Part 4-Muchenje Family-Sei kuvaka makuva mega? imba kutengeswa 18k USD- Chief Bhushu's trad court

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 17. 06. 2024
  • Part 4-Muchenje Family-Sei kuvaka makuva mega? imba kutengeswa 18k USD- Chief Bhushu's trad court

Komentáře • 22

  • @manasschibanda
    @manasschibanda  Před 8 dny +1

    Thanks for watching-Remember to subscribe, like, comment and share, Get in touch with us @+263718 992 800 / +263 771 257 515

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Před 8 dny +2

    Ma shares emba aya akangoenda mumba mavo baba vakaita hudyire apo mwana wehanzvadzi ya the late.

  • @hellendhodho4651
    @hellendhodho4651 Před 7 dny +1

    Tembo varipaside pamambo vabvisei ipapo vakatostika zvavo😂😂😂😂kalaugh kamambo😀

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před 4 dny

    Mudhara uyo akatora mari yemba yatete akuripa mkadzi wake kuti akachengeta vafi tupoindifaifi yese😅haiwa mambo batai munhu.

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Před 7 dny

    Zirume ririkutyiwa iro rakaromba rinotyisa Satan

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Před 7 dny

    Saka mukadzi wako aichengeta varwere kuti mugoita mari here zibaba iri rakarema muroyi mukuru

  • @kinboychizema2512
    @kinboychizema2512 Před 8 dny

    Uyu mukuru anenge atori nedambudziko but it's obvious kwakafambwa akabatwa

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Před 8 dny

    Saka vasina mari havachachengetwe here kkk zvakaoma baba ava imbavha sure.2500 imari refu iyi.

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Před 8 dny

    Mudhara itsotsi kana mutorwa achengeta munhu asiri hama yake anobhadharwa nemombe.saka $2,500 inotenga mombe ngani mudhara itsotsi akadya mari nemukadzi wake.

  • @user-ls9mn7hl9n
    @user-ls9mn7hl9n Před 5 dny

    This has nothing to do nezvemba iyi piwai mumwe muono mambo remember mukomana we UK uyo akazotombotima sahwira wake kunotora motor yaive nemukoma zbamba ratove drama mukadzi wake deserve kupiwa that 2500 nevarwere vose vaaipepa mambo onai musanyanyterera 1 side

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před 4 dny

      Aifanirwa kupihwa mombe inotsika ndizvo zviripamutemo cz 2500 panokwana mombe ngani dzatowandisa each mombe ichiita $300-$350 plus last dare mambo vakati ngaapihwe mombe inotsika and ndicho chivanhu chedu

  • @Kelvin-tc4jz
    @Kelvin-tc4jz Před 8 dny +1

    This court is corrupt

    • @TheChekas
      @TheChekas Před 7 dny

      Akatengwa Bushu, and trying to impress mufanha wekuUK

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před 4 dny

      Hapana corruption apo vataura chivanhu chedu

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před 4 dny

      ​@@TheChekasnot at all but chivanhu chagara hazvichinje

    • @TheChekas
      @TheChekas Před 4 dny

      @@nomsanyika151 kumanikidzira chivanhu pasipo, ndezvehigh court izvi.

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Před 8 dny

    Ndipo paindinetsa kuti mzukuru akatengesa imba yatete sei he is not even the brother to the late aunt, after ave kupa murorwa anove mukadzi wake $2500 hakuna chivanhu chakadaro.

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 Před 8 dny +1

      Imbavha mudhara uyo mutorwa anoripwa nemombe.2,500 inotenga mombe dzakawandisa.kana mombe yakanzi $400 paidiwa 1600 not 2500

  • @TheChekas
    @TheChekas Před 7 dny

    Bushu ari kurasika apa, so frustrating

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před 4 dny

      Havasi kurasika ukanyatsoteerera unobatsirika

    • @TheChekas
      @TheChekas Před 4 dny

      @@nomsanyika151hapana kana chekudzidza apa, mambo haatongi nemakuhwa

  • @tinshemakem4140
    @tinshemakem4140 Před 8 dny

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂