před 11 měsíci +1

      Take time to listen and understand

    • @artwellmuza3362
      @artwellmuza3362 Před 5 měsíci +1

      Aaaa uyu musamufananidze naChigogora uyu arimberisa tarisai nyaya dzake nedzachigodora muchazotiudza

    • @user-ol9he2ot8j
      @user-ol9he2ot8j Před 4 měsíci +1

      Ndinokutsigira

    • @user-ol9he2ot8j
      @user-ol9he2ot8j Před 4 měsíci

      Taura zvako

  • @user-ky4ky4xs7u
    @user-ky4ky4xs7u Před rokem +8

    Mambo musashungurudza munhu kadzi handiye anoziva nezvetsvimbo kurwarirwa handimhosvaba

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 Před rokem +1

      You missing the point ambuya ngavatsurwe padare Ivo vari kunyenyeredza Hama dzemurume kuzvino zvoda ana baba vemusha ,kupi kunobuda Ngozi yeakatsika munhu kusingamuke akatsika ,chief pick up an important issue Kuna ambuya Ava.

    • @jabulanimutasa4267
      @jabulanimutasa4267 Před rokem

      But the lady is not telling the truth not opening up

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 Před rokem

      @@regreatdoreka stupid on what terms kana uchiziva Chivanhu chataurwa namambo you not going to usher these words, he's wise he picks up something Pana ambuya of which ambuya is these ladies vasingaudziwe or to respect Hama dzemurume Wavo ,itype dzozadza Vana neruvengo Kuna babamudiki ,

  • @brianmatande451
    @brianmatande451 Před rokem +3

    Mambo uyu chibaba pakutonga salute😂😮😅

  • @WafazTP
    @WafazTP Před rokem +17

    We miss headman chigodora

    • @Jumaowen
      @Jumaowen Před rokem

      Taura hako wangu. Dare riya rinofambirwa nyaya. Ndiro rakaita nditevere Karanganda

    • @Exodus1075
      @Exodus1075 Před 11 měsíci +1

      This is the best chief vanogonesa vakazoti kudzidza Chigora is a small boy who wants money only he knows nothing I don't watch his sessions anymore this one is full of wisdom salute

  • @user-pb4lg5ni4b
    @user-pb4lg5ni4b Před 11 měsíci +1

    Thank you Mambo Mutasa murikutonga zvakajeka.Mai avo vanenyaya nemurume wawo pamusoro petsvimbo idzo

  • @rejoicehwata3176
    @rejoicehwata3176 Před rokem +2

    Mambo ava havagoni kutonga saka vanoreva here kuti mukadzi uyu aisafanira kufamba ne murume waku. He is talking nonsense this chief

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Před rokem +1

    Thank you Mambo. That's a very good advice. He even offered assistance on a personal level.

  • @terrynchibudu8782
    @terrynchibudu8782 Před rokem +3

    chibatsirai mbuyaa kwete kuramba muchibhomba mbuyaa

  • @girlyygaming_
    @girlyygaming_ Před rokem +3

    Chief awa wanoziva nyaya.❤❤❤❤

  • @murondepfungwa2545
    @murondepfungwa2545 Před rokem +4

    Mambo Mutasa ❤❤❤

  • @paulmahutu3055
    @paulmahutu3055 Před rokem +1

    Chief musavhiringa vatongi,vapei nzeve, kutonga kuteerera wangu. Saka muri kuti mbuya ava vatarise mhuri yavo ichiparadzwa.I have much respect for your court proceedings.

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 Před rokem

      Chief is on point mbuya varikuraiska chiwanhu , ambuya ngadzore speed taco and respect Vana baba vasara

  • @murondepfungwa2545
    @murondepfungwa2545 Před rokem +7

    He is always on point plus vanonyatsoonesa munhu

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc Před rokem +4

    Baba Taps tasuwa dare raheadman Chigodora

  • @miriamchiwarakata368
    @miriamchiwarakata368 Před 6 měsíci

    Chirudzii tsvimbo kuwedzerwa simba sei uuummm
    Mhai musazozviite futi
    Kusungisa wasamusha
    Hntnwabambo mukuru ndiwo wamungoramwira
    Wanokusiyayi kuti pedza wega
    Utonge
    Munasiya pewaridzi wemusha waite zviro zvawo
    Chokwadi Mambo mutsiureipo
    Mungoripiswa

  • @Chamu73
    @Chamu73 Před rokem +2

    Mambo amuna kupa mai ava enough time.deno mangoti chete proceed kutaura asi in summary form.manje mabva mavati garai pasi.maybe pane zvimwe zvamaizonzwa zvaizobatsira also b4 mapa judgement

  • @sharontangirai1262
    @sharontangirai1262 Před rokem +4

    Ndipo paunoona kuti Chigodora is the best kwete izvi zvirikuitika pano

  • @user-in5fb9ni8d
    @user-in5fb9ni8d Před rokem +5

    mambo ngavatonge nhau yemwana arikubudira nt tsvimbo... mambo varasika nyaya apo

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Před rokem +1

    This chief ane wisdom. Anoda kuti zvinhu zvigadziriswe.

  • @princessmamthe
    @princessmamthe Před rokem +3

    I miss Headman Chigodora baTaps please

  • @SimbarasheMupotsa
    @SimbarasheMupotsa Před rokem +2

    Munomhanya chaiko mambo teererai vanhu boe

  • @tkg6219
    @tkg6219 Před rokem +10

    Mambo don't confuse the widow

    • @kelvinmarwizi8769
      @kelvinmarwizi8769 Před rokem

      Widow inobatabata zvinhu zvemusha mevanhu
      Zvokurwarisa vana

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 Před rokem

      Kikiki mbuya inobuda manheru iyi youya kopotera kudare

    • @babasaddam1949
      @babasaddam1949 Před rokem +1

      Widow ngaanzwane nehama dzemurume
      She must relate nyaya yake chaizvo
      How can she say murume wake ndiye arikubuda pamwana

  • @brianchapotoka9405
    @brianchapotoka9405 Před 8 měsíci

    Mambo Mutasa chibaba ichi. Very educated and mature. Chigodora is good as well but dare rake rave kukanganiswa nemachinda ake aya asina respect nevanhu vakuru. Also mari vave kunyanyokuida kwaChigodora. Otherwise the proceedings there entertain us, ngavangogadzirisa izvo chete

  • @user-yc7ty6gz8z
    @user-yc7ty6gz8z Před rokem +4

    Mambo Ava vano jambira pa conclusion havagoni kutonga

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 Před rokem +1

    Mambo apa ndaramba matadza chirikadzi iyo uri kufambira dambudziko remwana asi vana baba vakadii kuti mwana wehama yedu tifambire dambudziko remwana zvino mukati chirikadzi yauya nenyaya momushungurudza hazvibude zvakanaka munenge mave kupa vavengi simba rekuita zvinhu zvavo batsirai mwana ari padambudziko

  • @user-ky4ky4xs7u
    @user-ky4ky4xs7u Před rokem +3

    Mambo uyo anobvumwa kutengwa

  • @chamvekamarimbe9311
    @chamvekamarimbe9311 Před rokem +7

    Mambo you have failed to help the widow

    • @livyjoe22
      @livyjoe22 Před rokem

      It's known though kut muroorwi haukwirire nyaya dzaana Baba matare. Anzi the procedure she followed ndoisiyo wani akanzi endai munogara munotaura and come back kana zvaramba kufamba.

    • @alowismusodza
      @alowismusodza Před rokem

      It's beyond mambo. His hands are tied. This issue can only be sorted by her late husband's family. She also needs to be transparent about tsvimbo...

  • @marciamhuriengwe4110
    @marciamhuriengwe4110 Před rokem +4

    Help the poor widow ,kurwarirwa nevana vaviri uummmm 😢😢😢

  • @miriamchiwarakata368
    @miriamchiwarakata368 Před 6 měsíci

    Imi mhaiii
    Asi makapisa mazwa kuti tsvimbo dzine tsvina
    Bvumai kusaaziwa kwe iyi yaa mhosva iyi chokwadi.ngawajekese ya dzodiwa tsvimbo
    Uuuummm pashata apa parema

  • @joshua84855
    @joshua84855 Před rokem +2

    Mambo Mutasa vari right pakuonhorora nyaya iyi. Ngozi haibudi seakapara haa zvaita change gedhi chairo.😊

  • @stanleymuusha2835
    @stanleymuusha2835 Před rokem +1

    Chief Mutasa tinombodzi tongawo kwedu iyo, ipai compliant and accused nguva yeku tsanangura nyaya dzavo ,then moisa nyaya kudare rodzeya nyaya yaro mapedza mozopa conclusion.

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba Před rokem +2

    Mambo minopenga gadzirisai nyaya bewana varikurwara kwete kitonga zvamusingaziwiba mambo

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 Před rokem +12

    Iwe Mambo iwe learn to be patient and be a good listerner

    • @adrianmutasa32
      @adrianmutasa32 Před rokem

      Ibva iwe

    • @kudakwashemarire851
      @kudakwashemarire851 Před 11 měsíci

      Ama 2k muchatinetsa vaita sei mambo

    • @netsayikanengoni1677
      @netsayikanengoni1677 Před 10 měsíci

      Mai avo ngavatongeke mumusha mavakaroorwa. Mai avo varikupumha vanin'ina vemurume nenyaya dzavasingazivi pamwe dzakaitika vasati varoorwa. Ivo anamai ngavabude munhau dzemumba. Vakachenama mai mumusha vanhu vemumhuri vanovati supfu. Mambo varikunzungu nekunyimo. Saka kusanzwisisa kwaMambo kuripapi.😂😂😂

    • @Alconconman100
      @Alconconman100 Před 8 měsíci

      Iwe une respect hre kumadzimambo ,,do u think that advise of yoz anoinzwa iwe uchitaura kunge wakakura pasina baba

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Před 6 měsíci

      Une nyanga here iwe unoti "iwe" kuna mambo? Ukwane!!

  • @MaiMoyo
    @MaiMoyo Před rokem +1

    Mbuya ava Dai mavapawo mukana shuwa munhu haangaite benzi kutaura kuti mwana arikuti zvakati . Pamwe murume wake akavavanzira purizi ipai mbuya mukana

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc Před rokem +3

    Tuchirungu twamambo hatusi necessary kuchembere neharahwa dzekumusha

  • @user-dx6eo7oj7c
    @user-dx6eo7oj7c Před rokem +4

    Mambo Suppose kutonga nyaya yehurwere kwemwana not kutonga kusateerana kwevanhu,uye tsvimbo dzovhunzwa mukadzi here or vehukama

    • @Exodus1075
      @Exodus1075 Před 11 měsíci

      She is the one who brought up the issue

  • @gracechowe1612
    @gracechowe1612 Před rokem +2

    Batsirai mwana uyo kwete kutambudza Amai awo.

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před rokem +5

    Baba TAPS moda tiite strike here ? Headman Chigodora varipi tavasuva

  • @donaldmadong8982
    @donaldmadong8982 Před 4 měsíci

    Marasika big time Mambo

  • @user-ux8nl7wb4r
    @user-ux8nl7wb4r Před 3 měsíci

    Imi munoteerera musatuke Mambo please mambo uyu haasi wekuvhoterwa ndapota ndezve dzinza izvi

  • @user-wr7mr6oo4e
    @user-wr7mr6oo4e Před rokem +1

    Tsvimbo dzeyi vanhu kokungorara pasina zvitanda aaa

  • @bchis8806
    @bchis8806 Před rokem +2

    Clever mambo, anenge ayiva ticha chete

    • @stanleymudehwe
      @stanleymudehwe Před 11 měsíci +1

      It can be true, jinda riri paside pake iro former teacher pandakadzidza 1985

    • @Exodus1075
      @Exodus1075 Před 11 měsíci +1

      Headmaster

  • @vongairosemarymutebuka9423

    Mambo slow down netwuchirungu utwo..aya ndiana taita anoda shona chaiyo

    • @t.m1222
      @t.m1222 Před rokem

      Wanozowanza chingezi, hawana respect newasharuka waripo wasina kuendawo kwaTsambe. He needs to be remunded kuti itraditional court. Kana waakuwanza chingezi ngawaende kunoitwa zvechingezi. Waakutibhowa mambo awa. Warikupangidza kuti waka farira colonisation zvekuti wachikuona chingezi sekugona.

  • @user-ky4ky4xs7u
    @user-ky4ky4xs7u Před rokem +3

    Batsirai munhu kwete kushungurudza munhu vanhu mazuva ano hama hadzichaviriraniba

  • @paulinenjaikira8860
    @paulinenjaikira8860 Před rokem +2

    Nei murikuconfusa munhu regain ataure first since Iye ariye Ane Mwana arikurwadza

  • @ONELOVERECORDSZA
    @ONELOVERECORDSZA Před rokem +1

    Mambo ava vane kamwe ka pride kanobhowa soo

  • @mamaasquared3488
    @mamaasquared3488 Před rokem

    Haiwaa batsirai nyaya yemwana mhani vekune dzimwe dzimba havasvinuriri zvekwevamwe.

  • @user-in5fb9ni8d
    @user-in5fb9ni8d Před rokem +2

    mai vakafamba nemurume vake bt vazofa ndopavakanzi vafambe nana babaminini havana kuzoda.... mambo varegera nyaya irpo

  • @user-jr2fx7qv9u
    @user-jr2fx7qv9u Před rokem +2

    Mambo avo vari ku abuser mbuya avo ba tapus

    • @notionmaremudze
      @notionmaremudze Před 11 měsíci

      Munhu akatsikwa ndiye anofanira kubuda not zvirikutaura mbuya

    • @notionmaremudze
      @notionmaremudze Před 11 měsíci

      Because chero akati ripai, munondoripa kupi?

  • @MaiMoyo
    @MaiMoyo Před rokem +1

    Mavekutovavhiringidza imi vanhu ah musadaro mhani apa varikurwarirwa apa mobaya chironda futi haa imika. Pamwe bmdk avo vanenge vaivadavo vakarambwa ivava😂vakamwimwa bota

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba Před rokem +1

    Randibhowa mambo vame abuse awa

  • @user-jr2fx7qv9u
    @user-jr2fx7qv9u Před rokem

    Andidi kunyepa ndasuwa headman Chigodora. Dare ramambo ava rinondinzwisa hope andidi kunyepa

  • @simbamushonga509
    @simbamushonga509 Před 9 měsíci

    Mambo mutasa is more intellectual and he is very intelligent.

  • @MaiMoyo
    @MaiMoyo Před rokem +1

    Mbuya vati tsvimbo havasi kuziva pakaiswa tsvimbo

  • @Smart-er6hf
    @Smart-er6hf Před rokem

    Inga hanzi ewaibudirwa achiti mai warikundimanikidza kti unabudirwa uchiti John Matondo mambo bbvunzai kti mai maimanikidza mwana kkkk

  • @DoctorChiremba
    @DoctorChiremba Před 2 měsíci

    Apo Shumba murikubatira mai avo, 1 mai avo varikuti murume wavo ndiye akafamba akati anzwa kuti tsvimbo dzakawedzerwa, 2 ko sei ana baba vakanzi fambai semhuri vasina kuitavo hanya kuti tifambire mwana...please ndokumbira kuti musiye kakudzvanyirira vanhukadzi....ndokusaka muchiona kumatare echirungu kuchizoita ma lawyers

  • @Will94150
    @Will94150 Před rokem +2

    Pafair chaipo mambo murikutsikirira mbuya....

  • @JimmySithole-es5jg
    @JimmySithole-es5jg Před rokem +3

    Chief avo havana chavanoziva

    • @user-yt1dr8pt4e
      @user-yt1dr8pt4e Před rokem +1

      Ngeyi madaro musharuka

    • @princessmamthe
      @princessmamthe Před rokem

      I agree with you Jimmy 💯
      He has to learn from Headman Chigodora 🤦‍♂️

  • @chamvekamarimbe9311
    @chamvekamarimbe9311 Před rokem +2

    Mambo batsirai vanhu kwete kuva nedivi

  • @ianmugavazi7319
    @ianmugavazi7319 Před měsícem

    Mambo social media yava kukupindai mumusoro manje, batsirai mbuya, just give her a way forward,I'm now a little confused coz kamudhara ako kambotsi tsvimbo dzirikumba kwa John, but murukuramba muchingosgungurudza mb
    Uya avo

  • @user-ky4ky4xs7u
    @user-ky4ky4xs7u Před rokem +1

    Dzinebasa rei tsvimbo idzo vanhu makuromba muchinyepa kuti hee tsvimbo dzemusha iro ririgona rekuda kutambudza vamwe

  • @crucial083
    @crucial083 Před rokem +1

    Aaa Mambo ava vanenge vatori confused zvavo.Maudza Amai ava kuti havasi vemumusha next thing makuvabvunza nezvemumusha.She is a widow kuuya kudare kutsvaka rubatsiro kuti vana vake vapone.

    • @user-mz4ph9uh6j
      @user-mz4ph9uh6j Před 11 měsíci

      Vakura regai ndikubatsirei Mbuya avoo vakangwara wangu kkkkkk kkkkkkk zvimai zvakadai azvidi kuudza vana kuti endai munoudza nhamo dzenyu kwa Babamunini vanoda kutonga nyaya dzevana vavoo vegaa

    • @donaldmadong8982
      @donaldmadong8982 Před 4 měsíci

      Marasika big time Mambo

  • @SimbarasheSithole-pl9is
    @SimbarasheSithole-pl9is Před 4 měsíci

    Bty apo mambo zvekurwara kwemunhu makatosiyana nazvooo zveee apo

  • @juliamhurirotapera1322
    @juliamhurirotapera1322 Před rokem +2

    please I miss Headman Girovhosi Chigodora

  • @donaldmadong8982
    @donaldmadong8982 Před 4 měsíci

    Mambo your earlier cases almost deceived me , maita kunge muchenjeri muchiita kunge muno tonga fair, apa ma bhaiza

  • @ellenchihwai5670
    @ellenchihwai5670 Před rokem

    Mambo awa wakandakwa awa hawazive hre kuti mumadzinza vanhu hawabvume kufamba

  • @user-jr2fx7qv9u
    @user-jr2fx7qv9u Před rokem +3

    Mambo imi amugoni kutonga imi. Tuchirungu twusina basa

  • @kelvinmbiriri387
    @kelvinmbiriri387 Před rokem +2

    Mambo take it easy u missing a point listen to the widow is also a parent akurwadzirwa nemwana

  • @pardonmubvuma6245
    @pardonmubvuma6245 Před 3 měsíci

    Mambo Mutasa munogona but in this case hamuna kuteerera nyaya yaambuya avo

  • @chipomusuka8479
    @chipomusuka8479 Před 5 měsíci

    Vanganyepe here mwana wawo achirwrara these crts oppres women sometimes

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Před rokem

    Mudhara we shirt ye white aripa next na Mambo anondipedza. Anobata munhu kuti dzvii padzinenge dzichitsinhira zvinotaura Mambo.

  • @SimbarasheSithole-pl9is
    @SimbarasheSithole-pl9is Před 4 měsíci

    Headman chigodoro ndochete anotanga nyaya sezvazviri

  • @ashygrace2956
    @ashygrace2956 Před rokem

    Well done mambombo mogonesa chose

  • @user-cj5rp2so1x
    @user-cj5rp2so1x Před 11 měsíci

    Mambo imbopaiwo munhu nguva yekutsanangura kudzidza kwakawanda kunoita upenzi

  • @emmanuelmarashwa2697
    @emmanuelmarashwa2697 Před rokem +1

    Simple as that, mamwe matare emhuri haadi court. Garai pasi as families and solve these issues.

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Před rokem +1

    Vanhu varikuitwa kunge imbwa sure nechimambo ichi

  • @user-jr2fx7qv9u
    @user-jr2fx7qv9u Před rokem +3

    Mambo ipai mai avo nguva vatsanangure don't confuse her

  • @user-ky4ky4xs7u
    @user-ky4ky4xs7u Před rokem +1

    Mukoma ewakamira apo ndiye akapisa tsvimbo dzawo dzemusha but I don't know kuti Mai awo murikuvashungurudzirei

  • @princechidziya3639
    @princechidziya3639 Před 7 měsíci

    nyaya idzi dzinoda chigodora

  • @ndizvo06
    @ndizvo06 Před rokem +1

    This Chief is not a good listener. He bombards with questions without giving a chance to the person to respond. He confuses people

  • @ellenchihwai5670
    @ellenchihwai5670 Před rokem

    Baba tapas mambo mutasa siyanayi nawo awa hawagone kutonga tipeyi nyaya dzekwachigodoro

  • @miriamchiwarakata368
    @miriamchiwarakata368 Před 6 měsíci

    Ndicho chiwanhu wabatsireiwo wese nekuti paita nyaya yeurwere
    Kusaakuziwa
    Asi wamwe wamai kakutonga kacho kuti ndaashirikadzi unonyadxiswa padare
    30 yrs anodai aruu sumana.n wamukoma wababa wake
    Haisaatouya kwa mambo
    Hozvoyo ka na Mutasa mumopedzerwa
    Mupfidze pfidze
    Kkkkkkk

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Před rokem

    Mutasa sit down enda unoona headman chigodora wodzoka wotonga nyaya dzako idzi une kakusanganisa sanganisa soooh

  • @shupikaicharlesmwashusha6471

    Shumba varume avo vamanikidzei kufamba nekuti dambudziko harisi mumdzimba dzawo

  • @terrancechiringa4166
    @terrancechiringa4166 Před rokem

    Mambo uyu tinombomuyemura but apa atonga mbodza mbwizhu chaiyo

  • @leekay2675
    @leekay2675 Před 11 měsíci

    Plz vabereki musangomhanyira kuenda kumatare musati mane full information uye musina kuzeya nyaya yacho.kuitira kusazinyadziswa mangwana padare

  • @user-qw5gg1uo5u
    @user-qw5gg1uo5u Před 7 měsíci +1

    This mambo is not fair let people explained their side of the story. That's y it's called Dare mxm

  • @user-oj6fb1gp3t
    @user-oj6fb1gp3t Před 8 měsíci

    Saka mai vosiya vana vachitambura hre nekut baba akafa

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 Před 11 měsíci +1

    Ko kut mudhara uyo garawo pasi