Complicated issues-Musikana bonde nababa WITHDRAWAL METHOD, nyora kumagaro,Mubobobo, kunyengerana
Vložit
- čas přidán 25. 06. 2024
- Complicated issues-Musikana kuita bonde nababa wachishandisa WITHDRAWAL METHOD,Kuvatema nyora kumagaro,Mubobobo, kunyengera vakadzi,Haichamira
Thanks for watching-Remember to contacts us @ +263 718 992 800 / +263 771 257 515
Nyaya kupolice pliz
Please batsirawo the girl child. We dont want such fathers inthe society. I dont know how easy it is to make it a criminal case. Zvoda Jeri izvi
People should know that kana vanhu vakaziva kuti mwana ava sexually active others would want to try especially ava vatori step father worse. Poor girl, she is a victim of abuse
I am glad he was found guilty nganga yekunyepera iyi
Gokwe cmb, masakadza, galver, madzivazvido chireya ❤❤❤❤❤❤
Wasirira Mutimutema
Security manje magirazi yoweeeee 🤣🤣🤣🤣
Ko mupurisa ane magirazi?
Kkkkkkk ndapera strong
Security Magirazi Mu CIO kkk
@@ClemenceChadzinya Ko collar iyo
Officer of the law
I hope we are safe na security vane ma glass avo😂
Tirikuno ku America Madeline Soto akaurawa nastep father vairara naye.This man is evil.ngaasungwe
Mai nababa ngadzichene,vanaMayaya veGokwe
Nyaya iyi inoda Chief Nyamaropa
Namambo Mutasa
Ko baba ava havagone kudzikma here zvavari kuita kunge vari kunyararidza mwana kkk
Nhai nhai ndiwo mubobobo
Mubobobo
Kurara nemwana, chokwadi zvobhadhagwa nemombe, ko vadii kuita police case....aaaaah nooooo
Mambo musapedza nguva nezvisina basa so murume uyu nyoora hurombwa urwo it's clear airara mwana uyo plus Mai vake imhata chaiyo nxaaa ndozvavakarambirwa duzvi raMai
Mambo munhu ngaavharirwe
Vakadzi let's protect the girl child. Nyaya iyi yandibata
Kumupa masimba ekutonga ekutonga musha mwanasikana asitori wako umboo ukuru hwekuti mai rara nemwanasikana uyu
The whistle manje ndopanoti “GOKWE”
kkk panoti Gokwe pahombe
Zvakaoma hazvo 🙌 ndashaya mashoko mwana kuzonyatsotsanangura hake zvakatsetseka
Mwana wacho ratove banditi zvaanotaura ndezvemunhu ane nyaya dzakawanda.
Security my crush 😜I'm in love with his glasses 🥰😂
Haaa complicated for sure
Vabereki ava ngavaende kujeri mhani mambo wangu
Mai vavhunduka panzi jende kkkkkk
Step father took advantage of past background.
Nyaya haisi yekutamba nayo iyi mambo mai mababa Ngwenya vanoda Jeri ava
Ayewa mambo yemwana uyo siyai mwana uyo inhubu.
Mambo chief baba namai ava vanoda shamhu uye vanoda kuenda kuseri kwechuru cz vairotwa nagogo vachiita mubobobo vane mushonga chaiwo ende inhubu
Nyaya iyi inoda Nyamaropa
Chibanda media haaaaa ko unodii kuburitsa zvese especially panoitika maactions nekamudhara ako haa unombobhowa iwee
Uuuuuu hatina kwatiri kuenda senyika iri kurema
Baba ava itsotsi mwana akaziva sei nyora dzekumagaro
Ngwenya inyasire
Mambo makadhakwa imi useless Chief kungogadza madzimambo vasina sodzo you need to visit mamwe madzimambo muwane huchenjeri mukutonga
Kkkkk taura hako hapana chinozikanwa kutipedzera data mahara
Yaah complicated issues
❤ mambo ngabvunze mwana kuti akararwa aive nemakore mangani
Mataura gogo
kkkk mwana kutemera baba nyora kumagaro
Mujolo hauna zera shuwa aaah that age here nhy
Mambo mbuya iyo yavakunyepa pachokwadi ,eeeh vakanyengwa but zvana mubobobo avamanyepo
Ngwenya nemkadzibwake matsotsi naidzowo chembere idzi hadzinyari here kupinda mudare nenyaya dzakadai nezera ravo vese zvavo
Zvinenge zvitori normal, muzimbabwe girl child not safe… by now murume uyu dai vatomusunga. Mai Ava vakazungaira kusiya murume achirara mwana.. murume uyu atozvijairira and vanasikana in that area are not safe.. he took advantage of this girl.
Nyaya iri complicated iyi
MaSpecs eSecurity manje, kuita kunge FBI
Ngwenya akatofita kuva ane zabomha chairo
Bhadharisai namai vacho kuda mrume kupinda mwana very stupid yamai mrume imhombwe iyo mnhu kujeri
Mai ava vasati vabvunzwa zvakawanda vaakutoroverera mwana ah shame
Msikana kana kwaaka roorwa akunorambwa straight..Handigare nemunhu airarwa nababa vake akanyarara pese apa ozoda kusaidhira ana Tezvara vake
Hoo ndesaka vada kusungisa avo vanga vajaira kukwira mwana i jeri iro ngavaende ku jeri ahitongwe namambo mai vacho ndorombe mai avonodawo shamhu benzi nzou ahiremerwi nenyanga dzayo
Police straight away
Zvoda police pa Mwana.
Gokwe yakaoma ndabvuma hangu kkkkk
Ngwenya aida gogo
Kkkkk sure machemvere aya akapata nyaya dzakadai kungodziramba ka1 wonyarara.zvinonyadzisa kuti ndimi mazera ekuchengetedza vana asi muri kutofumuka.
Kunyadza muchenjeri kumutakudza mwana wake
Amai imi murimbwa mai benzi chairo mungade murume muchisiya mwana wenyu chete kwanai mhani akashungurudzwa muchiziva maakuda baba ava nekty in'anga here hamuna pfungwa
Baba vajaziita ava chero vachitaura vari kurohwa nehana 😂😂 tata yena fakarapo jeri
Ngwenya akudzokera kumashure
Iyi imba iyi yatofa Mai ava handioni murume uyu achizogarisana nemkadxi wake . Zvakare Mai ava nemwana hukama hwavo watoipa . Uyuwo musikana kumba kwake hameno murume wake kana achagara nemunhu waaonoziva kut tezvara vakarara naye . Apa paipa
Kababa kebhachi aka kamhondi pamwe nekakadzi katsvuku aka inhume dzasatan
Ngwenya itsotsi
Hun'anga ihoho hune huronbwa saka mairara nemwana ivo mai ndivo benzi chairo
Gokwe nekwaMutasa kuri kunakidza mazuvano😅😅😅😅
Mambo idzi inhubu siyai zvakadaro kkkkk
Pavagarisani nyaya idzi ma1 uuum
Chero varume varimujeri nenyaya dzekurara nemwana uyu vakawande seyi baba munekodzero dzekutevera kujeri any time
Plus mwana aiwe mudiki uyoooo
Nyaya
Mwana uyu is a victim. Ngavasungwe step father
Ha this man is evil. Without taking anything away from the chief matongero acho leaves a lot to be desired. Apa ndopanoda the wise chief, chief Mutasa. Being a layman I feel the judgement of 266 to pay nhubu iyi is not fair. Apa nhubu yababa inotoramba kudzika kuda kuomesera mumwe. Mai vacho kusupporter nhubu yemurume. Such people support the abuse of the girl child. I am not happy hangu with the way the issue was handled😮
Enough Security deh soo
Baba ava kana vakanzwa nyaya dzemwana dzakwababa vake vakazvipa mukana nemwana nemwana uyu
nyaya yachinja yava mudare nyakumhangara ndiye ava musungwa mnje
Nhai mambo Chireya mkutonga nyaya tendebvu ere kana kuti nyaya yekupfimbwa kwemkadzi wemunhu . Tsve nyaya yekunyengwa kwemukadzi wemunhu mava mune dze ndebvu kkkkk
Stepfather mwana makabata henyu and Mai nekuda imba nekuchengetwa mukanyarara henyu
Nyora dzekumagaro akadziona sei mwana? Zviripachena izvi
Chero aitambura achiitwa zvakaipa otora advantage yedambudziko rake onyenga mwana inhubu baba namai ava vakaromba chete
Anoshandisa mishonga uyu
Hunter became the hunted
He brought a pocket knife to a gunfight ikamupandukira nyaya yacho
Vana baba vana baba vana baba
Mambo Bushu MUTASA they don't toralate this cases so lightly manje aifanira kuyendeswa kuJeri vese naMai vacho avo
Mudhara Machende vari kunakirwa
Baba ve bhachi vanofanira kuenda ku Jeri.
Kunocircumsiser vana vevamwe kungaite kuti mwana azive nhengo yavo here
Saka child abuse/Rape yatovharwa ne mombe 2 here?
This case must be referred to the criminal courts,,, children rights groups muripi?
Ngainde kunamambo nyamaropa kana mutasa nyaya iyi mambo hamugoni kutonga
Ngwenya itsotsi anemubobobo uyu ukumutadzisa kunyatsogadzikika
Apa mwana wavanoti anogona chikoro Mai vacho voti pfungwa dzake hadzisi mushe iduzvi raMai iro
Munhu ane urinary catheter anogona kurara nemukadzi
Mbuya vaichemerera vainakirwa nekubobewa ku hope . Apa dzava nyaya mbiri vatopumha munhu huroi . Mubobobo kuroya ka uku . Mbuya ava nasekuri ava Havana hunhu vanonyepa chembere dxinonyepa idxi . Mambo Chireya chembere dzenyu mbiri idzo dxinonyepesa 😂😂
Mai Ngwenya vanorwara ava vese nemurume wavo
Hapana anofanira kuripa mumwe mibikirwa zvose izvi
Poor broadcasting by the camera man!
Pakudzikisirwa mombe baba avo havasi kukumbira he is demanding
Nhema dzemunhu an3 mach3nd3 asiri kurwadza
Baba ava ngavavharirwe mujeri please, apa varikungo zhinya zhinya it's very disturbing
VaNgwenya kujeri nemkadzi wavo
Hansa akabigwa chishanhu naNjavha
😂😂😂😂😂mdara wazvioarira nekuenda kwamambo kwawaita kkkkkk . Zvimwe tangai mafunga musati maita think b4 you act . Wazviisa danda muhuro wega
Mambo uzoitai hasa mune mapurisa arikuseka murume uyu ane black jacket arikuseka Aida kubva arohwa ipapa inhubu iyi
Mdara wazviona ere kut mwana asiri wako haagarwe naye . Kubva nhasi mdara usasagara nemwana uyu pamba pako kana akarambwa kwaari usamutambira pamba pako ngaende kumusha Kwa baba vake
Mai varikusupporter murume wavo ava
Mdara iwe ndambokudzigira nyamba urinhubu futi wairara nemwana uyu haaaa puuuu mdara
Ngwenya muri nhubu imi manga muchida Jeri makatora advantage yezvamaiudzwa na mai vemwana uyu pluz Mai avo itsotsi futi va kutya jeri
Mwana iwe ukaramba ugare ikoko