UNDIKWANIRE:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 34

SdĂ­let
VloĆŸit
  • čas pƙidĂĄn 26. 04. 2024
  • Welcome To The Closure DNA Show
    The Platform Of Realities!!!
    Season 12 Episode 34 ZAKA
    Paternity DNA Testing
    đŸ“ČThe DNA Man đŸ“Č +263719428436
    Instagram: / theclosurednash
    ...
    Facebook: / theclosuredn
    ...
    TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
    ...
    ---------
    Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our CZcams Channel: czcams.com/channels/n2d-FKT.html...

Komentáƙe • 2,5K

  • @nomsasitsha7779
    @nomsasitsha7779 Pƙed 19 dny +285

    Pamusoroyi Mambo Nhema...kana mhuri yedu ye Bota yakutsikayi tokumbira phone yoendeswa pa silent😂

  • @tafadzwakajayi4116
    @tafadzwakajayi4116 Pƙed 19 dny +206

    Panashe haana respect uyu.... the way she is talking to mai vemkomana hazviko izvo

    • @adolfmunemo7195
      @adolfmunemo7195 Pƙed 19 dny +7

      You all saying that on this platform are doing the exact thing to your inlaws in the absence of cameras.

    • @user-ge7wd5kq8k
      @user-ge7wd5kq8k Pƙed 19 dny +7

      Yaa sure kupindura kwachoo havagarisane amai vemusikana vachoo havatogoni kutsiura mwanasikawavoo ivoo vacho havanowo mukanwa

    • @we_talk_
      @we_talk_ Pƙed 19 dny +6

      @@adolfmunemo7195i think parikutaurwa panashe since ariye arikuonekwa hunhu hake😂😂😂😂😂😂

    • @judithmbizi
      @judithmbizi Pƙed 19 dny

      True

    • @sithole73
      @sithole73 Pƙed 18 dny +8

      Mai vemusikana vane utsinye zvose nemwana wavo

  • @innocentmaponga5107
    @innocentmaponga5107 Pƙed 19 dny +49

    Tino akuda help from the foundation he has a bright future and is responsible

  • @JaneMabwe-my4ys
    @JaneMabwe-my4ys Pƙed 19 dny +53

    Musikana uyu ngaazokumbire vamwene vake ruregerero mashoko ayo aakavapindura haana kana respect hazvina kunaka zvachose uyezve akumbirewo mai vake ruregerero nekuvapinza busy ,, iye mukomanawo kana paine zvaakatuka vabereki vemisikanawo ngaakumbire ruregererero uyezve okumbirawo mai vake ruregerero nekutukwa kwavakaitwa nemusikana wake waakatsvaga

    • @user-fv6no4zp2u
      @user-fv6no4zp2u Pƙed 17 dny +2

      vamwene ngavasazopindira nyaya dzevana plus panashe akarwadziwa

    • @user-fv6no4zp2u
      @user-fv6no4zp2u Pƙed 17 dny +2

      hapana ruregerero rwunodiwa

    • @nyashaphiri286
      @nyashaphiri286 Pƙed 17 dny +3

      Mai nemwana Havana hunhu

    • @nixonzvidza9942
      @nixonzvidza9942 Pƙed 10 dny

      Mhuri yemusikana haina hunhu. Mai nemwanaskana vese majeti

    • @claramukwekwe
      @claramukwekwe Pƙed 4 dny

      Ichokwadi the way she speak to her mom in law is so disrespectful... Inspite of everything mwana aifanira kungoisawo respect achitaura namai vakuru

  • @constancemabhonga1339
    @constancemabhonga1339 Pƙed 19 dny +217

    Lets like the video who agrees with me kuti mashowz ekumaruzevha moto đŸ˜‚â€

  • @princessforprince6126
    @princessforprince6126 Pƙed 19 dny +159

    Hanzi ndongoitawo wechitatu😂😂😂 Tino has a likable character. He has a good sense of humour😂.

    • @tariromunetsi2537
      @tariromunetsi2537 Pƙed 19 dny +5

      hanzi unonohura ndirimo mumbađŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł

    • @princessforprince6126
      @princessforprince6126 Pƙed 18 dny

      😂😂😂😂😂😂😂​@@tariromunetsi2537

    • @CharityChendambuya
      @CharityChendambuya Pƙed 18 dny +3

      Aa tsotsi iri

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 Pƙed 18 dny

      He is stupid and pompous for nothing.Being full of vanity will be his undoing!!!

    • @godygostin1885
      @godygostin1885 Pƙed 18 dny +1

      Tino itsotsi chairo character yemusikana ummmm haina kundiitira mushe pamberi pamambo arikuda kumborairwa chaizvo

  • @muchanetakaroroportia3398
    @muchanetakaroroportia3398 Pƙed 18 dny +16

    I love Mai Tino. The way he received his grandchild melted my heart ❀

  • @livingstonechisanya8922
    @livingstonechisanya8922 Pƙed 18 dny +29

    Type yaPanashe ndeyekutiza chaiko. Run TinođŸƒâ€â™‚ïžđŸƒâ€â™‚ïž

    • @keenmaposa7304
      @keenmaposa7304 Pƙed 18 dny

      Asatize mwana wake ,mwana haana mhosva uyo and mwana chipo chinobva kuna Mwari Tino chengeta mwana wako nerudo

    • @chiukiramunyaradzi1884
      @chiukiramunyaradzi1884 Pƙed 15 dny

      đŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł

  • @patiencemubhau8915
    @patiencemubhau8915 Pƙed 19 dny +225

    If dzungu was a person,mwana uyu chero respect haana, how can she talk to elders like that,what a shame😼

    • @mitchellevimbaigwenzi4859
      @mitchellevimbaigwenzi4859 Pƙed 19 dny

      Huh rega Mugabe avhunza kuti chikoro chacho maichi gona here

    • @user-qi9re2tf3f
      @user-qi9re2tf3f Pƙed 19 dny +4

      Ndosaka achinzi ihure haana kana hunhu. Mukomana ane hunhu

    • @GladysRumbidzo
      @GladysRumbidzo Pƙed 19 dny +7

      Mwana wese akaziva murume ibasa kani

    • @Gogoaggie2018
      @Gogoaggie2018 Pƙed 19 dny +4

      Shuwa. Kakapangama. Hakuna angada kamuroora kakadaro. Hakana hunhu saka kukasika kufugura marokwe..kabenzi.

    • @nesu_inspired
      @nesu_inspired Pƙed 19 dny +17

      Is it bad that I was wising for a 0% paternity result. This girl needs to grow up

  • @yeukainyanjera5525
    @yeukainyanjera5525 Pƙed 19 dny +150

    Kuchenama kwaPanashe kwandisiya ndakashama🙌🙌

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba Pƙed 18 dny +13

    Pliz bring back download button Mr DNA ❀

  • @trishkaz2277
    @trishkaz2277 Pƙed 18 dny +25

    Chengetai henyu mwana mai Tino you’re the best mother that child can ever have. Akakurira kwamai vake munenge mamutadzira mwana, toxicity yacho is too much

  • @Cecilia-ge6vu
    @Cecilia-ge6vu Pƙed 19 dny +88

    I've never rooted against another woman as much as I did apa....musikana haana hunhu uyu hey!

    • @DivyBakes9874
      @DivyBakes9874 Pƙed 17 dny +5

      Anahwo musatamba nekurambwa nemimba im haiwa regai apedze shungu dzake ayewa apo munu achiramba zvaanoziva futi nxaaaaa

    • @choccoslimdaddy2946
      @choccoslimdaddy2946 Pƙed 16 dny

      Agreed kane dzungu. Whats the need yekuti dzosa mari yehembe dzemuHospital when the child is yours too

    • @ShunguMachingura
      @ShunguMachingura Pƙed 16 dny

      Kutoda mai vake zvake, vakaita wekusvipira mat mkanwa

    • @wendytarusenga8694
      @wendytarusenga8694 Pƙed 15 dny

      Muregererewo achiri mwana mudiki

    • @patiencemaunga3679
      @patiencemaunga3679 Pƙed 13 dny

      Panashe unotaurisa zvako chero ukadzoka kuchikoro hapana chinombobuda nekungwarisa ikoko

  • @RoseyMabhuka-gy8uh
    @RoseyMabhuka-gy8uh Pƙed 19 dny +172

    Musikana arikunomitiswa futi coz of dzungu rakawanda haanakutsitswa hana💔

  • @shawnsurumadi3932
    @shawnsurumadi3932 Pƙed 18 dny +9

    wise man mukadzi haarambwe padare unoripiswa he dealt with that issue wisely ..

  • @janemanhize594
    @janemanhize594 Pƙed 18 dny +24

    Fell in love with Tino’s character and sense of humor zvaPanashe wo haaaa zvandipedzawo power haaa đŸ™ŒđŸ»
    Respect chaiyo hapana uuumm

  • @ratidzomudzengi9099
    @ratidzomudzengi9099 Pƙed 19 dny +135

    What a disrespectful young woman!!!She did say she was a willing participant and now she is acting like a victim. Zero accountability and very rude, and the mum to sit there and watch her daughter disrespect a potential grandmother to her child is very shameful and shortsighted. Hapana kwaanoenda with that attitude.

    • @lucksonmangana-ho1oc
      @lucksonmangana-ho1oc Pƙed 18 dny

      ❀❀❀

    • @chiedzaevelynmushure1141
      @chiedzaevelynmushure1141 Pƙed 18 dny

      Mmmm sis Ava maone

    • @midysevera4553
      @midysevera4553 Pƙed 18 dny

      Mongoramba muine murume wenyu iyeyu in Tinashe's voice

    • @Mbegabulawe
      @Mbegabulawe Pƙed 17 dny +2

      fact remains, yaatomvana! If she fails to come back to her senses and apologize, she wont get married to any sane man. Tino dangled the carrot, unfortunately, she refused. Advantage to Tino

    • @munashedhangu2189
      @munashedhangu2189 Pƙed 17 dny +3

      Atori booo mwana uyu musataura izvozvo coz its not easy unenge uchitambudza both side from your side n there side so dont blame

  • @petronelladube7859
    @petronelladube7859 Pƙed 19 dny +108

    Ndiyani angade😱mhara paratsetse iyoyi.Mai vemusikna dzidzisai mwana hunhu

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 Pƙed 18 dny +1

    .....Ini hangu happy with show iyi and ma results aya,ma sides ose apa not very violent so understanding,well presented,musikana ne mukomana their conclusions/rapping up very gooooooooooood ,teachers so good.....last but not least it's one of the best ...God bless everyone here even ISU viewers...Good luck to couple.

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Pƙed 18 dny +6

    In my view, vabereki vaPanashe naiye wacho havanzwisisi. Vana kana vatadza vose vatadza. So, both families must work together, kwete kutoda kuita sekuti wako akapiwa nhumbu ari right. After all, mwasikana asingagoni kuvhara makumbo is the bigger prbm than the boys dzaari kuvhurira - not the other way.

  • @godfreymarumbwa2715
    @godfreymarumbwa2715 Pƙed 19 dny +78

    Fambirai nyaya ĂœaHannah pliz mkoma vaye vaende kuchikurubi gore rino risati rapera

  • @mrman_2001
    @mrman_2001 Pƙed 20 dny +241

    Who else is here with Me. Put a LIKE to this comment if you believe that Bota Family and The Crew are giving people peace of mind.

    • @GladysRumbidzo
      @GladysRumbidzo Pƙed 19 dny +5

      Like on your comment kudiiko nhaiwe ma likes ngaaiswe pa channel apo

    • @NtombizodwaZhou
      @NtombizodwaZhou Pƙed 19 dny +1

      Vabereki kana tinevana ngatidxidzisei vana vedu munozonyara mangwana amitiswa fut

    • @NtombizodwaZhou
      @NtombizodwaZhou Pƙed 19 dny +3

      Unoindepi ko iwe usina hunhu

    • @Faith-vc4vc
      @Faith-vc4vc Pƙed 19 dny +2

      Ndiwe global DNA here unoda kuisirwa malikes paevery show utikwanire..vanokuisira malikes vacho havana kukwanawo futi 🙄

    • @jeffreykapfudzaruwa152
      @jeffreykapfudzaruwa152 Pƙed 19 dny

      ​@@GladysRumbidzondozvidzinongita pese dzi Mr Man dzinotosvota check ma episode ese ndo comment yake iyoyo nxaaa

  • @TanetaNdlovu
    @TanetaNdlovu Pƙed 14 dny +1

    Ihhh kana tozogara Aramai rovedzerai vana venyu pakutaura apa ndashaya zvekuita paati mai vake ndivo vairasa mabag angu sense ndivo vandakavata navo nepawati musanditendeka zvokwadi Dai uri muroora wangu Mwari vanenge vandirasa handifi ndakatarisira kuudzwa izvi nemukadzi wemwana or hure remwana wangu Panashe Panashe Panashe ukawana time uzvibate Hana yako uti ndiri mharapatsetsetse yemukadzi,Tina God bless you

  • @irenemurapa360
    @irenemurapa360 Pƙed 17 dny

    ❀❀ Amen same sentimebts here. Achagumha aamai muponesi pataundiship. Kuchikoro kupiko. Waakutonotanga kutsvaga umwe mwana futi manje manje so.

  • @vuyolwethubillie3207
    @vuyolwethubillie3207 Pƙed 19 dny +52

    Tino haaskuda mkadzi but thats a good way to respond kuna chief uko

    • @user-yr5su6ul3k
      @user-yr5su6ul3k Pƙed 19 dny +6

      Haasikuda kuripa mukomana kkk kunyepera kuda musikana

  • @user-tq6bu2zg6h
    @user-tq6bu2zg6h Pƙed 19 dny +92

    Panashe's character is out of the world

    • @BarbraMadya
      @BarbraMadya Pƙed 19 dny +4

      Yaaa haana kurairwa

    • @randylltarlly7021
      @randylltarlly7021 Pƙed 19 dny +5

      but she will regret abandoning her child,

    • @we_talk_
      @we_talk_ Pƙed 19 dny +4

      uuuuhm i surrender it’s like akazvitora kumba kwavo

    • @user-xg3rc2df7e
      @user-xg3rc2df7e Pƙed 18 dny +15

      Uyo mwana sikana chero pasina anga chengeta mwana ini hangu kumba kwangu andingambodi tsvina yakadai Tino siya benzi iro, ko ivo mai vemsikana kutadza kutsiura mwana achitaura marara akadero

    • @ndirimunana
      @ndirimunana Pƙed 18 dny +7

      Mmmh ibasa but seems problem ndekwaanobva chero mai vacho mmmh Square Havana muromo

  • @takkiemalumekasyadlamini2291

    Mwana ane Dzungu uyu haaa Chii Chinenge ngozi,well Humbled Tino family

  • @isaacmulonya6934
    @isaacmulonya6934 Pƙed 18 dny +19

    ''issue yangoitika Panashe ndeyekuti mwana ndewangu asi kuhura waihura'' ~ TINO

  • @user-pb1wn2rx9b
    @user-pb1wn2rx9b Pƙed 19 dny +57

    Hana yangu yarova paati musanditendeka zvitsva kwandiri handisati ndazviona

    • @LovenessMugadza-vq1fl
      @LovenessMugadza-vq1fl Pƙed 18 dny +8

      Akatodza Mai vake chaita kuti varambe vanyerere achidaro kumunhu mukuru chii, kakapanda chirimo

    • @fradreckmujuru7375
      @fradreckmujuru7375 Pƙed 15 dny

      Ummmmmm hanzi andisi mwana wamai vako

    • @user-tr7fk6df5f
      @user-tr7fk6df5f Pƙed 14 dny +1

      Yanguwo yarova kuzwa mucheche achiti musanditendeka uuuuu

    • @kudzanaipedzisa4170
      @kudzanaipedzisa4170 Pƙed 14 dny

      @@user-tr7fk6df5fko kuti vanoita sekuti ndakarara navo.

  • @SlaapG
    @SlaapG Pƙed 19 dny +52

    Amai vemusikana vanenhamo and huye mwanasikana haana hunhu and so disrespectful. Kana kumutsiura nzira yaano taura nayo. Vanetenge same, same. Mai Tino is calm and factual and supportive. Mai Panashe, mhmmm, panodiwa kukura, kutiwa nekuteramira.

  • @sarusoko9785
    @sarusoko9785 Pƙed 19 dny +7

    Tino une tsika wakarerwa zvakanaka ❀❀

  • @stephennyemba3712
    @stephennyemba3712 Pƙed dnem

    I respect this lady, that’s for the man looking after the child regardless if the rumours that way flying around and he had a reason to get the truth which he now has. God bless the couple.

  • @BeautyChengeta-ge4rt
    @BeautyChengeta-ge4rt Pƙed 19 dny +24

    Panashe gadzirisa mkanwa mako makaora haute iwe ini kwangu haungambokuuye chero zvodii unosemesa iwe na mai vako avana hunhu kufana mai sekurima . Thank you Tinashe.

    • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
      @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn Pƙed 18 dny

      Taura hako haakumba hafanire kutombouya anoenda kwavo haana mukanwa. Andibhowa muskana uyo

    • @nomatternyonga2247
      @nomatternyonga2247 Pƙed 18 dny +1

      Chokwadi kana kutsuura mwana zvakayipa achapedza nyika

    • @PaulineChirembwe
      @PaulineChirembwe Pƙed 18 dny +3

      Kkkk ko kuzoti Kuna amwene usanditendeka handisi mwana wamai vako yooo l have surrendered izvi ndozvinida kurohwa muromo nekuseri kweruoko zviri strong strong

    • @munesimbamoyo1222
      @munesimbamoyo1222 Pƙed 16 dny

      hiya musikana uyu akaresvwa na Mai vke

    • @dorcaschijukwa8717
      @dorcaschijukwa8717 Pƙed 2 dny

      Dai ndanga ndiripo ini hangu ndakamira satete hanzvanzi yaTino uyu ndaimbomurova uyu kuudza mai vangu kuti usanditendeka haaaa ndairipa shuwa kwavashe ndakarova aka

  • @MunyaradziMugadzaweta-ob5dz
    @MunyaradziMugadzaweta-ob5dz Pƙed 19 dny +114

    TINO NGAASIYANE NEMHEPO IYO NYAMAVHUVHU , HE HAS A SENSE OF HUMOUR AND HE DESERVES SOMETHING BETTER

    • @artwellchibere5740
      @artwellchibere5740 Pƙed 19 dny +5

      Vana avo vese vakatodhakwa. Havazive zvekutaura vese zvavo. Kungoti musikana ari mberi kwemfana pakuchenama

    • @Ashley-up6xy
      @Ashley-up6xy Pƙed 19 dny +2

      Kana dai ari mwana hunhu hapana hazvitwi n mwana akapangwa kk

    • @chibandamark2
      @chibandamark2 Pƙed 19 dny +1

      Denga rinopindika here kana zvakadai so ako kaJetii chaiko

    • @tembotembo8694
      @tembotembo8694 Pƙed 19 dny +2

      Ane problem naiye mufana uyu arikutoda kamupengo ikako

    • @beatricekupfuma5172
      @beatricekupfuma5172 Pƙed 19 dny +2

      Mahumbwe chaiwo 😂 mukomanawo anga achiti hure pedzezvo oti ndoda kuenda namai nemwana zvese ....apa kakadzi kuchenjeresa

  • @user-jz8vh3bt9g
    @user-jz8vh3bt9g Pƙed 18 dny +22

    Imi mese munoti Panashe akachenama hakuna chinorwadza sekurambwa nemunhu achiziva hake kuti mwana ndowake .achiziva kuti ndiye akarara newe .hasha dzinokutaurisa zvisakarurama muhupenyu..Mukuita hasha always know kuti there is tomoro.Anywhere muhupenyu munekuregererana wani .Panashe should apologise kuna mai Tino.Tino arikutya responsibility asi mwana anotoziva kuti ndowake.saka kuzoti ndoda mai nemwana. We are glad kuti akazonyora form 4 thanks to the head and the teachers 👏🙏 Izvo zvekuramwa mwana hazviite amai Panashe ,torai muzukuru asi vekwa baba vochibatsirawo kumuchengeta ,hazvina kutanga nemi izvi chengetai muzukuru.

    • @mildredmotsi8980
      @mildredmotsi8980 Pƙed 18 dny +3

      haaa hakuna hasha dzekusvika pakutuka munhu mukuru kunge ukutaura neboyfriend yako haibooo 
akazogara navo tozoti ana amwene vane hutsinye sure uchidai ummm

    • @lizypella6683
      @lizypella6683 Pƙed 17 dny +3

      True ipapo Tino inyadzi kabenzi kemukomana . Inzwai zvaanotaura pavanhu Panashe ishungu
      Haana pamuromo but Tino anotsvinya
      Pamberi nekudzokera kuchikoro Panashe

    • @dotkomtv
      @dotkomtv Pƙed 17 dny +2

      How can a man really know kuti nhumbu ndeyake kana pasina paternity test. How do u know kuti pawarara Naye haana mumwe waabva kurara naye kana kuti haasikuzorara nemumwe? Matofo akawanda zvedi.
      How many cases dzatakaona mukadzi chaiye anotakura nhumbu achiti handisikutonyatsoziwa muridzi wayo coz ndaidanana nevanhu wakawanda panguva imwe chete.
      Haaa munyori apa waratidza udofo

    • @itaijoro7580
      @itaijoro7580 Pƙed 16 dny +3

      Kushaya hunhu kushaya hunhu no excuses

    • @ruedee4798
      @ruedee4798 Pƙed 16 dny

      Asiwo kuzoti musanditendeka handisi mwana wamai venyu

  • @markmax3112
    @markmax3112 Pƙed 19 dny +22

    Mukomana is best actor he knows how to deal nevanhu vane dzungu.

    • @lovenessphiri5285
      @lovenessphiri5285 Pƙed 19 dny

      Hanzi ini ndoita wetatu 😂😂😂😂

  • @FihlieMpelah
    @FihlieMpelah Pƙed 19 dny +50

    Mhayi mkasagarapasi neNjerukasi yenyu inopedza Nyika hunhu Havana mai ava chero respect haivooo😼

    • @zdfmidmzezewa5730
      @zdfmidmzezewa5730 Pƙed 19 dny

      😅😅😅😅😅finish

    • @mazvitamazvita1333
      @mazvitamazvita1333 Pƙed 19 dny

      She took from the mother Even That cul Tino took from the mother

    • @BarbraMadya
      @BarbraMadya Pƙed 19 dny

      Like mother like daughter... Mushe wese wekwamhike hauna kuwana nababa vacho vanonzi vakanorova mai vemukomana

    • @BarbraMadya
      @BarbraMadya Pƙed 19 dny

      Musha

    • @marvelouszinyoro8039
      @marvelouszinyoro8039 Pƙed 18 dny +1

      Zvakafanans Mai nemwana wavo avo mumuromo panze Mai ava vachazvidemba zvavo uyu musikana uyu acharamba achiuya nevana pamba achingozvara Mai vacho vachingopesedzera zvisina basa Mai vemusukana vatori dambudziko

  • @chinamoprosper1328
    @chinamoprosper1328 Pƙed 17 dny

    So much exiting DNA hearing. Want many more like this one.

  • @user-lr5jp8gf3e
    @user-lr5jp8gf3e Pƙed 18 dny

    After watching episode Iyi Ndabva ndafunga song mai vadhikondo
    Hop dikondo mwana wemusango
    Quite interesting

  • @SarahMugabe-rt6lu
    @SarahMugabe-rt6lu Pƙed 19 dny +44

    Thank you my sister mama Tino the way you hold your grand child much love

    • @irenemurapa360
      @irenemurapa360 Pƙed 17 dny

      I agree, i was also touched by this. Vaona Tino anga achitadza kumubata i think kusatoziva zvikanzi muunze kuno. What a trooper

    • @angelagaraipasi701
      @angelagaraipasi701 Pƙed 17 dny

      Even Tino Tino paati mwana haasari hameno kana gogo vachida ivo vati aiwa muzukuru ndotora

  • @joicegaredondo9385
    @joicegaredondo9385 Pƙed 19 dny +96

    Mai vemwanasikana nemwana wacho havana hunhu

    • @OttilliaDhaimani
      @OttilliaDhaimani Pƙed 19 dny +11

      Kana usati waitisirwa mwana nhumbu munhu oiramba haungazvinzwisise plus mai vemukomana ngavasarambira vana dzinhumbu ndoopanotangira nyaya

    • @HappyNcube-fj9cq
      @HappyNcube-fj9cq Pƙed 19 dny +3

      Vaitadza nei kuramba nepamuromo ipapo

    • @user-bz2ib7eq5e
      @user-bz2ib7eq5e Pƙed 19 dny +11

      Aiwa, let's not support zvisina basa, ngavatsiure mwana. Ngaazive zvekutaura pavanhu vakuru. Takakura tichinzi usadaire vanhu vakuru ,it seems that was never a lesson she got. Anoda kuchecheudzwa muromo uyu ahh

    • @SharonTayana
      @SharonTayana Pƙed 19 dny +6

      @@user-bz2ib7eq5e Kane dzungu risingaite anoda kurohwa n Mai was supposed dzora mwana Wavo chero akazoroorwa achaita return soldier.

    • @pessysachakaza9479
      @pessysachakaza9479 Pƙed 19 dny +1

      No ndrikuona sekuti mai vemukomana vairambira mwana wavo uye vakatukirira muroora uyu zvkanyanya zvasvika pakuti muroora uyu ati Havana basa

  • @miltonndanga3771
    @miltonndanga3771 Pƙed 18 dny +1

    Aaa ndodiiko ini nevanhu vekumusha kwangu .Panashe ita semunhu anobva kuZaka iwe đŸŽ‰đŸŽ‰đŸŽ‰đŸŽ‰â€

  • @tanyaradzwamanoro832
    @tanyaradzwamanoro832 Pƙed 17 dny

    Thank you so much the Global DNA Man Tinashe Mugabe. We appreciate the good work What l have discovered is that us the young generation we are much focusing on the bota thing, relationships n so on forgetting the consequences. Always know that you reap what u sow. Bota torida asi mwana avepo hatichamude kuda zvinhu tiri vana why allowing innocent children to suffer bcz of us. Isu vechidiki vabereki vemangwana to avoid drama obey yr Parents ngatiite zvechikoro, upgrade yrselves, aim higher to have a good life. Also, to be role models.

  • @dennisoffice4769
    @dennisoffice4769 Pƙed 19 dny +70

    Tino's way of thinking is very mature & advanced very cool đŸ—Łïž

    • @fmk7941
      @fmk7941 Pƙed 19 dny +5

      The same Tino who’s saying “icho here icho?” Meaning his own child! Pathetic.

    • @memorymurema1841
      @memorymurema1841 Pƙed 18 dny +4

      Kumasvingo kuti icho or kuti chimwana hakusi kutuka hako I worked in zaka for 3 yrs zvaitombondinetsa pekutanga ndiwo mutauriro weko.

    • @t.kmartin1026
      @t.kmartin1026 Pƙed 18 dny

      He is a fool. Needs whipping. Anongonyepedzera kungwara pasina. He wants to be mature now because it is the only way left to escape the situation. How can you make a child with a woman and then call her a prosti? He is daft, and this is coming from a man.

  • @mandlenkosigumbo3183
    @mandlenkosigumbo3183 Pƙed 19 dny +21

    Muroora asina respect
    Apa siya hako mhepo iyi

    • @tryphinemurungweni1810
      @tryphinemurungweni1810 Pƙed 17 dny

      Mwana ukamusiya uchionererwa uchiti urikukaurisa amwene or baba vemwana unozochema mangwana mwana iyeye wakumuda asisakude or wakumunyimwa ungaramwe kacheche ikaka wadii kumira ati kurei wozoenda kuchikoro ipo pawaiita mimba yacho waidii kufunga kutanga waita zvechikoro

  • @joycemangoma4761
    @joycemangoma4761 Pƙed 18 dny +1

    Zvodanana zvivanhu izvi kudos Tino & Pana God bless your marriage.Fear not the Great one is on your side đŸ˜…đŸ˜…đŸ˜…đŸ˜…â€

  • @Tawanda-yo8zr
    @Tawanda-yo8zr Pƙed 18 dny +1

    This episode deserves a part2

  • @user-ge7wd5kq8k
    @user-ge7wd5kq8k Pƙed 19 dny +101

    Mwanasikana uyuu ummm haana mukanwa uyuu

  • @ishbelletsotsonga763
    @ishbelletsotsonga763 Pƙed 19 dny +10

    Chekutanga Chief remekedzai dare muise phone pasilent
    Chepiri umm Panashe akachenama dai mai vake vamudzidzisa hunhu ndokunge ivo vanahwo
    Mai chengetai mwana wenyu muchienda kuchikoro mafariro amaita muchinokandira Tino mwana umm kunge mwana achadonhedzwa
 in short mai ine drama iyi

  • @vaidashito2301
    @vaidashito2301 Pƙed 15 dny +4

    Amai vemusikana is the problem here vakuramba kuti zvikutaura mwana sandivo vakapaka mashoko but the moment yavanoshama muromo ukutoona kuti mwana is getting it from her. Paachadzokera kuchikoro opamwa futi umwe mwana ndopavachaziva kusiyisa mwana karusvava kakadai kuti zviite sey

  • @chidosvinurai3512
    @chidosvinurai3512 Pƙed 10 dny +1

    Yes musikana uyu anedzingu asi ku accuswer nekurambirwa mwana is something that hurts and strips someone of their dignity people may judge her but this reaction is a result of everything that has gone before.

  • @gracetsoka8216
    @gracetsoka8216 Pƙed 19 dny +35

    Amai nemwana wawo they're both mapenzi

  • @trywellmvula3515
    @trywellmvula3515 Pƙed 19 dny +47

    Tino u are a real man u deserve a scholarship my bro l wish this TM DNA show will open big door for you my brother.usawora moyo marriage and life haina formula pick your up nad don't lose focus of life.😊

    • @thembelanimgutshini9
      @thembelanimgutshini9 Pƙed 18 dny +4

      I felt so sad hearing the results .The child was supposed to be 0,0.,0%.Judging from her character how so she says to her mother in Law (musanditendeke Mai Tino handisi mwana waamai venyu) zvakaoma akasiiwa nemakore mangani naMai Tino ekuberekwa Haana hunhu Mwana Uyo ibenzi she deserves to be in the forest not among human beings .Haana kurairwa zvachose .Chero acharoora anenge achiroora NGOZI mumusha chaimo .Eithr munhu mukuru arikunyepa or ndopaungabva washaya respect here .nhai

    • @salomat3748
      @salomat3748 Pƙed 18 dny

      Haaa respect hapna hapo zvachose

    • @TylerMugugu
      @TylerMugugu Pƙed 18 dny +1

      Aiwa haana respect kane basa

    • @DeonBaro-op8pl
      @DeonBaro-op8pl Pƙed 18 dny

      Kamusikana akađŸ€§đŸ€§đŸ˜·

    • @Vlogwith_Mimi57
      @Vlogwith_Mimi57 Pƙed 18 dny +1

      Tino izvo siya

  • @sithulisiwemutasa4266
    @sithulisiwemutasa4266 Pƙed 17 dny

    Thats very sweet of u Tino ❀❀

  • @mamaasquared3488
    @mamaasquared3488 Pƙed 18 dny

    Hello Bota family Inga manga mur kweduwo kwachief vangu Ranganai Nhema aiwaa ...... Am happy wooooooo

  • @markmax3112
    @markmax3112 Pƙed 19 dny +14

    This small boy has wisdom the way he answers questions zvine huchenjeri coz in reality kana mwana asiri wake he Wil mot take.

  • @augustinemutyambizi8225
    @augustinemutyambizi8225 Pƙed 19 dny +44

    Well mannered young man keep it up. A real man take up responsibility.

  • @user-yy3ev8vd9m
    @user-yy3ev8vd9m Pƙed 12 dny

    Kwedu kumusha zaka alongside chief Ranga nhema ....Zaka ndokumusha❀❀❀

  • @eddychasaya
    @eddychasaya Pƙed 18 dny +17

    My suggestion for Paternity Act 2024 should be passed in Zimbabwe and put anyone in jail for failing to support their children knowingly and WOMEN WHO LET INNOCENT MEN TAKE CARE OF ANOTHER MAN,S CHILD ...NDATENDA!!!!!!

    • @Mbegabulawe
      @Mbegabulawe Pƙed 17 dny

      Tinashe Mugabe anoshaya basa zve

  • @williammusazura2129
    @williammusazura2129 Pƙed 19 dny +13

    Tino is very intelligent and well mannered

  • @petronelladube7859
    @petronelladube7859 Pƙed 19 dny +31

    Musikna uyu anemukanwa makaora mukanwa,makambovaonep baba banoperekedza mwana kunoroorwa 👐

    • @tanakacharakupa1970
      @tanakacharakupa1970 Pƙed 19 dny +1

      Imba yacho huye don't😂😂

    • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
      @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn Pƙed 18 dny +2

      Kana ndimiwo havana hunhu ndovakafanisa mwana wavo muskana, Panashe ita order kuvhengedzera hakusi kugwara ita hunhu

    • @rockmaposa3109
      @rockmaposa3109 Pƙed 18 dny

      umm you raise a point here

    • @jescamuchemwa3262
      @jescamuchemwa3262 Pƙed 17 dny

      Ndazvishayawo ini, baba namai vakazoperekedza mwana kunoroorwa riini.ko tete kana vanasisi handty ndobasa ravo here

    • @talentmakota1434
      @talentmakota1434 Pƙed 6 dny

      Makaumburukwa nechidembo

  • @irenemurapa360
    @irenemurapa360 Pƙed 17 dny

    I think ese ini. Bcz either way most of them tend to become explosive and contradiradictory at times which is where the story will be. Good to catch up on these bcz he said she said isina proof inonetsa

  • @blessedblessed3474
    @blessedblessed3474 Pƙed 19 dny

    Manyama of an episode vana ava soka mapenzi chaiwo , hanzi handikatori mwana chete, ndotora mwana namai vacho.❀❀❀ Drama drama drama iri ronakidza.

  • @ZimcrimesChannel
    @ZimcrimesChannel Pƙed 19 dny +38

    Tino is just so funny! I like him a lot. Apa akatapirirwa na Panashe. Haasi kuda kumusiya nekuhura kwake. Ah, first love so ka.

  • @persuadekampinya599
    @persuadekampinya599 Pƙed 19 dny +46

    There is a level of decay of morality and parenting that is showing in the majority of these DNA outcomes. Pamwe ndiwo ma 2K

  • @ikwedria4556
    @ikwedria4556 Pƙed 18 dny +10

    Mai vemukomana nemukomana ava ndovasina hunhu. They should have taken musikana uyu vogara naye voita DNA and decide what to do after DNA results. But because society has normalized men running away from responsibilities that's why everyone is saying musikana haana hunhu. Vakamuita rough musikana and this was her chance to vent. I support her. If you listen to her munhu atori bhoo but munhu aneta nekunyeberwa nekutukwa chete.

    • @lucymkay8846
      @lucymkay8846 Pƙed 17 dny +1

      Thank you. Vanhu vajaira kuti mai ndivo vanomirirwa nehupenyu while the so called father gets to live large.

    • @dotkomtv
      @dotkomtv Pƙed 17 dny

      Ko dai vakatora result rikabuda riri negative were they going to be compensated

    • @dotkomtv
      @dotkomtv Pƙed 17 dny +1

      Ko dai vakatora result rikabuda riri negative were they going to be compensated

    • @fadzaikaseke8792
      @fadzaikaseke8792 Pƙed 17 dny

      It's not the matter of finger pointing....mhosva ndeyevana 2 so vabereki from both sides shud work hand in hand to resolve the issue amicably.......there was no any other best way of resolving besides this one......don't support mwana sikana uyu those are the baddest manners ever

    • @rabeccamhandire5341
      @rabeccamhandire5341 Pƙed 16 dny

      Not a reason to be so crass and rude. She could have vented without being so rude

  • @nokthulagift618
    @nokthulagift618 Pƙed 17 dny

    Ende kamwana kasina respect shuwa ungadaro Mai vemurume,ndozvakakapa kumhanyira bota kanemukaka pamhino

  • @cassandraker
    @cassandraker Pƙed 19 dny +27

    Wow wow wow wow vanasikana vakadayi 😳She is not lying about pregnancy but the lack of respect is on another level ..Mai vemusikana wanayi nguva nemwana akachenama zvekurevesa and she has no boundary whatsoever..hongu wakanganisirwa asi zvitove uve mwana pavanhu hongu mwana ndewavo iwe chiva munyoro uchivaudza mafacts kwete kuchenama zvakadayi yhaaaaaa nhasi ndaonerera hapana imba yaivakwa apa mwana wavo has no manners she is a reject of creation born in a noble family where they are no laws😞Sad situation

    • @damview3628
      @damview3628 Pƙed 19 dny +1

      đŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł haaa maitawo kukorwa nerwana urwu kana Rwanda chikoro rwairarirei nevarume nhai. Rwuchanoitiswazve imwe mimba rwakaraira haruchagone kugara rwusingadye bota.

    • @cassandraker
      @cassandraker Pƙed 19 dny

      @@damview3628 nhai hako and ndaita kusvotwa ...zvino avo vanenge sabhuku zvavarikuti vanoda paite imba ipapa haasi mashuramambishi here oda kubikwa apađŸ€§

    • @sibongilempofu5287
      @sibongilempofu5287 Pƙed 19 dny +1

      Chisikana aching hunhu chero wakatadzirwa awufaniri kutaura nevanhu vakuru so

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Pƙed 19 dny +27

    Kkkkkkk...hanzi kudzokera kuchikoro...ndiyo type yekuchikoro iyoyi? Hakusi kuda kutipandutsira vana kwavo ikoku?

    • @user-zj1jd8cw5z
      @user-zj1jd8cw5z Pƙed 19 dny

      Anodzoka ini ndine ka sister kangu kakamitiswa Alevel akapasa akazvara last year May now aripa University akaita shungu akuita 4yrs dzake

    • @angelarumbidzai3059
      @angelarumbidzai3059 Pƙed 19 dny

      ​@@user-zj1jd8cw5zam sure yo sisters character is different from uyo aripa show ndosaka akazokwanisa kupasa and going to university

    • @user-zj1jd8cw5z
      @user-zj1jd8cw5z Pƙed 19 dny

      @@angelarumbidzai3059 yah uyu azonyanya anoenda kunogara namwene sei after avaudza mashoko kuda ndopaunoona kunzi haadiwe namwene nekuti ummm Kane rough haana respect mwana uyu kana kwaanoroorwa ma1

    • @angelarumbidzai3059
      @angelarumbidzai3059 Pƙed 19 dny

      @@user-zj1jd8cw5z pakaipa kani

  • @mirandanzula8639
    @mirandanzula8639 Pƙed 19 dny

    I love ths boy kkk hanzi mwana ndewangu asi waiwura

  • @lettymasibae6771
    @lettymasibae6771 Pƙed 18 dny

    Mai vekasikana kutoti tuzu kudaro nxaa havana kukaraira kanzenza aka ini ari wangu maiiiiwe ndaikavhara nekunze kwemuoko nxaaa aaah hakana respect

  • @tawandatasarira5144
    @tawandatasarira5144 Pƙed 19 dny +25

    Iwe uri muroora mhan haugone kunyarara kana vamwene achitaura here ndimai vako avo

    • @fadzaitaderera3929
      @fadzaitaderera3929 Pƙed 19 dny +5

      Tsika dzedu dzinoti gudo guru peta muswe. Zvimwe zvinhu zvinoitika nekuti vanhu vakuru vacho hatisikutungamirira vana zvakanaka. Kuva amai harisi zita. Pane zvinotarisirwa pamunhu anonzi mai

    • @emapsdkmzo2158
      @emapsdkmzo2158 Pƙed 19 dny +2

      Kana amai vaitaura mushe nemwana mwana aigozotaura nehasha here.Gudo guru peta muswe mhani.Mashow haaratidzi pakatangira kudanana vanhu nekutizirana.kunotaurwa mafafa mukutizirana uko.Ngatisa taurise musati masvika pazviri veduwee

    • @christinemushipe35
      @christinemushipe35 Pƙed 16 dny

      ivo mai kana vachiaunga chiuno kuramba mimba ndopavanozobvunzwa kuti amai mirai andina kuvata nemi ndaivatana nemwana wenyu😂😂😂

  • @tj5429
    @tj5429 Pƙed 19 dny +10

    WIth all the drama, Tinashe your calmness is solid goldđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł

  • @user-dw6jo4wi3s
    @user-dw6jo4wi3s Pƙed 17 dny +1

    I'm Team TinoooooĂČ.
    Don't worry, you'll get a great woman.

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Pƙed 19 dny +7

    Hahaha Tino ane straight talk aaaahđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁMusikana ummmm 'Iwant problems!' kkkk ngaadzidzewo kuremekedza mukutaura.

  • @memoryhavadi3647
    @memoryhavadi3647 Pƙed 17 dny +2

    Mai vaPana same watsapp grup nemwana wavo mapenzi chaiwo mwana achinongedza vamwene nechigunwe hanzi Masiziva chinyarara nxa svina yemwana kushaya respect

  • @patriciatshabalala800
    @patriciatshabalala800 Pƙed 19 dny +11

    Tino is so sweet. I want both baby n mom. These kids are both young.. Bt gal u must speak wth respect to mom in law

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 Pƙed 19 dny

      Mom he'll nooo 😂😂..not that type ....that one will never change ...

  • @user-on5bn8mv4g
    @user-on5bn8mv4g Pƙed 11 dny

    Panashe you left me with no words mukanwa mako makaoora hauna hunhu zvachose kunyangwe pamberi pamambo here Tino wakangwara hko🎉 mai vapanashe i feel sorry for zvamakazvara izvi bodo mugoni wepwere ndeeasinayo asi iyi pwere haiiite i reap myself uyu haaite

  • @enestermirirodube3241
    @enestermirirodube3241 Pƙed 17 dny +2

    Moyo wangu ukurwadzirwa mwana

  • @makandioneipasipanodya460
    @makandioneipasipanodya460 Pƙed 19 dny +15

    Musikana uyu kuchenama maiweee!!!! Kamarujata zvako, anofanira kukumbira ruregerero kuna mai vemukomana, pane mwana apa despite all odds.
    Mutemo unorambazve kuti mwana aparadzane namai achiri mudiki, rera mwana iwe marujata 😂😂😂😂😂😂 .

    • @user-ey1qz6dv4e
      @user-ey1qz6dv4e Pƙed 19 dny +1

      Dai ari we mwanakomana vangu ndinotora zvangu pane kuzoudzurudzwa ne kamwana aka muzukuru anokura haasi chidhori

    • @IsraelDzemwa
      @IsraelDzemwa Pƙed 17 dny

      Bt zvrinane aziva muridzi wemwana

    • @noahchahwenga2213
      @noahchahwenga2213 Pƙed 15 dny +2

      Ndiri ini zvangu akoma mwana ndaitora ndogara naye asi havazomuone futi muupenyu wavo mbuya naMai vake

  • @manetamajongwe4383
    @manetamajongwe4383 Pƙed 19 dny +16

    Regai ndimbonotsvaga song đŸŽ” MAI VADHIKONDO ..đŸŽŒđŸŽ”đŸ˜‚đŸ˜‚đŸ˜‚đŸ˜‚đŸ˜‚đŸ˜‚đŸ˜‚đŸ˜‚

  • @morganzinteccollege8378
    @morganzinteccollege8378 Pƙed 18 dny

    Muchine wareva😆, it reminded me mbuya mai Joni

  • @tinotendafaithchifamba5088
    @tinotendafaithchifamba5088 Pƙed 12 dny +1

    Mucharambaaa Chirembaa hapana anodaa kuzvarwaa vanhuu

  • @Lizzy-kp8ec
    @Lizzy-kp8ec Pƙed 19 dny +6

    Ibotaaaa, wise words from mambo❀❀❀, mainn miromo haimonywe pliz , mobva motodzikama henyu matova mvana mukapusa muchaita mai mponesi hure chairo it's sooo painful 😱😱😱😱

  • @mercuryjack1502
    @mercuryjack1502 Pƙed 19 dny +37

    Saka mungatonorara hope shuwa mai nemwana 😱muchitot makasiya mwana ane 6 months... imajini paanochemera mukaka husiku imi mai makatorara hope dzehumambo😭😭😭😭ivai nemoyo wekubereka

    • @pamellaperpetuanduna360
      @pamellaperpetuanduna360 Pƙed 19 dny +4

      Some people are heartless plus no respect

    • @OttilliaDhaimani
      @OttilliaDhaimani Pƙed 19 dny +2

      Havasiyi ava kusvotesana chete

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Pƙed 19 dny +5

      6weeks not months

    • @gladyschivanga2017
      @gladyschivanga2017 Pƙed 19 dny +4

      Kutora mkadzi akadai kupinza ngozi mumusha..ngavangozvitorera nwaba. The boy seems level headed and inteligent..he has a bright future ..ngaasiye kamuchacha uyo..anozowana mai varohwa kumusha uko..mwana anokura.

    • @tinotendamagomo1458
      @tinotendamagomo1458 Pƙed 19 dny +1

      Mwana uyo aita kukandwa kuna baba kunge achadonha ummm

  • @candicendlovu1745
    @candicendlovu1745 Pƙed 15 dny

    Am back I missed this platform for almost a year glad to be back

  • @patiencekalima8203
    @patiencekalima8203 Pƙed 18 dny

    mai vemusikana nemwana wavo mmmm hakuna kure kawanosvika chokwadi nemaitiro avo aya. Mukomanawo na mai vake rambai muri focused and composed munosvika kure

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h Pƙed 19 dny +71

    Panashe akarererwa mutirei, haana ruremekedzo kuvanhu vakuru kwaari . Mwana anogara naamai vake kusvika 18years dzakwana .ndiwo mutemo weZimbabwe

    • @NoelSaraHamandishe
      @NoelSaraHamandishe Pƙed 19 dny +5

      Imagine kutora phone ya Mai achito taura ne mukomana it shows how reckless behavior she is and even parents are toxic to here
      Zvokudzokera ku chikoro kupedza nguva unonomita futi

    • @prayermswapa5681
      @prayermswapa5681 Pƙed 19 dny +11

      Plus anotaura zvechikoro kuita sekuti aichida aichinjanisa vakomana ari kuchikoro kapenzi kamwana

    • @walterechetemu9910
      @walterechetemu9910 Pƙed 19 dny +2

      Hakuna mutemo unoti mwana anogara namai kusvika 18 but mwana sezvo achiri being breastfed kodzero dzemwana dzinoda kuti ayamwe ozorumurwa nguva yake yakwana.

    • @DianahSithole-un5ck
      @DianahSithole-un5ck Pƙed 19 dny

      Maiwa dikondo

    • @DianahSithole-un5ck
      @DianahSithole-un5ck Pƙed 19 dny

      Ndiwo makakatwana

  • @EstherAnesuDodzo
    @EstherAnesuDodzo Pƙed 19 dny +24

    Haaa kuunzirwa shura kumusha chaiko muroora akafumuka uyu nikisi😂😂😂haana respect shame

  • @riohildahbvunzawabaya9323

    what a wise chief,,,thank you for reminding the girl child that she can still be hopeful of a bright future after mabororo akadai

  • @dylansibanda3495
    @dylansibanda3495 Pƙed 13 dny

    It is always good to take responsibility for one's actions regardless of age

  • @mobyhuni9740
    @mobyhuni9740 Pƙed 19 dny +21

    I think judging Panashe will be very unfair coz drama iri harina kutangira pama results, from the look of things a lot happened before this episode, remember Tino aigara kwana sekuru and they rejected Panashe vachiti Tino haasi mwana wemumusha imomo, plus moms vaTino seem to be the problem panyaya yese is coz vairambira mwana wavo, yes pakutukana zvakawanda zvinotaurika, remember she was labelled a hure and anyone in her shoes can react in such a way or even worse, but in the end she admitted to her mistakes and I hope they will sort this behind the scenes

    • @user-vl9qi6oc2w
      @user-vl9qi6oc2w Pƙed 19 dny +1

      Ndoo chokwadi ichocho

    • @mamoengorima7766
      @mamoengorima7766 Pƙed 19 dny

      True. Bcx mukomana aka master kudzikamira

    • @ashirleymapanzure3942
      @ashirleymapanzure3942 Pƙed 18 dny

      Very true shuwa

    • @dotkomtv
      @dotkomtv Pƙed 17 dny

      If you dont see anything wrong from the girl's behaviour then ummm une error. What more trying to justify her reaction😱😱😱

    • @sharmainkatanda6888
      @sharmainkatanda6888 Pƙed 15 dny

      For real tinomhanya kujudger hedu we dont know what she went through because of all this .

  • @dollykamutando788
    @dollykamutando788 Pƙed 19 dny +15

    The boy has a good sense of humour

  • @abslomchigede5131
    @abslomchigede5131 Pƙed 8 dny

    mai vemuskana nemuskana wacho hunhu wavo wakawora mukomana namai vake they are well cultured, kusiya mwana in such a manor itori mhosva munosungwa mbuya vemuskana mese nemwana skana wenyu.

  • @kathymberikunashe3678
    @kathymberikunashe3678 Pƙed 18 dny +7

    Let’s support this young man. Akakanganisa n he learned his lesson. Only if he could be supported apfuure mberi nechikoro awanewo a qualification. Young man join the army or police force and further your education uriyo
.

    • @christafaith2986
      @christafaith2986 Pƙed 6 dny

      Let's also support the young lady. She is confident and deserves a right to bright future

    • @ShumiraiMayisiri-ox5zl
      @ShumiraiMayisiri-ox5zl Pƙed 5 dny

      Uyu musikana haati zvachose usuura muromo yaiyo

  • @faro99ru
    @faro99ru Pƙed 19 dny +3

    I think there is hope for this young couple one is ice and the other is fire. Once they get over the hurt and bruised egos vanogona kugarisana. Musikana ane temper, ngaadzikame nekukura but I think there is love between the couple. The teachers are community hero’s for counselling the families and getting Tino to write his exams thank you!

    • @gidzawagidzaldo8415
      @gidzawagidzaldo8415 Pƙed 17 dny

      There is no hope apa. That girl is so very rude and disrespectful. Muroora welwani anoudza vamwene kuti handisi mwana wamai venyu. Hapana wanano inomira nemukadzi asina respect kumurume wake first and hama dzemurume. Chances are when she goes back to school she will start other affairs and possibly get a second pregnancy. Haana hunhu and it shows mai vake is the same kutadza kutsiura mwana kuti aremekedze vamwene nedare.

    • @BybitMusaya
      @BybitMusaya Pƙed 16 dny

      Ivo sisi vaye vamboiti cha vozonoita zvechikoro handifungipanechinombuda ini

    • @BybitMusaya
      @BybitMusaya Pƙed 16 dny

      Apa she is still young haa hazvibhude akanyanya panashe daimakaona vanhu vanevanavakomana vakachema kuti mwari tiitireiwo nyasha kanavanavakuroora

  • @user-il9lo9gz9h
    @user-il9lo9gz9h Pƙed 19 dny +4

    Nice 1 Tino unoda mukadzi vako asi mukadzi akachenama hake

  • @esterymbofana5013
    @esterymbofana5013 Pƙed 9 dny

    Chief Nhema show iyi ngaitangidzwe Panashe haatendeki sis vangu kudaro kuita sekuti ndovaivapa imba

  • @beshinerondozai4185
    @beshinerondozai4185 Pƙed 18 dny

    phew I agree with Tino. handigambogri nemhepo iyi

  • @VidicIshmael
    @VidicIshmael Pƙed 20 dny +4

    Mukoma Tinashe Muricy , riricy basa renyu ,can't wait for this DNA show is from my side ,kkkkkk timboonavo kuty vanasisi vedu vakadzikama zvakadikkk❀❀❀❀