Very sad story izono zabazali your own father doing such evil to the extent of killing his son in-law ,the worst part is he knew exactly what he was doing. Without deliverance this sekuru will keep doing it.
This old man will not get any help at all, unless and until he opens up fully. There is more to his dirty works than meets the eye and ear. He is displaying false sanity for now!
Tete too many questions and interrupting zvatotaurwa kudhara momisa moti adzokorora zvaabva mukutaura, I’ve seen it in so many of your interviews, pls try and limit interruptions especially to repeat 3/4 times, it becomes frustrating watching and listening
@@joechimmie Manje mazuvaano kwekuwana help yacho kwakaipa nekuti vamwe vanoti ndinogona vozvidyira mari apa nesituation yachoo mari yacho zve kuda hapatorina
As i listen sekuru ava pane zvavari kuhwandisa. Umm kunyara uku plus sekuona kwangu ndofunga basikiti iri rine mhiko maybe yerufu. Kuti vakataura uye rikatorwa ne death yavo.
This lady has a forgiving heart ,bengabanye ngabamtshaye bambulala. But she is trying to solve the problem coz if the oldman dies without surrendering the snake someone in the family must continue with the dirty work.
I think we need to educate ourselves about senile dementia among other mental health issues in our society. This man and his family need professional help not publicity
This is sad Tildah we ask for a follow up to know how this serious issue was resolved, Bba ava vakabara vana vane moyo yakanaka nehunhu hwake uyu, Kuuraya mukwasha, pfuma haana kudya here? Wakaitambirirei achiziva kuti mwana vake arikumuita mkadzi??
Skuru vaka batirwa munamato une simba, mwari vane simba hama dzangu. ..Tete musa netsa mdara uyo inga atawura wani kuti vaka romba. Only God will help this old man because vafumura basa rerima
@@joechimmie Havana. these type of people havatombozivi kati nyadzi chii, and they pass on these things to their children, and their children so vanonzwisa Tsitsi wotoshaya kuti saga mudhara arikutofara arikutoti zvirikuita ?
This is so sad, sekuru is super confused, he acted in ignorance and now regrets his actions. Only Salvation can be the solution. He needs Jesus Christ. The gospel must be preached
There is more to this story especially where his wife left, cheziya chakanaka hama iyezvino zvakubata nevasina kuzvitsvaka,hapana anokohwa asina kurima
Guys ngatidye cheziya ukada upenyu hwepamusoro iwe usingashandi chenjera ucharomba chaiko.
Chokwadi ndozvimadhara zvaiva neusimbe kutorera vamwe chikafu mumunda go to hell Lie's
Mwari dai vazotibatsira veduweee mmmmm regai havo mwari vachizotsamwa tarisai corona virus yatipedza mwari tinzwerwiwo tsitsi
Tilda uchenjere kubobewawo imimi mu studio😂😂😂
Kkkkkk
Kunyanya ukawona wabvundzwa paya wombo nyarara kwe chinguwa WATORI BUSY MU STUDIO IMOMO😂
Why can't this old man do it to EDs wife, by now ED would have gone and this guy will be a heroe.
🤣🤣🤣🤣🤣 really cuz
God loves every1... I pray for this madhalas deliverance..
Ndiani watichavimba naye kana vabereki vachidai?
Yaa zvinorwadza
JESU CHETE HAMA YANGU
Kushandiswa nababa vsei, kuzot mutorwa ano kuita sei
Very sad story izono zabazali your own father doing such evil to the extent of killing his son in-law ,the worst part is he knew exactly what he was doing. Without deliverance this sekuru will keep doing it.
Vabereki vatori worse zvenyu vamazuvano vave zviuya chaizvo
Some people are selfish and cruel..may the good Lord fight our battles shuwa😢
Zvakaoma hazvo mwari dai vatiitira Nyasha,kristabel ndokumbirawo app # ya ss tilder kana unayo pls
Vanoda kuurayiwa baba ava vanorwara pfungwa muroyi we munhu, apo vachitambura vanowanei
This old man will not get any help at all, unless and until he opens up fully. There is more to his dirty works than meets the eye and ear. He is displaying false sanity for now!
I second you
Are u a prophet
Muroi uyo anotya kuti akabudisa zvese museredzero kufa ndoo mhiko yakapuwa
Mwari anoda kutendwa apa nekuty vazhinji varikubva muzvakanaka vachipinda munezvakaipa zvino sekuru vafunga kubuda munezvakaipa vaneruzivo vabatsireo plizzz God help yo soul
Nyasha ngadziwande vanhu tizive mwari. Ave magumo enyika sure..rasai zvakaipa mutsvage mwari achirikuwanika
Semubereki mweyayi inenge yakupinda kuti udayi vana vako here vekubereka here😭😭😭
Does anyone know where we can find the follow up tizivewo kuti zvakazopera sei
Tete too many questions and interrupting zvatotaurwa kudhara momisa moti adzokorora zvaabva mukutaura, I’ve seen it in so many of your interviews, pls try and limit interruptions especially to repeat 3/4 times, it becomes frustrating watching and listening
Sure ano nyanya mibvudzo imwe isina basa achiti dyira nguva
We wrestle against principalities of powers and spiritual darkness not flesh
And zvinopedza simba huye vanhu vakadai havafi zvekumhanya, utsinye hwakadai shuwa uchiti unoitei munhu mukuru🤔
Kuda kuswira
Havafi zvekumhanya shuwa. Chero corona virus haivabati . Shame on African magic
vakafa vasina kugadzirisa zvinhu zvavo zvinotoita worse. inenge yatove ngozi
@@joechimmie Manje mazuvaano kwekuwana help yacho kwakaipa nekuti vamwe vanoti ndinogona vozvidyira mari apa nesituation yachoo mari yacho zve kuda hapatorina
@@nonnyvundhla4715 ya mudhara uyu itsotsi anoda zvinhu zvake uye haanyare
Ava sekuru vanoda kurohwa and vanonyepera kudzungaira 🙌🙌🙌🙌
Darkness will never take out darkness so look for the light . Come to Arena of liberty
where is that
Very true.
No wonder tichi netsana nevakadzi vedu ndzimba eish.... 😢😢😢
Kutsanya nekunamata ndiwo mushonga, nguva dzavanouya vanosvika ndiripamabvi. Kutunhidza mweya yetsvina uku
Shuwa kuuraya mkwasha nekuda kurara nemwanasikana here weduwee.zvakaoma zvinoitwa nevamwe vana baba
Sekuru vanezvimwe zvavasiri kuda kubuditsa chete
tauara hako ndafung kuti ndini ndega ndazviona...havana kutaura zvinhu zvese zvava nazvo ava
😭😭😭😭😥ndanzwa tsitsi vanhu siyai kubata bata veduwe ikozvino vana votambura
As i listen sekuru ava pane zvavari kuhwandisa. Umm kunyara uku plus sekuona kwangu ndofunga basikiti iri rine mhiko maybe yerufu. Kuti vakataura uye rikatorwa ne death yavo.
This lady has a forgiving heart ,bengabanye ngabamtshaye bambulala. But she is trying to solve the problem coz if the oldman dies without surrendering the snake someone in the family must continue with the dirty work.
Yaz ngiyamhlonipha u mama Lo . Ngifisa ngabe bayawuthola usizo .
@@kattieNcube Amen mwari ngavapindire nyika yashata yazara nehurombwa
Mina bengimtshisa konke lezinto zakhe bafele ndlini nje kwaphela🤬 njengoba esejampela kubazukulu😳
@@sukumackenzie8054 ayikho into enzima njengoku bulala umuntu ,njengoba etsho uthi sebena 6 years bezama ukudinga usizo .I think somehow uxolile . Mina yikho ngithi ezinye izinto ezitshiwo li bible azikho fair .
khethiwe ncube kodwa in those same 6 years still raping her🤔 hayikabi let’s be honest kukhonokutshaya manzi lana
Zvakaoma chokwadi hameno vachirikuda zvekuromba...baba ava vanenge vatovhiringidzwa pfungwa
Ndoozvandatoonawo
Thought as much too.
Vakavhiringidzwa pfungwa nezvaakaromba ega zviri nani pane kuromba kuvhiringidza vana zvinorwadza
God have mercy.. DAI Mwari vazotiwanira nyasha.. This is heartbreaking..
I think we need to educate ourselves about senile dementia among other mental health issues in our society. This man and his family need professional help not publicity
ana tilda vanenge vachitoitira ma views avo
I think tilda noticed it thats why she is not too harsh on Sekuru, other than what she does to other people
Nyoka chaiyo chaiyo here yavasingatye.Vabereki Mwari tibatsirei.Pamwe pacho tinotenda Mwari nevakafa vasina zvavakaita.Ndatya nazvo
This is pure evil sekuru Ava vanonyepera kuzungaira vanoda kumamiswa vataure zvese he's hiding a lot ipapapa
Taura hako vanozviita saskamu mxxxxm
Vanodzungaira nhema taura hako
Vanoda kumamiswa chokwadi
Taura hko iwe vanoda shamhu vanotaura zvese
Pakaipa
Tete Tiodder muchabobiwa hushingi jwenyu uwu
This is sad Tildah we ask for a follow up to know how this serious issue was resolved, Bba ava vakabara vana vane moyo yakanaka nehunhu hwake uyu, Kuuraya mukwasha, pfuma haana kudya here? Wakaitambirirei achiziva kuti mwana vake arikumuita mkadzi??
Nhai mwari.... Ndapera power shame, she has a very very big heart
Kana sekuru vasisade mishonga iyo zvechokwadi ngavaiunganidze votsvaka rubatsiro vakaibata...then yopiswa!!
Hakuna kusina uroyi shuwa vanhu ndikunzwei muchiti vekuchipinge kuroya varai mademe enyu please
Mmmmh muroora here nemwana ndisatan chaiye
The man has no capacity. He is struggling to recall simple facts.
Skuru vaka batirwa munamato une simba, mwari vane simba hama dzangu. ..Tete musa netsa mdara uyo inga atawura wani kuti vaka romba. Only God will help this old man because vafumura basa rerima
Sekuru vanoreva nhema ava😅🙆🏽♀️
Vanoda kurohwa vanotaura chokwadi varikutamba nefungwa dzedu nanhasu vachikutoda kuramba vaine mishonga yavo
Age yakene kamudhara akaa hakabvume kukura sure kanoda kumamiswaa
Mudhara anoda shamhu uyu tete pliz nyaya dzenyu todawo kuona kana kunzwa kwazvinoperera
I'm touched. Sekuru why? Your onw blood. May our dearest God have mercy to this family.
Ngavaende Kwa sekuru Tasvu
Mweya mutsvene hero basa
😂🤣
Izvi zvinopisa hasha izvi why vabereki kutambudza vana kudai. Wozowanei pazviri izvi. ngatidzidzei vanhu.
Inga zvakaoma shuwa...veduwe vanhu vanoshereketa shuwa
Zvakaoma,veduwe,,,,,🙌🙌🙌🙌
Chinopenga chisekuru icho chakutya nyoka yacho manje shiri yabvuta rekeni....
This is so sad for sure 😔 this old man ncaaaa
Sekuru murimbwa imwi manzwa muroyi mukonyora kunobhowa nxaaaaaa kuzungaira nhema dai ndiripedyo ndakurovai hudyu iyoyo maenda nedivi segakanje munosemesa 🤮🤮🤮
@Charity :yaah chokwadi sekuru avo ndavashaira pavo Muroi chaiye ende ndichinzwa nhoroondo yavo ndanzwa moyo wangu kumira kuda kurutsa ndakatarisa face yavo soka uuum ,sry kuna mwanasikana uyo
Kari selfish aka, kuda bonde zvekudaro? Ndovanhu varikufanirwa kukurwa neCorona tsek.
😂😂😂😂😂
Hec tete mazuvano makubhowawo tete mkatipa nyaya hamuchapedzisi apa hatisi tose tinoenda pafcbck pls tete
Ishuwa tirikusarira hadzisi kubuda apa tiri masubscribers
Sure secrets and confessions haichawanikwe pautube mheno vakuzviisepi
Taura zvako ,vakuwanza zvekuita ,isu vatiregereraa ,nyaya hobho dzrpending
old age does not mean wisdom, coz even stupid people do grow old
Point taken
Eishh ,fact infact 😂
Very true
Ahhhh kiki hayas ukaona vabereki vachidai kuvana kuzoti isu tisiri vana vavo. Chingotarisa reason yacho, kubobodza muroora, ahhhhhh kumwe kushaya njere nemweya yetsvina chaiyo
Chenjerai kuitwa mubobo tete Tilder, hope hamuna kuitwa 😅😅😅
Hanzi ndakangorovana nevanhu 2 chete zvakaoma
Ummm zvakaoma kana uchigara muraini rimwe chete na Sekuru ava wotoshinga kutsanya ne kuzvipira kunamata. Kunyangwe kumaraini atinogara kutendeuka ndiko chaiko nekuti vatoripo vakadai kwatinobva asi chete tinenge tisati tavaziva
Tete Tilda makadiiiii ndarwadziwa sure nenyaya iyi sekuru vakahowana rubatsiro here
Makasarudza mwana kuita mukadzi baba munonyadzisa shame 🙈🙈🙈🙈
Ukaona waita baba akadaiso wapinda busy ende zvaakarombera zvacho hazvina kana musoro kutambudza vana mahara hope vachabatsirika
iwe vanhu vazhinji varikushinhirwa nevabereki asi havasi kutaura
@@joechimmie but mudhara uyu ari seriuos
@@annazim9086 ya uyu haana kana nyadzi uyu
@@joechimmie Havana. these type of people havatombozivi kati nyadzi chii, and they pass on these things to their children, and their children so vanonzwisa Tsitsi wotoshaya kuti saga mudhara arikutofara arikutoti zvirikuita ?
Zvakaoma hupenyu vanasikana tinosangana nezvakawanda mukurarama, Ndanzwa tsitsi. Mwari ngavapindire. Ngatiregei kuda kupfuma nenzira dzisidzo
You no longer loading as much content Tete. What's happening
This is so sad, sekuru is super confused, he acted in ignorance and now regrets his actions. Only Salvation can be the solution. He needs Jesus Christ. The gospel must be preached
Vu
Ko kunyepera kuzungaira sekuru awa nebhutsu mugumbo Havana kufamba nemasiripazi saka chamuri kuwana chii pakutambudza mhuri ngataure nyaya take yese not kumhanyira Kuda rubatsiro munhu wepi asina nyadzi hapana Chisina magumo zvaguma kaaa APA chinyoka bhasikiti zvinhu zvingani pamunhu one shuwa kurara nemwana wako kupengesa kuraya mukwasha dzokera kwaka romba mudhara humbavha kubira vanhu mbesa dzawo ndaita kukunyarira sekuru iwewe kunyepera kusaziwa uchibvunzwa mibvunzo
Vandoda kupondewa vangofira Pana tilder apapo ndokuti mwana uyo ararame
Vanozviitisa vanotova nenyoka zvavo havana tsitsi frm 2014 vanhu vachitambura
Umhlaba ugcole ukungcla ngabantu abenza iziga ,yikho uNkulunkulu eseletha imikhuhlane engelapkeki
Cabanga yikho uthola abantwana emdenini bengathathwa , kumbe besenda bebuya emaKhaya akibo ngenxa yabadala abanje sooo sissy maniii uyangizondisa loKhulu lowu
Tete Tilda do you do follow up nevanhu ava after
I huku irikudya mazai ayo asi zvinongorwadza hazvo,mwari dai vapindira sure.
Iiiii zvakaoma mwari ngavatibastire
Sekuru vanoshurira nyika avo haa, nyika yakaoma iyi.
haha hanzi kushurira nyika
Kkkkkkkkkkkkkkkkkk
Haaaa ndatya hangu, yoh
Baba ava ndashaya kuti ndovatii chii apa dzakuita kunga dzakurasika pfungwa haaa zvakaoma
Mmmm zvimwe zvinhu zvinopedza simba veduwee ,huroyi hwakaoma sure kutambudza vana vako here,Tete dai mabvunza kuti mubedroom memwanasikana vanenge vachisechei
Mmmmmm ndapererwa, ndashaya mazwi
He is just a demented old man! He aint doing nothing to no-one! He is just lost his mind!!
You know nothing.
I agree with you 💯
Vakazobatsirwa hre Sekuru, zvorwadza izvi shuwa andisikuona part2 yacho
Sekuru munoda nyasha dzaMwari. Mwari ngaatibatsire chokwadi
Mutadzi ngaaregererwe..
true👏
Hanz nasekuru ndinonamata makuseni, masikati nemanheru Mwari honai vanhu venyu
Inhema vandoda pfuti ava kungorova vofirapo shirt
Ummm baba avo itsotsi vanonyepera kuzungaira abadi kubasa zvinhu zvavo so sad
Haa ndapererwa ini. Vabereki chiikoo nhai imi.
Clodet Gambiza Ndarwadziwa shame 💔Mwari pindirai
Hanzi kathree times pazuva
Makuseni
Masikati
Nemanheru
Jehovah huyai vanhu vaye vatanga
It all starts with jealousy, godo🙌
Mmmm kule ava nvanobvepi ndatya nazvo vanonamata kupi kule ava
Zvakawoma hama dzangu kubata mushonga hakuna kunaka zvinhu zvinozonetsa muridzi wazvo kumagumo.
Tete mukutiregereraa ,nyaya hobho dzr pending
thanks for opening up old man tinokutuka zvedu bcz zvosemesa zvawakaita uye zvaurikuita but dai denga rakuitira nyasha hunhu uhwu urase imba dzidye
Kumuita ndomuita asi kwete mazuva ese🤣🤣🤣🤣ahh Kule so
🙄🙄🙄🙄 mweya yetsvina
@@tkn140 uri serious Mweya wacho
Sekuru avaaa ,vakaitirwa maths nen'anga ndiyoo irikutonakidzwa n'anga iyii
Tete you are brave this Mbobobo man he is crazy your own daughter bobobozaring ulesibindi Tete akakuzamanga yini
Kkkk boboborizing
Eish sekuru ava vanonda kurohwa satan.
Ko kuvarungu zviriko here izvo🤷🏽♂️🤷🏽♂️
Nyika yakuguma ,zvinopisa tsitsi ,mwari tikundisei .why why
Nxaaaaaaa mudhara uyoo anogumbura chaizvo
Kkkk God have mercy
Hanzi ndonamata ka 3 times Sekuru idzi Hadzisi serious
Ko vemachurch nema prophet vaye vonoti vane ma super powers vanenge varipi ndopavanodiwa to prove themselves .
bvunzawo ipapo kuti vripi ndipo pavanodiwa manje ipapa
Pamwe vanowana mishonga kusame n’anga saka if they prove themselves kufumura mhuri
Ummm sekuru ava vanotyisa vanoda kurohwa vakunyebera kuzungaira
God have mercy
There is more to this story especially where his wife left, cheziya chakanaka hama iyezvino zvakubata nevasina kuzvitsvaka,hapana anokohwa asina kurima
Sekuru Haaa zvakawoma vanoziva Mwari batsirai munhu uyu weduwe sekuru vakaromba vachifunga kuti vachapfuma but tofunga zvakaita nepamwe.Ummmm this is really sad ndapererwa hangu
Mudhara uyu anodakurobgwa I hope makavamamisa after the show nxaa
Vane coronavirus kkkk
Zvinhu zvawo Zvakutovapengesa awo
I don't believe in witchcraft but nhasi ndazviona kuti zviripo in really life
Ngavachekwe chinobobodza chacho
Uummm sekuru vane huroyi hwakanyanya,utsinye chaiwo vanhu vakadai ngavaendeswe kugehena chaiko