M.A.C images ZW
M.A.C images ZW
  • 218
  • 359 073

Video

Prophet Tracey delivers a man who has a smoking addiction.
zhlédnutí 8Před 16 hodinami
Prophet Tracey delivers a man who has a smoking addiction.
Hanzi hatimusiye Chamisa naVaChibaya
zhlédnutí 208Před měsícem
Hanzi hatimusiye Chamisa naVaChibaya
Madzibaba Owen vachichovha bhasikoro kuenda kumasowe
zhlédnutí 80Před měsícem
Madzibaba Owen vachichovha bhasikoro kuenda kumasowe
"Muno muCannan tiri kurarama zvakanaka"
zhlédnutí 9KPřed 3 měsíci
"Muno muCannan tiri kurarama zvakanaka"
Mwana waMadzibaba Ishmael otaura pamusoro pekusukwa kwababa vake
zhlédnutí 53KPřed 3 měsíci
Mwana waMadzibaba Ishmael otaura pamusoro pekusukwa kwababa vake
Chii Chiri Kukonzera kuti vanhu vanonoke kuroorwa kana kuroora? Madzibaba Ben
zhlédnutí 258Před 4 měsíci
Chii Chiri Kukonzera kuti vanhu vanonoke kuroorwa kana kuroora? Madzibaba Ben
Vatendi veChurch yaMadzibaba Ishmael votaura pasoro pekusungwa kwemutungamiriri wavo
zhlédnutí 11KPřed 4 měsíci
Vatendi veChurch yaMadzibaba Ishmael votaura pasoro pekusungwa kwemutungamiriri wavo
"Handibve panhupandagara 20 years" | Dare rachief Dotito
zhlédnutí 1,1KPřed 4 měsíci
"Handibve panhupandagara 20 years" | Dare rachief Dotito
Mukadzi arambirwa kunyanya kudisisa murume wake | Chief Dotito
zhlédnutí 10KPřed 4 měsíci
Mukadzi arambirwa kunyanya kudisisa murume wake | Chief Dotito
Part 2: Ngozi inoda kuripwa haidi munamato - Madzibaba Ben
zhlédnutí 119Před 4 měsíci
Part 2: Ngozi inoda kuripwa haidi munamato - Madzibaba Ben contact us on 263713045189 for more infor
Mumwe murume wekuDotito akawanikwa akarara pamusoro pefodya asina kupfeka
zhlédnutí 735Před 4 měsíci
Mumwe murume wekuDotito akawanikwa akarara pamusoro pefodya asina kupfeka
Part 1: Madzibaba Ben votsanangura musiyano uripo pakati peN'anga neMaporofita
zhlédnutí 284Před 4 měsíci
Part 1: Madzibaba Ben votsanangura musiyano uripo pakati peN'anga neMaporofita
Part 2: Vaimbi vemuZimbabwe havasi kuremwkedzwa vari vapenyu: Maungura enharira
zhlédnutí 178Před 4 měsíci
Part 2: Vaimbi vemuZimbabwe havasi kuremwkedzwa vari vapenyu: Maungura enharira
Ndakona trousers rake razvimba pamberi zip yakuvhurika ndopandakaziva kuti pashata
zhlédnutí 22KPřed 4 měsíci
Ndakona trousers rake razvimba pamberi zip yakuvhurika ndopandakaziva kuti pashata
Sanganai naNyamasvesva co-Founder weMbira Dzenharira apo varikutaura rwendo rwavo munezvemimhanzi
zhlédnutí 84Před 4 měsíci
Sanganai naNyamasvesva co-Founder weMbira Dzenharira apo varikutaura rwendo rwavo munezvemimhanzi
Highlights from full Council sitting
zhlédnutí 46Před 5 měsíci
Highlights from full Council sitting
Samson akatiza pamusha pake achinovaka kumafuro, kubani | Dare raChief Dotito
zhlédnutí 2,5KPřed 5 měsíci
Samson akatiza pamusha pake achinovaka kumafuro, kubani | Dare raChief Dotito
Akarima paruvanze pemuvakidzani wake | Dare raChief Dotito
zhlédnutí 1,7KPřed 5 měsíci
Akarima paruvanze pemuvakidzani wake | Dare raChief Dotito
Mukwasha ngaabhadhare mombe imwe chete neUSD500, nekuti akadya bota pamwana wenyu
zhlédnutí 391Před 5 měsíci
Mukwasha ngaabhadhare mombe imwe chete neUSD500, nekuti akadya bota pamwana wenyu
Akatema nzira inoenda kunzvimbo yemhondoro (dendemaro) | Chief Dotito
zhlédnutí 1,7KPřed 5 měsíci
Akatema nzira inoenda kunzvimbo yemhondoro (dendemaro) | Chief Dotito
Mwana oendesa baba vake kudare achibvunza kuti sei muri kugara nemukadzi wangu? | Chief Dotito
zhlédnutí 25KPřed 5 měsíci
Mwana oendesa baba vake kudare achibvunza kuti sei muri kugara nemukadzi wangu? | Chief Dotito
Mukwasha akatadza kubhadharira mwana wangu rent ye10usd | Dare raChief Dotito
zhlédnutí 2,9KPřed 5 měsíci
Mukwasha akatadza kubhadharira mwana wangu rent ye10usd | Dare raChief Dotito
Murume uyu akarima paGuva remurume wangu | Dare raChief Dotito
zhlédnutí 6KPřed 5 měsíci
Murume uyu akarima paGuva remurume wangu | Dare raChief Dotito
Mumwe murume wekuDotito akaramba mukadzi nekadzi kwekuchengeta Rasta #dotito
zhlédnutí 14KPřed 5 měsíci
Mumwe murume wekuDotito akaramba mukadzi nekadzi kwekuchengeta Rasta #dotito
Tezvara vanoda mombe 5 neUSD 1500 yeroora kubva kumukwasha | Dare raMambo Dotito
zhlédnutí 1,5KPřed 5 měsíci
Tezvara vanoda mombe 5 neUSD 1500 yeroora kubva kumukwasha | Dare raMambo Dotito
Murumwe arambwa mudare raMambo Dotito nenhau yekusawana bota kwenguvarefu
zhlédnutí 1,6KPřed 5 měsíci
Murumwe arambwa mudare raMambo Dotito nenhau yekusawana bota kwenguvarefu
Vanhu vakaroorana muna 1972 voendeswa kudare raMambo Dotiti nenhau yechimina
zhlédnutí 3,3KPřed 5 měsíci
Vanhu vakaroorana muna 1972 voendeswa kudare raMambo Dotiti nenhau yechimina
Mumwe murume aripiswa mudare raMambo Dotito nemhaka yekuroora mukadzi wemunhu
zhlédnutí 3,6KPřed 5 měsíci
Mumwe murume aripiswa mudare raMambo Dotito nemhaka yekuroora mukadzi wemunhu
Muporofita ane makore 62 aopomerwa mhaka yekudanana nemukadzi wemunhu | Dare raMambo Dotito
zhlédnutí 13KPřed 5 měsíci
Muporofita ane makore 62 aopomerwa mhaka yekudanana nemukadzi wemunhu | Dare raMambo Dotito

Komentáře

  • @NicolletteGariyawo
    @NicolletteGariyawo Před 8 dny

    Kapenzi kuramba kudiwa usamufunga mukadzi uyo wadyiwa ne Harare

  • @NicolletteGariyawo
    @NicolletteGariyawo Před 8 dny

    Camera yakadhakwa please

  • @NicolletteGariyawo
    @NicolletteGariyawo Před 8 dny

    Camera tiratidze mukadzi mhani

  • @nicholasfungurani9677

    Saka murikuti makaita chigwishu here?

  • @user-tu6gr4yp5l
    @user-tu6gr4yp5l Před 26 dny

    Ma songs akatowanda akatobva pa Mike iyoyo..

  • @TapiwaNyatito
    @TapiwaNyatito Před 27 dny

    Dare iri nderekumama last even gupuro rinopihwa mambo haaaaaa murivekumana ko imbotarisaiwo zvinoitwa nachief Bushu kana Nyamaropa .inga wani baba vanobatsira mwana wavo kunoroora zvinoreva kuti vachawana mashare ebonde .kamuchuchisi kevoice nhete ako hapana chinozikanwa anopesanisa vanhu

  • @sadoprojects7823
    @sadoprojects7823 Před 29 dny

    Worst chief on earth

  • @kapesakapesa-ii2qz
    @kapesakapesa-ii2qz Před 29 dny

    Mambo ba Rwizi Mukadota😢

  • @libertymachaz6449
    @libertymachaz6449 Před 2 měsíci

    Vapositori wataura kudaro becoz munyika hamuna mabasa kutengesa musika chaiko unotorerwa zvinhu Saka ndosaka warikuti wakagara zvakanaka nokuti munyika munenzaea kundzw uko kurikupisa hama nyika ino inenhamo yakakura vamwe varikurara nenzara vamwe warikuenda kumabhawa vakadzi kunohura Saka warikuona zvirinani hongu pane ma disadvantages asi kuside kwawo warikutarisa ma advantages hongu vamwe vakasiya ndzimba mutown asi imba haudze chikafu inotoda kuteerwa

  • @AchionMatizanadzo
    @AchionMatizanadzo Před 2 měsíci

    Dare remarema.

  • @nnnsandra
    @nnnsandra Před 2 měsíci

    Ini ndakamboenda muromo paside (bells palsy) just went to hospital and was given a high dose of prednisone for two weeks ndikatoita bho. Ndagara hangu ndiri rasta Saka that guy has no right to determine kuti mukadzi ndaagerwe.

  • @user-od6rz9or3m
    @user-od6rz9or3m Před 2 měsíci

    Baba Ava vanoziva kutadza kwemwana wavo vari kufukudzira kuchengeta vazukuru

  • @chagstv4293
    @chagstv4293 Před 2 měsíci

    President

  • @user-hw5fg4dl2e
    @user-hw5fg4dl2e Před 2 měsíci

    Madzimambo tikwanirei mhani immm why muchiita kunge unopenga nemiwoo Mwana uyoo ibenzii chairo anoda kutorohwaa mupfanha uyoo saka Mai vake sei musirikuvapawo mukana kuti vataure sa Mai vakaberekawo mwana uyee ndivoo varikugara nemuroora kaaaaa avaa

  • @user-hw5fg4dl2e
    @user-hw5fg4dl2e Před 2 měsíci

    Dare rine Noise irii ndapotaa hangu heyiiii heyiii Noise iyiii yakanyanya zveshuwa

  • @EluwanceZhoya
    @EluwanceZhoya Před 2 měsíci

    Baba avo is justified. Vane mweya wekuumbiridza asi mwana ibenzi. Vatezvara havasi kuita zvinhu vasiri kuwirirana nemudzimai wavo. There is nothing wrong in his actions. Mwana ngaadzikame uyo

  • @agnellamusonza
    @agnellamusonza Před 3 měsíci

    Tikutambisirwa data, hapana zvedare apo

  • @nicholasnyamhanza7640
    @nicholasnyamhanza7640 Před 3 měsíci

    Boy child anongodzvanyirirwa madhara asina njere

  • @tateltangadza1907
    @tateltangadza1907 Před 3 měsíci

    He looks way older than 19 he looks 40

  • @user-xf1ol2sf4f
    @user-xf1ol2sf4f Před 3 měsíci

    Ko kutsigira musangano ndizvo zvamakadzidziswa chete wakapusa iwe

  • @isaacchibaya2744
    @isaacchibaya2744 Před 3 měsíci

    Musikana uyu zvichida anonyepa nekuti 8 husiku akaona brugwa rakazvimba zip ichivhurika haa hakuna zvakadaro agorarwa asingazivi

  • @chituraahmedmelody6318
    @chituraahmedmelody6318 Před 3 měsíci

    Kuipa tsek iwee mahobi

  • @gugulethumgayo
    @gugulethumgayo Před 3 měsíci

    Njengoba unjongeke njenge xhengu nje hayii suka linemikhuba manii qhaba ndini wenziwa kukungayii esikolo

  • @ElizabethMuranda-jt4tz
    @ElizabethMuranda-jt4tz Před 3 měsíci

    Akura uyo 0ver 30 yrs

  • @EvermoreMuchingami
    @EvermoreMuchingami Před 3 měsíci

    Chipenzi une 19 yrs apa wane 45 yrs urimu canan syndicate yaED mapenzi evenhu unoti unotaura zvisvinu dofo

  • @giregrace317
    @giregrace317 Před 3 měsíci

    Paangoti ndine makore 19yrs ndatoziva kuti kuschuru haana kuhamba 😂😂

  • @getrudehombasha6365
    @getrudehombasha6365 Před 3 měsíci

    45

  • @blessingmadzongwe7986
    @blessingmadzongwe7986 Před 3 měsíci

    Hakuna 19 yakadai

  • @mutsawashe1369
    @mutsawashe1369 Před 3 měsíci

    Saka hurumende yapinda papi.

  • @user-uy1my4vi3r
    @user-uy1my4vi3r Před 3 měsíci

    Dununu chairo

  • @user-uy1my4vi3r
    @user-uy1my4vi3r Před 3 měsíci

    Ndosaka wakachembera

  • @kudzaichigwaza8396
    @kudzaichigwaza8396 Před 3 měsíci

    Dofo

  • @user-kz4xp7en5n
    @user-kz4xp7en5n Před 3 měsíci

    Pfutseki vanhu vese vari kutonga nekubvunza..u ar prejudiced n biased. Why ar they running away frm th fact yeDNA tests. Mukomana abvuma kut he wants it. Why not do tht since he agreed to face consequencies after th tests. Instead they keep forcing him to agree.

  • @user-kz4xp7en5n
    @user-kz4xp7en5n Před 3 měsíci

    Guys matare aya some of them ar very primitive. Why is it tht all th people here assume tht mukomana nemusikana vakave in th same space its automatic and obvious tht vanoita sex...thts not fair.. two lovers can even spend th whole night together but resist t th temptetion of having sex. Now they ar forcing the boy to marry the girl whom he claims not to have slept with. Such false acusations ar common. Bamnin vangu vakapinda in same situation. Musikana akasimbirira but bamnin vakaramba. It later turned out tht the girl had been pregnated by his father..u kno those people wanoita zvemishonga.

  • @learnmorechipunza4539
    @learnmorechipunza4539 Před 3 měsíci

    Tatozviona Kuti hauna kuenda kuchikoro kushaya nezvironzo kudaro taura zvisina basa

  • @user-un7pp5ts3e
    @user-un7pp5ts3e Před 3 měsíci

    Face yacho yakatsonga

  • @user-un7pp5ts3e
    @user-un7pp5ts3e Před 3 měsíci

    Aaaah 45 yrs wauya munomu iwee uchiti une19yrs 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 uyu ngaende kuRehab uyu😂😂😂😂 oti hudofo ipapo

  • @user-mm1me4yc5v
    @user-mm1me4yc5v Před 3 měsíci

    Zvematongerwo enyika munozvidii imi musingade kuti vanhu vawadzane nehama dziri kunze, plus hamunzwanane ne vanhu vasiri mu Canaan ka imi

  • @PeterChirau-pv3lm
    @PeterChirau-pv3lm Před 3 měsíci

    Kkkkkkkk mudhara uyu anobereka vana vakashata zvakaoma yooo

  • @ellentivenjne7148
    @ellentivenjne7148 Před 3 měsíci

    Good food irikushota pauri wajaira kudya zvekutamba urikuita kunge wava ne 170 year chitateguru chemunhu

  • @BarnabasMoyo
    @BarnabasMoyo Před 3 měsíci

    😂😂😂 ndine 19yrs kana ndisinga kanganise takawuya 45yrs ago 😂😂😂.....netwrk hapana apa

  • @FortunateMoyo-cd8iz
    @FortunateMoyo-cd8iz Před 3 měsíci

    Ahuna nyaya tidzokerere kuchikoro uko nxxa...

  • @RosemaryRose30katerere
    @RosemaryRose30katerere Před 3 měsíci

    Mwana venyoka inyoka haazombofe akachinja kuita Huku ndapedza soo

  • @rutendomarufu2929
    @rutendomarufu2929 Před 3 měsíci

    Ko sei arikuita kunge ane 40 yrs

  • @KudzaiMagombedze
    @KudzaiMagombedze Před 3 měsíci

    Baba vako here vauri kudaro apa vachikuchengetera mhuri yako .. vamwe vana sooka

  • @rumbidzaimamhungo4332
    @rumbidzaimamhungo4332 Před 3 měsíci

    Aaa veduwe kudzungaira kwacho 45 yrs muri mupuradzi asi une 19 yrs

  • @JescaMolleenMukono
    @JescaMolleenMukono Před 3 měsíci

    Usiyane navaMunangangwa taura zvekuCannan kwenyu

  • @patiencedube3398
    @patiencedube3398 Před 3 měsíci

    Kunzwa zvaari kutaura ,anondipa hasha hake

  • @lloydkingzhuwau4999
    @lloydkingzhuwau4999 Před 3 měsíci

    Hadzimo uyo chiso icho chirikutotaura chega kupi dzinonyimana moto

  • @user-dh2wh5zt2b
    @user-dh2wh5zt2b Před 3 měsíci

    mwana wenyoka shit