Dhafu naizaboom films Interview (muchiround episode 6 2021 part 1)
Vložit
- čas přidán 2. 05. 2021
- #dhafunaizaboom #naizaboomfilms #zimrealityeyetv #muchiroundeoisode6 #Zimcomedy #naizaboomlatest #dhafuzimcomedy #dhafuvsgonyeti #dhafucomedy #naizaboomcomedylatest
Dhafu naizaboom films Interview (muchiround episode 6 2021 part 1) - Zábava
Dhafu musamusaize boys uyu munhu anenge ari kumberi kwenyu....isa like kana wazviona
Ceth arina kumbokufita dhafu boe mnje I love so much macici dhafu
Yaaa wakaipa dhafu
Dhafu......love you sisi kkkk ndoseka hangu kkk everday
Weldone dhafu and wapindura zvakachenjera and ndakudira one thing une hana wakadzikama haune yepu yepu ramba wakadaro God bless you with your carrier dhafu
Welldone homie u answered the questions with wisdom!
czcams.com/video/Nui-toAAMsM/video.html
I like Dafu she is mature aramba makuhwa haataure vanhu vasipo
Seni ndafara ndoshare month... Plus Kuma 20 20 ikoko
Younger unendipasa manyemwe
Dhafu hndirwadziwe newe wagon kupndur
Kuchikoro wangausina kunyrara iwe. Kkkkk waitirovesa na daddy wavaudza kuti tanonoka kuuya taendamuzvi coner. Kkkkk lil sis
Kuzodzikama chihera wangu 😆😆
Hanzi sekuru indava muchiita kunge dofo imi, hoyoo kkkkk.
So cool Dhafu
Dhafu dhunduuuuuu ma one gogo kana musingazo rikita sekuru vedu tinotenda
Now waiting for part 2.....thank u dj sparks....
Zim reality munoda kufeya nyaya dzevanhu kkkk
Dhafu ndivo varikurira zveshuwa
Dj Spaxx can you visit Comic Pastor and Associates
Good answering
Zana moriziva here kk
juma juma... ko kubvunza munhu akazvarwa kupi.... akadzidza kupi... kumusha ndekupi.... you think fans don't want to know that... ndezvekungotsvaga spot light
Dhafu kuseri kwekuseri anogona hake
Im here for Kathy /dhafu 🙋🙋🙋🙋
Linda My bro ndibatsirewo kusvika 370 subscribes neku subscriber pangu may God bless you my guy
Kkkkkkkkkk dhafu
Dhafuuu wagonaaa dear
More love from Bocha Marange..unogona dhafu
Pheobe My bro ndibatsirewo kusvika 370 subscribes neku subscriber pangu may God bless you my guy
czcams.com/video/Nui-toAAMsM/video.html
Ma presenter ayo anowanza energy drink yoooh.
Hie Dj Sparks, good works
well done dhafu, waratidza kut urimwana waMwari and you cares a lot about others,
Aiwa ma journalists hamuna kunatsa kugona interview ba
Makore mangani adhafu😂😂ndavharwa apo😂😂
Makore evanhu anonetsa kubuda kwawo
ini sekuru saint vanondibhowa ini vanotereverera nyaya dzataurwa muma streets evamwe already apa tenge tatodzinzwa...
Unorema dhafu
Dhafu🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯💯💯💯
czcams.com/video/Nui-toAAMsM/video.html
dhafu zvatotanga kkkk sekuru hindava muchiita senge dofo
Kkkkkk hakuna makore akadero
Haaaaa dhafu sando dzako une hana yakadzikama wadadisa
Welldone my sister Keith. Pass my regards to Tawanda. Pliz vanhu stop comparing dhafu nezvinhu zvisina basa. gonyeti chachuru chakapinda nyoka
czcams.com/video/Nui-toAAMsM/video.html
True
Musatuka vamwe vanhu vasina kukutadzirai
Dhafu nyanyest
Ndiudzeiwo kuti instrumental riri ku background rinotanga pa advertiswa bhero rinonzi chii
Apa wadzikamavo apa kuita gud mnhu ramba wakadaro
can i get her age
Avo vane green vanotaurisa
Next time guys musaita noise nguva yekubvunza munhu nekut hazvizobudi musha ipai munhu mibvunzo momirira minduro majokes moita mapedza apa noise makaiwanza
I'm waiting
Haaaaa inini 18 October
How are you guys,can you Plz check the whereabouts of Dr Clarence of TV7 live
czcams.com/video/Nui-toAAMsM/video.html
Dhafu akumberi
Dzungu kuwandisawo apa panaDhafu, kana akapfeka mamvemve ake aya nezidhugu rake riya🤦
Ana dhafu makutokonewawo kupindura mibvunzo kunge ma politicians
Yes now.... Only noone is interested in politicians
Dhafu wakanyanyisa ✨
29 October 😊
À
Team,script your questions cz mukungoita mvenge mvenge
Uhmmmm makore adhafu ayo atina kumanzwa
taura hako
Akataura zvisinganzwisisike
Makanyanya
Kna ini 29 oct
Hoyoo cathy anogona uyo thanks sparks ne chi round 👊👊👊👊✊✊
czcams.com/video/Nui-toAAMsM/video.html
Dhafu tirivesame month my birthday is on e 23 of Oct
Wauuu my twin
Kutarisa kwadhafu
Anemakore Mangani handakunzwisisa
Dafu anoshare birthday nahubby wangu
czcams.com/video/Nui-toAAMsM/video.html
Guys makore ataurwa naDhafu mangani in English
hadi nemakore munhu uyu
Haaa makore😂🤣
12691years here Dhafu kkkk
Munhu ari private and secret. But number one
@@sthashumba1470 wazopedzeraaa
Bhotsotso
Woooww inin 30 October haaa zvakarongeka
hauna kuitira gonyeti makuhwa kana hutsinye
Ini andina kunzwa makore adhafu manganiko
bhafu chimama
Ane makore mangani dhafu kkkk handina kunzwa ini
Neniwo handakunzwa
Hi
Uncle t shirt yenyu iyo munoida
I uniform kkkkkkkkkk
Kkkkk
Kkkkkk zveshuwa
Vatengerewo imwe
Pana dhafu apo hokoyo
Tiripo pano pamudhiginyira, yaahman!
czcams.com/video/Nui-toAAMsM/video.html
Magona apo dhafu kati
Makore awataura andina kumabata kkkkk bt date rako rekuberekwa iwe 29 ini 30 oct
Ati anemakore Mangani
Theodola My bro ndibatsirewo kusvika 370 subscribes neku subscriber pangu may God bless you my guy
Hapana zvataurwa, 100 and something🤣
Munogona kungwavha ngwavha
hangai My bro ndibatsirewo kusvika 370 subscribes neku subscriber pangu may God bless you my guy
Mmmmm dhafu how can you say no one inspires you in current artists that's not very nice
Agona once she mentions one the rest will asks themselves why didn't mention me.
@@zulugal429 that would be stupid... 😂 😂 😂 Why would anyone say that??? It comes across arrogant. She is not yet at the level where her opinion is a benchmark. It's different from asking maiRwizi's opinion or say Tuku's opinion because they are Masters in their trade and their opinions matter.
Inga akataura wani kuti ana mai sorobhi
Cathy Cha.......? Please help, what did she say
Cathy chapungu
@@memorychikumo3295 thanx Memo
Dhafu muridzi wemunhu😂😂
Ameno