Why did she hide the child asi??? Women so tinombobhaiza. Ini when I meet a guy ndomuudza kuti wangu ndakamboroorwa marriage ikandimhemhaisa asi I have 2 kids ndomuratidza mapikicha. It's up to him to stay or kubaya.
What prophet t Freddy did is the right he didn't destroy someone's marriage but that lady akazviputsira EGA cz aifanira kutaura paakapfimbwa maprophets acho akasataura motanga futi kuti havaone
mukomana akazotonobvisa mari imi munepfungwa dzenyama but muporofita akagadzirisa nekuti marriage inotangwa nefoundation yemanyepo haigari but im happy vakadzidzisa chokwadi ....ngatibudiranei pachena
But Elder avo veshirt yewhite netie yemaroon is ever present muchurch. Nezita raJesu l proclaim deliverance and prosperity in his life. And his face is familiar mhani🤔
its business church hakuna zvakadaro kunyeperana uku hakuna chiporofita chakadai chinotaura nemonemo date by date nekubva waziva kuti mwana aiwepi uye pa 2years apa wanga wadanana zvenguva ipi uye aigara kupi kungaite kuti agotadza kuziva musikana uyu
Zanu yadii apa?Yakaipa chokwadi Zanu but apa hayikwane apa munhu dzidza kutaura chokwadi sezvachiri kudiwa kana kurwambwa hazvina mhosva as long uri kutaura chokwadi chete.Chokwadi chinosunungura
Prophet is 100 percent correct , well done prophet
Kunonzi ku destoyer marrage unokuziva hr iwe musikana ndiye akazvikanyira ega
The good thing is someone out there has learnt a lesson.
💯💯💯💯💯💯 prophet perfect hatidi vakadzi vanonyepa kusvika pakunoroorwa shuwa usati waudza mumwe wako chokwadi
Prophet is 💯💯 percent correct
Ko kungoudza munhu chokwadi kut ndine mwana munhu okuda achiziva chokwadi dat why ini ndichida chokwadi nomatter chichirwadza sei
Why did she hide the child asi??? Women so tinombobhaiza.
Ini when I meet a guy ndomuudza kuti wangu ndakamboroorwa marriage ikandimhemhaisa asi I have 2 kids ndomuratidza mapikicha. It's up to him to stay or kubaya.
Ane hutsinye mukadzi uyu. Why would anyone choose a man over her own child?? It's mind cracking
@@munasheandeliandallmyfam4023 nhai
I blame even her parents/ elders. They are all scammers/ Tsotsis. What if he had paid lobola. He must leave her coz in future ozochema
Yeah chivi chinodya mwene wacho iye aimbonyeperei kuramba mwana nekuda kuroorwa😂😂😂 kana Mwari akangoti ucharoorwa unongoona wako anokuda nemwana wako
Profet vatobatsira truth will set us free munhu ngaaroore achiziva zviri paground than kuzoziva watoomo
The truth shall set you free
Handisapoti ana papa but apa vari ryt mukadzi anonyepa haaite
Freddy haana kutadza aizoudzwa zvaita sei mukoma iyeye.
She deserve kurambwa bcz vanonyepa kuroora munhu anonyepa soooo aaaaaa kkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂 sparks unotiiwo nazvo😢😢😢😢
Fredy is 100% correct
Musikana uyo akafurirwa nana tete nekuda chimanda. Rine manyanga hariputirwe.
The auditor deserves an Oscar. U need a Netflix my Guy
Uuum ko musikana dai akataura chokwadi kubva pakutanga
Kkkk kwai ndirikutarisa kuti akamboyamwisa here
Pfutseki freddy chiii ichocho masascum arkuenda ku church ikoko 😮
Ko akazoura mwana wake nekuda murume . Munhu taura chokwadi
Freddy reporting live as it is in heaven
Uuumm yeah inga ma1 wena zvakaendwa izvi
Prophet Havana kutadza. Dai vaiva vamudaidzira paside. Mungazoti. Ndezvemweya hre. Vari ryt 100/percent ndokut vanhu vasajairira maprofita ngarambwe
Madzimai mwari ave nemi😂😂
Imbavha asi chokwadi vangochihwa
Truth will remain true nomatter what marriage obvious break down
Chokwadi chakangonaka chisat chabvondoka❤❤
Well-done prophet T Freddy 🎉🎉🎉
Ibenzi chete hama ,help ichabva papi iye asingataurre chokwadi,kueva kuti vabereki wachoo imbavha kwete kuti matsotsi
😂😂😂😂😂😂😂muchinyanya kunyepa hezvoka, zvaendwaaa. ndakamunyarira chaiko haa chokwadi chagara chinozongobuda
For the first time, T Freddy pissed this test, if not, his ministry would be destroyed. Bravo.
What prophet t Freddy did is the right he didn't destroy someone's marriage but that lady akazviputsira EGA cz aifanira kutaura paakapfimbwa maprophets acho akasataura motanga futi kuti havaone
Kana uine mwana zvirinani kuudza mnhu than kunyeba kutoviga m
wana
But ngaaite achiitao zvimwe private nyangwe ikaita chokwadi who is he to judge nxaaa
Chokwadi hachiputse ukama thanks prophet
Chokwadi chakagonaka hacho maida kt prophet vanyepe here
Haaa prophet Havana problem muskana ndoane nyaya
Prophet bhoo zvekt vanhu ngavadzidze kutaura chokwadi
mukomana akazotonobvisa mari imi munepfungwa dzenyama but muporofita akagadzirisa nekuti marriage inotangwa nefoundation yemanyepo haigari but im happy vakadzidzisa chokwadi ....ngatibudiranei pachena
Fredy to the world
But Elder avo veshirt yewhite netie yemaroon is ever present muchurch. Nezita raJesu l proclaim deliverance and prosperity in his life. And his face is familiar mhani🤔
Vati haaroveki nekuti anonyepa zveeee. Ukaona munhu anosvika pakuviga mwana ku next door haaroveki munhu uyu
Kanti anhu vanopinda machurch Ema fake kupusa here.or kuvata zvimwe zvacho mahubwe
There is something deeper than what the prophet has mentioned..
Hapana kudhakwa. The couple are still together and happy
Taura hako ndakaona testmon yemusikana uyu vakataurirana nemuface wake they a happily married
Nyc one
Shuwa ungaramba mwana wako. Yoo
drama
Azviruza kani chibanda chimbotsvaga vanhu awa tinzwe kuti zvakamirasei
Makanyanyaa munhu wa mwarii
Vambonyeperei mukadzi uyu ndovanorasa Vana ivavo
Reporting as it is in heaven
Uye musikana anoziva Kuti prophet Fredy vanononga stono nechiri pasi pemvura daí asina kubvuma kuendako zvaaiziva Kuti arikuwanda zvimwe zvinhu
Vanhu veku tenga avo ,T Freddy i tsotsi.
Shuwa here
Ummmm zvimwe zvacho zvakanyanya kutaura chokwadi
Apana kutengwa APA inini was there last week Sunday he helped me musoro Uchirwadza it was my first time kusvikapo zvese zvaakataura was true
Unorara iwe prophet vari correct kugadzirisa nyika
I like the guy arikubudikira ane shirt ye white. Akuita kunwira mvura nwkupererwa.
Prophet said haaroreke wakatambwa
In ndakaiona but prophet vaifanira kuwana mauriro
But havana kuparadza akazodzoka mukadzi uyu akatoroorwa nemurume iyeye
Sparks usanyore zvekunyeba iwe vanhu ava vakatoroorana manje
Prophet hapana kuoaradza marriage vanhu tisu tinozviporongera tega nokuda kokusataura chokwadi
Hiiiii
Mwana wako should be your pride, havaite mainini avo
He is correct vakadzi vanojairira mhan
But the girl came back with a testimonial... That the gym came back and forgave the lady and married her❤
True ndakaionawo
Iwewe unokanganisa vanhu unenge uchitaurei.mavedio Ako ose unenge uchingoturikira why
He never do anything wrong he came up with the plan truth ,,,,,
Why destroy instead of building nekugadzirisa
Awanza kusvika riini
Uchiwanza zviro don't go Kwa T Freddy kkkk unonyadziswa
Zvadhakwa apo
its business church hakuna zvakadaro kunyeperana uku hakuna chiporofita chakadai chinotaura nemonemo date by date nekubva waziva kuti mwana aiwepi uye pa 2years apa wanga wadanana zvenguva ipi uye aigara kupi kungaite kuti agotadza kuziva musikana uyu
Kungoti chiporofita kana usingachinzwisisi u won't believe it
Inga angonyatsotaura wani kuti makadanana munaMarch saka uri kutii zvemwana musikana ataura ega kuti aive panxt door
Marriage inovakwa nemanyepo haiite musikana was wrong mukadzi ane manyepo haasi wekuroora
Prophet avana mhosva
Zvakaoma hazvo zvatopera apa
Uuumm single mothers ngavadzidze kutaura chokwadi nehama dzachowo kutozoisa mwana kunextdoor apa anenge achiti iVirgin kikkkk
Vanhu vekutengwa ava can't you see
Chokwadi ngachitaurwe apana kuti pastor vaka destroyer marriage apa vakadzi musaite so ,pamberi nebasa renyu Pastor.
Fredy MWARI ave newe
😂😂😂😂
Akamboyamwisa hre for me😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 frady akanyanya guys
Fazda kacostomerso that people will come kutikunajesu muchazvirega iye ndiye upi so cal prophet Chifeve.big time
Dai akataura chokwadi at first pa aka nyengwa nemkomana it was gonna be better
Mwana haahandiswe ndohudofo ihohwo😊
Kunze kwengunosiya chimunhu chake dj ka 😂😂😂 mati haaroreke prophet😂😂😂
Zvadakwa pakaipa
Amufunge Kuti ? Kutouraya marriage this was going to break pamberi app nekuti Amai Ava itsotsi Dai vataura chokwadi
Hakuna marriage yaurayiwa ndizvo zvavakange vafambira kunoudzwa chokwadi. Dayi zvisina kuonekwa na prophet ndidzo nhubu dzinozofamba dzichitaura kuti hakuna prophet anoona. Saka prophet manyama bhora mberi munhu wese angouya kuchurch kwenyu vhenekayi prophet yes yes. Ehe haaroreke vanonyepa vese kumba kwavo zvino vabatwa pagirazi remweya.
Ko topic yenyu iri kuti aparadza sei
He is a wicked prophet. Mharadzi iyo
Ndozvauraya nyika zvekunyepa se Zanu inotaura mafigure ekunyepa ndozvamajaira
The prophet you're supposed to tell her I must go and tell you boyfriend the true that you hiding fo hum 😂😂
I disagree with you what t Freddy did is the right
Iye munhu ngaangogara ataura kt ndine mwana furusitopu
maparents ngaasadaro
Vanenge vabhadharwa avo
Wapinda mudzinza rematsotsi mkomana
Akutotarisa ma zamu futi kuti akayamwisa here here nxaaa paid actors
Kutora hure kuisa mumba aaaa umm
Wakaromba Freddie iwe Pisa dumwa rako
Kurorwa chero munhu une mwana wako zvinongoita bt chokwadi chinongodiwawo kumurume wacho ari kuda kukuroora.pene kunyepa hakuna zvakunobatsira.
Kudzarisa nyika
The girl was not supposed to lie kubuda pachena kwakanaka munhu kana achingokusa anokyda wakadaro wether une mwana or not
I blame Zanu pf
😂😂😂😂😂😂😂ZANU hr kkkkk
Zanu yadii apa?Yakaipa chokwadi Zanu but apa hayikwane apa munhu dzidza kutaura chokwadi sezvachiri kudiwa kana kurwambwa hazvina mhosva as long uri kutaura chokwadi chete.Chokwadi chinosunungura
akazomuroora chitiratidzaka nhaiwe