Wapedza zvako avekushanda avekuyenda kuchikoro avekudanana ne class yaanoti iye class so ndosaka asisauye kumusha asasade mukadzi asi reason haana mukadzi wake she is perfect ma 2sauzendi aya nikisi
Baba avo is correct chero mukavati indyire vanakomana vanozvinyanya he is going to look for another fresh lady ko uyu humvana hwake nemwana uyo zvichamukanganisawo kupindawo murudo right now bonde achariwanepi raadzidziswa achariwana gore ripi iye achirikuyamwisa life destroyers killers of future
Vanhu vashe at least kuudzwa chokwadi kunzi handichakude zviri better. Kugara nemunhu waanga asingade veduwerr unoitwa chikorobho. She must be very luck..unozadzwa zvirwere nekurohwa nemental torture...regai ataure mukadzi aende hake
Mfana uyu une umwe mkadzi kwaari harare

Baba vanotonga naChief awo vanotaurisa shame
Akawana vemudhorobha vanogeza nedzidzo
Munhu ngaachengete mwana wake,mwana ngaawane zvese zvakakwana period
Kapenzi kuramba kudiwa usamufunga mukadzi uyo wadyiwa ne Harare
Camera tiratidze mukadzi mhani
Camera yakadhakwa please
Camera 📷 haungoni kutora zvachose😅😅😅
Vanhu vashe at least kuudzwa chokwadi kunzi handichakude zviri better. Kugara nemunhu waanga asingade veduwerr unoitwa chikorobho. She must be very luck..unozadzwa zvirwere nekurohwa nemental torture...regai ataure mukadzi aende hake
Mfana chabvundura
Camera man wacho kanoziva zvaanoita here kuramba camera yakatarisa munhu 1
Babba vemkadzi vainodawo Mari iiii
Ndatenda zvangu vedare nekutonga kwakanaka murume anoshamisa hapana kana nyaya kurasa makomborero
Vamwe haatosi kichengeterwa mwana baba benzi avo kutodhimanda kani
Chinonzi damage chinozopinda papi
Kabenzi ako kamurume uri kuhura
😂😂😂😂
Mufana uyu is jonh crookfullstop.
Ini kuwana mudzimai seuyu mwari vanenge vandiropafadza
Zvino mapudzi anowira kusina hari😂
Cameraman akadhakwa
Hudyire tezvara Kuda zviro
Haiwa Rega vazvidyire iye akaudzwa nani kut mukadzi anozvariswa orambwa arikurambirwei nungo dzake idzo Rega vadye aah
Vaita hudyire papi inga hapana Mari svinu wani yataurwa
Nharo dzemasutu madzinzwa
Anofanira kubhadhara Damage mupfana uyu