Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Siyabonga ukuhlabela okuhle kweJerusarema
Amen
Rufaro mamuri areruya,kuimba kwengoni kunonakidza
kuimba kwakapangama kunokova ngirozi....jerusarema ndomuna baba
Amen and Amen 🙏 Hallelujah Hallelujah Amen and Amen 🙏
Amen ndaombera hangu
Makadii makadii hama dzangu, kubvunzao,kuti misangano yegore rino yakamirawo sei nema dates acho,ndibatsireyiwo ndiri muZambia, ndinoda kuuya kumisangano kumusha ,Zimbabwe,ndatenda
Amen 🙏🙏🙏
Ngaakudzwe
Ndekupi
🙏
🙏🙏🙏🙏🙏
ko ndimbobvunzawo, iwo mweya ndiwo wakati mugore ra2004 ndaona vatema manakidzwa nenguwo idzva chena chena iyo masiya yekudhara zvairevei.ndiri kuona anamai vave kuwarira micheka pasi hazvisirizvo here zvairehwa nemweya here.kuimba kwekumasowe kunokomborera chose.
Ameen pliz add me mu group rekumasoe
Siyabonga ukuhlabela okuhle kweJerusarema
Amen
Rufaro mamuri areruya,kuimba kwengoni kunonakidza
kuimba kwakapangama kunokova ngirozi....jerusarema ndomuna baba
Amen and Amen 🙏 Hallelujah Hallelujah Amen and Amen 🙏
Amen ndaombera hangu
Makadii makadii hama dzangu, kubvunzao,kuti misangano yegore rino yakamirawo sei nema dates acho,ndibatsireyiwo ndiri muZambia, ndinoda kuuya kumisangano kumusha ,Zimbabwe,ndatenda
Amen 🙏🙏🙏
Ngaakudzwe
Ndekupi
🙏
🙏🙏🙏🙏🙏
ko ndimbobvunzawo, iwo mweya ndiwo wakati mugore ra2004 ndaona vatema manakidzwa nenguwo idzva chena chena iyo masiya yekudhara zvairevei.ndiri kuona anamai vave kuwarira micheka pasi hazvisirizvo here zvairehwa nemweya here.
kuimba kwekumasowe kunokomborera chose.
Ameen pliz add me mu group rekumasoe
Amen