Mai Phinias is in hot soup as she loses her job over her secret admirers love letters and her husband finds out about them. #NRTV #Zimbabweantv #BeyondYourImagination
Ibhoshi. Length matters when it comes to payments bt content yacho havasati vava nayo. So kutongowandira ku previously ikoko. Ngatimbovapa nguva I belive they will come good
Previous and next is too long guys its like we are watching a repeated episode please listen to ours pleas so that we can tell others to subscribe your acting skills are very good
Nhaimi hamunzwewo here kuti tiri ku previous yenyu yakarebesa, after that moita names of characters zvakareba futi, then mozoti next episode futi, its too much and boring, you are chasing us away
Some inconsistencies here and there, school drama mistakes kumbokanganwa kuti Baba Phenias vakatoudzwa kudhara mombouta kunge madzoka kumashure. Otherwise, this is an excellent piece of work. Keep it up
Murikunyanyao kurebesa prvs imi zvakubowa manje kana muchiita 4 minutes zvinhu vvakatamba kare then 10 ye video mukumbozivao hr kuti tikushandisq data imi
I think u should really remove the next on and previous on and mostly tge 2 minutes song katarina hmm yave kumara and masubtitles haa kkkk chii chocho chakadaro kurasikiratu pachirungu😂
Less than 10 minutes episode?? Guys be serious for once
we complained kwenguva yakareba asi hapana change
Dai wambovanyorera tsamba yerudo
Including previous, next on ne casting 😂
Bhutusi is never serious 😅😅😅😅😅😅😅😅
Vanobhowa kani
Team, can you trim the 'previously' section and also extend the episodes a bit? Can you work on adjusting that balance? Thanks for your hard work!
Ibhoshi. Length matters when it comes to payments bt content yacho havasati vava nayo. So kutongowandira ku previously ikoko. Ngatimbovapa nguva I belive they will come good
Previously irikukurisa amana
too short to make sense
Previous and next is too long guys its like we are watching a repeated episode please listen to ours pleas so that we can tell others to subscribe your acting skills are very good
😂😂 Bhutisi nguva idiki iyi mdara kikiki much respect team ! !
The drama is being screened pa nrtv itori pamultichoice so its necessary kuti vaise previous asi dai zvaive zvepa youtube chete pasina need
Great acting skills..taking me back to my childhood.
Iwe bhutisi wakaudzwa nezvekurebesa twumaPrevious twako saka dzako inharo here kusaterera....ndikuone uchirebesa twumaPrevious twako itwotwu topedzerana....but ukugona kuActor hako
If ts going to b 10 minutes better u remove the recap time we can always watch the already uploaded episodes
Nhaimi hamunzwewo here kuti tiri ku previous yenyu yakarebesa, after that moita names of characters zvakareba futi, then mozoti next episode futi, its too much and boring, you are chasing us away
Yhooo good drama bt minutes 🙌
Ingobvisai previous and next on tigare tangonakirwa ka1 😂😂 asi mukuziva henyu kuti makagadzira huchi ndosaka mukutipa padiki, sadarooo ! !
Time time time guys. Check on magtom not kuona previous and next zvakubhowa. All comments are about time even you are doing gud
Pa time apa mmm kana zvarema regai henyu zvana previously izvo
Previous and next yakareba same same ne actual episode. Chidofo ichocho trying to monetize faster with little content
Actor rako
Argh guys mkugona asi its like everytime you are giving us 4 mins of the new episode 😢
Great work guys but zvema previous izvi regai henyu kuisa coz ma Episodes acho tinawo pano pa CZcams. Zvasiyana ne ZBCTV kaa kudhara paya pekuti waiti ukatoona zvenge zvatovharana taisawana access yema episodes acho.
Paya pamunoita semanonoka tenge tichitodzokorora zvatakaona zvacho so tikufambirana. Chingotipaiwo 15 min dzisina zvinovhiringidza. Tokumbirawo
Bhutisi was angina nazvo kuyard hakutambirwe kune macctv
Pa time apo pliz ishoma
This is too short😢😢😢
hmm too shart guys
Murikupedza tym pa previous uye pa Next on murikuwanza time fut after all ka episode kacho karikuzoita short😢
Pfee pa Boxing Day hedu, maspaka but too short nhai amana😢
Woooo talented Zimbos
Time guys wedzerai otherwise muri kugona basa
Too short
Haa tym dzacho kunge tumaclip
I'm watching 😊
Some inconsistencies here and there, school drama mistakes kumbokanganwa kuti Baba Phenias vakatoudzwa kudhara mombouta kunge madzoka kumashure. Otherwise, this is an excellent piece of work. Keep it up
You guys are the best
Baba Phineas varikugona futi pa voice apo keep the good standard gyz❤
Baba rwizi namai rwizi vakanyanya😅😅😅😅
Baba Phineas vanogona ku actor kupfuura baba Phineas original
We are following
😂 excellent, just short time
Kana wasvotwa actor rako, time iyoi yakanaka haasi ma dollar for 2 aya
😂😂haa mukusota
Kkkkkkk Phini varohwa naTshabangu kkkkk
Rohwa mdhara Vabatwa madhiri ako kkkkkkkk
Kkkkk kababa rwizi kanogona kuActor haiwa....Mai Phenious kanogona kucheme nekuActor yoooohh...pamamiswa munhu apo
Ridiculous!! Too short and wasting time going over the previous episode, taking us for fools!!!
havanzwe ava zvivanhu zvezanupf hazvinzwisise
Bhutis your episodes are too short baba try to be serious. Thanks for great acting skills
Previous yakarebesa team plz adjust
Baba Rwizi n team huchi 🔥
Baba Rwizi😂😂😂
There is too many minutes of previous episode.
And your next episode you give us almost half of the episode . Please gadzirisai ipapo
9 mins episode nxaaa
Bhutisi mupei sando dzake chinogona ichi
Good drama but ma minutes mashomanana stereki. Listen 2 the fans musati ma boycottwa nenyaya yekunyima
Hahahahahahaha Haaaaa Bhutisi chazvambaradzwa namai Phinias kkkkkk Haaaa apa waroverwa zvitadzo nezva Mukadota senior wacho futi kkkkkkkk
🤣😂🤣😂😂baba rwizi🔥
Baba Rwizi ndafara kuti mabatwa huipi hwenyu 😂😂😂
Previous what what and your intros are too long.musatipe previous yacho hatiide
Murikunyanyao kurebesa prvs imi zvakubowa manje kana muchiita 4 minutes zvinhu vvakatamba kare then 10 ye video mukumbozivao hr kuti tikushandisq data imi
😂😂😂😂 chaya munhu amai Phineas
Too short to call it an episode
😂😂😂😂Baba Rwizi
Tym ikuita pfupi
baba Rwizi mazobatwa😂😂😂😂😂
"Previously" kureba kudaro😅
Im the first here
😂😂😂😂😂😂 bhutisi ndibaba
Kkkk Yaa baba Rwizi
Kuma India hakuna maCamera here 😅
muroyi unenge unaye uchidya mese
I think u should really remove the next on and previous on and mostly tge 2 minutes song katarina hmm yave kumara and masubtitles haa kkkk chii chocho chakadaro kurasikiratu pachirungu😂
Mukadota inhesvamukono
patime be serious if you need more actors tiripo
😅😅😅😅
Nrtv tiitireiwo srs zvimaprev nemanxt ndezveiko muchipedza nguva nxt musaisa cz drama renyu it's 8 mins chte