NDINE MHUNO YAKAREBA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 40

SdĂ­let
VloĆŸit
  • čas pƙidĂĄn 12. 05. 2024
  • Welcome To The Closure DNA Show
    The Platform Of Realities!!!
    Season 12 Episode 40 EASTLEA, HARARE
    Paternity DNA Testing
    đŸ“ČThe DNA Man đŸ“Č +263719428436
    Instagram: / theclosurednash
    ...
    Facebook: / theclosuredn
    ...
    TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
    ...
    ---------
    Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our CZcams Channel: czcams.com/channels/n2d-FKT.html...

Komentáƙe • 702

  • @trevor3947
    @trevor3947 Pƙed 18 dny +51

    This girl is so beautiful
if she looks like this without any effort, imagine the glow up
.

  • @ayandapage636
    @ayandapage636 Pƙed 18 dny +179

    We need justice for Hannah 😱Mr Mugabe give us feedback on Hannah

    • @petronelladube7859
      @petronelladube7859 Pƙed 18 dny +7

      Shuwa

    • @user-hw5fg4dl2e
      @user-hw5fg4dl2e Pƙed 18 dny +11

      Justice yaurikuda ndeipiko nhaiwe dofooo dzokerai kuchikoro changamire maybe mogona kubatsirika nekuti chidofo chenyu chakanyanya

    • @wendymtandagai5240
      @wendymtandagai5240 Pƙed 18 dny

      @@user-hw5fg4dl2e😼😼😼aikaka ko zvadii nhai mudikani, tirikutoidawo justice for Hannah, baba Kupa vanofanirwa kunge vasungwa by now. Justice for Hannah vaMugabe.

    • @kudakwashenobertmakwiyana2051
      @kudakwashenobertmakwiyana2051 Pƙed 18 dny +6

      True nyaya yaHanna need to be served with justice

    • @user-ij2pu4tj2z
      @user-ij2pu4tj2z Pƙed 18 dny +5

      Justice unogona kungoifambira vamugabe vakaita yavo justice

  • @clotildachamhuna1448
    @clotildachamhuna1448 Pƙed 19 dny +151

    0:00 first one wo nhasi kkkkk ndipeiwo malikes angu

  • @mrman_2001
    @mrman_2001 Pƙed 18 dny +159

    Whoever reading this comment right now , I pray that Almighty God gives you the strength you need to overcome every battle or situation you're facing , may dark thoughts , overthinking , all the doubts , so on & so forth exit your mind right now ... May the good Lord help you with peace & calmness through the Acts of Bota Family

  • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn

    Nyaya inosuwisa iyi, usarase baba vakakuchengeta my dear. Vakadzi takaoma zvivindi zvacho zvakanyanyisa kunopa munhu mwana asiri wake.

  • @calebmushaishi9492
    @calebmushaishi9492 Pƙed 18 dny +48

    Nomatter what happens, this one remains her father. She should keep the bond going and keep in touch. Same with Adoption

    • @PortiaSingende
      @PortiaSingende Pƙed 17 dny +6

      Chokwadi ashaiwa hke mashoko ane hudzamu hwekutenda baba ava..if it was me ndanga ndichanyatsoti makaitabasa dady makandichengeta rudo rwamakandipa handigone kurudzorera nyange ndikanzi ndaxovs millionaire..ndichitochema ndakambundira

    • @seniortarytouch2178
      @seniortarytouch2178 Pƙed 15 dny +1

      Ah but ambuya vakamuchengeta vakarwadziwa zvekutowora moyo

    • @ruthmurungweni2317
      @ruthmurungweni2317 Pƙed 8 dny +1

      But baba ava vari kutaridza kuti mwana uyu havachina chekuita naye

  • @edwardkiraku-jk1hs
    @edwardkiraku-jk1hs Pƙed 18 dny +105

    She's so beautiful

  • @chrissiegee9013
    @chrissiegee9013 Pƙed 18 dny +48

    Maiguru mungati hamuna chekutaura dai matendawo baba ava vakachengeta mwana. Vakadzi tisadaro kuchengetesa munhu mwana uchitoziva kuti handiye muridzi

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Pƙed 18 dny +2

      Hautoonewo kuti munhu akatozvipusirawo zvake uyo?

    • @Gono77
      @Gono77 Pƙed 18 dny +3

      Maiguru vanenge vanobuda husiku ava. Shuwa 18 years muchichengetesa munhu mwana asiri wake pedzisiro moti handina chekutaura. Kutokundwa nekamwana katenda Baba ako

    • @simbadexterganyo5722
      @simbadexterganyo5722 Pƙed 18 dny +1

      pamwe vari mazviri😂

    • @Gogoaggie2018
      @Gogoaggie2018 Pƙed 18 dny

      Wakarotazve kuti ndo baba wacho 😂😂😂

    • @gloriagwande5857
      @gloriagwande5857 Pƙed 18 dny +2

      ​@@Gono77maiguru vaifanirwa kutenda zvakanyanya baba ava, plus kukumbira ruregerero nezvakaitwa nemunin'ina wavo

  • @joycemabanga488
    @joycemabanga488 Pƙed 17 dny +58

    Story of my life handina kana yekuti ndotangira Pai kutsvaga baba vangu 😱 ndakazongozvisiyawo zvakadaro. Jehovah ndiye mufudzi wangu🙏

    • @berthapaison7905
      @berthapaison7905 Pƙed 16 dny +5

      Sometimes they're things and situations we can't change we just have to move on and be strong

    • @pm392
      @pm392 Pƙed 15 dny

      Very sad. However, stay very strong.

    • @user-cu8fq3kf2m
      @user-cu8fq3kf2m Pƙed 14 dny

      Hugs cousin ❀❀

    • @norestmpofu9199
      @norestmpofu9199 Pƙed 6 dny +1

      Sorry joy

    • @joycemabanga488
      @joycemabanga488 Pƙed 5 dny

      @@norestmpofu9199 Thank you

  • @mercuryjack1502
    @mercuryjack1502 Pƙed 18 dny +125

    Usazorase baba vakakuchengeta 😱😱😱😱

    • @rockmaposa3109
      @rockmaposa3109 Pƙed 18 dny +2

      Haatoratidzi kubatikana, unotoratidza kuti ndozvaaishuwira. Ameno akavacheuka

    • @blessingmutsambiwa8384
      @blessingmutsambiwa8384 Pƙed 18 dny

      yha thats a true fact hope she wont forget this man

    • @RyanMachache-kg8mk
      @RyanMachache-kg8mk Pƙed 18 dny +1

      Weldone mwana wagona kutenda baba vakakuchengeta

    • @masciemudumo
      @masciemudumo Pƙed 10 dny

      Maonero angu baba nemwana panenge panga pazısına good relationship asi kakungozivao kt ndiye munhu wakangoziva as her father

  • @user-xq2fi8xf7o
    @user-xq2fi8xf7o Pƙed 16 dny +6

    Baba vakarera.... if I were him I will adopt this girl and support her in all she need. makatoita basa hombe rekurera....

  • @HappyNcube-fj9cq
    @HappyNcube-fj9cq Pƙed 18 dny +31

    My thoughts is paachabvisirwa roora dai vakapa baba ava coz ndizvo vakachengeta

  • @sheillasiboli7697
    @sheillasiboli7697 Pƙed 18 dny +40

    Lord have mercy to this little princess be strong ntwana God will bless you and is not your fault ladies ladies please let us tell the truth not like this now you can tell she's very broken heart but God will bless you sisi

  • @nancyngobeni6105
    @nancyngobeni6105 Pƙed 17 dny +7

    I think this girl went through a lot thats why akanigara nemurume pazera diki no chitupa futi 😱😱

    • @masibandamasi9733
      @masibandamasi9733 Pƙed 15 dny

      Mwana uyu aigara nambuya kusvika pagrade 7. Ndokuenda kunaamai for high school. Apa mai vainge vaizvifarirwa zvavo then mwana kwakukopa ndiye nhumbu pa14/15 years. Chitupa unotora waane 16 anga atova pamurume. Hapana thru a lot apa mudikani amai vakanganisa mwana ufunge

    • @nancyngobeni6105
      @nancyngobeni6105 Pƙed 15 dny

      @@masibandamasi9733 eish vana mai ngatidzidzei hunhu zvonakidza uchinzi like mother like daughter pa mabasa akanaka kwete izvi apa vakutongwa namabasa avo namwari apa obviously she dead of HIV finish

    • @nancyngobeni6105
      @nancyngobeni6105 Pƙed 15 dny +1

      @@masibandamasi9733 apa wofa ne aids uchiti uri kufara vana mai ka...kufa ne secret yekuomesera mwana wako nxaa

  • @melodymasuku2590
    @melodymasuku2590 Pƙed 18 dny +40

    This dna must be compulsory sure nokuti 18years to come ariko achachema futi achengeteswa mwana asiri wake.Lets negotiate the price that everyone can afford vana vaendeswe kumadna .My thoughts

    • @girawearsenal
      @girawearsenal Pƙed 18 dny +3

      Yeah ,ngaatongoitwa panozvarwa mwana chaipoh,mwana haafaniri kubuda muchipatara asina kuitwa maDNA tests paanozvarwah.

    • @user-nz9yg7om8u
      @user-nz9yg7om8u Pƙed 18 dny +2

      Melo unorohwa nemadzimai... hawazvide zvauri kuproposa. kkk but uri right hako. Thanks.

    • @lettymasibae6771
      @lettymasibae6771 Pƙed 18 dny

      ​@@user-nz9yg7om8uhatimbomuneriba kkkkk she is 💯% ryt coz vamwe vakadzi-biya vedu ava imharapatsetsetse mwana wese soon after birth dna test wobuda wakananga kuna baba ake kkk

    • @OttilliaDhaimani
      @OttilliaDhaimani Pƙed 18 dny +1

      ​@@girawearsenalNehurombo hwemunyika medu hwekushaiwa mabandage muchipatara mototaura zvedna hazvibude

    • @girawearsenal
      @girawearsenal Pƙed 18 dny

      ​@@OttilliaDhaimanitiripama1 senyikah.

  • @blessingmutsambiwa8384
    @blessingmutsambiwa8384 Pƙed 18 dny +29

    its painful kuti mutorwa anochengeta mwana but out there some biological fathers are failing to do it @Mkanya God bless you for ur calmness

    • @chapter9363
      @chapter9363 Pƙed 18 dny

      What do you mean kana the biological father is failing 😱

    • @anoldchiyama8665
      @anoldchiyama8665 Pƙed 18 dny

      Vakachengeteskwa nekusaziva , he must be in pain as we speak. Pfuma ikauuya he deserves it

    • @annahnyakabau5699
      @annahnyakabau5699 Pƙed 17 dny

      Women can be cruel, but kune Madzibaba who take this role of DNA somebody has to make them accountable. You will be shocked how many have been directed such.

  • @nondo2.045
    @nondo2.045 Pƙed 18 dny +14

    Baba ndinehurombo. Ndinovimba hukama hwenyu nemwana hauparare.

  • @maidd6328
    @maidd6328 Pƙed 18 dny +44

    Painful episode 18yrs munhu achichengeta mwana asiri wake vakadzi tineidi here amana

  • @RosemaryPhiri-nv7zw
    @RosemaryPhiri-nv7zw Pƙed 18 dny +88

    Nhai vamugabe tiisireiwo kuti tikwanise kudownloader coz ndoshatisa free wifi kubasa then ndozoonera kumba after work

  • @nyasha9290
    @nyasha9290 Pƙed 14 dny +5

    Tinashe Mugabe amwe maquestions aunobvunza soo unenge unokanganwa kuti this is real life kumaguests ako

    • @elsiemakanjani3034
      @elsiemakanjani3034 Pƙed 7 dny

      Sure,kubvunza if she’s happy with the results it’s very insensitive.Angatii,ndafara? Ivo baba vakamuchengeta vari paside vanonzwa sei..Totally unnecessary

  • @user-jl4xi6ds1x
    @user-jl4xi6ds1x Pƙed 18 dny +10

    thank yu daddy makatichengetera mwana, mwana usarase daddy pliz the fact yekuti vakakuchengeta usavarase daddy vako, be blessed guys

  • @shupikaicumbers5915
    @shupikaicumbers5915 Pƙed 18 dny +26

    This is very painful how many more children are like this ,

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Pƙed 18 dny

      Vana hakuna munhu wemunhu ndivo vanozopa varume nhumbu...kutraper varume ....munhu haaite sex nemurume vasata varoorana but hamunzwe....vana venyu ndoo vanosara vasina ana baba...kutambudza vana venyu. Never trust a woman NEVER!

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 Pƙed 17 dny +1

      Many!!! Pamwe iwe neni tinotogona tiri ma siblings😂 that's hie bad it is

  • @scholasticmubika2892
    @scholasticmubika2892 Pƙed 18 dny +15

    Tinashe thank you for the job well done door to door vakadzi muri varoyi munorwadzisa mwana

  • @judeabeta8566
    @judeabeta8566 Pƙed 18 dny +28

    may God bless this man for taking care of this child ,to the alleged sisters of this child i say you were wrong going behind this man's back muchinotaura nemwana ,hazvina respect zvamakaita ,dai makatanga kuna baba ava considering kuti ndiye akachengeta kubva mwana achirimudiki

  • @abiasmandizvidza8063
    @abiasmandizvidza8063 Pƙed 18 dny +18

    Looks like the father is the only one who was in the dark, amai, mwana and gulez already knew the truth they are just formalizing it now

  • @veeee7248
    @veeee7248 Pƙed 18 dny +40

    Justice for Hannah please please 🙏

  • @patienceoswald5955
    @patienceoswald5955 Pƙed 18 dny +26

    😱painful, my mom knows her biological father at 53,😱

    • @marvellousprudencetbekiwa7136
      @marvellousprudencetbekiwa7136 Pƙed 18 dny +1

      My neighbor she is 40 haatoziwe Mai vakafa vasina kumuudza maiguru vaiti vachanomuratidza vakabva vatisiyawo vasati vamuratidza

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Pƙed 18 dny

      ​@@marvellousprudencetbekiwa7136 ivo vana maiguru nehama dzekwaMai vane utsinye..kutadza kuudza munhu......ndivo vakadzi vanozotipqradzira ma marriages vachiti hakuna munhu wemunhu ava

  • @Verengaable
    @Verengaable Pƙed 15 dny +2

    It's really horrible strangers are suddenly your family and those you considered your family are not related to you 😱. To make matters worse she instantly becomes a nherera no parents. I hope the "dad" keeps the relationship going, sometimes it's not only about the blood.

  • @cc35506
    @cc35506 Pƙed 18 dny +3

    Mu Zim we normalise early marriage. Mai vanoita mwana vasina chitupa or even birth sometimes. Ndiwo ka ma generational cycles. Anyway all the best for her. She can try testing with her alleged sisters. Zvikaramba ngatore chitupa ne surname yaamai vake.

  • @agnellamusonza
    @agnellamusonza Pƙed 18 dny +37

    All along uchichengeta mwana asiri wako, muridzi wemwana achiziva, gehena

    • @prayermswapa5681
      @prayermswapa5681 Pƙed 18 dny +3

      Zvakaoma veduwee vakadzi ava zvavanoita so apa hauchipo 😱😱

    • @christinemangwiro
      @christinemangwiro Pƙed 18 dny

      Zvakaoma Kani

    • @tawandaburuvuru442
      @tawandaburuvuru442 Pƙed 18 dny +4

      Vakadzi nevarume vakaipisaaa her so called father ndovakatoraira kuti munotora sis venyu vachirega umwe murume achichengeta mwana wako haaa

    • @memorymuchayi3445
      @memorymuchayi3445 Pƙed 18 dny +2

      Forgive me Lord for judging only the mother and yet the real father was also aware

    • @ChiedzaMudzingwa-vg1ng
      @ChiedzaMudzingwa-vg1ng Pƙed 18 dny +1

      Imagine .. akatotarisa hake mwana achikurira kudzinza risiri rake .zvakaoma

  • @EnockChitepo
    @EnockChitepo Pƙed 18 dny +5

    My heart goes out to this man may God bless him.., the child is Inocent too .

  • @EuniceMutasa
    @EuniceMutasa Pƙed 18 dny +8

    Vamwe vana amai tinorwadza sechironda chemunhuno chisinga kwenyeki chitsotsi here zvinorwadza hazvo

  • @consymuri479
    @consymuri479 Pƙed 15 dny +1

    This is sad. Shame on the biological father that knew kuti mwana wake arikuchengetwa by another man and never spoke out. Pamwe aitove nemukadzi ndokuti side chick itizire mumwe murume😱 zvirinani mwari akavatora vese. Bless you mkanya, may you hands bring you everlasting wonders.

  • @takesuresamuneti3682
    @takesuresamuneti3682 Pƙed 18 dny +13

    Zvakaoma shuwa , asi why vana Mai munemoyo wakaoma kudayi

    • @vincentndlovu4380
      @vincentndlovu4380 Pƙed 18 dny +2

      High grade utsinye

    • @prayermswapa5681
      @prayermswapa5681 Pƙed 18 dny +1

      Zvinorwadza sure apa mai hapachina vakatadzq kutaura vachiri vapenyu 😱😱

  • @user-ey7in4rs2b
    @user-ey7in4rs2b Pƙed 16 dny +1

    I wish zvisazo kanganisa mwana uyu marriage yake achatukwa kuchinzi benzi sa Mai be strong girl

  • @LencyAlicia-zk7fp
    @LencyAlicia-zk7fp Pƙed 17 dny +3

    Ndarwadziwa hangu ,,but vazhinji varimuno mucomment section vari kumhuri dzisiri dzavo ,,especially Ana mbuya vedu vaifa nechokwadi

    • @barbaramabuda9512
      @barbaramabuda9512 Pƙed 14 dny

      Ko kungoti vazhinji bedzi kwete kuti vari mu comment section😂😂😂😂

  • @tafarakwaramba5657
    @tafarakwaramba5657 Pƙed 18 dny +8

    Haa ini ndinoti regai shadaya achizotuka hake nekuti chii chakadaro aaaaaah

  • @abslomchigede5131
    @abslomchigede5131 Pƙed 17 dny +2

    Mwari ngavawanire nyasha kuvanhu rume imwe 10-0 yatinozorowa nevakadzi hayina kumira mushe unogoda kungodonha nestress

  • @NoelSaraHamandishe
    @NoelSaraHamandishe Pƙed 18 dny +7

    Mwana asa fano fara hake nokuti aripa crossroads
    Kaave kufungira uko unogona Kuno bata pasi akasara Ave pa ma hwani.

  • @chenainyamukondiwa963
    @chenainyamukondiwa963 Pƙed 18 dny +9

    Vakadzi vakadzi vakadzi tisadaro mufunge😱

  • @godfreyvavi1875
    @godfreyvavi1875 Pƙed 18 dny +19

    Its a dangerous situation
    Musikana anogona live
    Excluded futi Ku new family

  • @tmatz6467
    @tmatz6467 Pƙed 18 dny +5

    VAKADZI INZWAIWO TSITSI, 18 Years mwana achichengetwa nababa vasiri vake, mwana kutadza kana kuona Biological father 😱😱😱

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Pƙed 18 dny

      Bvunzai Chenai kuti vakadzi sei muchiroya......mukadzi anochemedza another married woman achiparadza marroage neupenyu hwevana ...haa mukadzi akasatya Mwari haa anoroya....uhu ndohuroi chaiwo...kuchengetes mwana kuvanhu vasiri vekwake okura ari mombe yemashanga...nobody wants a love child in their families....iko kwana Lillian kwacho havadiwee

  • @user-sk6gv3dw4n
    @user-sk6gv3dw4n Pƙed 17 dny +1

    Mwanasikana usarase baba ava nokuti uvezvauri zvakabva mumaoko avo .ende baba ngadye roora yako.vanhukadzi sei tichiita hutsinye wakadai .imiwo maiguru mukunyepa nyaya maiiziva saka munafanira kukumbira ruregerero uye kuvatenda asi makuti amuna chekutaura .munechikwadi amai imi nekukura kwese uku .amudaro

  • @adornermwamuka465
    @adornermwamuka465 Pƙed 18 dny +2

    In this case, both biological parents were not up to it. The mother lied, and the biological father made sure he was not in the child's life only to leave an instruction on a death bed. Vese vafa vakusiira mwana mutoro

  • @lynbath
    @lynbath Pƙed 18 dny +11

    She is beautiful ❀

  • @bernadettemutiti134
    @bernadettemutiti134 Pƙed 18 dny +7

    Bring justice to Hannah..

  • @OttilliaDhaimani
    @OttilliaDhaimani Pƙed 18 dny +1

    Varume varwadziwa kuchengeta vana vasiri vavo ,imagine how many single ladies are suffering out there munhu anongoenda osiya zvinongobalancer kwese

  • @WellingtonNdavambi
    @WellingtonNdavambi Pƙed 5 dny

    Baba mwana ndewenyu newe mwana usakanganwa kwawakabva kwaunoinda husiku usarasa baba vakaku chengeta ndivo baba 1 vaunoziva

  • @user-mc4fx3cl1w
    @user-mc4fx3cl1w Pƙed 18 dny +4

    Mai vakaudza mwana dzinza rake kakusekerera kake ndeke munhu anoziva dzinza rake but vakangoda kushandisa baba avo chete. Maiguru vanga vachitoziva kuda kuita kakudzivaira so. Baba nemwanasikana ungaite vaisawirirana mushe vari vamwe panotochemiwa chaiko.

    • @user-sl8uo9wy2h
      @user-sl8uo9wy2h Pƙed 18 dny +2

      Mwanasikana haafaniri kuzorasa baba ava kunyangwe vasiri baba vake .anofaira kuzovacheukavo

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Pƙed 18 dny

      Haa vana vasinga zive vana baba vavo haa vakaoma wo moyo dzavo...vane kautsinye kavainako but vanofanira kupedzera vana baba vavo

  • @maviechimbunde579
    @maviechimbunde579 Pƙed 18 dny +7

    Maiguru vanoraridza kuti nyaya vaiiziva ,,,,,munina akange asingachazivi kuti muridzi womwana ndiyani ,,,,Saka vakazotaura zvehope dzakarota. Hazvaingotangira pahopeka vanyara chete kuti zvakubuda pachena.

  • @josh_dat-guy4891
    @josh_dat-guy4891 Pƙed 18 dny +12

    This is wild đŸ„șđŸ„șđŸ„ș
    I can't imagine what's going on in this man's head

  • @MagiAsma
    @MagiAsma Pƙed 18 dny +1

    Mwari ngaakomborere mukanya pabasa ravakaita.Vanamai ngatidzidzei kutaura chokwadi,nhas mwana anobva chimiro kwaakaroohwa

  • @HaisonMuzungu
    @HaisonMuzungu Pƙed 18 dny +5

    I can read it from the father's mind, vakugaya zvese zvavakapedza mukuchengeta mwana uyu

    • @MFisshy
      @MFisshy Pƙed 18 dny

      Ko aaita mabasa epamba wani

  • @user-dg2hu6ec5w
    @user-dg2hu6ec5w Pƙed 18 dny +1

    Zvinorwadza kunzwa izvi iwe wakakura uchiziva kuti ndivo baba but luckily unemidzimu yaka simba yakakuteveva kwawakanyeperwa namai go to your family vanokuda

  • @alowismusodza
    @alowismusodza Pƙed 17 dny +1

    Apa kamwana kacho kunaka henyu imi... natural beauty...

  • @DJImaanmutondo7560
    @DJImaanmutondo7560 Pƙed 18 dny +2

    Inini ndinoona sekuti baba ngavachingochengeta mwana zvakangooma

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Pƙed 15 dny

    Mwana usarase baba avo plzzzzzz ramba uine connection yawagara unayo ndivo baba vako vekutanga ivavo, mwana zvirikumunetsa abatikana nekuita kwamai

  • @kelvinmarwizi8769
    @kelvinmarwizi8769 Pƙed 11 dny

    Varume havana chavonowana back even pakazikanwa kuti wakatsotswa you'll never be repaid its painful 💔
    Akatora futi roora iro ingozi inozotevera vana vake.

  • @seniortarytouch2178
    @seniortarytouch2178 Pƙed 15 dny +1

    Haa Murehwa shingai moyo rambai muchimuona semwana shinga Willo Tunha

  • @pardonmandeya6009
    @pardonmandeya6009 Pƙed 18 dny +8

    Nhasi ndakasika.. Hie pabota family

  • @fortunefortune6608
    @fortunefortune6608 Pƙed 18 dny +1

    Vakadzi tinoroya. Kumuendesa kumusha kwaive kutiza kuti vanhu vanoz lurumidza kuona kwakafananwa nemwana nekuti zvitori pachena aive murume wemunhu.

  • @tichatongavareta3677
    @tichatongavareta3677 Pƙed 18 dny +1

    Vakadzi dzorai moyo shuwa munhu kusvika mukufa akatsindira secret. Vangani varikurarama vakadai

  • @Maddiemagaya
    @Maddiemagaya Pƙed 18 dny +2

    Mixed emotions kumwana uyo anogona kuenda ikoko futi vakamuramba asi murume uyu ngasamukanganwa its not easy to raise mwana asiri wako

  • @user-uu3sv5td1o
    @user-uu3sv5td1o Pƙed 15 dny

    Zvinordza chose izvi. Kunemwana uyu ndinoti usarase baba avo nekuti ndivo vakakurera. Chepiri ,anogona kusvikazve uko kunana sister ivayo zvikabuda 0,00% . 😊😊😊😊

  • @cephasmabva9987
    @cephasmabva9987 Pƙed 11 dny

    This is painful. We thank you father for taking care of your daughter. We hope that daughter will never forget her father who took full responsibility for her up bring

  • @lynglobal
    @lynglobal Pƙed 18 dny +1

    Sometimes looking for DNA it's not right. In this case it was going to be fine if they didn't search for DNA. Lord have mercy to kids who become victims of heartbreak all in the name of sex from irresponsible people.

  • @Hungwe
    @Hungwe Pƙed 18 dny +5

    Mai vakarota kwekunosiya mwana after vahura. It's painful kuti we normalize statutory Rape in Zim. This girl got married at 13. Justice for Hannah pliz

  • @bornfaceshumba
    @bornfaceshumba Pƙed 16 dny

    Ndarwadziwa zvangu vana mai pls musadaro moti kuchengetesa munhu mwana asiri wake motadza futi kuudza mwana dzinza rake aaa musadaro

  • @allentauro9857
    @allentauro9857 Pƙed 15 dny +1

    This is so sad. Vakadzi muchafa rini tizorore😱

  • @HaisonMuzungu
    @HaisonMuzungu Pƙed 18 dny +11

    Alright Alright, that's fine.... ukanzwa Tinashe achidai ibva waziva kuti it's 0%

  • @selomiacochrane8342
    @selomiacochrane8342 Pƙed 18 dny +1

    Ko maiguru vatadzawo kutenda Here

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Pƙed 18 dny +8

    So heartbreaking 💔 zvinorwadza 0%😱😱😱😱hugs mwana nababa vakadzi tisazodaro. Muitezve kune vamwe vacho plz. Thanx Tinashe nekunovaitisa mamwe mstest

  • @kudzaingirandi4376
    @kudzaingirandi4376 Pƙed 18 dny +2

    Vanhu ngavasasiyire vana jambwa. Am sorry for the people in the picture.

    • @HaisonMuzungu
      @HaisonMuzungu Pƙed 18 dny

      Baba vagara vakanzwa makuhwa kare but vaiita semunhu mukuru kuchengeta secrete. Apa zvazovanetsa kuti mwana atore chitupa ozodya inheritance yavo

  • @charliedickie5945
    @charliedickie5945 Pƙed 17 dny +1

    Chero vasiri biological father
    Chingo rambai muri baba va girlie coz honai she's an orphan both sides
    Pliz at list mupeiwo father love đŸ™đŸŒ

  • @BrineCreation
    @BrineCreation Pƙed 16 dny +1

    Iam going to test all my kids ,am doubting everyone

  • @fylasmandaza1928
    @fylasmandaza1928 Pƙed 18 dny +4

    😼😼 haaaa zvotozonyanya kubhowa kuti muridzi wenyaya hapachina

  • @user-to2nr8jp9v
    @user-to2nr8jp9v Pƙed 15 dny

    Thanks so much Dna man.for offering them free of charge hope mdiko kufamily kwake kwaarikunzi ndiko......ndakurwadzirwa munin'ina wangu situation yakaoma iyi

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 Pƙed 18 dny

    Thanx step dad for yr loving n kind heart to take care for yr step daughter

  • @sheltermtoti4548
    @sheltermtoti4548 Pƙed 18 dny +1

    God bless this man and this young lady

  • @phillipmasiiwa8177
    @phillipmasiiwa8177 Pƙed 17 dny +1

    I feel pity for the girl and the alleged father he was used all this time by the late lovers who concealed the secret up to the time of their death

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Pƙed 15 dny

    Mwana haugoni kutaura he veduweee kunatsotenda baba vakakuchengeta evn vange vachifungidzira kut hausi mwana wavo bt part yavakaita iyoyo is very important in yo lyf ngavatendwe

  • @carolzimunya6138
    @carolzimunya6138 Pƙed 18 dny +1

    It seems like vanhu hobho varikuchengeta Vana vasiri vavo ii

  • @valdhl
    @valdhl Pƙed 18 dny +2

    Some people are evil. Making someone take care of someone else’s child.

  • @yvoneziko1014
    @yvoneziko1014 Pƙed 3 dny

    Haa my heart is broken for this lil girl ,sending her love and prayers

  • @veeee7248
    @veeee7248 Pƙed 18 dny +2

    Mr Mugabe please share number ya Hannah we need justice ⚖

  • @melodychidawanyika3155
    @melodychidawanyika3155 Pƙed 3 dny

    43 years unmmmm nhema tofa nadzo. Vanhu havadi kuchembera

  • @lee-attheasker4689
    @lee-attheasker4689 Pƙed 13 dny

    Yeah i felt her pain , umzali ungamzonda loba esethuneni, why kumele ahlale lemfihlo aze afe😭 manje umtwana usele yedwa kulomhlaba lenhlupho loyise lowo sewatshona mnxxm abanye abazali deserve to burn in hell. The pain , the trauma, the loneliness, nenyembezi aziphumi ngobuhlungu. That lump eza emphinjeni when in pain oooh Lord be with her. This is a tight situation coz ubaba ngeke amthathise sthupha njalo he's married they will never be communication coz we dont know what made the girl got married at an early age maybe ma stepmother was the cause today she might be celebrating, hugs to you lil cc

  • @allanchinyoka
    @allanchinyoka Pƙed 18 dny

    Hanah nyamest I hope she find closure

  • @memorymakoni9916
    @memorymakoni9916 Pƙed 17 dny +1

    Muskana Munaku uyu,very beautifully made

  • @user-ix1tt1wm1k
    @user-ix1tt1wm1k Pƙed 16 dny +1

    Eish vatinoomesera vana chokwadi I'm heart broken

  • @bensonchitupa3804
    @bensonchitupa3804 Pƙed 18 dny +1

    The girl seems to like the alleged new family,

  • @DenisRuguva
    @DenisRuguva Pƙed 14 dny

    I suggest that those sisters must also be tested so that the child will join the new family beyond doubt

  • @edsonmusutisi31
    @edsonmusutisi31 Pƙed 18 dny +2

    Justice for Hannah pliz

  • @Kull-mike1988
    @Kull-mike1988 Pƙed 11 dny

    Nyaya dzakadai dziri complicated potse kwaari kufunga ndiko kwake pamwe hakusi futi anopedzisira ashaya kwekuenda zvadhakwa both sides

  • @peem-k9608
    @peem-k9608 Pƙed 16 dny

    so sad. whatever you do girl don't you ever forget this man....by all means he is still your father, and i have a feeling you both care for each other.

  • @felistasmurapa7183
    @felistasmurapa7183 Pƙed 19 dny +11

    Second one ❀❀❀❀ndavepo

  • @Smbvocations
    @Smbvocations Pƙed 18 dny

    Baba muchengeti tinoti Mwari akukomborerei, mubereki haasi weropa chete asi wakachengeta mubereki mukuru. Uko kunerimwe divi kunogona kunoramba futi,mirai nomwana wenyu, weziya

  • @ronicachikata3131
    @ronicachikata3131 Pƙed 18 dny +11

    Shuwa mwana uyo pamusoro pekuti makaita basa nekundichengeta Dai wangotiwo mucharamba mungori baba vngu mosiyana hnyu pazvitupa chte asi ndirini hpna Chino chinja chinochinja i surname chte asi vachingori bba vngu ndarwadziwa

    • @lucringo6798
      @lucringo6798 Pƙed 18 dny

      😱

    • @gidzawagidzaldo8415
      @gidzawagidzaldo8415 Pƙed 18 dny +9

      Cut her some slack. She was still in shock and having a million things rushing through her brain saka anogona kunge aitoshaya kuti ndotii brain dzawandirwa.

    • @user-kc3vp4gq4v
      @user-kc3vp4gq4v Pƙed 18 dny +1

      Ichokwadi ipapo nyaya iyi ndarwadziwa kuzopa ari mucheche uchinyatso ziva kuti haasi wake kana tazogara vakadzi hatina zera navo

    • @winnetchikuwa2457
      @winnetchikuwa2457 Pƙed 18 dny

      Chokwadi ichocho chavataura haisi nyore kuchengeta mwana kubva pa 2yrs

    • @user-tg2co8vb8j
      @user-tg2co8vb8j Pƙed 18 dny

      💔💔💔💔

  • @dotkomtv
    @dotkomtv Pƙed 13 dny

    Mwana akanaka uyo. Tinashe ndipeiwo # dzemwana uyo

  • @user-kf6yv6gg3c
    @user-kf6yv6gg3c Pƙed 18 dny +3

    Watching from Capetown