Mnangagwa Jnr Ditches Pokello On Christmas Day 👀💔, Oitamba Na First Wife, Zvashamisa Vazhinji
Vložit
- čas přidán 7. 09. 2024
- Mnangagwa Jnr Ditches Pokello On Christmas Day 👀💔, Oitamba Na First Wife, Zvashamisa Vazhinji , Madam Boss Vobatwa Batwa Mazanhu Namhofela , Roki With Family , Slick Pastor And Family , Passion Java Buys New Car
You can still dance decently and still be happy.
Dont try to prove a point by doing indecent things
Have you noticed if you post a decent pic no one likes but post indecent pic people like it 😂😂😂😂😂 this world i give up 😮
Passion Java arikuita kunge kaSmurf kakapfeka father Christmas gear😂😂😂
Veduwe….Pokello is married musiyei veduwe mwana wevanhu asina noise nemunhu. Love and light to you all.
Madam boss vanoiteiko munhu mukuru
😂😂😂😂😂 kufarira hubby
Akafumuka
Handina hangu godoo but ummm , pane kakumanikidzwa soo kandikuona
Ko kutamba zvakadzikama hakuzi kufara here? Zvimwe zvacho veduwee zvakaoma kurasa hunhu chaiko🤷♀️🤷♀️
Madamboss vane nyere , haaa ngoni anoropafadzwa zvake apa mazunziro avanoita
Hanzi danga 😂😂😂😂😂 please ka dzave mombe, huku or hwai here?🤔🤫
hanzi BERE renNYIKA 🤣🤣🤣🤣🤣ayas kudenha uku
Asi kana musinganhafani mkatamba zviri decent hakusi kufara hre
We are doomed. Hapafe papinda futi umwe asiri wemhuri iyi ya Mnangagwa akomana anhu akabara aya
Thats not ED Jnr iwe. Ukawana nguva do a proper research. Stop it iwe .
Kkkkkkkkk bere renyika😂😂😂
Pamuromo ndopaziya ini😂😂😂😂😂😂😂😂
Tambai mushe uko mukaka unokora uyo dzabu akafa ne nzara🤣🤣🤣🤣 enjoy Madam boss
😄😄😄😄😄😄
Bere here amana
Ko Roki akatanga kuita zvechikadzi kadzi riinhizve nhai??
Anzi danga revana zvakaoma,chero mukamuti bere renyika she is living large
Saka Pokello i side chick pa mpfana
Second wife different from side chick. Married to him
First of all Pokello haasi hure and thats not ED Junior
Wrong content - that is not Pokello's hubby- she is very happy with her marriage to ED junior! Get your facts right please.
Hehehehehe zvekuzotaura zvekumba kwevanhu ngatimirei
Ivo mbuya mamoyonava tongomveya vachirega mwanaachisiya mumhuriyake ne hwaga re zim kwanai mai ed
Haaaa washaya nyaya pafeya
Mbavha dzatinetsa moshaiwao nezvamokorekotedza imi
Mnangagwa kufanana na Holy Ten kkkk
I think Holy Ten mwana wa ED I always think about it.
This is not Emmerson Junior, Its Collins the twin guy with Sean, so whats your story
Uchamamiswa hako one day nevakomana uchitaura zvisina basa
dzimwe news munenge mamboita research here🤷🏽♂️
I doubt very much
Kapose ka Roki kekuti honai ari kukura . Tatelicious in making
Ko mukango ona nekuliker monyarara nhai ma Zimbabweans 😂
😂😂😂😂
Iii nhy