Ba Rwizzi is thrown into the modern age as his son Rwizzi buys him a new phone. Now he is the internet troll we all complain about. #NRTV #Zimbabweantv #MukadotaReloaded #BeyondYourImagination
Very very talented man like Father but you overtake yre father's skills God bless look & l pray for yu ma sponsers vaite kuti zviende mberi zvisagumira ipapa unogona Admire unotifungisa mudhara even collaboration yako na Gringo Junior haaaa magetsi
I am not sure ne ma cellphones;what’s up just reload zva mukadota Old school skits :Amai mukadota was very submissive;standing with his husband at any trouble 🤷♂️
Yaaah is short vakangwara vano creater kanzara so asi dai vazogona kuabatanidza kubva Eps 1 up to 10 roita 1 drama vozobatanidzazve Eps11 up to 20 to make it 1 tabva kubasa paya tozorora tichiona mukadota for 1hr zvakadii
This man is very talented
His voice sounds just like ba Rwizi
True
Chinhu chakarongeka ichi mhani 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🔥🔥🔥 keep it up guys this is great
Baba Rwizi is right, munhu anonyora munhu akafa pa status, munhu akafa anoverenga status here
Baba Rwizi makaipa kumba mandifungisa Mukadota the original😅😅😅😅😅
This is gud!!!!
😂😂😂😂😂😂ba Rwizi ❤chaivo
We like before viewing ❤
Love zambiya for mai Rwizi and Dhuku....our good old days before cultural erosion ❤
Bhutisi chibaba..... Peak Zim Comedy 👐🏾
That chemistry patorwa pic apo felt so so real, amazing
😂😅😂🤣Bhutisi and team murikugona🔥
The intro song is one of the best song of mukadota from back in the day esh
Rwizi finally 😂
Baba Rwizi vanopedza masports, hanz smile yamai Phinias😂😂👊🏽👊🏽👊🏽👊🏽
Rwizi to the world 😅
Muri kugona team
unstoppable baba Rwizi 😂
Very very talented man like Father but you overtake yre father's skills God bless look & l pray for yu ma sponsers vaite kuti zviende mberi zvisagumira ipapa unogona Admire unotifungisa mudhara even collaboration yako na Gringo Junior haaaa magetsi
Haaaaa mai Phinias haaaa vanodiwa naBaba Rwizi 😂😂😂😂
Bhutisi yaaa surrend
Best show ever
But give the guy who writes SUBTITLES $1 000 000
Thank you for understanding
You have to smile Mai Rwizi ,murikuzhinya 😂😂😂😂😂😂😂
Nice to see Rwizzi finally on the show.
Mugona zvenyu zvimwe ndezvimwe
vanhu vachachiona nababa Rwizi nephone iyooo😂😂😂
😂😂😂😂kugonesa kwacho kwakanakisa
Chopedza ichi
.l like the guy who brought the fone ndiyani
Baba Rwizi vakuda pose seya mai phineas🤣🤣🤣
Mai Fini vari pama 1😂😂😂
😂😂😅
Tirikunakidzwa
That's baba rwizi for me insulting people on statuses 😂
I used to have the same sentiments as Baba Rwizi panyaya dzema WhatsApp Status idzi😂😂😂...I still do though 😅
Good combination
phone yanetsa
Kkkķkkk keep it up
Hanzi you are weak baba Rwizi ka 😂😂😂
as i stand for all marketers in the country...bhutisi ma1
Hilarious 🎉
Uriwangu unogona.
Munogonesa
😂mai phinie ma1
Haaa phone ichanetsa iyo kkkkkkkkkkkk
Kutonhodzwa kwa Chauruka pa WhatsApp 😂😂😂
Bonjisi wakagona keep it up
Excellent keep it up tirikuona mukadota
Rwizi wacho anotogona😂😂😂😂
Kutonhodzwa😂😂
This is hilarious 😂😂
Mai Rwizi is gorgeous 😍
It's good
Kkkkk the picture moment was smething else....😂😂😂😂 haaah mudhara mukunyatsotifungisa our good old days
😂😂😂 hanzi you were a beautiful soul munhu akafa anoverenga status here😂
Klkkķkkkkkkk
Face the bull by its horns
Vimba na Jesu chete 😂
Ivo vangori busy kubaya
Mai Fini 😂😂😂😂
Haaaa chakanyanya
Haaaa ndaiva ndanonokerwa veduwee...Have been watching 6 everyday
Wow
Baba rwizi
Rwizi wakonzeresa
haaaaa munhu 😂😂😂😂
🔥🔥🔥🔥
hahaa this is good acting ❤
vanhu vanoonererwa pama status feya kkkk
😂😂😂😂
Baba rwizi ❤
Kkk nhasi foni yaparira
Murikuzhinja for me
Mukadota is backin the streets 🎉🎉🎉🎉🎉
Sorry zvako Rwizi, baba vako havagoni kushandisa foni
Rwizzie you're very weak
I am not sure ne ma cellphones;what’s up just reload zva mukadota
Old school skits :Amai mukadota was very submissive;standing with his husband at any trouble 🤷♂️
You are very right,she would never raise her voice against baba rwizi,vaitotsiura vakazvirereka.
Shout out to Bhutisi but the episode is short
Yaaah is short vakangwara vano creater kanzara so asi dai vazogona kuabatanidza kubva Eps 1 up to 10 roita 1 drama vozobatanidzazve Eps11 up to 20 to make it 1 tabva kubasa paya tozorora tichiona mukadota for 1hr zvakadii
@@simbarashetaruvinga4387 very true...ipapo they should rectify
Face the bull by its horns
🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂