I have seen a lot about this issue in Nigeria. A lot of them changed to catfish. It made me to understand why the Bible says not to eat creatures of the seas without scales and fins
Yar I was there on that day...... Sekuru Kanengo he is the great especially nyaya dze satanism kurapa go back to sender. Kuyananisa uye kubata varoyi vacho
Veduwe ndobva ndanzwa kutya Jehovah vana vedu kusvikoro uko vachengetedzeiwo😢 nhai Mwari wangu
Khulle ko kuchiwewshe ekhedhi akaxodiiiii makamusungura here ko ropa remunhu akadzosa here
Thank you for asking on behalf us as comment section❤
Sekuru munotendwa chokwadi Mwari vakuitireyi nyasha 🙏
Hanty vamwe vaiti hee charamba akapedza bhaibheri. Ko paakati Komborerai vana vangu,maiti akaimba chii.Kubva nhasi teerera Charamba wanzwa usati wataura zvausingazive
Hupenyu mutoro.ngatinamatirei vana vedu veduwee.iiiii
Sekuru Kanengo you hv good heart.. May you live long
Sekuru Kanengo itirwai nyasha nokt muri nhume yakatumwa kutinunura ❤❤❤
Bt Amai vemwana uyu Havana hanya nemwana wavo shuwa vanotadza kufamba nemwana pamwe chete nemwana wavo Chero varikubsa vanotadza kukumbira Amai vemwana munemoyo wakaoma
You can say that again...mufunge
Ehee zvok😢
Sekuru ndiuchikewo ndibatewo mwana ini 8yez married kana mwana ndakumbirawo👏😢
Zvoita wangu apana chinoramba
Trust in the Lord , u will have not one more babies .
Qqqq1qqa@@AminaMasiyachengo
Munogara kupi nhy
Mwari tichengeterei vana vedu 😢😢
Van vechikoro vari pama1 itarget. Unogara moyo uri kumusana
By😭😭😭😭 mwari chengetai vana vangu kwavari ikoko zvosiririsa izvi
I have seen a lot about this issue in Nigeria. A lot of them changed to catfish. It made me to understand why the Bible says not to eat creatures of the seas without scales and fins
Hie can i have the verse mazvita nekubatsira in advance
Zvinorwadza sekuru sunungurai mwana uyo nekwaanodzidza vana vaponeswe pane zvakaipa
Sekuru ndarwadziwa Kani. Mwari pindirai weduwe
Mwari pindirai pavana vamakatipa tiritoga hatingagona ,inzwai kuchema kwedu sevabereki
Sekuru mwoyo wenyu haufananidzwe nevamwe varapi ndakaona muchidira fuel yenyu kuenda kuChiweshe kuno batsira mhuri yekwa Maodzwa dai vadzimu venyu vakuchengetai bass mberi musadzore kumashure
Tiri kufa kuti tine vana mudzimba umu izvo twakutoroya.. Mwari imj
Ndangobata shaya misodzi yangu yaerera😭😭😭kuzvikoro akuchazi safe ,Mwari pindirai
Vana vedu vapera kani
Ndarwadziwa ini
Maitabasa sekuru betserai vana vezimbabwe shuwa munenge magona komborerwai pamberi nebasa
Ndokumbirawo part 2
Xuwa sekuru wedzerwayi nyasha nemazuva asingaperi panyika kaipere Satanism vana vedu kuchikoro uko
Thanks baba nekumira nemwana wenyu❤❤
Sekuru ndibatsireiwo mwana wangu anongonzi ari kushandiswa nemasatanist now 2yrs 4mnts haasati ofamba sekuru 😭😭😭
Zvakaoma ndashaya neremuromo
Sekuru pfurirai mberi nebasa❤ nyika ipere varoyi
😭😭😭😭 mwari baba kudenga tariraiwo mhuri yangu
Sekuru kanengo has a good heart ndogaro zvitaura
Itai basa sekuru kanengo zvakaoma mfunge
Zvakaoma chokwadi....nganake mwana uyu ...mucheche zvake ...todiiko veduwe ...
Nice bby
Let’s constantly pray for our children, schools , friends and neighborhood/community and our families.
Yanguva yekupedzisira sekuru kanengo itaibasa isahombe iri
Yar I was there on that day...... Sekuru Kanengo he is the great especially nyaya dze satanism kurapa go back to sender. Kuyananisa uye kubata varoyi vacho
𝙘𝙝𝙤𝙠𝙬𝙖𝙙𝙞 𝙝𝙚𝙧𝙚..
Zvako wakawana mari yacho ....😢😢😢
Ukauya Kuna sekuru vanokunzwira tsitsi unobatsirwa vamwe takanokumbira nezvataiva nazvo tikabatsirwa vanetsitsi sekuru ava @@lenainock3982
Iwe Robert haikona kungoti sheedzai rumbi
Basa sebasa sekuru musadzoke kumashure
Aaa satan akagara mu Zimbabwe ndabvuma
Zvekuti bhee eishy😢😢
Apa ngaanane mwana uyu, asikanaka
Sekuru vakazoenda here ku Afdis kuchikoro chemwana
Xuwa sekuru munobata bsa endayi kuchikoro munobatsira xuwa vana vedu vopera nesatanis
buritsai zvakahwanda vanhu vararame
Sekuru Kanengo makatanure, tibatsirei, kuzvikoro kwaipa uku
Zvatichapera nevanavataka bereka nhaimi aaaaa
Long live Sekuru Kanengo ❤🙏
Yhaaa neh zvakaoma shuwa ndaiti zviri mu nigerian movies but yhoo
Mwari pindirai shuwa
Mrng guys zvikoro zvaipa veduwe
nyika haichina kumira mushe umm prim sure
Sekuru batsirai mwana , pasi ne satanic things 🙏
Veduwe vana
Zvakaoma 😭😭😭😭
Inga zvakaoma part 2
Zvotyisa mwari chengetedzai vna vedu
mukuru wemasatanist😂😂😂
So sad😢😢😢😢😢😢
Shasha ye satanizim Kanengo
Ndachema ini mwari muriko here kumusoro uko
Bvunza mubvunzo 😢😢
Vhudzi rangu rikuti nyau nyau nenyaya iyi nhym ndakutotya 😢😢😢
Veduwee toisepiko vana vedu.Hona zviri kuita pahuro pacho kunge penyoka.Tateguru takanurai.
😭😭😭😭 mwari chengetai vana vanhu kwavari ikoko zvosiririsa
Umuuu tibatsirei sekur
Zvakaoma
nhai mwari
Chikoro chipi nhym
Nyika inezvinorema
Veduweeka mwari pindirai pavana vedu😢😢
𝐻𝑢𝑝𝑒𝑛𝑦𝑢 𝑚𝑢𝑡𝑜𝑟𝑜
Apa ngaanake
😢😢😢
Vamakatanure musadzose tsvimbo nekuti bveni rabata kumeso basa sebasa
vanasikana vatambura
Let's pray for our kids thus world is evil I'm telling u
Ini vangu vari Zim ndongoti Mwari ....ndimi ziso rangu
Inga maone
Yohweee takutya😮
Mwari ngatibatsire shuwa
Zvakaoma sure
Hupenyu mutoro😢😢
Vana vanoda kunamatirwa veduewee
Madramaayaneeds tostop pliz😂
Gerai vana misoro iyo plz
Zvebasa reiko iwe zvekusagerwa musoro ndozvavaona chete here
So sad mwana mudiki
Vana vedu tovachengeta seiko nhai Mwari
Izvi zviriko ini ndakakusvika hapana fake zvinhu zvinenge zvichitoitika batsirayi vanhu sekuru Kanengo
Toendepi nhai mwari satan zvaakutonga nyika vana vadiki vakadayi vouraya vabereki mwari pindirai
Mwana ngaanake
satan anoda vakanaka, ini handichive zvakanaka asi ndinozvida so must b very careful
Muvhunzo wangu? Kunevanoti sekuruKanengo and SekuruTasvu vanoita fake murikuti kudiii? Nezvatirikuona
Vanotaira izvozvo vanenge vasati vasangana nematambudziko
Zvosiririsa sam😭😭😭😭😭
Pasi nesatanizim
Nhym
Satan veduwe zvakaoma hazvo
Ndadambuka Moyo ummmmm😭😭😭😭😭💔
Zvakaoma
Zvakaoma